I speak total deliverance upon the family. I wish the husband feels the pain too..
@faithmapfumo44374 жыл бұрын
Bba ava ndavanzwira hasha, Mwari ngaapindire kumukadzi nevana. Nxaaaaa
@nonoechibs27754 жыл бұрын
This is a very sad n touching story ,this woman is going thru a lot n we pray for God's intervention ,our God never fails us.This man is bringing problems to his own family, may God deliver this woman
@silibazisomayara81715 жыл бұрын
Baba ava ndorinonzi benzi chairo vakatogadzirwa vakatorwa pfungwa nemishonga plus achapedzesera atovawo musatanist
@francischivhunga70014 жыл бұрын
Mukadzi wechikwambo anoita mwana here urirombe iwe dai zvaita kwauri mwari komborerai mai ava ngazviende kuna baba
@mindjamesmatazhu73474 жыл бұрын
This boy haabatsirike,ibva mustudio umo usatipedzera nguva
@abigailmawi13854 жыл бұрын
😂😃😂
@debralauseni7875 жыл бұрын
Baba ava havasi kutaura chokwadi so nyaya iyi haigadzirisiki nekuti akuramba achidzokera ikoko ibenzi fr sure angataura kuti mkadzi wake mukadzi wechikwambo zvazobuda munguva yekuita chihure sei
@elisharusirevi77864 жыл бұрын
Imbwa chaiyo haatomboregi kuendako nekt akashandisirwa mushonga saka haarambe mskana kusvika mskana aramba ega
@francischivhunga70014 жыл бұрын
ANOPENGA UYO SIYANAI NAYE MURUME MURWERE IYE NEHURE VANODANA BABA VAKUPENGA AVA
chokwadi vakadzi vazhinji vari kusiya vana vachifa pamusana penyu varume
@maddidadyaruna64324 жыл бұрын
This Man akabikwa ne hure he shud man up and face reality kwete zvakuuita izvo ...feel sorry for mai kuda God will fight yo battles P.ray U.ntil S.omethin H.appens
Ladies please please avoid narcissists when considering marriage. A lot of men in zim are now serious narcissists. This guy has no feelings or any remorse at all. Poor lady
@elinahmaziwofa39054 жыл бұрын
Baba ava ziduzman shuwa. Vakuparira mhuri. Ko kusahwira tsitsi mwana. Kana kuri kudyiswa ma1
@ruvimbomawire21963 жыл бұрын
Mai ava mutauriro wavari kuti "baba" kumunhu akadai so and saying "imba yangu ndoida".zviri kundimara mhani.siyanai nekamunhu aka imi mai imi mutize nehupenyu hwenyu nxa. Unofa nekuchekwa ikoko.ngaachekwe iye mhani
@monicanjaikira96023 жыл бұрын
Uuuum ndirini ndaienda zvangu murume uyu zimuroi
@francischivhunga70014 жыл бұрын
Baba ngavaende kuhure ravo vanoteta zvakaitika kana asingade ndiye akutuma hure kuti auraye mai vevana iye ouya vogara vese iye murume uyu akadyiswao hachafunga
Hmmmm baba mukukuvadzisa mukadzi ari innocent, matombo nekuchejwa ngazvicheke nurume uyo akatabga nyaya. I feel sorry for that lady. Varume musadaro soo
@florencenoonelikeyuhilda36474 жыл бұрын
Mukadzi uyu ndaende kumba kwavo ,achafa
@sandrataderera44873 жыл бұрын
Akatamba nemasatanists
@elisharusirevi77864 жыл бұрын
Baba ava hatorambe mskana kusvika iye aramba ega coz akashandisa mushonga vanonyepa kt ndakamuramba apa kuda kunyepa dai zvakauya kwaari ibenzi
@priscachakwenya13154 жыл бұрын
Ndipeiwo baba ava ndimbovarova please ndokumbirawo
@bothyproductions31384 жыл бұрын
kkkkkk
@abigailmawi13854 жыл бұрын
Varovei zve veduwe
@sandrataderera44873 жыл бұрын
Prisca toda kuvarova baba ava kuvamamisa chaiko😂
@florencenoonelikeyuhilda36474 жыл бұрын
Girl friend iyo inechekuita ,mudaidzei mustudio auye tinzwe peace of mind yake
@MemoryChronicles5 жыл бұрын
Jeso! She’s obviously possessed with a supernatural entity. Demonic activity usually leaves marks on the body 🤷🏽♀️
@fortula.tichwagoramuog87845 жыл бұрын
True.But everything points to the girlfriend.Hell hath no fury than angry woman.Thank God she is not my sister but the guy needs a good hiding!Mai ava ngavandibate paWhatsApp 00353834602001.Can tell her what to do!
U r the only one who saw the otger side pple r not seeing.. demons need a gateway.. bitterness and anger... as long as she still has that she gives access to demons... yes her husband's actions may be the trigger but she can avoid wats happening...coz she sed the things subsided wen she was at peace mentally.. then when she found out her husband was still seeing the person ..the attacks recurred.
