First caller i dont know what to say ndaita kupererwa. 3 times a year flights to zim aaaaaaaaaaaaa kana mbinga dzimwe dzinototadza wani ko iwewe une simbe yemurume blaming it on chivanhu. 1. Kune small house 2. Iwewe manje ndiwe urikushandwa 3. Pfira dandy nguva ichiripo. You are married alone pachirungu. 4.Kasongo yeye ndiyo yandaimba after your story.😂😂😂😂Wakeup
@SueEland-y7s15 күн бұрын
Exactly my thoughts... number 1
@nenaniphiri976016 күн бұрын
I was never a fan of Doctor Choga because of reading ma comments and all but from today ,l love him he is a true man of God ,I really enjoyed listening to him when he was advising the first caller .Thank you Doc
@julietm575315 күн бұрын
Hmm the first caller, l don't know why l have a feeling kuti he has another family kumusha ikoko.The wife needs to be assertive, in this UK how can she manage to pay everything and his tickets.
@natashachibanda87678 күн бұрын
Caller 2 dzungu rakavanda munhu hautuke mvuu usati vabira rwizi celebrate victory zvaita kwete kuti hee ndoda kumuratidza uchiri kugara naye apa hudofo hwako ukutaura online ndiwe enermy of your progress ..put a guard on your mouth munhu
@kudzaiMujeyi15 күн бұрын
Mmm caller 2 dishes out too much infor azvisi right izvozvo…
@gee9961 l chokwadi every trip achinokamura marooro
@MafirakurevaMafirakureva16 күн бұрын
First caller siyana nerombe iro nguva ichiripo. Ndidzo type dzinoguma dzaromba siyana nekachidhoma ako
@nontandochibi690915 күн бұрын
I'm with Doc, ndikuvira because of that woman. It's sad she was raped but if hubby wanted a virgin he should have left than beating her after marrying her. There is absolutely no excuse for him to abuse her. The rape was not your fault, hubby's abuse is because he's an abuser not because watadza. Inga mvana dzinoroorwa and treated like queens so iwe you were young a defense less why should you be punished!!!! No man!!! Rise up
@EireejoSiga16 күн бұрын
These first 2 caller are top heavy ! I pray they find the strength to deliver themselves out their circumstance, may all their deeds be done with a clean heart & sober mind. May your God guide & protect you and your loved ones. 🙏🏾Amen✨️ Go forth and live the life you seek & desire, release yourself from self imposed imprisonment ! May you speak life in everything you say & do ! Be Free Amen I speak healing, peace, love & sound mind ! if you have moment listen to Kierra Sheard "Free" ❤ ✨️👑🙏🏾❤️🔥
Doctor stop judging her she wasn't enjoying it let her narrate she is healing.What kind of a Doc are you who don't read character
@rufaro00312 күн бұрын
The problem is you wanted marriage so bad you knew that vanoita zvechivanhu but you didn’t think things through because you wanted to be married. You can’t expect him to change
@patrickchimbaira479216 күн бұрын
Iye achishanda hake, ko imi munomupirei mari yacho, you can't fly 3 times a year to Zimbabwe from this side its impossible, it seems imi maiguru murimazviri futi why musingarambewo
@ROGUE40616 күн бұрын
Munhu ano believer in chivanhu nemunhu ano believer in religion too much are real problems...just leave. You can't change their minds
@profqda346415 күн бұрын
Haisi scapegoat here? Anogona aine imwe njapisi kuZim
@Cathrine-j9j15 күн бұрын
Vanhu ivava vangatoshaya Mari yekubhararira Vana fees achiendesa Ku church kana kuchivanhu kwavo....type idzodzo kutongisiya wonozviraramira
@ROGUE40615 күн бұрын
@@profqda3464 haisi scapegoat from the sound of it: kuzungaira chete chete
@HeAloneIsGod990115 күн бұрын
Shaa isu Mwari arikutiitira zvidhafu but you can't enforce someone to believe what they don't@@Cathrine-j9j
@heartmoyo15 күн бұрын
True chivanhu ne chipostori ma1
@tanyamilewski570016 күн бұрын
Second caller hates his mom which is why he is abusive. Either he learned how to treat women from father or he is taking out his mom anger on partner .
