Linda Munzenda anyura, nemarwadziro anoita mashifts😅
@chingombedariesАй бұрын
They're warned everytime asi vane nharo vazhinji varikuchema nemasabhuku deals
@getrudebwerinofa8717Ай бұрын
True but kumusha anako ngaanoita maprojects ikoko kwete kuzviisa paloss.
@chingombedariesАй бұрын
@@getrudebwerinofa8717 she was trying grab land in the name of projects after that wovona munhu ovaka mansion
@DianahSithole-un5ckАй бұрын
Chief ombererwai maoko
@leahafauconier4072Ай бұрын
My chief i salute you
@effortgapare788727 күн бұрын
Linda mzenda
@tattysark8053Ай бұрын
Wow the last minutes ndadzifarira when now talking about illegal settlers kuJenya cause my grandparents were resettled kuDomborutinhira and happy there. Isu musha wedu zvedu watomubvura but ava wakuitei ikoko...
@mrsmunaksАй бұрын
Pindugu Sandu! Unenge uchiti wa reporter kwa Mambo Wanike makagara and murikutengesa state land iwe naSabhuku wako muri ma illegal settlers! Chamagona hapana Jeri reBindura😂😂😂😂😂😂
@safeguardsecurity2351Ай бұрын
Sabhuku uyo ane huori akapiwa mari neweku America aakutorera munhu Munda wake.
@leahafauconier4072Ай бұрын
Ndokumbirawo number dzamambo Mutasa. Takatorerwawo bhuku naGuta kwaManyau. And Guta mutatsi
Ndazodzidza nhasi kuti chiyi chinonzi state land vanhu will always complain that government yatiputsira dzimba forgetting that u aquire land in an illegal
@onaingorima7122Ай бұрын
Haaaa mambo apa marebesa nyaya the fact yekt munhu akarambirwa mutero simply means mambo varikuda kutora munda uyu
@thomaschiwomba3752Ай бұрын
James u cn qualify to be e governor of Mutare try tht post or Member of parliament ndimi vanhu vari kudiwa nevanhu iwe
@user-jb6ve4tw6lАй бұрын
Kkkkkkkkk ndovanhu vasingadiwe neHurumende kana mazogara
@cornelliousbigshipzhawu6669Ай бұрын
Chief Manyama but Sekuru vaye vnobogara pa divi nemi vaye vanofeka shirt ye white deno vambogara zvawo kuvanhu uko vanopinda ne moyo stereki.
@mirriammutsikamahwe3616Ай бұрын
Uko section act inoziikanwa nemusoro
@wellingtonnhiwatiwa6449Ай бұрын
Mambo mutasa bvisai mailegal settlers ose ari kujenya kunobata kwaMundenda ngavabve vabata grazing area yose bvisai vanhu iwavo
@user-wf7qs4up5hАй бұрын
Kqi na mambo mutasa hamuna chenyu vanhu varipaseri apoo Go check kuti vangani ma illegal settlerz haa chabva chatobvondoka
@silentmutsikamahwe6906Ай бұрын
UnotozoRegretter kuti dai takataurirana hedu kuVillage yatoshata sooo worse yabuda paSocial media soo...
@vimbaifmakora4868Ай бұрын
Kkkkkk haya Hanzi indai ku jenya munouya ne report ka mfana Ako kasadaro so kuita ma deal ne madhara achipiwa information ye nhema na mbuya vakatono tenga imba ne Mari yavaka piwa ne hurumende ye re location