Nhengo yake yesikarudzi yoramba yakatsamwa tina Tete Tilder

  Рет қаралды 100,347

Tilder LIVE ZIM

Tilder LIVE ZIM

4 жыл бұрын

Tete Tilder vanokurukura neumwe murume wechidiki uyo ane nhengo yesikarudzi yakugara yakatsamwa nekuti akarara nemukadzi wemuporofita

Пікірлер: 190
@amblessedmujee7632
@amblessedmujee7632 4 жыл бұрын
Zvakaoma shuwa varume gutsikanai nevakadzi venyu , munofa makasvinura sedemba
@evelynmakaipa9483
@evelynmakaipa9483 4 жыл бұрын
6uj big hm
@tirivanhuchizangamagombei1945
@tirivanhuchizangamagombei1945 4 жыл бұрын
Haaaaa vanhu vanoita ma champion pavakadzi wevanhu they deserve this
@irenemashakwari191
@irenemashakwari191 4 жыл бұрын
Haisi nyore kuhurirwa nemukadzi zvinorwadza baba imi ndinoti garai makadzivirira pamba penyu🤗😜
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 2 жыл бұрын
Hazvina kusiyana nekuhurirwa nemurume it's equally painful
@gracekwendatanyaradzwa1838
@gracekwendatanyaradzwa1838 4 жыл бұрын
Yaa iyi ndiyo rinonzi lesson kuvanhurume zvinhu zviri kungotaurwa pa social media vanhu vachikuvadzwa nenyaya yevakadzi chevanhu asi avaregi ahaa🙌🙌🙌vanogona kubatsira batsiraiwo daddy avoo
@JayDen-dw5mg
@JayDen-dw5mg 4 жыл бұрын
Grace kwenda Tanyaradzwa
@michellemoyo5528
@michellemoyo5528 2 жыл бұрын
Eish shame pls forgive him
@liancorbie9276
@liancorbie9276 3 жыл бұрын
Tete Tilda your shows are educational and keep it so real. thank you and may Gof continue to bless you and use you to reach out to many
@silindiwetshumasilindiwe7811
@silindiwetshumasilindiwe7811 3 жыл бұрын
Mmmmmm yakatomira kuda mukadzi asi imi Jesu wangu chii ko zvakaoma chihure chinourayisa
@teclakugas140
@teclakugas140 4 жыл бұрын
Tete itaiwo live pano pa KZbin facbk isu vamwe inotinetsa pamunoita live itai nepano pa KZbin pliz ndakumbirisa
@duduzilesibanda6789
@duduzilesibanda6789 4 жыл бұрын
No one is perfect why do people give painful comments as if you are holy
@kathrinefire9996
@kathrinefire9996 4 жыл бұрын
Tell them
@melusilunga2397
@melusilunga2397 4 жыл бұрын
Guys no one is perfect and this guy made a mistake..he needs help
@dumodube6980
@dumodube6980 4 жыл бұрын
its helpful these programs
@elinahmaziwofa3905
@elinahmaziwofa3905 3 жыл бұрын
Tete i love the way you ask. U make sure everything is clear.
@guiltymadondo7993
@guiltymadondo7993 4 жыл бұрын
ngavagare pasi baba avo kunevanematambudziko akakura kudarika zvavo.vaibhadharwa nekukwira vachiti zvichadii.vasanyepera kungwara nhema ....kutipedzera data
@julicemakovere6549
@julicemakovere6549 4 жыл бұрын
Kkkkkkk kkkkkkkkkkk inzwai tsitsi veduwee
@Actrosst
@Actrosst 4 жыл бұрын
Mmmm a lesson learnt kwatiri tose vanhu veduwe kusangonzwa hedu se vanhu ve nyama asi upombwe wakaipa veduwe ..kana masunungurwa musapamha zvee veduwe tinovimba muchawana rubatsiro !!
@elizebirthmatanhire7639
@elizebirthmatanhire7639 3 жыл бұрын
Hanzvadzi yedu iyi yakusiririsa dai wachimuregereravo
@divinenyimo2749
@divinenyimo2749 4 жыл бұрын
babamunini francis babamunini fransic babamunini fransic vabvanepiko... BHUNDU BOYS SONG.
