ONE BLANKET DIVIDED ATTENTION: TINASHE MUGABE DNA SHOW SEASON 15 EPISODE 24

  Рет қаралды 13,472

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

Күн бұрын

Пікірлер: 139
@honestmachirori4484
@honestmachirori4484 Сағат бұрын
Madadisa hanzvadzi yangu Masibanda.🎉❤
@naturezw3655
@naturezw3655 Сағат бұрын
I wish these parties could be together..vakataurirana vanogara vese
@CelestineMeza
@CelestineMeza 3 сағат бұрын
🎉🎉🎉🎉 congrats mainini hamuna kutinyadzisa, parizvino imbosiyai zverudo izvi ,kana mafunga kufara dzivirirai musarambe muchingopiwa vana nevanhu vasingazode kuvaka mushe nemi,zvishandire ugadziruse chinoita kuti varume vadaro kupedzisira murata mumwe akatarisa rutivi .
@MusiyiwaMutowo
@MusiyiwaMutowo 2 сағат бұрын
I knew the results were 💯 this woman carried herself with dignity wish I could help her felt for her. The way this man was trying to bring her down because she was married broke my heart. She needs support and guidance to love herself first before these man. Didn't like that guy's attitude hopefully he will meet his match 😮
@collenguti2461
@collenguti2461 6 сағат бұрын
Tinashe mugabe changing lives of people through Dna and his foundation. God bless you and your team
@MercyMutepfa-i3b
@MercyMutepfa-i3b 3 сағат бұрын
Collen mhoro
@CharletteChihelele-d5v
@CharletteChihelele-d5v 3 сағат бұрын
@TadiwaRusununguko
@TadiwaRusununguko Сағат бұрын
Thanks
@mildredjoni208
@mildredjoni208 3 сағат бұрын
Ndange ndaivona 99,99 congrats girl
@MartinKufa-sp1ds
@MartinKufa-sp1ds 3 сағат бұрын
Well done my sister ❤
@MercyMutepfa-i3b
@MercyMutepfa-i3b 3 сағат бұрын
Welldone mainini maramba kunyadzisa🎉🎉🎉🎉
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 3 сағат бұрын
Well done ✅ nkazana uyimbokodo
@dorothychiremba222chiremba5
@dorothychiremba222chiremba5 Сағат бұрын
Happy ending though baba vasina kukumbira ruregerero
@netsayikanengoni1677
@netsayikanengoni1677 2 минут бұрын
Kamukono ketsambarafuta kangati kudii kunyara uku.
@Anna-f6u4q
@Anna-f6u4q 2 сағат бұрын
Congratulations 👏🎈🎈🎈🎈🎈 mwana sikana iye zvino imbosiya zvevarume ava uchengete mwana wako bcz varume ava havana mugoni wena
@PriscillaVaraidzoMhoni
@PriscillaVaraidzoMhoni 2 сағат бұрын
Asi vakapihwa counselling vanhu ava they make a very good couple
@lungilepaul1646
@lungilepaul1646 2 сағат бұрын
All the best support to this show and the foundation that then returns to help those in need ❤❤❤
@CharletteChihelele-d5v
@CharletteChihelele-d5v 3 сағат бұрын
Mr Tinashe Mugabe to the world 🎤 ❤
@chivarienyamhandu8365
@chivarienyamhandu8365 Сағат бұрын
Hanzi tadiiko😱👀😳
@SM_Family1
@SM_Family1 3 сағат бұрын
Vane mari vana Tinashe very humble idzo nekutogara kwadzakaitaa dzirikutofungabkuti dzakapenga aiyaaa thank God mwana ndewenyu imi baba imi nxaaa kwanai mhani kuzvinzwa too much
@MusiyiwaMutowo
@MusiyiwaMutowo 2 сағат бұрын
True he's very pompous and arrogant 😮
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 3 сағат бұрын
Well-done girl hauna kunyadzisa
@MarryKunaka
@MarryKunaka 3 сағат бұрын
Top of the best
@MarryKunaka
@MarryKunaka 3 сағат бұрын
English will never rest
@RejohNdlovu
@RejohNdlovu 3 сағат бұрын
thank you mama amuna kutinyadzisa nhasi
@propro9957
@propro9957 3 сағат бұрын
Honestly speaking ndinofarira 0% 🤭😊99.99% ndizvo hazvo 🤞🧬 well done Mama's
@gracekhoza5289
@gracekhoza5289 3 сағат бұрын
😂 😂😂aaah unopenga iwe
@MercyMutepfa-i3b
@MercyMutepfa-i3b 3 сағат бұрын
Kwaaaaaaaa😂😂😂
@promiewarrie8341
@promiewarrie8341 3 сағат бұрын
😂😂😂taura hako ....ini ndotoda jambanja yekwa Mercy na Dickson😂
@anashe2252
@anashe2252 51 минут бұрын
😅aaa seriously? You like drama nhai?😂😂
@AnnahMukarakate-z3s
@AnnahMukarakate-z3s Сағат бұрын
Musikana vakarwadziswa😢
@JessicaMukora
@JessicaMukora 2 сағат бұрын
Well done mwana sikana 🎉
@TendaiBangamuseve
@TendaiBangamuseve 3 сағат бұрын
Thank you for bringing closure and peace of mind to the people
@Anomps
@Anomps 3 сағат бұрын
Bota family muricy pano.
