Mukotsajera Wavhura hombe Padare Rachief Mutasa

  Рет қаралды 50,880

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

17 күн бұрын

Пікірлер: 239
@lilianpmapiyo
@lilianpmapiyo 15 күн бұрын
Vanoti Mukotsanjera Ndibaba ve Zimbabwe isai Like
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 15 күн бұрын
Unopenga iwe chirikushandiswa namukotsanjera ingoziwo akatoromberawo izvozvi hama dzake dzirikutochema naye mukotsanjera uyu
@wellingtonsibanda3330
@wellingtonsibanda3330 13 күн бұрын
@@lilianpmapiyo Hapana
@rhodhachiumburu
@rhodhachiumburu 11 күн бұрын
​@@ChipoMpofu-hl2llndochokwadi chese zvekuty ngozi yaari kushandisawo iyi kuita seanoona icharipwawo nevana vake ende zvichatambudzawo mhuri yake zvake iye asisipo, zvinenge zvaakunzi baba venyu vaiva n'anga vaishandisa mweya wemunhu akafa kuty vaone dambudziko riripamunhu
@user-fh3eb7ot4g
@user-fh3eb7ot4g 11 күн бұрын
Hapana ini ñdakatomumak Mukotsanjera akavhar ngoz ya Tonde sei,,
@BELINDAKetra
@BELINDAKetra 15 күн бұрын
Nhasi ndapinda top 20🎉🎉🎉🎉 ,ndanga ndadzwa kukwira nekudzika kutarisa kue mukotsanjera
@tsangirabelieve9902
@tsangirabelieve9902 15 күн бұрын
❤❤❤❤ much love to Sekuru Mukotsanjera isu varikukura ezvino tirikutodzidza kuti munhu hauraiye anomuka ngozi
@herbertnyahunda7427
@herbertnyahunda7427 15 күн бұрын
Mukotsanjera chikara chengozi auya uya sukuru mupedza zvose
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 15 күн бұрын
Dzinza rakafanana mhino paneazvionawo here
@user-nf7gt1nj8u
@user-nf7gt1nj8u 12 күн бұрын
😂,😂😂😂😂😂😂😂
@tinevimboteta1223
@tinevimboteta1223 15 күн бұрын
Muno mama chete, Akundiudza mukomana wangu in Mukotsanjera's voice
@Wachidopaidamoyo
@Wachidopaidamoyo 15 күн бұрын
And mataurire iwayo unotoonyatsoona kuti mubarwe chaye havasvode
@trustchiriseri3510
@trustchiriseri3510 15 күн бұрын
Hanzi..Vana kuuya vachidzoka hozapnduka kunge bhazi ra C AG..kkk..kk...kideee
@MildretMuperere
@MildretMuperere 15 күн бұрын
😂😂😂
@nyashajengwa6218
@nyashajengwa6218 12 күн бұрын
Bhechu😅😅
@doreenmushowo1409
@doreenmushowo1409 15 күн бұрын
Mukotsanjera chimwe chimushini simbiyebasa muno mama mese matsotsi🎉🎉🎉❤
@bestkatsika3763
@bestkatsika3763 15 күн бұрын
Ngatitengerei Dr Mukotsanjera Speak ine Mike yachoo
@rebeccapasipanodya7393
@rebeccapasipanodya7393 14 күн бұрын
Pandanzwa kuti Rose ndikati Tonde adzoka
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 12 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂
@PainKawiwi
@PainKawiwi 3 күн бұрын
Ko nyaya yabTondenyakazodiko
@gladmoremasiwa7953
@gladmoremasiwa7953 15 күн бұрын
Murume ane dare uyo big up Mukotsa
@gracemupita1801
@gracemupita1801 15 күн бұрын
Mukotsanjera parizvino ndiye anechimuti
@mavismasunda7681
@mavismasunda7681 15 күн бұрын
Bheju
@user-qt6sz4zf7r
@user-qt6sz4zf7r 15 күн бұрын
Taura hko arikupisa zvamanje manje
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 15 күн бұрын
Arikubata basa
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 15 күн бұрын
