Haaaa this show ine ka that so. The wisdom executed by the elders and Chief impressed me. I love our culture. Mambo vanoziva shoko raMwari and he acts in a fatherly way. Assistant waMambo thumbs up full of wisdom 🎉🎉🎉
@yvonnenzwere60367 ай бұрын
Brighton and that lady deserve each other
@tapiwazvakavapano51767 ай бұрын
But I think musha wavo makes logic than wa Mike nemusikana. Dai mike akaroora musikana uyu vakatopondana kare. Musikana anoda munhu ari soft
@evernicekapita77864 ай бұрын
@@tapiwazvakavapano5176kkkkk very true
@theoracleofchinemukutu70634 ай бұрын
But the reality is that Mike akazvara nehure and he will have to deal with that idiot of a woman for the rest of his life sa amai vemwana wake and that can never change. Women never win this game. Bryton dodged a bullet, and he will simply walk away no strings attached. Mike on the other hand ave kugara pasi ne idiot iyo kuti vochengeta sei mwana wavo, otherwise kumaintenance. Murikumubigger Mike but he will regret having a child with that slut!
@douglasmutonhere26797 ай бұрын
Yaaa Mike akapfuma pakutaura this guy he's so intelligent
Haaa Mike chibaba hanzi usarambe mukadzi wako changobva pakati penyu mwana chete Mike to the nation❤❤
@JacobNdhlovu-v2g7 ай бұрын
Mike mface manje 😂😂😂
@damview36287 ай бұрын
Mike ane kakurongeka even dressing reflects more exposure than mbavha yake iyo
@makanaka20067 ай бұрын
😂
@fortunechitukutuku76197 ай бұрын
😅😅😅😅😅
@SheStoicForLife777 ай бұрын
Mike to the people for real. He’s making a lot of sense to Bryton.
@LisaElsie7 ай бұрын
andifunge mike should pay anything coz the lady chose her own path and iye brighton wacho must swallow this bitter pill coz he stole. Hautsike mumunda memunhu ka and ask to be compensated
@@jollykhuyumani9584 exactly zvako iwe, Mike chaangatopiwe imombe 1 badzi ye token of appreciation. infact kana zvichibvira mukadzi wake ngaamuripe, vasiyane na blaz vemagiraz avo...
@geraldmubika99557 ай бұрын
Mike is an intelligent man , born with innate wisdom! For Brighton we say it is not raining but pouring on him.
@SheStoicForLife777 ай бұрын
What a torrential rain on Bryton😅😂😂
@tongogarapmu34187 ай бұрын
king MIKE VERY INTELLIGENT
@TinasheMusonza-y8y4 ай бұрын
Mikela,mickaldo,mickadino
@theoracleofchinemukutu70634 ай бұрын
@geraldmubika9955 what wisdom did he exhibit there except tell the story as it happened to him? The greatest mistake he made was to sleep with a woman that he had already realised was double crossing him with his best friend! He should have walked away at that point without even touching him! Now he impregnated a slut abd will live with that woman as the mother of his child! He is the loser here and the short lived victory is soon going to be sour when he starts maintaining that child before he is married! It is a disaster for him and a disgrace for that woman!
@consymuri4797 ай бұрын
I was expecting some drama out of this case nekuda nyaya. I wanted both men to have 0%. Kamusikana kandibhowa and it looks like haasi mushe mupfungwa. Mike is a good man. I wish him well
@blessingMpofu-tg4tz6 ай бұрын
Hadzina kukwana vese namai vacho
@winniewhite2564 ай бұрын
But Mike haana kutora mukadzi wemunhu haafanire kuripa Brighton ndiye akatorerw umwe
@maizimbo60164 ай бұрын
Me too good luck in future for Mike,such a good young man.
@evernicekapita77864 ай бұрын
Ndazvigayawo kuti uite 0% kkkkkk
@theoracleofchinemukutu70634 ай бұрын
Mike is a good man hake but ma one ake atotangira ipapa! Akazvara nebenzi next step kumaintenance! akaipa. Brighton is the lucky one.
@sympathysivechere19847 ай бұрын
I appreciate chivanhu chinobatanidza vanhu thumps up to the Chief vatonga zvakanaka nekuyananisa
@emeriamutukula46917 ай бұрын
Continue looking after the child you so kind wakatorera shamwari musikana saka nyarara zvako
Best episode ever😊😊😊 thnk you Mr Mugabe, for the peace of mind
@NicolateNyoni7 ай бұрын
Mike the Lord loves you, pray that you get your own who will love and cherish you. You deserve better, take care of your child and cherish her.