@ladybmukota2161
@ladybmukota2161 4 жыл бұрын
Zvinosiririsa varume gutsikanai nemadzimai enyu munofira mahara
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 2 жыл бұрын
Kikkkk koivo vakadzi vadii kugutsikana nevarume vavo
@seberstanemudakuvaka945
@seberstanemudakuvaka945 4 жыл бұрын
Mugarden memunhu hamupindwe unotanha muriwo wakafiritwa ukakuvara
@ephraitmwitha9999
@ephraitmwitha9999 4 жыл бұрын
marova muripi,mainini Mercy vakadii
@mutyebereelizabeth9122
@mutyebereelizabeth9122 3 жыл бұрын
Chokwadi
@takudzwamlambi679
@takudzwamlambi679 Жыл бұрын
Muchinyanya mjolo unourayisa kkkkk mucharega henyu kuhura gore rino 🤣 🤣 🤣
@SamuelChapata-xd6nh
@SamuelChapata-xd6nh 7 ай бұрын
Aah handiti mawonaka nyaya reruchiva nhasi wavemudambudziko rinopedza mari ash shame kwazvo, varume ngatidzidzeyi .
@abrahima4135
@abrahima4135 4 жыл бұрын
Murume kana mukadzi anohura iye ari mumarriage ngaapfidze hapana chakunzwira tsitsi apa
@idahkefasimasuka181
@idahkefasimasuka181 4 жыл бұрын
Ndakupai malikr1000% mukoma kuda mutiza Bigup 🤛🤛🤝🤝 kuhurirwa kunorwadza xem ap unengewakatoperera, koiwe chibage chatadza kubhadharwa woita zvelulalula ko mukadzi nevana vanodya lulalula hre wangawagara uchimuda mukadziiyeye iwe
@melisagamuchiraikwashira2283
@melisagamuchiraikwashira2283 4 жыл бұрын
Mmmmm chionai manje adzimai vapa ma1. Nhavasiye munhu uyo. Ko kuti huyai mutsvaire chivanze kana kutimba garden shuwa. Haaa endeka mukitchen apa vana varipo. Zvituta kuhura vanhu vemu raini
@ephraitmwitha9999
@ephraitmwitha9999 4 жыл бұрын
Mmmmm Mwari batsirai mhuri iyi
@annazim9086
@annazim9086 4 жыл бұрын
Madzidza baba mubutu haibhadhare chikweti munofira mahara endai munotaura nemurume wemukadzi uyo akasunungurei
@justicemajoni8928
@justicemajoni8928 4 жыл бұрын
Ahhh pakaipa .....mukadzi wemunhu haabatiwi mhani
@blessingchingosho6434
@blessingchingosho6434 4 жыл бұрын
Hey ma1 hanzvadzi wofira zuda reku zim hr wakadii kungosiya mari yacho yaimbova mariko nhai shuwa soo iii zvakaoma shuwa
@janembabane5165
@janembabane5165 4 жыл бұрын
Chidzidzo kune vanhu vese
@cynthiampofu4790
@cynthiampofu4790 4 жыл бұрын
Mmmm may god have mercy
@teclargudu262
@teclargudu262 2 жыл бұрын
Tete Tilder what is the update on this case ? Lord have mercy.😭. We are all sinners short of Glory.