First caller 🤔 Could be supporting mainini small house kabisira
@letstalkngatitaure289913 күн бұрын
Uyo ari kuda kutiza murume is shockingly stupid. Saying that on radio when you know how abusive he is. Kusafunga chaiko
@evelynemuzira39316 күн бұрын
Haaaaa iyezvino, January and you are going Oct, anoswera audzwa uyu, ko dzamakudhiga dzemwana anehenia dzikudei apa, mukuzvibatisa henyu, chii chakadaro ichocho
@ROGUE40616 күн бұрын
🤣🤣 amai vakazungaira ava... she has too many issues. She needs help
@natashachibanda87678 күн бұрын
Dzungu racho remunhu asin kutsitswa hana zvake apa ukutaura zvaOctober tirimuna January
@MafirakurevaMafirakureva15 күн бұрын
Aunt Tilder please tell your colleague Dr Choga kuti client will respect him much more if he doesnt become too emotional about client issues especially angonzwa one side of the story. kana vari professional he will also know that sometimes even the perpetrators will reach out first and demonise their partners. Please reformat your program mutange manzwa both sides of the story firtst. It doesnt always mean that the partner that reaches out firdt is always right. Dont be naive Choga and Tilder and listen actively
@monnietaah958314 күн бұрын
I have realised that they have selective hearing
@tavongarmunangwa-chiwanza4614 күн бұрын
Caller wemukadzi arikurohwa, please, ndati please give us location tiuye kuzobata mhondi ya uinayo iyo!!!!!
@pearlmambinge45114 күн бұрын
The only way daughter, you just fly kana wasvika then you tell him. Ukamuudza before, anokuuraya ukatadza kuyenda. Party haiitwe even for relatives. Mwanangu iwe enda wakanyararisa zvekunyarara zviya. Wagona but chivhara muromo nokuti unogara nebhinya/mushurugwi, anoruma achifuridzira. No wonder why asingade Mai vake
@MakahManiki3 сағат бұрын
Caller number 2siya munhu uyoo coz ibhinya doctor Choga vari ryt and vanenge vatoona kuti unoitiswa nemunhu uyu uye sei uchipo aaaah nhai
@rumbie39348 күн бұрын
Aaah 2nd caller ndophugwa dzauno crosser nadzo road here idzi you are a danger to yourself 😮. Kuti bvuuu zvese nhai iwe. Ungataure secret yakadai palive🤦♀️ Koyemwana we operation yanga yapinda papi nhai Sisiria
@ruthkunyongana275616 күн бұрын
Hi auntie na doctor,❤❤❤
@portiachideya295015 күн бұрын
Sorry first caller but wake up and smell the coffee. Murume wako ane mukadzi kuZim uko uri kutambiswa bhora risina Mweya.
@g.k.310112 күн бұрын
The second caller is not serious. Chero akayenda kuchando, she will facilitate for the husband to come there as well.
@josiemadziwa14 күн бұрын
Muchirikutaura chirungu mainini muchirohwa shuwa
@demnisxirox71449 күн бұрын
Tambai nevamwe zvakanaka
@demnisxirox71449 күн бұрын
Zvinoshatirisa zvokwadi
@ROGUE40616 күн бұрын
Throwing a party to show husband kuti i can succeed without you... 😌 Apa you have not succeeded yet... ko kuzoti when u have really succeeded
@demnisxirox71449 күн бұрын
Mainini U trust too much wat if he has another wife Zim?