@CarlainmikeGuvheya7 ай бұрын
Ndinotenda hma
@theoracleofchinemukutu70634 ай бұрын
@@CarlainmikeGuvheya It is very unfortunate for you kuti wakazvara nehure iro. The instant you suspected she was cheating on you, you should have walked away and now because you did not walk away you are left with the tab of dealing with that stupid slut for the rest of both your lives. Ndomai vemwana wako and you will have to deal with her for the rest of your life. The law is in favour of the child. Utori pa ma one. Let,s talk latter.
Brighton deserves what he got, he had it coming haafanire kana kutombopihwa mombe yechiredzwa yacho coz mazvokuda mavanga enyora. Apa kakadzi ako kanosiya uyo murume akangwara akuratidza wisdom kwakuenda nedzungairwa.
@princemakumbirofa13767 ай бұрын
kazhinji mazungairwa anodirwa mazimboro
@LindaKaringa-uk2bi7 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@tafirenyikashylet47077 ай бұрын
Taura hako ndasvotwa Dai amboita appeal coz the friend cheated on him Haaaa
@abigailuzizo67987 ай бұрын
End haunyepe kkkkkk ndaive naro zidzungairwaraive rakatakura kani @@princemakumbirofa1376
@yowezvangu51937 ай бұрын
Haaa theye deserve each other..iye wacho atori more zunguzungu
Haiwawo Mike anoripa chii haana kumboramba kuchengeta mwana. Mhosva iri kumukadzi chifeve uyo ngaaripe gomba rakatiza nemwana wake..akaramba here kurera mwana wake musiyei Mike uyo thumbs up Mike. Stand your ground usabatirwe iwe.
@adrian.kmagombedze68007 ай бұрын
Mike anofanirwa kutoripwa, he lost 3 years of his child's life.
@kelvinmarwizi87697 ай бұрын
😂😂😂 Vanga varambana he ate porridge zvenharo uyo Mike wenyu, plus anga asati atora mukadzikugara naye, akatorerwa musikana kwete mukadzi.
@fortunechitukutuku76197 ай бұрын
😅😅😅😅
@eliazelfaanta54577 ай бұрын
Whatever but the pain goes to Brighton @kelvinmarwizi8769
@shingiraitrevormboto21057 ай бұрын
@@kelvinmarwizi8769kana anga ari musikana, akaita nhumbu sei?
@PKAYSO167 ай бұрын
@@kelvinmarwizi8769I totally support your point. Mike was deprived of 3 years nemwana wake. The joy that a child brings is inexplicable
@emmiesmit12417 ай бұрын
Sis ava dzinyatsorimo here , ko kusanyara rough 🙈
@JudyNyuke7 ай бұрын
Ndanga ndichitsvaga comment iyi😂😂😂,thank you
@marthachinyanga46647 ай бұрын
Adzimo
@lavernemapuno37437 ай бұрын
ritori sascam zvaro😂😂
@jacquelinemuzembe7 ай бұрын
Havasi right sisi
@DianaGudo-is3wt7 ай бұрын
🤣🤣🤣 hanzi anga atori nothing
@RiebeeckMountains7 ай бұрын
Mike is talking sense here,I don't see any reason why Brighton want to divorce his wife.
@normanshamwarira68537 ай бұрын
Yes
@cynthiatapfuma14767 ай бұрын
Mike is very wise and humble atokumbira ruregerero ,Brighton ane kakupusa kasina basa
@evernicekapita77864 ай бұрын
Ekememe 😂😂😂😂
@theoracleofchinemukutu70634 ай бұрын
Mike i not wise at all. The instant he suspected kuti musikana uyo is double crossing him aidei asina kutombomubata. He should have walked away. Ikozvino ndiye akazvara nehure, mwana musikan futi anogona kuzongoita samai vake. Brighton was lucky,
@shepherdzhuwaki2 ай бұрын
matare aya
@Shonagirl28 күн бұрын
Mike is such a gentleman with a great sense of humor humble and emotionally intelligent … I hope everything goes well for you Mike wherever you are
@ThandiweMacheka-c8h7 ай бұрын
Our hero in zimbabwe Thank tu vamugabe more life be blessed honestly
@wellingtonmatongolity62757 ай бұрын
The ma glass guy is intelligent 😂 zvino friend is paying back
@paulagladys88057 ай бұрын
I was so excited hahahaha
@TM-iz2ku7 ай бұрын
Ange akuda kuripisa Mike as if ndiye ane mhosva ndafarira muripo wambo mombe one zvonzwikwa
@mildredmharira87647 ай бұрын
Inonzi karma 😂😂😂😂
@peace62967 ай бұрын
Guys the court rule unfairly, Mike is VERY INTELLIGENT, Brighton ndoye akakanganisa pese apa, ndiye akatanga plus haasi mkadzi wake haana kuroora anoda fiti kuti mai vemskana varipe chii iye airara nemwana wavo
@josphinematemera59137 ай бұрын
Brighton 💯 wrong
@ROGUE4067 ай бұрын
Brighton haana kunyenga mukadzi wemunhu... akanyenga musikana. Nothing wrong with that
@Grainger01234567897 ай бұрын
Vanga vasiri married but hazvisi bhoo pahushamwari ,zvakaipa. Anyway Mike has to pay as per tradition chete zvisinei nezvimwe izvo. If it was kumamwe ma courts kudzimwe nyika that girl aifanira kubhadhara Mike
@kelvinmarwizi87697 ай бұрын
Panemusiyano wemusikana nemukadzi wemunhu
@gwatipedzazindoga9527 ай бұрын
Mike should not pay anything here.