@charitynyoni65
@charitynyoni65 2 жыл бұрын
Tete tilder kkk hanzi simudzai shirt kkk
@nomakhethomthombeni9310
@nomakhethomthombeni9310 3 жыл бұрын
He made a silly mistake, please forgive him Sir
@jameszhanero3748
@jameszhanero3748 4 жыл бұрын
Vangu sisi nyaya dzenyu mukudzivanza ku fcbk than ku KZbin KZbin yakanaka kuti tino download toratidzawo vamwe kudzimba
@fungienyilika3769
@fungienyilika3769 4 жыл бұрын
True nekuti vamwe Hana or havapo ku FB. ASI basarirkuitwa na Tilda rakanaka chose
@chiporungano1434
@chiporungano1434 4 жыл бұрын
Mwari pindirai zvinonzwisa tsitsi
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 2 жыл бұрын
Yoo tete inkinga ekhona ubaba uzwa ubuhlungu lobaba ugangile udla ngomfaz wakhe
@paidamtandwa9226
@paidamtandwa9226 4 жыл бұрын
Nhai tete Tilder various married here
@philanimntakasithole9282
@philanimntakasithole9282 4 жыл бұрын
Murume uyu akange akavimbikawo varume but akaTrepiwaa nemkadz uyu wemari eish😭😭😢
@mollinemadhananga5767
@mollinemadhananga5767 4 жыл бұрын
Makadiko Aunty Tilder
@ivychiadzwa3744
@ivychiadzwa3744 4 жыл бұрын
Haa chidzidzo hanzvadzi hauzviiti ft hona dambudziko rawazvipinza hona mwana wevanhu mkdzi wako wakutambudza uyu
@sibahlesibahle3746
@sibahlesibahle3746 4 жыл бұрын
Takakuudzai kuti siyanayi nechihure uye gutsikanayi nevadiwa venyu
@houseoffireministriesphdpa8440
@houseoffireministriesphdpa8440 4 жыл бұрын
MUZIMBABWE TINEMAPOROFITA MAZHINJI MAKURU ENDAI NAYE KWAMAGAYA ZVIDIKI IZVO ,PROBLEM YAMUINAYO HAMUTENDI TORAI MUNHU MUENDE NAYE KWAMAGAYA
@mrsmtm8496
@mrsmtm8496 3 жыл бұрын
What’s the update on this story anyone knows?
@Actrosst
@Actrosst 4 жыл бұрын
10:14 Haa tilder wahwina pakubvunza apa
@lenonmakawa4861
@lenonmakawa4861 4 жыл бұрын
mdra ukutamba iwe ..wamboti kaone ..wakuti katatu..ukauya kubasa kwangu ..ndombokusimudzisa zimbabwe
@kudabonga5571
@kudabonga5571 4 жыл бұрын
Kusangana pabonde was once then kathree ako was kunobvunzira mari yavo,he explained clearly wani
@dorothychihuri1928
@dorothychihuri1928 4 жыл бұрын
Dai tete manotora murume uyu anyatsotaura zvaangade nekuti akapiwa mombe dzacho anongoramba chete chaarikuda kuti murume uyu afe
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 4 жыл бұрын
mkadzi uyo arimustudio anoda murume wake shem zvakangooma dai akatadzirwa amuregererawo
@mwanawapauro2944
@mwanawapauro2944 4 жыл бұрын
Hapana mukadzi or murume anoda munhu anomuhurira..it's only that she has no other means of survival anobatsirwa nechikafu nemari..sometimes you have been married for years and your life is around those people. Your life is destroyed. He needs to pay mombe 20 chaidzo....he is rude for sleeping with someone who sleeps with a married person. Ngaafe
@melisagamuchiraikwashira2283
@melisagamuchiraikwashira2283 4 жыл бұрын
😂😅
@bluebirdza9063
@bluebirdza9063 4 жыл бұрын
Chakawana hama achisekwi chokwadi
@edwinsouza975
@edwinsouza975 4 жыл бұрын
Tete kumira kwenhengo here tete
@neliamutamera2094
@neliamutamera2094 4 жыл бұрын
Tete vana venyu vano watcher here program dzenyu idzi
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 2 жыл бұрын
Your point???
@chiedzamuringi819
@chiedzamuringi819 2 жыл бұрын
@@chiyenyumba7135 Yaaas
@rom5897
@rom5897 4 жыл бұрын
Munohurireiko varume vakuru chengetei mhuri mudzimba now makutambudza vanhu apo hamuna mari, munosvodesa imi
@mzee5533
@mzee5533 4 жыл бұрын
rosey marry usasvora murume chete saka iwe unofunga kuti mukadzi wacho waakakwira was innocent
@Bee-833
@Bee-833 4 жыл бұрын
Ko sei zvisingabate mukadzi vese vakakanganisa. Why punish one person.
@jackietaringa6271
@jackietaringa6271 3 жыл бұрын
Tete endai naye kunatsika mutanda kujail anobatsirwa munhu uyu.
