Ku live chat pane ati baba ngavaiswe jadel vambochengeta vavepo vana 😂😂😂maZimba I'm done with u guys 🙌🙌
@venablesisaac41949 ай бұрын
murume vanoitwa inonzi vasectomy or male sterilisation kuti vasaberekesa
@jeoffrey40jm9 ай бұрын
Only problem is zvinenge zvatovharana zvachose@@venablesisaac4194
@SharonTayana9 ай бұрын
Hanty vakuda 8 boys 😂😂😂😂
@regreatdoreka9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@margaretthomas11779 ай бұрын
😂😂😂😂 vanotida jadel plus kusungwa mabhora just in case
@kathrynphiri9 ай бұрын
The lady is very beautiful
@vachihera38239 ай бұрын
what a sad story dzimwe mhuri chiiko kudheererwa kusvika pakudaro ipapa uchawana kuti anodirwa maspeaker mahombe aye netumombe 3, family yemukadzi manzenza why vana kuswera kwasisi chionai manje kuitwa wapusa wapusa mukadzi uyo anoda help ane stress chaiyo mentally nezvaakaitirwa
@SharonTayana9 ай бұрын
True she is depressed.
@brightonsamunda76219 ай бұрын
Munhu uyo anenge ayitobvisa roora rakakwana hamuvazive makorokoza ayo marii inenge yambofa bigtime zvino ana tezvara vobvisirwa wofara
@msacedric8 ай бұрын
Paul Matavire Kamoto Kamberevere
@veronicamathabire58039 ай бұрын
Akasekererwa uyu nyangwe ambuya anotora
@GraceChapwanya9 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@cleoisaac21409 ай бұрын
😂😂😂haurevi nhema.. kakaita kapenzi
@charlesmoyo48269 ай бұрын
Blazo uyo anenge anowanza mbanje zvishoma so 😊😊
@cc355069 ай бұрын
Ambuuya please. Kwete ambuya
@EmeldaMoyo9 ай бұрын
Chokwadi
@CharlesProline9 ай бұрын
Its important for a girl child to go to school and get wisdom
@johanemanuhwa61999 ай бұрын
Not so sure about getting wisdom from school. We seen things with these kids
Especially makorekore oti kusadzidza chihure,nekuroora vari vadiki haa kushaya njere
@eddychasaya9 ай бұрын
I do not support many wives as a tradition. My father father had 6 wives and my mum was the VAHOSI. She could not handle it she left with us 1985 saying u can see your father but the marriage is out. I respected her decision now . We are all successful with a single mother. Its not easy to share a hub my mum told me ...she struggled a bit but made it eventually she made it.
@maishaun71429 ай бұрын
What are your views on Shadhaya?
@eddychasaya9 ай бұрын
@@maishaun7142 makadii Mai Shaun
@auxiliagombera70788 ай бұрын
Very sad...
@advancematoweadttocksmatto92139 ай бұрын
Barika racho kunge kupesanisa vana vaNyamunhu👐👐👐👐👐👐👐,apa age yemfana uyu iii
@SharonTayana9 ай бұрын
Anoda kurohwa uyu akatopesanisa vana vanyamhunhu. They no longer trust each other vasikana ava.
@TendaiBangamuseve9 ай бұрын
This man is crazy haadi kusekererwa tototi at 33 vakadzi 4
@michaelmthembu26919 ай бұрын
Cultural a black man is allowed to marry as many as he want so don't be judgemental on such it's our culture my father had 6 wives 27 children
@mzee55339 ай бұрын
@@michaelmthembu2691nonsense mann culturally yokuitasei ibvapo apo zidzoro
@SharonTayana9 ай бұрын
@@michaelmthembu2691 so you are saying what he did is right? Kupesanisa family yevanhu those 3 sisters will never trust each other again. Even sisi vaka mover on avo I dnt think she will be happy if one of her sstrs visit her anenge ototya kutorerwa futi. The elder sstr will no heal, she might forgive her sisters bt she will never forget.
@JemimaBhobho-y1c9 ай бұрын
Area yaanogara kashmir kunona anemukadzi1 Mt Darwin inoita mabarika zvakanyanya ndakashamisika Misha mushoma yaunoona mukadzi1
@michaelmthembu26919 ай бұрын
@@mzee5533 the sooner you get to know your culture the easier it will b you can jump how high you still its in our blood you can't deny it
Don't be emotional please, hatidi vanotuka vamwe. At the end of the day its his and their choice
@SharonTayana9 ай бұрын
Chero ndimiwo hatina kupusa kudayi isu, tingatoita barika racho tisu not kuitiswa kudayi.
@Sibiti-tb8ox9 ай бұрын
Kusakwana
@patriciachigodora93169 ай бұрын
Hazvisi zvekupusa asi murume mukuru was taking advantage of vana vadiiki? Murume uyu aka raper vana avo.