@johannesjohannesj.m90614 жыл бұрын
hanzi ndoyerekana ndadzokera tato linka .This guy is not lying akatoroyewa too bad .Dai ana Prophet vapindira before mkomana apengeswa uyu because the end result its insanity,total madness chaiyo.
@florencenoonelikeyuhilda36474 жыл бұрын
Baba ava varikuziva chokwadi but l think musikana wavo akavachidyidzira vakutya kufa
@finnletjasi17694 жыл бұрын
Iri ndiro benzi remurume,igwara chairo,haana hanya nemhuri yake.varume dzikamai
@chipogumbo41834 жыл бұрын
Baba Ava varikunyeba kudzungaira vanoda kurohwa vachauraisa mwana wewanhu
@taxreturns53164 жыл бұрын
Ummm baba ava dai zvauya pavari ko mkadzi aparei nhai.
Nxaa murume uyu ndi satan chaiye ndarwadziwe ini Mwari😭😭😭
@buzob26984 жыл бұрын
😭😭😭😭
@sandrataderera44873 жыл бұрын
😢😢😢
@patiencezhuwawo23804 жыл бұрын
Murume uyo ka ari kunyebera kudzungaira nyaya yake ngaitaure mushe, nyaya iyi iri kutyisa ,Eish
@abigailmawi13854 жыл бұрын
Muchatemwa nedombo Tete😂 Shame....touching story yooo.
@lovemoremataga21714 жыл бұрын
Amai siyanay nemrume uyu ibenzi
@MosesManyani11 ай бұрын
Ummm ndoona sekuti baba ava ngavatange kubatsirwa ivo bond yavo neGF itange yabviswa nokuti vachiri kuda nezvayo kana uri mushonga wakashandiswa pavari ubviswe then kubatsirwa kwamai kunogona kureruka
@ddmaps39794 жыл бұрын
Why sissy Tilda vachivharidzira mukadzi kuti asataura mazita evaporofita asi vanovaunza pastar GM vachiva advertising
Baba ava vanoita senge vanechirwere. Mishonga yehure yakavabata mbira dzakondo
@patiechauke65255 жыл бұрын
Baba ava varikuto rambira Girlfriend kuti inoroya haaa kunenge kudyiswa ..... haaa varume soo zvakaoma unourayisa mukadzi nekusagona kudzikama runyengo munonyanya
@idahkefasimasuka1814 жыл бұрын
Nhai nhai ko girlfriend anoidii isaskum murume uyo ko mukadzi akahurawo zvinonakidza hre better uendese mwanawevaridzi kumba kwavo than kukuvadza mwanawemunhu uchimukuvazisa uchiwaster time yemunhu 😳🙄🙄😳😳🥴 varume vanoiteiko vana vevanhu
@marvelouslupiya24334 жыл бұрын
Baba avakaaa iduzviii urimbwaaa iwemurumeiwe daindaiziwa nomber dzakokaaaa
Ungazonzi wakaroora Mkadzi wechikwambo after 10 years hre
@florencenoonelikeyuhilda36474 жыл бұрын
Ngaataure chokwadi asunungurwa
@fortula.tichwagoramuog87843 жыл бұрын
Fake couple.Behave and bring up those kids responsibly.We got really hurt but it is still a solid family unit!
@asherthemaster5 жыл бұрын
Baba kuda ka kunyorovera kacho kehutsotsi. Vakadyiswa ne girlfriend ivo ndovakuto roya mukadzi padhuze
@addieaddie65725 жыл бұрын
Wen it comes to nyaya idzi varume thy believe galfriends more kudarika vakadzi tinenge tiri mumba.i have been thru dis shit in my marriages.until todae mahure acho i know dem.Gladys Madyauta,Princess Mushawatu,Carin Mashonganyika,Ethel so many more .vanotobheja
@fortula.tichwagoramuog87845 жыл бұрын
Sad but this habit of blaming one side is a weakness.Vakadzi when you get married you get in the comfort zone and the man gets attention elsewhere.On the other hand varume itai mushe chihure is not a solution.Mukadzi uyu anoda murume wake and is good wife material,but mukoma akadyiswa uyu.Looks like his head has been turned,asi akasiya mukadzi uyu achepinzwa ma one nehure.Imagine ave mkadzi wake full-time!!!
@fortula.tichwagoramuog87845 жыл бұрын
Baba ava inzenza.Guys zvenyu zvekuti kunamata izvi i choice yemunhu and truly speaking when getting married musangoita zvechirungu.Panotofanira kuitwa tsika dzedu kutambirwa nekupinzwa mumusha.Izvi zvinoitirwa kuti musha/marriage isimbe.I have seen how we have lost all respect for our ways of doing things as Africans saka mhepo dzirikuwanda.Vanhu vatema tave kungoita sehoto inongotevera kuri kuenda nemhepo.
@sheilahkove52684 жыл бұрын
Pakaipa
@justbecause64724 жыл бұрын
Addie Addie 😂😂😂 name and shame them
@emeldahveronica39872 жыл бұрын
i think this guy is telling the truth, msikana uyu akumushandisira mishonga