THE CLOSURE DNA SHOW: S9 EP13 PROMO (TAKARARA TESE HUSIKU HWESE)

  Рет қаралды 53,553

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

Күн бұрын

Пікірлер: 134
@sarahmadzima4894
@sarahmadzima4894 Жыл бұрын
Can't wait I'm addicted to this show heiiii who is with me 🥺
@ConniekholiyMpansi
@ConniekholiyMpansi Жыл бұрын
She doesn't want to worst time, The truth shall set you free
@chipomupingashato4039
@chipomupingashato4039 Жыл бұрын
Hoyoooo anopakura zviri fair 🔥🔥
@Mbegabulawe
@Mbegabulawe Жыл бұрын
Well the lady is honest!
@LeeCee233
@LeeCee233 Жыл бұрын
She is one of the few
@sheenbaby
@sheenbaby Жыл бұрын
@@LeeCee233 what do you mean one of the few haha. Her honesty doesn't make her a good person ka
@sitokodzilechewura5567
@sitokodzilechewura5567 Жыл бұрын
Vanotaura chokwadi zvavo mainini...can't wait 🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️
@mamaangi37541
@mamaangi37541 Жыл бұрын
She tell the truth
@Hungwe
@Hungwe Жыл бұрын
Mukadzi uyu hagoni kuramba munhu she is a dangerous woman anohwira varume vese tsitsi 😂😂😂😂
@thedrsoffice
@thedrsoffice Жыл бұрын
Addictive. You get to see true nature of people when paternity is questioned. Thumbs up for the good shows. 👍👍👍
@felistasmurapa7183
@felistasmurapa7183 Жыл бұрын
Kudyisa bota nemumwe munhu after some days wadya nemumwe .Vanasikana dzikamai😢
@rudoamunyayi2332
@rudoamunyayi2332 Жыл бұрын
Imi munodya wani kumba nekuside same day
@DarlingtonMavakise
@DarlingtonMavakise Жыл бұрын
Her calendar was just like those who're married 😂😂#pabota apa
@gregtorto6119
@gregtorto6119 Жыл бұрын
one honest lady
@MavisChifumuro
@MavisChifumuro Жыл бұрын
Ibhishu hapana kuvimbika baa apa
@tracykwenda3003
@tracykwenda3003 Жыл бұрын
Yeah the truth shall set u free
@tambudzairukurani2975
@tambudzairukurani2975 Жыл бұрын
Umm waiting patiently asi maresults ndatoziva zvangu😂😂
@shy511
@shy511 Жыл бұрын
😂😂😂
@damview3628
@damview3628 Жыл бұрын
😂😂😂 kana neniwo
@PreciousMuchararadza
@PreciousMuchararadza Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@edithgarah3736
@edithgarah3736 Жыл бұрын
Can't wait taidanana
@Mlambo20
@Mlambo20 Жыл бұрын
Eish the lady looks honest
@MavisChifumuro
@MavisChifumuro Жыл бұрын
😂😂😂😂 honest kumabhishu here
@misheckchatenera8674
@misheckchatenera8674 Жыл бұрын
Akarava verse inoti Chipavhurire uchakodzwa akabva aishandisa kubota mwanasikana 😂😂😂 hayaaaas bhishu manyama.
@lydiat7636
@lydiat7636 Жыл бұрын
😀😀
@siletamus2016
@siletamus2016 9 ай бұрын
She looks so young
@mirayarncreations
@mirayarncreations Жыл бұрын
Hanzi Usiku hwese kkkkk
@comfortsadieq
@comfortsadieq Жыл бұрын
❤❤❤love u bota family
@elizabethmawela
@elizabethmawela Жыл бұрын
Can't wait
@peace2911
@peace2911 Жыл бұрын
She looks vulnerable i hope she will value herself and stop sleeping around with different man . Sometimes life circumstances can lead people to be so desperate and vulnerable and the preys are always available to take advantage. Hope she will find support so that she will ameaningful decent life
@plackisidithchavuraya8114
@plackisidithchavuraya8114 Жыл бұрын
Mainn vakanaka vanotaura chokwadi chavo which means havatozivi muridzi zveshuwa
@daddyteddy85
@daddyteddy85 Жыл бұрын
Mabishu haa peri 😂😂😂😂
@vickymakovere5036
@vickymakovere5036 Жыл бұрын
0% loading kkkkkj
@dasilva8081
@dasilva8081 Жыл бұрын
Pane zvimwe zvisingabvumiki...ungataure kt waive musanganiswa😮
@sevaseva836
@sevaseva836 Жыл бұрын
Mai vanodyisa bota zvavo ava.Kungo pakurira bota munhu wese wese here nhai.