Sekuru Mukotsanjera. The man himself. Chikwapuro chengozi nehurombwa.Anoburitsa zvikiti musagi kuti bvuuu masikati ma chena ne manheru .Mukaramba chete ndinoti Bhechu in his own words Mukotsanjera. Sando dzako.😂😂😂😂❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤😮😮😮🎉🎉🎉
@iewellnortiffa6535
@iewellnortiffa6535 14 күн бұрын
1 Sekuru vasingape vanhu mishonga inozopandukira mhuri, Sekuru Mukotsanjera
@olisamanyenya2090
@olisamanyenya2090 15 күн бұрын
Mabhinya muchamama chete😢 Imbwa ye gorongozi amusi kuiziva
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 15 күн бұрын
Mamuka sei Simboti, Tsokaaa hombe. Basa sebasa
@JohannMcFarlane
@JohannMcFarlane 3 күн бұрын
Sekuru haa ninokuonai mumbondivhenelerawo mumusha medu December. Ndendinawo sekuru mukotsanjera vakmberi🎉🎉🎉🎉
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 15 күн бұрын
Ndi Rose upi uyo hasiyse wekuuraya Tonde hre
@anniekurewa878
@anniekurewa878 15 күн бұрын
Aiwa weķwaTonde katete karefu
@mudyahotograce-nh5ib
@mudyahotograce-nh5ib 15 күн бұрын
Wanted to ask the same
@MTK-xd3cm
@MTK-xd3cm 15 күн бұрын
Ndiye uyo
@Linetmusipa
@Linetmusipa 15 күн бұрын
Ndiye uyo hamuon kahuro
@violamavhatu6434
@violamavhatu6434 15 күн бұрын
@@MTK-xd3cm hasi uyo
@wintermandizha8969
@wintermandizha8969 15 күн бұрын
Vana atezvara vedu kusimba nezvakaipa
@user-ux8nl7wb4r
@user-ux8nl7wb4r 15 күн бұрын
Muchina muhombe mkotsanjera ❤
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 14 күн бұрын
Imhuri yekwani iyi misha yakazara nengozi ndapota
@user-zz8hv7wc5h
@user-zz8hv7wc5h 15 күн бұрын
Sekuru vevanhu Muri kubatsira ❤❤❤
@MunyoroSandra
@MunyoroSandra 14 күн бұрын
Watching from Johannesburg
@MokaediMaotwe-op5pn
@MokaediMaotwe-op5pn 3 күн бұрын
Sekuru mukodzanjere to the fullest ❤
@SibongileZengeya
@SibongileZengeya 14 күн бұрын
Mukotsanjera chibaba chinorova matare...EXCELLENT
@user-bt8jn3kc4k
@user-bt8jn3kc4k 13 күн бұрын
Mukotsanjera anobata basa zvinonwesa mvura ndabvuma zvangu
@WillieChakaonesu-bf7lx
@WillieChakaonesu-bf7lx 15 күн бұрын
iwe usajairire Sekuru Mukotsanjera sekuru vangu number 1 n'anga yega Zimbabwe yese
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 14 күн бұрын
Bvondo bvondo ndochibvondora🎵🎵❤️❤️
@wellingtonsibanda3330
@wellingtonsibanda3330 15 күн бұрын
Zimbabwe yavora mabhinya arikushungurudza madara nemasaramusi enhema. Nxaaaaa tseki mbavha inoba masikati
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 15 күн бұрын
Ummmmmm nyaya iyi yakakora muto.Tamirira Part 2 yacho.Cant wait for it.Sekutu Mukotsanjer yanikayi vanhu pachena semazaya echando.Handeyi tione.😮😮😮😮😮😮😮😮😮
@StephenGotohori
@StephenGotohori 11 күн бұрын
Saka chando hamusi kuchinzwa hre 😢😢😢😢
@politedhakazhe3576
@politedhakazhe3576 15 күн бұрын
Pandanzwa Kuti Rose ndikati heyooo yatonde yauya zvino wanike ndi another Rose
@CarolineMhike-ll7mj
@CarolineMhike-ll7mj 13 күн бұрын
Kana neni ndanga ndafara sei kt yaTonde yadzoka
@mavismugebe-cx1jd
@mavismugebe-cx1jd 12 күн бұрын
Tsvimbo iyo bho here😢😢😢
@LastMoyo-q8y
@LastMoyo-q8y 15 күн бұрын
Mukonzanjera simbi yebasa big up Sekuru vangu 😊😊
@PrayerNinja
@PrayerNinja 14 күн бұрын
Mukotsanjera Mubvondori Mukuru bvondorai Sekuru nyika ichene.