@thegafaway2 ай бұрын
In reality Mike shld not pay a dime to Brighton bcoz haasiriye akanyepa paternity yemwana instead it's the mother ,,,she's the one who shld compensate Brighton
@annitajoshua70437 ай бұрын
I like Mike he has a good sense of humour. haana kana pressure. Brighton haunyare here kureva pfuma iwe waktora musikana weumwe.. test the bitterness of your own medicine waiva wachivawo chii ipapa ehe wakanyarara zvako asi zimoyo rako rakaipa zvekuti
@debrahgwama53017 ай бұрын
Eish level rinoramba vakadzi kuti Havana kumbodya bota neumwe murume sooooka is on another level😂 unototi varikunyeperwa😂
@jeoffrey40jm7 ай бұрын
Vanhu vacho here, kuramba zvine mutsindo, but zvonyadzisa pamberi apo!
@tendaigarayi51917 ай бұрын
Because chinhu hachina mileage ka kuti uone kuti chafamba zvakadiiii
@emilymashanda72887 ай бұрын
Same namai veGoromonzi
@nyashamuronza7 ай бұрын
Sure sister this level is very dangerous
@tapiwazvakavapano51767 ай бұрын
But it's possible kuti an excited Mike akagumira muzvidya chete mimba kwakutobata 😁😁😁
@jabulanimgomesi79507 ай бұрын
Mike agona kuudza shamwari yake chokwadi💯Mukadzi uyu has been humbled nema results. Adzidza kusatsvinya!!! Mike, man of the day!!!!! Dare ragona!
@ApoloniaChinyengwe7 ай бұрын
Haaa atsvinya hake and ndabva ndaziva kuti mwana ndewa Mike
@LuciaAsikeni7 ай бұрын
Mike is very intelligent love your last words
@kindoh22607 ай бұрын
Brighton could have just said nekuda kwekuti ndini ndakatadza, hapana muripo wandiri kuda, kunze kwembudzi yechiredzwa, zvino akutoita sekunge he is the victim
he is most probably a very broke and envious of Mike's life.The way he was trying to talk trash about him ;shameless
@traceyrue24796 ай бұрын
Mike for President 😎
@beatricekayiya92704 ай бұрын
President wenyika here or wekwaZvimba or kuDNA, kķkk kwaZvimba kwagara kunevanhu wane ungwaru
@christophertapiwa59675 ай бұрын
Chif vanemoto avo ma bvriiiiii🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@TawandaMakombe-no1hb7 ай бұрын
I believe Brighton must leave with the pain which. He caused his friend Mike. Mike must not pay a cent, Brighton must pay Mike and also stay with his wife forever
@bornjustin75217 ай бұрын
😂😂😂😂❤
@siletamus20167 ай бұрын
😂😂. I thought the same too but Bryton took girl before she was his wife so legally Mike is not entitled compensation.