@Coxlife
@Coxlife Сағат бұрын
Me looking for English commentators
@PricilaChinaka
@PricilaChinaka 3 сағат бұрын
Chikukwa take full responsibility
@NomsaZindove
@NomsaZindove 2 сағат бұрын
Varume veMasvingo muri hanzvadzi dzangu asi hamuna kukwana chokwadi,you can't even say sorry kumkadzi after kumuitira drama rese iroro.haunyari
@charitymagwidi5083
@charitymagwidi5083 Сағат бұрын
Inenge itori tsika yavo l have a friend aito complainer kuti sorry haibude too much pride.
@janerosematsikidze1436
@janerosematsikidze1436 52 минут бұрын
Aiwazve munin'ina hamungangotuki hanzvadzi cheteka! ko munin'ina wenyu aingosvetuka mibhedha ine vanhurume matii ? Anyway your brother loves English
@CelestineMeza
@CelestineMeza 3 сағат бұрын
This guy is very humble
@PatriciaMupimbira-vl9jl
@PatriciaMupimbira-vl9jl 3 сағат бұрын
By the moment and as my wish 😮
@nancyngobeni6105
@nancyngobeni6105 2 сағат бұрын
First marriage same problem ..second same same again mainn namatai mwari vekudenga vachakusunungurai
@TinotendaDzinotyiweyi
@TinotendaDzinotyiweyi 4 сағат бұрын
Hie porridge nation
@CharletteChihelele-d5v
@CharletteChihelele-d5v 4 сағат бұрын
Tasvika wo 🤝
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 3 сағат бұрын
Thank you DNA
@FunnyAtom-hf7og
@FunnyAtom-hf7og 3 сағат бұрын
Tora mukadzi uchengete Uyo nemwana , ndoona problem mune munhu wamaida kuroora ,but izvi makaita muchiti motamba mukadya bota saka chitotorai mukadzi pamwe ndiye wamakapihwa Na Mwari ,chero hake back ground yake makaitsvaka mukarwadziwa nayo but better mwana ndewako ,wacho iyeye waunoda kuzowana uchakukachisa shomwe nyoro wotozodemba Mai avo vaienda nevamwe nekutsvuka uko vanoswera vaenda
@MusiyiwaMutowo
@MusiyiwaMutowo 2 сағат бұрын
Hama this guy has an attitude and be difficult to put with otherwise he will abuse this unfortunate young lady. He knew she was married apa akuti maybe ndanga ndakadhakwa sad though
@PedzieGwata
@PedzieGwata 2 сағат бұрын
Nhy nhy kune wakakodzera kutambwa nawo apa no protection vanhu zvirwere hawatyi here besides nbumbu
@rodrickaron8663
@rodrickaron8663 4 сағат бұрын
Welcome bota family
@besterchisvo2449
@besterchisvo2449 2 сағат бұрын
Vakadzi kudadirwa kudai? Zvakaoma 😊
@TadiwaRusununguko
@TadiwaRusununguko Сағат бұрын
Thank you for helping others
@TendyWekwamagwaza
@TendyWekwamagwaza 3 сағат бұрын
Lets like the show
@President-zd5lb
@President-zd5lb 42 минут бұрын
I ❤ this result to bits because disappointments by women was now the default setting of this very established show 🎉🎉🎉😊
@Juliet-o5j
@Juliet-o5j 3 сағат бұрын
Bota maidya here
@KilfordGomba