@user-el3wh3xd3f
@user-el3wh3xd3f 15 күн бұрын
Tsoka ndaisa maoko👏👏👏
@Rumbidzai-c9b
@Rumbidzai-c9b 15 күн бұрын
🎉I love u mukotsanjera
@user-tb6so5de6n
@user-tb6so5de6n 15 күн бұрын
Mukotsanjera extra ordinary ❤
@richardgavaza3569
@richardgavaza3569 15 күн бұрын
The one and only mukotsanjera ❤
@TakudzwaTagara
@TakudzwaTagara 13 күн бұрын
Tofira kureva idi mazezuru 😂😂😂😂
@birthwellkanyangare3377
@birthwellkanyangare3377 8 күн бұрын
S
@terrencekamusoko4347
@terrencekamusoko4347 11 күн бұрын
uyo chikakarara pangozi!
@spicemangadaire3857
@spicemangadaire3857 15 күн бұрын
Munomama mose mabhinya
@tafadzwangamurani3468
@tafadzwangamurani3468 15 күн бұрын
Tasvikawo hapana vanhu variku geza hre 😂
@PhildahMumba-fg9zi
@PhildahMumba-fg9zi 15 күн бұрын
Haaaa mukanzwa kakosho karira munomama chete 😅😅😅 Bvondooo...Big up Tsoka shamwari yezvipoko
@user-wj9ei4br7x
@user-wj9ei4br7x 15 күн бұрын
Mukotsas the fullest
@Nyashachakanyuka
@Nyashachakanyuka 13 күн бұрын
Haaya ndivo vakuto batsira 😅😅😅😅
@giggiemasassy10
@giggiemasassy10 12 күн бұрын
Kkk kuvhura BIG
@virginiachikomo6852
@virginiachikomo6852 14 күн бұрын
Mupembe mukomana, mupembe mukomana 😅
@wellingtonsibanda3330
@wellingtonsibanda3330 15 күн бұрын
😂Sekuru bematope ini ndikakukava nezvimshonga zvenhema
@MemorySibongileNdlela-xo9ru
@MemorySibongileNdlela-xo9ru 14 күн бұрын
Bvondorai sekuru
@JoyleenMakukutani-zb7wz
@JoyleenMakukutani-zb7wz 15 күн бұрын
Tsoka to the fullest basa mangwanani udzai wanhu chokwadi❤❤❤
@rutendoharahwa7034
@rutendoharahwa7034 10 күн бұрын
Mhuri ine mhino mai mai 😂😂😂😂😂😂😂😂
@joseychamangwana8020
@joseychamangwana8020 13 күн бұрын
Zvamanje manje kule murikuyambusa vanhu
@JohannesGudza
@JohannesGudza 13 күн бұрын
Watching from northern cape
@Tarisaitarwireyi
@Tarisaitarwireyi 14 күн бұрын
Mukotsanjera hombarume
@NomsaMadzore-go9eh
@NomsaMadzore-go9eh 15 күн бұрын
Sekuru number 1 in the world
@user-ev5gn6cc8m
@user-ev5gn6cc8m 12 күн бұрын
Ndazvionakkkkkjj
@GraciousNyanungo-z6s
@GraciousNyanungo-z6s 15 күн бұрын
Rose wekwa tonde here
@necessarymlilo-vn9bl
@necessarymlilo-vn9bl 13 күн бұрын
Pamberi nebsa sekuru murikugona kuranga mapenzi
@user-zq3le5hw7n
@user-zq3le5hw7n 12 сағат бұрын
Simboti vangu varikupisa
@stewartmazambani6772
@stewartmazambani6772 12 күн бұрын
Kwete madxibaba nyasha waunounza pamhepo tichkach no no NO
@tatendachida8684
@tatendachida8684 Күн бұрын
Tedzai nyaya iwe
@user-fh3eb7ot4g
@user-fh3eb7ot4g 11 күн бұрын
Mukotsanjera ini andikùźwisis wakatsipik ngozi yaTonde sei imutse ngozi yaTònde aida kuripirw iwe wovhar ngozi dai vakaziv vakaenda kwa Tasvu,,Tasvu ndochibaba manje