@chipazbernardjahtreblemusi49867 ай бұрын
True
@mberikwazvomachisa26567 ай бұрын
*_Ndarara nemunhu asiri iyee!_* said Kapfupi the actor 😮😅
@NyaraiNhokwara-xk6re7 ай бұрын
😢 Brighton must leave this evil woman she is a cheater haana kuvimbika mike must pay Brighton kuchengeterwa mwana kukuru musajairire
@connectedtounendedwealthy7 ай бұрын
Long live Igwee,Mambo vedu vakura asi very intelligent,Brighton haurambe mukadzi coz wakamuba ari weshamwari yako and Kharma came for you very fast,Miriam uri tsotsi you should have said you don't know kuti nhumbu yaive yani
@ROGUE4067 ай бұрын
Mambo wekwaZvimba... gushungo reminded me of Gushungo
@charlestruecolours-mt7gu7 ай бұрын
Mike idhara Brighton waizvinyanya kuhwandira sahwira wako zvino mwari akaratidza kuti kucheater kwakaipa musikana uyu ndamukoniwa kuramba hanzi ndaisamuda ayindimanikidza hana kumbodya bota
@KonicaMart7 ай бұрын
Shamwari,Shamwari ,Shamwari......muchadzidza chete.mugoti joiner pakuve ma LONERS.ipfambi dzamunoti Shamwari idzi.nyoka yekutanga ari musikana
@ianzibagwe7 ай бұрын
But the marriage will never be the same again
@blessingtagwada12287 ай бұрын
Mambo avo ritori rombe handiripi munhu akanditadzira akanditorera musikana wangu
@SheStoicForLife777 ай бұрын
Wise last words from Mike to Bryton. I agree with him kuti usaramba mukadzi Bryton. At last Bryton apologises to Mike 😳. Wonderful!😅
@TapfumaMhofela-mj4rt7 ай бұрын
Mkadzi haabvume amana,kuri kufa anofa achiramba?
@TapfumaMhofela-mj4rt7 ай бұрын
Ndiri ini,ndongoti ngaamumitisewo wake mwana,ndomuchengererawo 3yrs.
@SheStoicForLife777 ай бұрын
@@TapfumaMhofela-mj4rt😳
@linnetchimhete26143 ай бұрын
😂@@TapfumaMhofela-mj4rt
@PaulineChishandure2 ай бұрын
Kwazvimba matare enyu zvakarongeka mambo munongonesa❤❤❤
@isaacpinielo7 ай бұрын
Wow, this story is a real soap opera! From secret affairs to unexpected pregnancies, the plot twists just keep coming. While the truth may have finally come out, it's heartbreaking to see friendships and relationships destroyed in the process. Trust and honesty are so important in relationships, and it's a shame that they were so carelessly discarded in this situation. Let's hope the people involved can learn from this and move forward with more integrity and empathy in the future.
@DefiniteMasike-w9e7 ай бұрын
Mai ava ihure rakapusa 😂😂😂 hanzi handisi muzhanje yet you know the truth, lesson learned kuna Brighton
She was taking chances in case the results came out indicating Brighton z the father
@gamuchizuzu94797 ай бұрын
Kids are a blessing from God this shouldn't happen
@Chakufura7 ай бұрын
Iri dare rekwaZvimba ndarifarira, harisi biased, rinotonga zviri fair❤❤❤
@batsimarufu63127 ай бұрын
Very mature handling of the case. Kwete vanotonga chitororo
@divineckhumalomatongo37246 ай бұрын
Kana neni ndarifarira
@Wasuwagono4 ай бұрын
maybe she was drunk
@Wasuwagono4 ай бұрын
but if you really loved her let it go and move on zvemombe ratove drama wangu
@PatriciaMagede4 ай бұрын
Ndekwa zvimba kupi exactly uku
@lucianodixonvaletino22547 ай бұрын
Ndadzidz zvakawanda pad. D. N. A iyi... Mashoko mkuru kubva mushoko ramwari zvavanoyita kn uchinyepa... Mwari tibatsireyi titaure chokwadi mzuva ose ehupenyu.....
@stelladeredzai77927 ай бұрын
Mike haana kuramba kurera mwana pamwe nekuroora he was willing to pay handioni achifanira kuripa, iye mkadzi akavanza ngaaripe nekusatendeka kwake, pamwe pacho kutonga nedemo, Mike is very intelligent, uyo Oripwa sei iye akaita kwachu kwachu kutorera sahwira wake, Mwari vakaona Mike akanyarara, vakatonga Brighton nekuchengeta mwana ndiwo mubairo wechivi
@talentnyandoro76075 ай бұрын
Exactly 💯
@Privlegetakanayi-ql1xu5 ай бұрын
Nhai shuwa
@theoracleofchinemukutu70634 ай бұрын
Mwana ndewaMike haazi weukadzi saka Mike niye anoripa. Ndoubaba hwacho. Kana achiripisa mukadzi kuti akmunyepera zviri kwaari iye, asi hazvina uchenjeri!
@brendamagege3177 ай бұрын
I wish Mike and Brighton remain friends. Wise words from Mike akashatira zviripo.
