THIS TIME PROPHET TIKI VAVHURA HURU VARI KUTORA MA TROUSE EVARUME VAKATIZA DZIMBA VACHIDZOKA IZWA

  Рет қаралды 1,362

Zim Reality Eye tv

Zim Reality Eye tv

Күн бұрын

Пікірлер: 37
@JennyfarjaneChikazhe-nq5vp
@JennyfarjaneChikazhe-nq5vp 3 сағат бұрын
Hey,ndinoyemura matauriro nemutauro yenyu nekutaura kwenyu kuzotaura zvinopa Simba neshanduko
@sithembilemakamba9505
@sithembilemakamba9505 3 күн бұрын
Murume ngaagare nemukadzi wake waakada kubva pakutanga..... Endai mberi munhu waMwari imba ngadzidzoreredzwe vana vakure wane both parents. Vanhu ngatizivei kuti vana suffer most panyaya yekusiyana kwemaparents. Prophet Tiki endai mberi nazvo , matrousers ngaasungwe varume wadzoke kudzimba dzavo! Hallelluyah!
@JatisaiMarufu-x5h
@JatisaiMarufu-x5h 3 күн бұрын
Akabata ngaabatwe nezvaakabata bata
@JatisaiMarufu-x5h
@JatisaiMarufu-x5h 3 күн бұрын
Oyess my father varume ngava dzoke
@Bothwellmaganda
@Bothwellmaganda 2 күн бұрын
My prophet vachingoti akabatabata ngabatwebatwe nezvaakabata bata Ndava tine nharo nezvinenharo Uye vanenharo dzichapera chete Pamusoro pezvo toti Zvinorema zvikarema ratidzawo kuti unorema pazvinouyawo zvinorema
@EstherMagaso-y3c
@EstherMagaso-y3c 3 күн бұрын
Oh yes my father the Great Prophet the Moses of our time vanosunungura zvakasungwa 🙏
@MitchellMajuru
@MitchellMajuru 3 күн бұрын
The prophetic Bazooker .....My father 🙏🔥🔥🔥🔥
@ObeyGwenambira-x9g
@ObeyGwenambira-x9g 3 күн бұрын
Nothing special abt kuisa church in mufakose it's not like it's the first church
@rudairomandingaisa1090
@rudairomandingaisa1090 3 күн бұрын
My Prophet the Bazooker the Prophetic Bulldozer
@DianaChigerwe
@DianaChigerwe 3 күн бұрын
My father my prophet change gate makumbo ku pillow
@PardonKudzai
@PardonKudzai 3 күн бұрын
Wow what a powerful man of God. Vana veZimbabwe marangarirwa
@ShumieGirl
@ShumieGirl 3 күн бұрын
That’s my prophet tirikuti akabata bata ngaabatwe batwe nezvaakabata bata 🔥
@NyashaMapfungautsi
@NyashaMapfungautsi 3 күн бұрын
The Panoramic Seer😇😇😇 Akabata bata ngaabatwe batwe nezvaakabatabata
@TafadzwaGumbo-gy8to
@TafadzwaGumbo-gy8to 3 күн бұрын
This one is a sangoma. Anoda kuonekwa ngaasatamba nezita raShe
@fortunatekabanda6495
@fortunatekabanda6495 3 күн бұрын
Akabatabata ngaabatwe batwe nezvaakabatabata. Kunamata kune maresults
@BeaulahBen
@BeaulahBen Күн бұрын
Tokumbirawo nomber
@JatisaiMarufu-x5h
@JatisaiMarufu-x5h 3 күн бұрын
Oyess my father varume ngava dzoke
@pardonchatyoka3047
@pardonchatyoka3047 3 күн бұрын
Baba makatumwa kuzosunungura maguta nemaguta
@KnowledgeNango
@KnowledgeNango 3 күн бұрын
Akabatabata ngaabatwe batwe nezvaakabata bata 🔥🔥🔥
@BulbulMzo
@BulbulMzo 3 күн бұрын
My father akabata bata ngabatwe batwe nezvaakabata bata
@violetFlorence-qj6fi
@violetFlorence-qj6fi 3 күн бұрын
Vanopedza ma sports my father change gade
@PreciousMusoko
@PreciousMusoko 3 күн бұрын
Moses wemwaka uno , Mwari tibatsireyi
@JatisaiMarufu-x5h
@JatisaiMarufu-x5h 3 күн бұрын
Akadya mhiripiri ndiye ngaavaviwe
@JatisaiMarufu-x5h
@JatisaiMarufu-x5h 3 күн бұрын
Akadya mhiripiri ndiye ngaavaviwe
@BernardRashayi
@BernardRashayi 3 күн бұрын
My father akabata ngabatwe batwe nezvakabata bata
@MunyaradziLawsonCHIPUNZA-xz2hc
@MunyaradziLawsonCHIPUNZA-xz2hc 3 күн бұрын
🔥🔥Amen Papa🔥🔥
@pardonchatyoka3047
@pardonchatyoka3047 3 күн бұрын
You are the moses of today my father
@DianaChigerwe
@DianaChigerwe 3 күн бұрын
My father prophet M Tiki
@JatisaiMarufu-x5h
@JatisaiMarufu-x5h 3 күн бұрын
Akabata ngaabatwe nezvaakabata bata
@JatisaiMarufu-x5h
@JatisaiMarufu-x5h 3 күн бұрын
My father my Propfet
@JatisaiMarufu-x5h
@JatisaiMarufu-x5h 3 күн бұрын
My father my Propfet
@mariagunzo2109
@mariagunzo2109 3 күн бұрын
My father My father
@SeanMandingaisa
@SeanMandingaisa 3 күн бұрын
My father
@JatisaiMarufu-x5h
@JatisaiMarufu-x5h 3 күн бұрын
My father
@MabasaArnoldDambaNyamuzihwa
@MabasaArnoldDambaNyamuzihwa 3 күн бұрын
My father Prophet Tiki wanopedza masports. Mwari ngaakushandisei munhu vaMwari
@AnnasetapatienceTakawira
@AnnasetapatienceTakawira 3 күн бұрын
My father profet Tiki vanopisa huya uzvionere
@CybertechholmsGroupofRealtorsa
@CybertechholmsGroupofRealtorsa 3 күн бұрын
Keep the fire burning 🔥🔥🔥🔥
Man Mocks Wife's Exercise Routine, Faces Embarrassment at Work #shorts
00:32
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 6 МЛН
Officer Rabbit is so bad. He made Luffy deaf. #funny #supersiblings #comedy
00:18
Funny superhero siblings
Рет қаралды 11 МЛН
The selfish The Joker was taught a lesson by Officer Rabbit. #funny #supersiblings
00:12
MY PARENTS WENT TO ZIM TO GET A TOKOLOSHETHIS IS WHAT HAPPENSTO MEAN STI FROM TOKOLOSHE
18:32
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 7 М.
Musikana Otizira Vakomana Vaviri Kudunhu KwaShe Negomo
14:22
SlyMediaTv
Рет қаралды 50 М.
Driver wevana vechikoro ofumurwa pamberi pechurch naProphet Miracle Paul
21:56
Hanzi naBaba Harare Ndaiimba Nonsense | SHOCKING 😳
14:28