@gracekhoza5289
@gracekhoza5289 Жыл бұрын
Kkk vanonzwira tsitsi
@kosterkunje6357
@kosterkunje6357 Жыл бұрын
Mr Mugabe muchatiuraya nehappiness. Every week kunenge kuchingoburwa zvinyowani. I'm now addicted to your show.😂😂😂
@fortunefortune6608
@fortunefortune6608 Жыл бұрын
Majaira ka ZBC ino air marepeats. Zvachinja ka from watching weather report yanezuro nhasi😂😂
@PreciousMuchararadza
@PreciousMuchararadza Жыл бұрын
Kupakura bota manyama 😂😂😂😂
@blessingbryan3351
@blessingbryan3351 Жыл бұрын
Uto tune ma innocent face tuchisvirisa last
@CathyVafo
@CathyVafo Жыл бұрын
Haa zvakaoma bota rikudyirwana kunze uku
@edithshuro3924
@edithshuro3924 Жыл бұрын
Yaa
@lindakaringa735
@lindakaringa735 Жыл бұрын
Dai zvaibvira maingotipawo 3 shows per week
@TatendaClive
@TatendaClive Жыл бұрын
Ko ye mkono we tsambarafuta ichauya riinhi ko
@shingaijinguri9308
@shingaijinguri9308 Жыл бұрын
0% loading.
@gracedzapasi664
@gracedzapasi664 Жыл бұрын
Zidhara nemwana😂😂😂
@Agnes-t2b7r
@Agnes-t2b7r Жыл бұрын
Kusvikira kwaedza😊
@emilymushanya2077
@emilymushanya2077 Жыл бұрын
Kkkkkk puuuuuuuuuuuuungweeee kusvika kwati ngweeeeeeee
@rebeccabadza2079
@rebeccabadza2079 Жыл бұрын
Can't wait,apa ndaona maresults itori 0% chaiyo 😂😂
@purposemoyo1873
@purposemoyo1873 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂
@Tarrymedia9337
@Tarrymedia9337 Жыл бұрын
Inogona kuiita 9999.9999999999999999999% ndomuda mukadzi uyo kana akarabwa nemurume anotaura chokwadi anogarika naye adyiwa bota ndadzoka ondiudza
@rebeccabadza2079
@rebeccabadza2079 Жыл бұрын
​@@Tarrymedia9337aikaka sure hre unenge wazvipira kugara nabhushu wako 😂😂
@MonicaMafara
@MonicaMafara Жыл бұрын
Vanogona vaidya havo boya usiku wese but ari ma secret socks mainin vorovesa zvavo mazuva anotevera ...age difference chii apo ...mainin kupusa here or kuvimbika
@takudzwamlambi679
@takudzwamlambi679 Жыл бұрын
Ane face yemu bushman 😂😂😂
@mctytoh4557
@mctytoh4557 Жыл бұрын
😂
@nicoletkugoya7600
@nicoletkugoya7600 Жыл бұрын
KaMusarwa kekuBotswana😂😂😂
@blessingruchaka54
@blessingruchaka54 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂pano panonzi pano
@wellychag
@wellychag Жыл бұрын
Aibhishura hake mwanasikana
@kundaicharmainstone8353
@kundaicharmainstone8353 Жыл бұрын
Yooo vanopakura zviri fairrr mainini avo ....but it's good saying the truth no matter how it hurts
@rachelbare4198
@rachelbare4198 Жыл бұрын
😅😅😅😅😅sis i bishu
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 Жыл бұрын
Pakaipa mainin bhishu
@Madzimai-v1h
@Madzimai-v1h Жыл бұрын
Zvichireva kt baba mwana wenyu pasina kupokana. 😂 Apa zvinogona kutadza kuzikanwa muridzi we mwana. Umwe makumbo umwe musoro. Umwe mhino. Vawandisa😂
@GranisiaMusango-db6qf
@GranisiaMusango-db6qf Жыл бұрын
Kkkkkkkk kkkkkk regai kudaro
@gloriasithole2206
@gloriasithole2206 Жыл бұрын
Waiting
@martinrwambiwa1686
@martinrwambiwa1686 Жыл бұрын
Is going to be Zero point zero
@lorrainemukwerete8309
@lorrainemukwerete8309 Жыл бұрын
Bota mukure Uno rangova nyore kudyiwav
@NunuraiMagaya
@NunuraiMagaya Жыл бұрын
Eish arikunzwisa tsitsi musikana uyo
@goldensomenow737
@goldensomenow737 Жыл бұрын
Sisi munotipawo 99,99% here apa?