Pafeya apa yafa yakarodha but Brighton mind u ndiwe vakatora hadzi yaMike. Mike haana nyaya apa ane nyaya ibhebhi naamai wake vaiwandisa chokwadi.
@ROGUE4067 ай бұрын
@@collinsgivens293Brighton didn't take mukadzi wemunhu... akatora babie
@Rebhara7 ай бұрын
Aitokwira baby remunhu for that matter, hanzi ndakatanga kudya bota November pamwe hatozvari iyeyu Brighton🤣🤣🤣🤣
@theresabrendasvotwa95667 ай бұрын
Yeeeees ndafarira result zvekutodaro
@Lawrence-se8vb7 ай бұрын
Good result
@theoracleofchinemukutu70634 ай бұрын
Mike is the unlucky one apa. If the result s otherwise he would walk away and cut all ties but now ave pa ma one.
@NomalangaMckenzie7 ай бұрын
Eish this is a great community …. Ndayenda ini kunotsvaga pekugara kuZvimba
@shuemazenda4 ай бұрын
Brighton ngaaripwe nemukadzi wake simple😂😂😂
@AbigailAntonio-p8s6 ай бұрын
Brighton imbavha Asi Karma is real Azopihwa double mbasera . He lost both and deep down Mwari amuratidza who the real man is. Pain yakasuffer Mike after aroorerwa fiancé wake is now double kuna Brighton. Potse potse Brighton anotofaya mablank pa3years pangadai Paine chepiri. He has learnt a great lesson the bad way. Thumbs up to Mike. Muskana paakarara navo vese she wasn't anybody's wife yet. Chaiva chifeve hacho. Apa tsika dzemusikana izero percent
@AnzaSovendleee4 ай бұрын
Brighton aifanirwa iye kuripa Mike aka mubira mwana vake ,kudenga Kumari guys fake friends 💔
@theoracleofchinemukutu70634 ай бұрын
@@AnzaSovendleee Mbavha yei? Girlfriend haazi mukadzi, chero mukadzi akabvisirwa pfuma anoenda kana achida. Chimbokurai musapinde nemoyo. People have a right to decide what they want to do with their lives. Move on. There are no guarantees in life but opportunity. the only loser here is the woman, idofo!
@theoracleofchinemukutu70634 ай бұрын
He lost nothing! Mike ndiye apinda jambwa rekuzvara neHure!
iyi ndiyo nyaya inemakota chaiwo Vese varume mambo vanemasimba kwete ekutyisa but masimba ebasa ravo zvinhu zvine order panga pasina zhwerendende thank you
@geraldmubika99557 ай бұрын
In this case Brighton payed for his notoriety, Mike must be given his child without paying anything.
@NyembeziChipara6 ай бұрын
Totally agree with you. Iye ndiye nhubu anorara nemusikana weshamwari yake. He deserves this and more
@EmiliaManhungira6 ай бұрын
Brighton is a fool, he reaped the seed of deception,thumbs up Mike
@SheStoicForLife777 ай бұрын
@1:19:18 well said sir. You couldn’t say it any better. Bryton uyu was slightly punished for what he did to Mike. I think these guys were very good buddies and calling themselves besties. So Bryton haangabudi bhobho all the way without some reprimand even if it’s from the God Almighty😊
@daphnenyasha72967 ай бұрын
Amen
@ketumilepindi71497 ай бұрын
Mike is wiser that the whole board of elders, had been leadership go by merit he'd have been a good successor to the very old Chief.
@nyarendaelizabeth7 ай бұрын
Very smart ,wise and intelligent that Mike
@ROGUE4067 ай бұрын
Mike is wise, but the chief and the court is wiser. The idea yedare and the chief is that vanhu vagarisane zvakanaka, rather than the winner-takes-all approach of modern court systems. The underlying fact is Mike akachengeterwa mwana by another man...Mike must pay.