@sharonfosho49315 күн бұрын
Usaoneka dear,just go wozomufonera waenda
@NatashaSauramba8 күн бұрын
The second lady why😢 u have just sold that beautiful future
@CelestineMeza13 күн бұрын
First caller udza murume aende kwa profert Miracle Paul ,audzwe chokwad,i anenungo uyu kuwanda ne chivanhu,
@cassandraker16 күн бұрын
Mainini dude i was like dai machinja the way you talk. Chirungu murikuchivhuna i think you need night lessons 😂😂😂 kasongo yeye ndini ndadaro. musandipikise. Mbomirayi kutaurira murume zveku overseas asi chirungu mochida henyu haaaaaa yaaaaa😅
@Gargamel37.15 күн бұрын
ndosaka vachirohwa kkk
@josiemadziwa15 күн бұрын
😂 hanzi beyidhingi 😂😂😂 bedding
@cassandraker15 күн бұрын
@josiemadziwa aaaaaa nhai kuita kurwa nechirungu apa it's a vernacular show aaaaa kkkkkkkkkkkk
@madyedzomunyonga203614 күн бұрын
Uuuuh mainini ava munonyanya kufukura hapwa! What is this talking about hernia yemwana and all that!! Takuzivai!!
@lilianmlambo276913 күн бұрын
😂😂😂😂
@katieneguyuni211013 күн бұрын
1st caller mmm I think murume wake isimbe, anoda kushandirwa nemukadzi, urikuitiswa, ngaamboshanda achengete mhuri yake lwt that be his goal, he should stop chasing dreams imbori mari rudzii yaanodzi anofanira kubata yaari kuroyerwa...iko kutotadza kushandira mhuri ndokuroyewa kwacho, ngaashande achengete mhuri simve yemurume
First caller is being taken advantage of by the husband, I don't forsee her taking any action as you have advised her because vanotya she is not assertive. Vachenjere kuti kumusha kwatove nemumwe mukadzi
@nenaniphiri976015 күн бұрын
Vatete vekuda kuudzA murume a say before vakwira dhege .munourayiwa before makwira dhege
Musati ana sekuru varikukupusisai kana ivo vanhu wamwari arikudyira vanhu mari futi vakafanana vanhu ivava fanike vamwari vanorova mari refu manje munhu ngaazvifungire
@JaboonAgriculturalConsultants9 күн бұрын
Vana wakavaisa sei caller 2
@katieneguyuni211013 күн бұрын
Caller 2 mmm arisuspect mukadzi uyu, anemhosva dzake she is not genuin, hapana hapo excuse to beat someone asi caller anenge anepamuromo, party ndeyeyi kana wakuenda, kana uchida kusiya munhu zvese izvi hazvisi necessary, she is toxic, unoda kurwadzisa munhu, party ndeye svoto
Fisrt caller ur will not stop him or else imba yaparara zvakafanana kutora muchristu womuti handei kuchivanhu here is my suggestion endai kuChiweshe kuChiburi kwaDzivaguru hakubhadharwe he will be couselled and helped for free . There is no reason to lie to you coz ey dnt need anything from you .
@gâteauauchocolat5579 күн бұрын
2nd caller urikugara nemhondi, and you seem to be romanticizing it. I
@tendydesign11 күн бұрын
First caller kune mukadzi chete
@markmagwenzi94212 күн бұрын
To be obsessed with this beliefs african tradition or Christianity it's dangerous vanonetsa vanhu avava kuvaudza kuti murikuitiswa
@SithembeniMarozva16 күн бұрын
Hi this man is very lazy he knows that you love him so much so he's taking advantage from you.y are not alone in this problem most of man nowadays they are doing the same.
@SueEland-y7s15 күн бұрын
Maybe he has a family back home
@irenemurauzi214716 күн бұрын
Mainini vekutanga avo ngavasiyane nemurume uyo hazvibatsire kuti mune murume muri mega zvakafanana kuti hamuna itaizvenyu mega