@yeukaimundonda7275
@yeukaimundonda7275 Жыл бұрын
Ehoyi mhuri wekwabota
@mercuryjack1502
@mercuryjack1502 Жыл бұрын
😂😂Pungweeee
@wilmarmarara2448
@wilmarmarara2448 Жыл бұрын
Haaa pakashata bota family.jack hie
@julietmushonga9348
@julietmushonga9348 Жыл бұрын
Kusvika kwati ngweeeeeee 😂😂😂
@JudithKamba-r3y
@JudithKamba-r3y Жыл бұрын
Mmm nhai Inga zvakaoma kuita Mai muponesi chaivo
@FungaiAtibu-tr3wr
@FungaiAtibu-tr3wr Жыл бұрын
She's not make sure
@plasmaledlcdtvrepairs492
@plasmaledlcdtvrepairs492 Жыл бұрын
Ichi ndoda kuchiona pa big screen
@gombaclif
@gombaclif Жыл бұрын
Ummmh what is the age difference apa .... Really need to know hangu
@desmondmambigwe
@desmondmambigwe Жыл бұрын
😂 iyi izero percentage chete
@innocentmugumbati2561
@innocentmugumbati2561 Жыл бұрын
Marriage type
@nobuhlegumbo9712
@nobuhlegumbo9712 Жыл бұрын
Kkkk Inga raive sadza remhene musanganiswa wezviyo,but ndafarira kungotaura chokwadi kwake,than vamwe vanonyepa zvokusvika Kuma penalty, achitsika madziro pazvinonzi 0% ndopootanga kudzikama aah
@stephen-vj9pm
@stephen-vj9pm Жыл бұрын
Very sad,the lady spoke with honest.Mistakes dzinoitwa muhupenyu,but l think she deserve mumwe mukana wekuvaka imba yavo.Sorry for the guy,but he seem kuva nerudo as well
@ellenchiwanda1723
@ellenchiwanda1723 Жыл бұрын
Takarimirira bota iro
@angelmarima5355
@angelmarima5355 Жыл бұрын
Apa haana kuzvifita mwanasikana
@spiwezirare8167
@spiwezirare8167 Жыл бұрын
Zvakoiwe yellow bone
@Sheila-yr8jq
@Sheila-yr8jq Жыл бұрын
Apa ndaona 99,99%
@tafarakwaramba5657
@tafarakwaramba5657 Жыл бұрын
Amai havasikuramba zvinhu zvavo hanzi yaiva ye umwe mukomana taidanana
@faithcharewa1228
@faithcharewa1228 Жыл бұрын
0,00 percent hapan kwatiri kuenda
@damview3628
@damview3628 Жыл бұрын
Uuum mwana uyu ane weakness yekusaziva zvaanoda bota rezviyo, remhunga rekenya, mapfunde kupuza bota kupera 😂😂😂
@spiwezirare8167
@spiwezirare8167 Жыл бұрын
Kkkkkk wandipedza
@PreciousMuchararadza
@PreciousMuchararadza Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@giftmakina167
@giftmakina167 Жыл бұрын
Probability of partenity is 0% muchishona tirikuti baba hamusirimi muridziwemwana
@fordrecksithole402
@fordrecksithole402 Жыл бұрын
Zero percent 🎉🎉
@MavisChifumuro
@MavisChifumuro Жыл бұрын
Mabhishu manyama
@Military169
@Military169 Жыл бұрын
Mukadzi uyu ndotomudira chokwadi chete zvakaitika zvakaitika but ari kutaura chokwadi chake
@netsaimuzira7761
@netsaimuzira7761 Жыл бұрын
Nyangwe ikaita 0% mainini vakutaura chokwadi
@PlaxcedesChiringa
@PlaxcedesChiringa Жыл бұрын
At least mukono wetsambarafuta Saturday
@preachpolitemanyere7219
@preachpolitemanyere7219 Жыл бұрын
Really?
@PamelaMutsata
@PamelaMutsata Жыл бұрын
Kkkkk itai sure
@mirayarncreations
@mirayarncreations Жыл бұрын
hayas
@ropafadzokpn1
@ropafadzokpn1 Жыл бұрын
Mainini hawana confidence kuti awa ndiwo baba. Iyi its ZERO Percent 0.00000000%
@abydube7440
@abydube7440 Жыл бұрын
This girl looks guilty. Handimuchenese hangu kusvika ma results auya.
