We love to listen to this programme but this volume issue yakutikonesa sometimes STARFM pliz pliz do something ndatotadza kupedza kupedza zvangu kuteerera story yabhudhi avo
@nyashakutama92064 ай бұрын
Star FM chimbotererai ma advert anobuda pa show yenyu mazi volume aanenge anoyo chete ...came to zvinoyera zvinoshamisa zvinoda kufumurwa kunge pane akagarira volume 😂😂 be serious guys dzimwe nguva mu studio menyu kunge murikunaya 🙌
@marthamahleza95974 ай бұрын
Good morning tete
@Taruwanza3 ай бұрын
Problem yake iri pakuti haasi kuenda kuchikoro Ngaasafungisisa panezveramangwana rake Nokuti ndozvino pedza hope
@NyashaMahumucha-hd6vv4 ай бұрын
volume yenyu inenge iri very low shem gadzirisai pavolume
@tynieshoko8983 ай бұрын
Tetichida kutoterera but volume yacho yozongoti pfura zvako
@timoteochiripo59614 ай бұрын
Sound engineers of yours are spoiling the show big time
@Eva-y9l9t4 ай бұрын
Imbotererai Drewmas media na Bhozhongora zando dzavo pa volume,,Star FM zvirongw zveny zvombow kuterer coz of volum
@lethwinindlovu3 ай бұрын
That was me during pregnancy i wasnt sleeping at all😢
@Edesbong354 ай бұрын
Ini pakashaya sis vangu mysteriously vakasiya mwana mukomana aine 3yrs akaita problem yekusavata ndikazoenda naye kunonamatirwa kuZcc mbungo zvikapera
@abigailchiromo3174 ай бұрын
Baba vako ivavo ndivo vanoziva zvavakakuita asi iwe nenyaya yekut zvakatangira uri kushamwari wakungofunga kut ishamwari sei baba vako vasiri kufamba newe kana vasiri ivo vakonzera
@PreseviaranceMarangwanda4 ай бұрын
Aaa kana vanhu vachiti hati fambi coz tri ma Ssvanda mwana achi tambura bhoo hr , haa muku regerera mwana now aku enda oga hake Kuno tsvaga rubatsiro 😢😢😢😢
@lorrainemazhawidza67904 ай бұрын
Vabereki mwana angatambura kudai muchiri vapenyu here
@reasonmahachi92924 ай бұрын
Ko volume chiiko nhaim
@ZaneleMoyo-g6b4 ай бұрын
Ndarwadziwa dzwangu asi mbuya vako vanoziva chokwadi nemkomana wemvura😢
@BlessingMsipa4 ай бұрын
Zakaoma chokwadi asi gogo bhoo hr
@memoryzenda73384 ай бұрын
High blood pressure, anxiety, depression, insomnia pamwanakomana.
Some drugs such as LSD are odorless, colorless and tesless yet very damaging even after taking them once. A lot of tests are needed here. psychiatrists can also help coz kakungofamba ako kakanyanya. Panyaya yemvura can be delusions of persecution.
Ini ndakaitawo iroro dambudziko ndakaenda kuchipatara vakandiudza kuti chirwere chinonzi throid kubva pandakatanga kunwa mushonga ve thyroid ndave kutorara asi vakati i chronic kutonwa kwehupenyu hwose
@TrustNyahwema-wi4kc4 ай бұрын
Ko akapa mvura wacho haabatike here asungwe
@valeriekondongwe94914 ай бұрын
If our medical resources were very good, there might be a chance yekuita dig deep on brain scans. I know of a case where they had to do brain scans vakawana dambudziko raitadzisa munhu kurara. It could be a similar issue. Medicine is a mystery. The guy seems to be a good kid asingatore hake ma drugs for sure
@TsitsiChayamiti4 ай бұрын
Volume plz plz
@priscillandoro40144 ай бұрын
Taneta nevanhu vanoda kuzviita too Christianity mhani mwana ari kutambudzika Uyo nekuda kwenyu moti munonamata zvokwadi
@arthurtakudzwa34844 ай бұрын
It hurts
@LoreenVengesai4 ай бұрын
Zvakaoma sure mwana arikushandiswa uyu
@douglaschumbu16634 ай бұрын
Mukomana uyu mwana wangu ndiye fisrt born yangu akatanga zvema drugs tiri ku glenview akamborohwa nema soja nekuba zvinhu zvewanhu, mvura yaarikuti mvura yaakapihwa haisi mvura but akaputiswa madrugs
@waynemazhindu96694 ай бұрын
Eish Ma1 chaiwo Dai Mwari vatibatsira
@brendashandmade4 ай бұрын
Imikaaaaa
@blessingmanyeruke68324 ай бұрын
I dont believe you mai imi kana ari mwana wako for sure then go ku star fm munotaura zvamukutaura izvi pamhepo
@douglaschumbu16634 ай бұрын
@@blessingmanyeruke6832 wakamboona mukadzi achidzi Douglas believe whatever you want my life is not in your hands
@douglaschumbu16634 ай бұрын
@@blessingmanyeruke6832 saka nda mai imi maje usapinda nemoyo nezve social media izvi forcus on yourlife and family,
@rojamillerover4 ай бұрын
Saka family yekwa baba vake shuwa kuramba kufamba nemwana kunoshandirwa iye asingarare 4 years? Veduwe ka vanhu Itai tsitsi
@CaroDlamini4 ай бұрын
Yooo munhu akakuita izvi munhu wepadhuze saka ariku maker sure kuti maporofi ne n'anga Havana chavanoona
@LucyDudu4 ай бұрын
Zvakaoma
@rufambakamwemututa36984 ай бұрын
you should consider investing in microphones very poor sound systems not in this age and day
@WadzanaiMudzamiri4 ай бұрын
hazvina volume
@baxterthetraveler4 ай бұрын
Vari kuti ma drugs seized asiri kutengesa zvinhu for more drugs. Dai ari wema drugs dai asina kutombouya oa program.