@Grainger01234567897 ай бұрын
Dare iri rakatokwana uye vari fair pakuita kwavo. Mike bhoo munhu, Brighton is a dangerous friend. Mukadzi uyu haaa ndamunyarira nekuti kubva aramba hake kubhaiza vanhu nedare
One of the best episode Mr Mugabe 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
@israelkativu1137 ай бұрын
Chief ava is the best vanotonga zvisina udzvanyiriri or kutora side
@brightonfeyani6527 ай бұрын
But Brighton akatorera munhu musikana wake ka uyu
@rashydchirenje17387 ай бұрын
Baba vaMike very intelligent, Mike wacho same same kana vari Mambo vakanyanyisa neuchenjeri pakutoda DNA to determine mambo havasi baba here vana Mike because wisdom 99.99😂😂😂😂
@KaydeeMacheka4 ай бұрын
😅😅😅 shuwa akanyanyaa mukuru uyu
@privilegenyakasoka18173 ай бұрын
Tru that ndatombofunga kuti ndibaba vake ndisat ndaona kuti nyaya iripadare
@agathatafireyi72904 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 Brighton ane madrama kuzotoCharger manje
@AnyShonha7 ай бұрын
Haaaa big up Mr Mike you are a gentlement with glasses😎
Kutorerana vasikana hais mhosva cz hasi mukadz akabvisirwa
@JoshuaJese-m7v7 ай бұрын
veduwe kubvunza kana kubvuma kudzidza chinhu chakanaka.chirikubhadharwa kuchengetwa kwakaitwa mwana kuti mhuri ya Mike igone kutora mwana yakasununguka.
@ProsperMagubaza7 ай бұрын
But mombe yechiredzwa zvayo its oky
@isheunesuchitakunye95277 ай бұрын
The arial drone pictures of places I have never been are the best I tell you. Keep up the job of informing and educating, love it!
@matthewfrankchonse98002 ай бұрын
1:19:00 is gold for this whole show what a lessen,
@isheakanakafulАй бұрын
Mother and son both have wisdom and great composure❤
@vivianmasamha91117 ай бұрын
Brighton shaya dzinenge dzedhongi nxa
@BlessingMutumbi7 ай бұрын
Ma goodbye😮
@yebo-gogo7 ай бұрын
iwe, ziva zvawafambira. siyana ne mwana
@isaundhlovu18467 ай бұрын
Kkkkkkkkkkkk hanzie kuti ndakarara ndakarara naye riini it's my privacy
@xeddiem90967 ай бұрын
😂😂😂
@ThandiweJabulani7 ай бұрын
😂😂😂😂😂 musatisetsa hedu aaaaa
@yvonnemunando35627 ай бұрын
Mike is very intelligent❤❤
@mesiMutepfa7 ай бұрын
Very interligent
@LisaElsie7 ай бұрын
meet brighton the first GUY in Zim to say "cows came home..."🤣🤣
@Loraine8877 ай бұрын
😂😂😂😂
@peterchimonya21407 ай бұрын
Hudzvanyiriri uhu
@tinashetembo16287 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@fortunatemoyo40397 ай бұрын
😂😂😂😂
@perfectmoyo25127 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂ichi chandipedza ichi 😂😂😂😂😂
@shellymatambo8899Ай бұрын
Sando kuna Mike ❤❤❤
@N_orma202 ай бұрын
Bestt episode everrr😂😂😂😂dare iri rinokupusisa shuwa
@SheStoicForLife777 ай бұрын
@1:20:08 I think it’s a trait in most Zimbabweans vapara mhosva kuramba in the first instance. I see that a lot in these courts asi munhu achizobatwa nemhosva. Saka hatingasungiriri Miriam zvakanyanya kudaro as if she ain’t doing what everybody seems to be doing - deny, deny,then wopeta muswe wabatwa. The only difference is kuramba kwaMirriam kwakaitwa zvehudofo cos as a woman akasanganisa machinda aya should know the probability that Mike can be a father is not zero. Simply cos he did the deed! Kana wakatosanganisa machinda own up to it. The reason why vana Miriam, cos there are a lot of them, vachiramba kuti handina kumwa maheyu ivo vaine mangisi acho pamuromo, they’re banking on achieving a neg result then vozoti kuvanhu I told you so kuti handina chandakaita naye 😅
Munzwireiwo tsitsi. Ari kunzwa kupisa nechando panguva imwe chete. You can see the discomfort of face 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@MadzudzoChihwa3 ай бұрын
Akaba mhou inezamu, sheshe inemawuta
@EveMhaps7 ай бұрын
Mike akachena manje. Actuallly kuita wesley snipes chaiye. He starred in e movie. 🎉🎉
@FavoredbyGod1237 ай бұрын
Wesley Snipes Will Smith
@rebeccamatunge1685 күн бұрын
😂😂😂😂
@SKunetsaАй бұрын
Uri dununu mufesi iwe. Unganonyenga musikana weBest friend? 10:18 Nxaaa
@annanyamugudza13277 ай бұрын
Mukadzi uyu ibenzi chairo 😮😮😮
@kingsleykudzayi20557 ай бұрын
This is the Best episode ever for me since I started Watching this DNa this the best ever. Truly I don't believe in those kinds of mistakes when I know you clearly my friend and you take my Gal. That's a betrayal that needs a death Sentence. Imagine wakatora munhu WA bhururu wako uchimuita bharanzi even the way that Gal is talking towards that Gal kuita kumudzikisira . Imagine that Gal only Slept with the Gal once on the 26December iwewe woita une staira wakatora munhu we munhu since Nov uchirara naye. I don't have to be including God but God did teach us a lesson you do things behind Thinking that you Are the Clever one. Manje unonyarirepi 3 years ne Mwana WA Bhururu wawakaita mubharanzi
@SbueMhlanga7 ай бұрын
It's called Karma 😅😅😅 never forget the address
@theoracleofchinemukutu70634 ай бұрын
From your analysis Mike is the unfortunate one. Brighton can walk away and start from scratch. Mike should never have touched that woman after realizing that she was cheating on him. Iko zvino ndiye akazvara nehure iroro.