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 Жыл бұрын
Handina kana dzungu zvangu
@tsarukanaikashaya7012
@tsarukanaikashaya7012 Жыл бұрын
Chireshe chaicho musikana uyu
@lindamudarikwa730
@lindamudarikwa730 Жыл бұрын
Wife material manyama being very honest havo
@couragemadamombe1552
@couragemadamombe1552 Жыл бұрын
Vachafa rinhiko vakadzi tizorore
@sophiachida3361
@sophiachida3361 Жыл бұрын
Wife material ndovakuru vemjolo but murume arikuita kunge mukuru kune mukadzi zvekutodaro rega ahurirwe
@GladysRumbidzo
@GladysRumbidzo Жыл бұрын
Vana avaka todii navo
@shuvaichamunorwa4687
@shuvaichamunorwa4687 Жыл бұрын
Chipavhurire
@SpecifictoPowerPoint
@SpecifictoPowerPoint Жыл бұрын
Hey hey why chinhu chinonzi munhu chisingagutsikane. Bota racho haridi dzungu. Kana madzitate guru vaidya bota l don't know whether they used to eat porridge the way our generations do😂😂😂😂
@lindakaringa735
@lindakaringa735 Жыл бұрын
Remember madziteteguru edu aidya rehupfu pamwe rakavidzwa zvino vazvino vakuti maweetbix, voti cerevita, voti maoats kwaaa rakungorungwa rungwa ndosaka vachiridyira dzungu kkkk
@normanpfidze7360
@normanpfidze7360 Жыл бұрын
Mumwe anodyiwa 1 - 0 ne Bota United FC😂
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 Жыл бұрын
Chokwadi chakangonaka shuwa
@hoverangarirai3579
@hoverangarirai3579 Жыл бұрын
Vaidlavo bota kkkkk
@charityzhakata6917
@charityzhakata6917 Жыл бұрын
Inogona kutoita 99.99% kaa. 😅
@benmutesvu9561
@benmutesvu9561 Жыл бұрын
#RoadTo200kSubscribers🫡🫡
@tatane3243
@tatane3243 Жыл бұрын
Another bota eater was supposed to have been called too, it was supposed to be threesome results.
@nyashatsokota5391
@nyashatsokota5391 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@MamboSeven7
@MamboSeven7 Жыл бұрын
Hamusi maku dipisa here. 3some yema results here. Hayas
@clevernechakawana721
@clevernechakawana721 Жыл бұрын
And pakadai uchatoona mwana ari wamdara ivava ..chokwadi chinenge chichingoda kubuda kut mai murikurohwa beans
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
Haaa bota ranetsa
@craig9687
@craig9687 Жыл бұрын
It's not honesty, kupusa uku....she feels cornered otherwise type iyo aimire kupakura bota zvachose
@lettiechiwara3683
@lettiechiwara3683 Жыл бұрын
Tavapo
@moreblessingnhete8521
@moreblessingnhete8521 Жыл бұрын
0%
@cosmasnehanda25
@cosmasnehanda25 Жыл бұрын
Kkkkkkkkkk
@omegamutsvedu1050
@omegamutsvedu1050 Жыл бұрын
The whole night eating BOTA bhumu nhumbu
@dainahmoyo3499
@dainahmoyo3499 Жыл бұрын
😂😂
@mercymukonza9814
@mercymukonza9814 Жыл бұрын
Kune vamwe vaidya bota
@mitchellmafodya5071
@mitchellmafodya5071 Жыл бұрын
Can't wait
@peterchivera5680
@peterchivera5680 Жыл бұрын
0%
@alicealicemashingaidze5511
@alicealicemashingaidze5511 Жыл бұрын
Can't wait
@nancysharaunga3684
@nancysharaunga3684 Жыл бұрын
Can't wait
So Cute 🥰 who is better?
00:15
dednahype
Рет қаралды 19 МЛН
1% vs 100% #beatbox #tiktok
01:10
BeatboxJCOP
Рет қаралды 67 МЛН
It’s all not real
00:15
V.A. show / Магика
Рет қаралды 20 МЛН
Cat mode and a glass of water #family #humor #fun
00:22
Kotiki_Z
Рет қаралды 42 МЛН
@Comicelder
4:03
Juice_da_kid_zw
Рет қаралды 16 М.
Dloz'lami new episode 8 January 2025
24:24
Teba Tebatso
Рет қаралды 79 М.
Mukwasha Arikudanana naAmbuya Vake | Chief Ngezi | Publicsphere
1:28:17
Mukadzi Ane Sugar Arikurwirwa Nevarume Chief Mutasa
34:00
TICHKACH MTV
Рет қаралды 56 М.
BONDE DHOLOLO .Dare ra Headman Chigodora
34:51
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 471 М.
So Cute 🥰 who is better?
00:15
dednahype
Рет қаралды 19 МЛН