@Smoyo
@Smoyo 15 күн бұрын
Ndrimu top aniko nhai veduwee
@madamboss7216
@madamboss7216 15 күн бұрын
Imi hamuzviziviba imi kkk mudhara abva ati zii
@Jumpersshorts231
@Jumpersshorts231 15 күн бұрын
This soko pane paasinga ndiitire mushe kakumbobvunza tumubvunzo ndarove dare zvariri its easy ku conclude after wanzwa vese hongu anogona kuburitsa ngozi but aneka kachitsotsi
@tinashenyangari282
@tinashenyangari282 15 күн бұрын
Ipapo ndine maQueries as well pane kakutamba karikuitika
@hugginsmakanda8765
@hugginsmakanda8765 Күн бұрын
Dzinza iri aribatsiriki kuti uti chikoro chishoma here kuti kuroiwa here unozvishaiwa havana order
@PatricNyaku
@PatricNyaku 15 күн бұрын
Serious yatete Rose bho here 😅
@mchindawekanyi
@mchindawekanyi 15 күн бұрын
mhuri iyi hayina kurongeka noise nepasingadi noise,munobatsirika seyi.
@user-ip1pw1we5i
@user-ip1pw1we5i 15 күн бұрын
Makudo ani iwayo
@spiwemujoni4483
@spiwemujoni4483 15 күн бұрын
Mai awo anyanya kupedza kuva yedare uuuuuum nekumba kwawo idrama
@vachihoro
@vachihoro 15 күн бұрын
Bhechuuuuu❤❤❤❤❤❤❤
@user-mf5mo6qd3z
@user-mf5mo6qd3z 15 күн бұрын
@namuinnomla804
@namuinnomla804 15 күн бұрын
❤❤❤❤❤
@RodneyGore-yd7gd
@RodneyGore-yd7gd 14 күн бұрын
Deadman walking ❤
@erickmafoti1976
@erickmafoti1976 14 күн бұрын
🎉🎉
@linahmukotekwa5475
@linahmukotekwa5475 15 күн бұрын
Taapo ❤
@user-rp3tn4zh4s
@user-rp3tn4zh4s 15 күн бұрын
Mhuri iyo kufanana mhino kudaro
@margiendlela8356
@margiendlela8356 15 күн бұрын
Murume uyu ane chipo
@pertumuchemwa2590
@pertumuchemwa2590 15 күн бұрын
Best Sekuru❤
@sithabilebaloye
@sithabilebaloye 15 күн бұрын
I'm Rosemary kkk
@chipokanoyangwa9261
@chipokanoyangwa9261 15 күн бұрын
🙈🙈🙈🤭🤭🤣Ukudaidziwa nasekuru Roseeee
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 13 күн бұрын
Vadikni Vabereki musa regere vana ndewenyu kana pane upfumi movaisa pedo muhapwa. Dainmhuri dzabatana mumafaro nevmatambudziko mudyare Runyararo chobara Mufaro muns Jeso,Amen🙏🏽. 1 Timothy 5:8 Anyone who does not provide for their relatives, and especially for their own household, has denied the faith and is worse than an unbeliever. 1 John 4:7-8 Dear friends, let us continue to love one another, for love comes from God. Anyone who loves is a child of God and knows God. But anyone who does not love does not know God, for God is love. Shamwari dzinodikanwa, ngatirambei tichidanana, nokuti rudo runobva kuna Mwari. Ani naani anoda mwana waMwari uye anoziva Mwari. Asi ani naani asingadi haazivi Mwari, nokuti Mwari rudo.