@theoracleofchinemukutu70634 ай бұрын
@@SbueMhlanga Hapana karma apa. Mike ndiye atori pa ma one.
@murielchitehwe69547 ай бұрын
Yooo kamukadzi aka kanozvida uye kanotsvinya apa kane face yekudhara. Mike is very intelligent. ❤
@miauna85217 ай бұрын
face yekudhara ndoipi 🤣🤣🤣
@brendataneta80797 ай бұрын
Kuzvida here ini ndaona sanike hana kunyatso Kwana . Ane kahu slow Kari paari
@CharlotteMudazizira7 ай бұрын
Face yakudhara😂😂😂
@chipozindoga27817 ай бұрын
Aka chenama dear
@zvisineisengedzi70617 ай бұрын
Ooh kane face yekudhara wandinakidza nhasi 😂😂😂😂😂😭😭
@thumelos74367 ай бұрын
Mike never denied the child. He was simply not aware because the mother lied. Why is he supposed to compensate?? To be honest, these traditional stuff needs to be reviewed.
@theoracleofchinemukutu70634 ай бұрын
He needs to compensate for the upkeep of his child. That he did not know or was lied to is beside the point. The facts are that his child was brought up for 3 years by another man and a responsible father needs to compensate period. If he needs recourse, he can pursue the woman who lied to him and not the man who looked after his daughter. We are raising very weak man who use their hearts and emotions to think. A man should use his mind. Mike is the one who stands to lose the most here and he has to protect his daughter or else he risks losing his daughter.
@LameckNyakurerwa6 ай бұрын
😂kkkk kudiwa zvekunzwirwa tsitsi😂😂😂😂 28:46
@Theresa-n2h4 ай бұрын
Mike to the world ❤❤❤❤❤❤❤🎉
@bennychibanda997 ай бұрын
Zim roads are bad , but the DNA man 👨 is unstoppable 🤜🏼
Mike Is a gentleman. End dare risade kutsikirira Mike .pane murume ataura zvakanakisa kt Mwari Aida kukuratidza kt uri wrong nekutora musikana weshamwari yako zvawaitoziva .waida kuzcidza gamba manje chitarisa zvakazoitika .usade kutsama zvenhema iwe ndiwe mambara Bright
@TarisaiSunguro9 күн бұрын
Best episode 🎉
@ColletaMutsakani4 ай бұрын
Hanzi ndiri munhu akanyarqra😂😂😂😂😂munhu anotorera friend mkadz in akanyarara makamboomuonawo kupi😂😂😂😂😂all the best Mike
@Spo70177 ай бұрын
Ayindiudza maLifestyle😂😂😂😂😂😂
@christinemusariri80567 ай бұрын
This is one of the best episodes ever, mambo nema kurukota avo vane wisdom yakanaka pluz vaka rongeka. Musikana uyu ari loose. Brighton is a cool guy and so is Mike. Brighton siyana ne musikana uyu mangwana ano kuurayisa. Go and make peace with your friend ukama hwenyu huenderere mberi. Mai ve musikama itsotsi vane udyire ndoo vai furirana ne mwana wavo. Nyadzi dzinokunda rufu.