@EvidencePraise9 ай бұрын
Kuona kwako kut ihwiza asi kwavari it was gold, one man's meat is another man's poison. Kune vanodaro kwauri fut kana wakaroorwa kut murume uyu akachivei pakiti iyi. Vamwe vachitot chii chawakada pamurume uyu
@SheStoicForLife779 ай бұрын
This dude is laughing thinking that it’s funny to sleep with minors 3 of them from the same family😮😮 I find it disgraceful. I can’t believe he wasn’t arrested for it. This first wife was 15 years old. It’s just silly
@tungamirayi76569 ай бұрын
Chipositori. Most of those mapositori are cults. Look at what is happening at Lilly Farm in Nyabira.
@admiremoyo38019 ай бұрын
Kuma Church uku ma1
@cc355069 ай бұрын
@@tungamirayi7656Yes youre very correct. Because what sort of parent would allow 3 underage daughters to be married by one man. Very backward society.
@blessmorezinyama82859 ай бұрын
Tibvigwe
@danielcumbane78519 ай бұрын
This is not just disgraceful but disgusting as well. The level of lack of self respect as a man or for women in our society is absolutely shameful. It’s sad to watch these young men continue to abuse women in the name of the so called culture. It’s sad.
Murume uyo akanyanya uyo haagutsikani achasvitsa kana 10 vakadzi
@swemarichardmakonope15329 ай бұрын
Problem vabereki vevanasikana vakusekerera zvisina basa.murume take advantage of this family pamwe hawasi rich zvekudaro.Vabereki vakapihwa sugar vakuona sewararama
@dugmorechimukuze84059 ай бұрын
@@swemarichardmakonope1532saka urikudakuti wateya nemuteyo here mukwasha wavo chaiye 😂😂😅😢
@faraimakambe85569 ай бұрын
1991 ane 5 vana inini wa1990 ndine 1 😢 saka ndri kutamba ka ini😂
@esnathmarata29788 ай бұрын
Thank you for acknowledging that mainini kana wavakuvachengeta mwana
Aaa murume uyu akanyany vana 6 vskadzi same family .asi unoja vhuka vhuja mgondorosi 🙌🙌
@Mandidzv9 ай бұрын
Mapenzi evanhu. This is just absurd . The in laws are crazy to. Ma little sisters need help pfungwa hadzina kumira mushe
@mildredmharira87649 ай бұрын
He took advantage of them, They were young.
@Mandidzv9 ай бұрын
@@mildredmharira8764 murume wasisi vako shld be off limits . Murume we munhu shld be off limits . The parents are agreeing with this nonsense. He shld be arrested then
I blame baba wemufesi uyo wawari supposed kupfeka plastic what a loss a night 🌙 just wasted 😢
@RudazTinman9 ай бұрын
Vakatozama wena zvese nebonyora but hona zvakazopoya mupaper kumhanyira kuzai
@kathrynphiri9 ай бұрын
😂😂😂😂
@elizabethlynemarydzimati28629 ай бұрын
😂😂 wasted egg and sperm
@rhodamakumbe86069 ай бұрын
😅😅😅
@FanazDema9 ай бұрын
Imba yekwana mai ava inenzenza
@shokoproper9 ай бұрын
Simple
@maishaun71429 ай бұрын
Why are you not talking about that rubbish man who predated on those minors. Stop condoning rubbish, musoro wakazara matuzvi.
@maimimi42568 ай бұрын
Haurevi nhema
@maimimi42568 ай бұрын
Haurevi nhema
@edmup19599 ай бұрын
Ndo inonzi mboko manje murume uyu, hapana nezve munhu apa!!
@calistogovera18088 ай бұрын
kana ma😊gariro akaita mai avo ,mugabe ari kushaya kwekutarisa ,
@ChristianMukwasi9 ай бұрын
Ndarwadziwa mai ava vaifanirwa kuita revenge ine mwana mukati because murume uyu iduzvi kutora vanin'ina vemunhu 2 haiwawo apa harishamisire futi
@missgee92529 ай бұрын
The audacity to say "Bhaibheri rinoti mukadzi akaita chivi ngasiiwe" 😢😢😢😢
@ruvimbogladyszizhou71929 ай бұрын
imagine
@petronellamairos92879 ай бұрын
iiiiii clan yema bhishu plus nzenza yechirume rinopenga rakageza is a recipe for disaster
@evelynmajuru-wv5nu9 ай бұрын
Vanabamkuru havasekererwe nekuti vamwe Havana kukwana marombe unotosunga mabag kudzokera kumba kwenyu chaiko kana vanetsa to be safe. Ungatorera sisi murume here kusakwana kwana mainini nabamkuru vacho
@francisnherera4779 ай бұрын
This case is straightforward, mwana ndewaBaba ava,
@ZimcrimesChannel9 ай бұрын
I will say this again...ma DNA tests awa achasiya umwe munhu mu Chikurubi. Chii chinosekesa pakuitisa mwana mudiki nhumbu? I suggest nyaya dzine ma minors mukati dziitwe taken further. Hazvichanakidze izvi.