@florencedzinodya27573 ай бұрын
Exactly
@ColletaNcube4 ай бұрын
Ko nyaya yaAno yakazodii nhai hama
@EuvettyTsvande4 ай бұрын
Zviriko mumwe akaita 16years
@SilibazisoNdlovu-n5q4 ай бұрын
Eish so sad
@PrettyRukatya4 ай бұрын
Zvakaoma 😢
@EgnesMaviki4 ай бұрын
Zvinorwadza
@andrewww92104 ай бұрын
Yoweeee
@emilympepo4 ай бұрын
Morning tete
@matteoBreel_174 ай бұрын
💔💔💔
@tmaktmak14644 ай бұрын
Zvinodhaka unozviziva
@rejoicetakaidza97944 ай бұрын
Akashandisw for business
@sithembileshaba9604 ай бұрын
Taura hako
@TheresaMaps4 ай бұрын
Varoi variko
@ElizaberthGore4 ай бұрын
Anogona ari ini drugs coz antitank kuti munhu usarare
@miriamnindi39644 ай бұрын
Ko zvakukunzi wan kuchipatara kana aachiita zvemadrug zvooneka musystem wan
@florencedzinodya27573 ай бұрын
Madrugs unodhakwa wotorara sembanje vanorara wani even nyaope vanorara wani
@joysibanda93724 ай бұрын
Hello tete
@isheanesumapfumo78944 ай бұрын
These are demons l have an elder anogona kubatsira zvako
@douglaschumbu16634 ай бұрын
Anorara mukomana iyeyo ndakagara naye 2022 haade kushanda kana kutumwa anoda music chete
@KendraLipsy4 ай бұрын
R u for real?
@brendashandmade4 ай бұрын
Mmmmm mamboti mwana wenyu wani...kwanai imi 😢
@douglaschumbu16634 ай бұрын
@@brendashandmade saka pandazoti haasi wangu futi ndepapi ,l came from sa 2022 anorara kusvka kuma 10 kuseni haatomuke zvekudaro, reason l refused him seek out for help is because he asking everything for help, to you its another social entertainment but to me its my life you are messing with
Ummm kamunhu kemutoriro about vanoswero mbeya havagari pasi anoshanda sei iye achirambotora
@rojamillerover4 ай бұрын
Inga ataura wani kuti l don’t take zvinodhaka? ASI hamunzwe kani
@Rumbidzaichivhanga4 ай бұрын
ummm shame Satan ari pa basa
@FK-bq1hi4 ай бұрын
Haana kumwiswa mvhura yevanhu vakafa here mukomana 🤷♂️
@rojamillerover4 ай бұрын
Ndozvandafungawo
@NyaraiRupiya4 ай бұрын
Asi mvura yevakafa hairarise here bcz ndiyo.inoshandiswa nembavha kuba vanhu munorara semakafa
@PridePulela4 ай бұрын
Iguka tete itai atestwe kutsenga muromo I cystal sorry for saying truth
@rejoicetakaidza97944 ай бұрын
Hamuna kunzwa kuti va doctor arikuti his system yake iri clean
@rojamillerover4 ай бұрын
Saka iwewe you are now a doctor? Wakadzidzepi degree iri?
@Ndlovini20244 ай бұрын
Say assumption not truth
@PridePulela4 ай бұрын
@@rojamillerover ndibvire kumhepo getaway
@ElizaberthGore4 ай бұрын
Maitiro ake iguka mutoriro batsirai mwana tete
@rojamillerover4 ай бұрын
Pfitseke manhi iwe
@RutendoChiveve4 ай бұрын
Ibvapo iwe
@NomsaZindove4 ай бұрын
It's just a warning to you,pane vakafira ma comments pa Facebook pano kuvanhu vavaisaziva.kana usina zvekutaura nyarara.its my first and last warning to you.beware