Muvakidzani ari innocent nokuti mwana uyu ndiye arikuenda kuvavakidzani achivaudza zvekumba kwake. Paya pakambonyangarika for 2 days muvakidzani akanosiya mwana kumapurisa nokuti aivimba nezvaiudzwa nemwana uyu achiti ariku buswa na mai vake. Mwana ari wrong uyu achakuvenganisa nevavakidzani. Very soon achatiza achienda kuvarume. Endai kumasvikiro vanowongorora mweya wagara pamwana
@Gloria-s4vАй бұрын
Kumapurisa kweiko endesai mwana kwasekuru tasvu
@NancyNcube-ny2hvАй бұрын
Amen ndezve satanism
@empily___roblox6987Ай бұрын
Mai avo varoi
@tafarapaulАй бұрын
Normalise asking your kidz if they know your number, name & home address❤
@julietchivhanga3054Ай бұрын
These days hazvichanetse ngavaende kwamambo
@NancyNcube-ny2hvАй бұрын
Muvakidzani pakapindura kuti mwana wenyu aapo pano aizama kumu protecter from vabereki kuti vasamurove . Even inini ndaizodaro munhu akapinda mumba mangu achiti arikutiza. Mwana is wrong very wrong. Whatever chamupinda mwana uyo ngasapindze muvakidzani. Tsitsi dzinouraisa anhuwe. To you good neighbor pliz report this girl if she comes again to your hous