@KilfordGomba 4 сағат бұрын
Bota❤❤❤❤❤❤🇿🇦
@ACQUILLINEZVADA
@ACQUILLINEZVADA 3 сағат бұрын
Wezhira mri cy
@chivarienyamhandu8365
@chivarienyamhandu8365 Сағат бұрын
Its Englishing👀👀
@phiniasrusere2827
@phiniasrusere2827 13 минут бұрын
I have seen issue hombe iripavarume ukawana mukadzi asiri mhandara peace of mind inotodiwa nekuti sure unoiwanepi
@Jmuringa06
@Jmuringa06 2 сағат бұрын
garai mese imi
@chipo6031
@chipo6031 2 сағат бұрын
Vanhu veMasvingo hoyee. Masvingo yapindiira😂
@nyashamasangomai
@nyashamasangomai 3 сағат бұрын
Botha nation kaziwai
@PortiaSimango-f4j
@PortiaSimango-f4j 3 сағат бұрын
Hi bota family ❤
@MarvelRimz
@MarvelRimz 4 сағат бұрын
Hie bota family.
@chipo6031
@chipo6031 2 сағат бұрын
Hanzi nababa mari haina kupera after varapisa mainini, mazvinzwa wo here?
@fortunefortune6608
@fortunefortune6608 2 сағат бұрын
There is kamwe kahu ignorance so kane vanhu. Marudzi ese zvavo. Sisi avoka vandirwadza. Munhu musvinu fani zvekuti akango wana kawisdom kekuti imba inodiwa but hai siriyo inopedza nhamo. Paakaita first marriage yaka laster less than a year angadai akabva atombo postponer zvekuroorwa izvi akaitawo zve night skuru kana cross border trader chaiye. Tinozviisira maboundaries anoita tiite zvisina basa. Tarisai boora ngoma racho raanga atizira. Ndezve kungoti chero ndinzi ndaroorwa. Vabereki mosiyana neku manikidza vanhu kuti varoore vana venyu vakadzoka kumusha. Zvine kakudherera chaiko. Havasi maprojectka vana ava. Kwaakabva makadini kureva pfuma????
@veronicamathabire5803
@veronicamathabire5803 2 сағат бұрын
Kudya bota yatove luxury in suspected father 😂
@netsayikanengoni1677
@netsayikanengoni1677 11 минут бұрын
Uyu murume imboko chaiyo. Maresults abuda hapana kana sorry nekukufungira. Unozvikudza chikomana but it's not worthwhile. Ndakunyarira u were very sure kuti mwana uyu haasi wako. It's soo sad. Chengeta mwana wako baby girl you have made us women very proud. Keep going.
@chivarienyamhandu8365
@chivarienyamhandu8365 50 минут бұрын
Ndapabatawo pakandinetsa kuti vari kutii👀😳😱
@takudzwakatanda7044
@takudzwakatanda7044 37 минут бұрын
Twenty four iyi here😂
@tendaimashingaidze7823
@tendaimashingaidze7823 4 сағат бұрын
Yellow yellow yellow mama
@prizvinyam8356
@prizvinyam8356 Сағат бұрын
😂😂😂 asi no match. Skipa ndere orange 🤷🏾‍♀️🤷🏾‍♀️🫣🫣
@Virginia_Sherekete
@Virginia_Sherekete 3 сағат бұрын
Toita sei nevanhu veMasvingo😂😂
@TafadzwaMakambe
@TafadzwaMakambe 2 сағат бұрын
Hapana zvaungaita i hamaa
@ButeleziKel6115
@ButeleziKel6115 3 сағат бұрын
These two need conselling and sort out their differences, they can ba a good couple if groomed well.