@thulanimpala1513
@thulanimpala1513 15 күн бұрын
mukotsanjera to the fullest ❤
@INNOCENTCHIRHIDNZE
@INNOCENTCHIRHIDNZE 15 күн бұрын
Chibba mukochanjera ndatenda zvangu akauya kuraramisa vnotambidzika avo
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 15 күн бұрын
Tsokaaaaa
@theresataderera4833
@theresataderera4833 6 күн бұрын
Vavhura hombe Mkotsa Kkkkkk
@phineasmasori3540
@phineasmasori3540 15 күн бұрын
Varipi vanavo sekuru tiuye koobeka hedu isu
@user-nf7gt1nj8u
@user-nf7gt1nj8u 12 күн бұрын
Sekuru Simboti rovai basa tamama nemabhinya pa Honde Valley apo 😂
@jahdieltigere
@jahdieltigere 9 күн бұрын
1 munhu anopedza masports
@FungaiKanoda
@FungaiKanoda 15 күн бұрын
Rovai dare sekuru
@INNOCENTCHIRHIDNZE
@INNOCENTCHIRHIDNZE 15 күн бұрын
Finish vno kaura vose avo
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 15 күн бұрын
Sekuru venyika Chiremba Mukotsanjera vanopendera nekupedzera ipapo
@medina3002
@medina3002 15 күн бұрын
Vanhu vanotaurisa vanopedzisira vatora basa rachiremba nguva zhinji kana muneruzivo nenyaya dzenyu kochiremba madanaireyi
@hardmorefore
@hardmorefore 15 күн бұрын
Hanzu gadzirisai musha sekuru mukotsanjera vanopedza masports
@chikarashumba-cy1pt
@chikarashumba-cy1pt 15 күн бұрын
Ndaapo
@LearnmoreChingara-kp7cf
@LearnmoreChingara-kp7cf 15 күн бұрын
Ndabvuma sekuru munzanjera muri muhombe ndinokuonai nguva nenguva ndirikuno ku Poland
@rumbidzaimusengezi5860
@rumbidzaimusengezi5860 15 күн бұрын
Urikuitei ikoko.
@PieterVenter-zq7zc
@PieterVenter-zq7zc 15 күн бұрын
❤Chibaba icho
@user-xj5si4ol3m
@user-xj5si4ol3m 15 күн бұрын
Nhasi ndakasikawo 😂
@user-mm5tm4wx4d
@user-mm5tm4wx4d 14 күн бұрын
Sekuru vanorova basa ava
@paulchipfurutse4667
@paulchipfurutse4667 15 күн бұрын
😢😢😢😢😢
@PatricSomerai-m9v
@PatricSomerai-m9v 13 күн бұрын
Ko why iye sangoma asingaite kuty muroyi aramba kuuya padare amurovese nezvinhu zvake kumba ikoko auye pane vamwe
@anniekurewa878
@anniekurewa878 15 күн бұрын
Noise imi mabarwe
@annietakaedza7425
@annietakaedza7425 14 күн бұрын
Mhuri iyi dis pline ishoma mheremhere sekuru vachitaura
Dare Rachief Mutasa
34:02
TICHKACH MTV
Рет қаралды 4,9 М.
Chabvondorwa Nasekuru Mukotsanjera Pamberi Pa Chief Mutasa
45:33
TICHKACH MTV
Рет қаралды 17 М.
ТАМАЕВ УНИЧТОЖИЛ CLS ВЕНГАЛБИ! Конфликт с Ахмедом?!
25:37
THEY made a RAINBOW M&M 🤩😳 LeoNata family #shorts
00:49
LeoNata Family
Рет қаралды 42 МЛН
Looks realistic #tiktok
00:22
Анастасия Тарасова
Рет қаралды 104 МЛН
Sekuru Mukotsajera Wofumura Zvashata Zvakabatwa Mumhuri
48:45
TICHKACH MTV
Рет қаралды 33 М.
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 6 М.
Chief Mutasa Vanemyoyo Unerudo Chokwadi
14:11
TICHKACH MTV
Рет қаралды 31 М.
Ndakapfura Workmate Yangu Ndakadhakwa
21:01
SlyMediaTv
Рет қаралды 23 М.
muchairi wemagonyeti anzwa nekuita matsaona haasiri kuziva zvirikubva kupi
21:55
TRUE LOVE 💕 TV Zimbabwe
Рет қаралды 31 М.
Chii Chinonzi Njuzu regai tinzwe Kuna sekuru hungwe
6:02
Sekuru Hungwe
Рет қаралды 157
ТАМАЕВ УНИЧТОЖИЛ CLS ВЕНГАЛБИ! Конфликт с Ахмедом?!
25:37