@dzie1019 ай бұрын
Ngaavharirwe uyu Ari kuuraya upenyu hwevana
@luciathandeka19319 ай бұрын
True ngaavharirwe nekuti vamwe vakadzi vaakaita vari vadoko atovasiya again,he is now buzy looking for new victims....he is so full of pride this man. He does what he wants he gets what he wants it's so sad...apa achiita kuvana vadoko chete chete😢..haaa zvandibata shame
@talentbamusi12908 ай бұрын
Haurevi nhema murume uyu anofanirwa kuongororwa nyaya yake iyi
@user-zm8nj8zt9y9 ай бұрын
Nxaaa this show so,kuteedza masisters .Murume uyu akatojaidzwa uyu and kudzikisira vana tezvara kasa vaishupika kusvika pakuvadherera kudaro.
@francisnherera4779 ай бұрын
This guy is so cool and honest, and so is the lady, dai vakangodzokerana futi bho😊
@WilbertMasarirambiWilbert9 ай бұрын
Voita mumwe mwana
@pedom11118 ай бұрын
Why is this guy a free man what has happened to our beloved Zimbabwe?
@@prizvinyam8356 unoita hasha so ne zvimwe zvinhu zvino sangana na Mr mugabe uuuu mm yaaa basa ravo rinoda moyo murefu ini dai ndiri ini handaizo pedza basa ne hasha kutoonererwa nekuita vana vemhuri imwechete marombe
@danielcumbane78519 ай бұрын
Taura hako. This is such an uncultured “boy” , does not qualify to be a man. As a man, ndanyara kunzwa achitaura such nonsense.
@tarirofranciscamachabango3818 ай бұрын
Ko nhai vabereki vevanasika ava bhoo here upstairs kumwe kuda kuroorerwa soo kaa 😢😢🙌🙌🙌 I am grateful Mwari vakandipa vana bamukuru vaindiwona semwana. Thumbs up to all my bamukurus good example to the family and society. Kwete ava baba ndavashaira mupanda wavanokwana ini🙌🙌
@MelaneyNcube-ou9mk8 ай бұрын
Handifunge kuti vakakwana ini
@felistasbangure67538 ай бұрын
Kkkkkkk mkwasha wacho mmmm
@abslomchigede51319 ай бұрын
first time kuwona muyera nzou kDNA show
@Spo70179 ай бұрын
Varume vese it's now a must kt mubaiwe Depo, musandipikise
@WilbertMasarirambiWilbert9 ай бұрын
😂😂😂😂 Usatidaro
@FaithMashava-yi7qe9 ай бұрын
Uyu anofanirwa kutopiswa kamromo kemboyo ikako
@primrosemarimirashiry84609 ай бұрын
Kkkkkkk uyu anotoda jadel
@Ashley-up6xy8 ай бұрын
🤪🤪🤪
@johnmutungwe8 ай бұрын
😂😂😂😂🤣🤣🤣🤣
@tracylyson13719 ай бұрын
Iyi yandisvota iyi
@kudzayimadondo99209 ай бұрын
But Barika is part of African Traditional Religion
Mentality yababa ava yakadhakwa zvekudakisa dzakanyatsokwana here upstairs. Vabereki vevasikana ava handina hangu mashoko navo, who does that nxa
@JudithMaregana9 ай бұрын
Ma church aya umm😮
@MoillaGuruzi-pe2xr9 ай бұрын
😂😂ehee okk alright Tinashe Mugabe never disappoint 😂 and the look 😂
@gracetsoka82169 ай бұрын
Confusion 😢😢😢
@beatricekayiya92708 ай бұрын
Baba wachino mazuva kuti wabate number ye 8 boys. Chiiko chinenge ngozi nhaimi. Ngawanamatire wisdom kuchipostori kwawo ikoko nxa
@fylasmandaza19289 ай бұрын
Zvinogodawo muine dam rinodana zita renyu baba imi mungadade nenhamo shamee😢
@lovenessdhliwayo86079 ай бұрын
Nonsense iyi this woman made the right decision kusiya mboko iyi.
@acmfirst54819 ай бұрын
Iwe une mukadzi wechipiri asi hausi kuda kuti mukadzi wako aitewo murume wechipiri. Ndiko kushaya sense of fairness. Ngatiitire vamwe zvatinodawo kuitirwa.