@felistasmurapa7183
@felistasmurapa7183 2 сағат бұрын
English is not Englishing 😂😂 well-done sister but imbotyorai zverudo izvi nekudzifambira nyaya dzoita varume vapanduke
@PartenollorMunotyeni
@PartenollorMunotyeni 3 сағат бұрын
𝙝𝙖𝙫𝙖𝙨𝙞 𝙨𝙞𝙨𝙩𝙚𝙧 𝙊𝙧𝙞𝙜𝙞𝙣𝙖𝙡 𝙝𝙧𝙚 𝙖𝙫𝙖
@magumbochitovaresskitchen8348
@magumbochitovaresskitchen8348 2 сағат бұрын
Ko muromo wababa ukagoita zvingaka chii chakadaro nhai veduwe😳😳 kiss ingabude pakadai
@belindakaseke4466
@belindakaseke4466 3 сағат бұрын
Baba matadza kupfekawo zvakanaka hre😂😂😂😂😂
@prizvinyam8356
@prizvinyam8356 Сағат бұрын
Ehe kaheti kacho kapfekwa to balance outfit. 🤣🤣🤣😂😂😂
@tendaimashingaidze7823
@tendaimashingaidze7823 4 сағат бұрын
Masvingo woyeee wezhira vokwangu kune rukuvhute Taurai kunge mune simba wezhira makavota
@ShownyMudzingwa
@ShownyMudzingwa 4 сағат бұрын
Hie bota family
@NatashaHweru
@NatashaHweru 4 сағат бұрын
Ini ndini munhu arikutyira Kure 24 years haniziye murume bt vamwe vatone vana 2 or 3 bt ini ndinongotya😂😂
@RudazTinman
@RudazTinman 3 сағат бұрын
Uri virgin repayoutube Kani chatinyepera
@traceydaka3920
@traceydaka3920 3 сағат бұрын
Ndokuzvibata ka congrats you are a gem
@NatashaHweru
@NatashaHweru 3 сағат бұрын
@@traceydaka3920 thnk u
@dumbakaterere2948
@dumbakaterere2948 2 сағат бұрын
Hakuna zvakadaro usatinyepere😂😂😂😂
@VongaiKomboni
@VongaiKomboni 2 сағат бұрын
😂😂😂​@@RudazTinman
@brightmavedzenge4664
@brightmavedzenge4664 3 сағат бұрын
Zvaita bhoo
@JanePhiri-q4e
@JanePhiri-q4e 2 сағат бұрын
Vanhu vemasvingo sei kungoita izvi. Beta training mhuri. Munochembera musina kuwana.Meso meso . Masvoda ne 99.9 %
@FaithMuchemwa-k1f
@FaithMuchemwa-k1f 2 сағат бұрын
Baba vanoda chirungu ava 😂😂😂😂😂😂
@MusiyiwaMutowo
@MusiyiwaMutowo 2 сағат бұрын
Taurira pasi madziro ane nzeve
@besterchisvo2449
@besterchisvo2449 2 сағат бұрын
Kunge anaWasu
@destinydessy-j5r
@destinydessy-j5r 4 сағат бұрын
bota family
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 3 сағат бұрын
Well done girl tanga tanzwa nema 0% January uno
@DefiniteMasike-w9e
@DefiniteMasike-w9e 4 сағат бұрын
Nhasi network yangu pakatoipa
@annachivandire6725
@annachivandire6725 2 сағат бұрын
Bamunini chirungu😂
@PedzieGwata
@PedzieGwata 2 сағат бұрын
😂😂😂Kkk
@Coxlife
@Coxlife Сағат бұрын
Vane ma bars
@CatherineMasomere
@CatherineMasomere 4 сағат бұрын
Ndatobata front sit
@tendaimashingaidze7823
@tendaimashingaidze7823 4 сағат бұрын
23 wanga watove mamu 2 mainini
@MusiyiwaMutowo
@MusiyiwaMutowo 2 сағат бұрын
Am sure background yake inenge iri tight sometimes kutiza nhamo
@vimbie-k2z
@vimbie-k2z 48 минут бұрын
Ngatifambe nayo bota nation
@lazieharsh
@lazieharsh 2 сағат бұрын
Asi hanzvadzi dzangu muchasvinura rinhiko. Murume can say anything kana achida kurara newe. Murume anokwanisa kubvuma kana kuuraya mai vake chaivo kana achida kurarara newe. The moment yaunongomupa, anochinja zvekuti unomushaya kuti ndiye here uya. Mukai vanasikana, pant ngarigare panzvimbo, mugare makabayanidza makumbo kusvika mavashuwa kuti mawana chaiye.