@douglastshuma71397 ай бұрын
Ahuna advice inovaka iwe chako chisvinu chaunoita chii,Brighton akagona here kunyenga musikana we best friend? Pamwe pacho regai vanepfungwa vanofunga vape macomments
I don't think musikana is loose as such. Maonere angu Brighton makes a better husband than Mike. Iwe waungade kuti mwana wako atorwe naye ndeupi pahu 2 hwavo. Mike even said "ndaive nevasikana vakawanda." Plus character dzavo Mike nemusikana hadzienderane. Vanourayana. In terms yemimba, it happens. Maybe akangogumira muzvidya ikatobata. He admits to eating bota once and the girl says she ran away. A solution would be for Bright nemukadzi wake kuti vabve kwavanogara vaende kune imwe community. I think they make a great couple
@MelissaJays7 ай бұрын
Maya Brighton haana hunhu ndiye anotouraisa vanhu nehunhu wakasunama ayideyi pa musikana we friend dai anga asina kumupfimba pasina zvese izvi vasikana vanga vapera here imbwa iyo
@PreciousMawere-h6e7 ай бұрын
Yaaaaa neh Sisi vanyara Ava
@SheStoicForLife777 ай бұрын
Ndafarira chiredzwa kuti mombe or $300. I can feel it’s not enough for the expenses over 3 years+ but it’s enough in some way. Bryton akazviidza bhuru kudanana ne girlfriend ye friend yake and denying it to his face. So for me arumwa nechekuchera that he took care of the child for more than $300 overall but $300 is what he’s gonna get. 😅
@adreanmccarthy13907 ай бұрын
He should get nothing... infact he should pay for his sins
@Audrey-ou6ld4 ай бұрын
I wish if i can record anyways gonana ana gona wake 😅😅😅😅😅wamama brighton
@reasonmutika13454 ай бұрын
Thanks Mr Mugabe,,,,, Mambo chiendai ku Pension 😂
@AudreyChani3 ай бұрын
😂
@FPLNEEGA7 ай бұрын
How can they ask the guy akatorerwa bby to pay 😂😂 wtf ! It’s ridiculous
@tapiwazvakavapano51767 ай бұрын
Kana achida kuzoripwawo kutorerwa musikana anouya kudare. For now he needs to pay uredzwa
@BensonMpapa7 ай бұрын
The guy must be compensated kudyirwa time adingaoni mwana wake for 3 years
@CleverManatsa7 ай бұрын
😂😂😂 It's tradition.
@takudzwamugwanyo78967 ай бұрын
Tradition is biased
@adreanmccarthy13907 ай бұрын
Brighton must be a witch to bewitch the chiefs.....the courts have failed in terms of justice. Mike should be compensated for losing time with his own child because of this back stabbing friend. I am very disappointed with the ruling 😢
@memorymoyo28027 ай бұрын
Waizorara sei nemunhu wausingade nhy chisikana iweeee
@melodychidawanyika31557 ай бұрын
Men have their way in. Akatoona kuti uri paFence they will shoot.
@Mamacee0027 ай бұрын
Miriam Mike Mitchell ko bryton anga achikwana papi😂
@GraceMuzhuzha7 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
@JacobNdhlovu-v2g7 ай бұрын
Ndange ndichiti ndini ndoga ndabata apo 😂😂😂
@jabulanimgomesi79507 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@masie-ge8kl7 ай бұрын
Mi to the world amai vakatopa mwana zita vachiziya muridzi🤣🤣🤣
@eustinamandigo12827 ай бұрын
😂😂😂wotistikira chibagrnmumunda 😂😂😂
@EricDzapasi20 сағат бұрын
But mwari anowona bra Mike ❤ makakomborerwa dai muri munyatwa nekatsambarafuta aka
@TakudzwaSakala-s9d5 күн бұрын
Brighton haana kana nyaya imbavha iyo ndiye akatouya kuzovhiringidza love yevanhu anoda kuripwa chii apa haana kuroora fti
@tatendamunjoma57987 ай бұрын
Kkkkkk atori nothing kwandiri asi chii newe iwe ichidanana naye chii chakadaro
@ROGUE4067 ай бұрын
I suspect the girl didn't really know who the father was...she had told the husband kuti hapana chakaitika between me and Mike... hoping the case would die. Saka ave ku court she had to stick to her story, betting on the probability that the baby could be Brighton's. If the baby had turned out to be Brighton's, the lady would have won massively
@georgevhudzi81927 ай бұрын
😂😂😂pane mumwe azosara ava iye nothing manje
@chiporeid7 ай бұрын
Andisvota nxaa
@NellyMoyo-ik6exАй бұрын
@@georgevhudzi8192finishhhhh😂😂😂😂😂😂😂
@sheillasiboli76977 ай бұрын
Nkazana stop being rude you are the one you chose to have 2 guy's so respect are you not ashamed you need to say sorry to the elders don't act as if you are confused ntombi
@petronelladube78597 ай бұрын
Sokuzinhloni lezi engathini kodwa ucc sekunje 😂😂
@sizalobuhlemnindwa35917 ай бұрын
Yeah uduba ngokuba muhle aphinde abe yisiqholo. Khathesi she is back to square 1