@realgnatiousmusic
@realgnatiousmusic 2 сағат бұрын
Chirungu chodiwa pakablaz ako...😂
@PortiaSimango-f4j
@PortiaSimango-f4j 3 сағат бұрын
Ini ndowanzofarira ma 0% izvi zvema 99.99 zvondibhowa kunge vanhu vanodanana
@EvidenceMataruse
@EvidenceMataruse Сағат бұрын
🧐🧐🧐
@williamchavhunga1432
@williamchavhunga1432 4 сағат бұрын
Takatomirira result
@lovemorewandaza5367
@lovemorewandaza5367 4 сағат бұрын
waiting waiting , mwana ngaazive dzinza rake, DNA SHOW TO THE WORLD
@ACQUILLINEZVADA
@ACQUILLINEZVADA 3 сағат бұрын
Ko DNA imarii
@giftdosipani1504
@giftdosipani1504 Сағат бұрын
Vanoti $400
@cynthiamadube9662
@cynthiamadube9662 3 сағат бұрын
Siyabonga ntombooo
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 3 сағат бұрын
Mfax ubusingilahlekele
@KilfordGomba
@KilfordGomba 4 сағат бұрын
🎉🎉🎉🎉🇿🇦
@CelestineMeza
@CelestineMeza 3 сағат бұрын
Manini parvati pakaoma
@GudsonRealChampion
@GudsonRealChampion 3 сағат бұрын
To be part of DNA foundation, ndikuuya nemkadzi wamukoma pretending kut mkadzi wangu, maresults kabuda 0% ndatoboye basa
@IdahmutubuMutubu
@IdahmutubuMutubu 3 сағат бұрын
Bota family ehoyi
@joshuamasuku4768
@joshuamasuku4768 3 сағат бұрын
I think yellow bone rakarowa ne English
@Mukozy
@Mukozy 3 сағат бұрын
😂😂😂😂
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Сағат бұрын
Bota, bota, bota ndashevedza kangani?
@Hungwe
@Hungwe 3 сағат бұрын
Kumbochaya mapoto ku Harare mhani is a disappointment. Hakuna marriage yanga yakadaro that's is why this coming marriage was cursed.
@Truthwillalwaysbetruth2024
@Truthwillalwaysbetruth2024 3 сағат бұрын
Chinondinetsa ndechekuti varume hindava vachida kudya bota vozotanga kuti zvekuti aive akamboroorwa hazvina kundiitira ko waimbodyirei bota pamvana. Saka kana yamvana yangova yekudyiwa ichisiyiwa. Varume musadaro, idyai bota mupoto yenyu imwe cheye yemumba
@BlessingMachaya-k3f
@BlessingMachaya-k3f 3 сағат бұрын
Ndebvu ungati masvosve asi bamunini chii nemwi nhy matadza kushandiswa ka brush 😒😒😒😒
@nyashamasangomai
@nyashamasangomai 3 сағат бұрын
😂😂😂😂😂😂
@gracempofu7433
@gracempofu7433 3 сағат бұрын
Wasu kkkkkk
@LourindahChinyoka
@LourindahChinyoka 3 сағат бұрын
Englis🤐🤐🤐🤐
@PowerpullerMtisi
@PowerpullerMtisi 4 сағат бұрын
Tavapoo pano ndopeduu
@ruramainhowe
@ruramainhowe 3 сағат бұрын
Ndiani azvionawo kuti maziso ababa akafanana naMufasa....
@susanchihota1929
@susanchihota1929 3 сағат бұрын
Vane hukam
@ruramainhowe
@ruramainhowe 3 сағат бұрын
@susanchihota1929 zvogona kudaro ufunge😂
@ayaman-zt6do
@ayaman-zt6do 4 сағат бұрын
Chikukwa beta.mtukuti
@shupidongo2867
@shupidongo2867 2 сағат бұрын
U are nt 24
@PurposePurpose-r9d
@PurposePurpose-r9d 35 минут бұрын
Ngavataurirane vanhu ava vagara vese
@FaithAshy
@FaithAshy 45 минут бұрын
English not make surely
Wednesday VS Enid: Who is The Best Mommy? #shorts
0:14
Troom Oki Toki
Рет қаралды 50 МЛН
AGAINST ALL ODDS: TINASHE MUGABE FOUNDATION #dna #tinashemugabe #donations
10:58