@oripaalice8711
@oripaalice8711 4 жыл бұрын
Mamuka sei tete
@cmashapa7541
@cmashapa7541 4 жыл бұрын
Vanhukadzi honai zvatakukoneresa,ko kungoramba kana wapfimbwa zvinodii koo.Self control yakangonakawo veduwee varume vanotopfimba havaregetsi asi isu vakadzi ngatirambei.
@melisamuhlemuhle5598
@melisamuhlemuhle5598 4 жыл бұрын
Haana kunyenga mkadzi,iye ndiye akaseduswa akati dzawira mutswanda
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 2 жыл бұрын
Kikkkk 😂 😂 😂 koivo vakadzi vorambireiko ivo varume vavo vachinyenga kunze uko
@margarethahlambelo8941
@margarethahlambelo8941 3 жыл бұрын
Uyu munhu akawudziwa through mkadzi wake. Pakauya mwene wemukadzi wechikwereti ndipo pangadayi akanoreurura nekukumbira forgiveness.
@tendaichiripai5090
@tendaichiripai5090 3 жыл бұрын
Lol haa madzibaba ndakarora wangu munogadzirawo
@maposatich5026
@maposatich5026 4 жыл бұрын
Mombe ngadziviswe munhu anofa
@muchamadembo4778
@muchamadembo4778 3 жыл бұрын
Uuuumm vanhu dzidzai kuti mkadzi we munhu haabatwi
@babachimazo5441
@babachimazo5441 3 жыл бұрын
Tinodawo update yenyaya idzi plz tete
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 4 жыл бұрын
ummmmm ndashaya zvekutaura hey
@omiejamba3890
@omiejamba3890 4 жыл бұрын
Hey munamato wei waita iye ariye akarwarisa munhu myb ayitouya hake kuzowedzera hurwere
@priscillagombera1971
@priscillagombera1971 4 жыл бұрын
This is so painful vari kirwadziwa bhudhi ava mwari ngavapindire
@patriciagunzo4360
@patriciagunzo4360 4 жыл бұрын
Yaa pakaipa shuwa mubairo wezvivi rufu asi tongoti mwari ngavamunzwirewo tsitsi
@vimbiebhasikiti2364
@vimbiebhasikiti2364 4 жыл бұрын
Iiiizvayakato Mira kuti tote ndanzwa tsitsi vanogona betserai bamunini Francis. Yadeuka haichawirereki inzwai tsitsi vanhu
@tauraijngoya2765
@tauraijngoya2765 Жыл бұрын
Mabhishu
@nancymautsi6900
@nancymautsi6900 4 жыл бұрын
Ummmm zvakaoma varikurwadziwa
@brightmandizha4304
@brightmandizha4304 4 жыл бұрын
Mmmmmm zvakaoma
@charitysibanda3769
@charitysibanda3769 4 жыл бұрын
Muchamama munoda zvinhu sepaper bag rekwa Shoprite
@faithmandizadza4252
@faithmandizadza4252 4 жыл бұрын
Kkkkkk charity sibanda
@sandrataderera4487
@sandrataderera4487 3 жыл бұрын
Usadaro charity shaa anga aputirwa nemweya wechihure.
@cathlynmakoni6353
@cathlynmakoni6353 4 жыл бұрын
Pakaipa
@doc_jr.30yearsago..
@doc_jr.30yearsago.. 4 жыл бұрын
😂😂😂 haa sinhi rakamira kuti twiii
@yolandamarova8534
@yolandamarova8534 4 жыл бұрын
Kkkk
@primrosekumhanje2622
@primrosekumhanje2622 3 жыл бұрын
Unopora hama yangu
@blessingchingosho6434
@blessingchingosho6434 4 жыл бұрын
Murisei tete kunonoka kutipa zvitsva chete
@josephinepapaya6805
@josephinepapaya6805 4 жыл бұрын
Taura zvako ,havas kubatika tete
@thembisilebianca9578
@thembisilebianca9578 4 жыл бұрын
Where is Nonceba Mkadla Tete
@william46199
@william46199 Жыл бұрын
Amana,
@arnoldgaba1987
@arnoldgaba1987 4 жыл бұрын
kkkkkkkk tilda kusimudza murume mkuru uchida kuona blambi
@omegasandrah663
@omegasandrah663 4 жыл бұрын
Kkkkkk
@miriammuchena7488
@miriammuchena7488 4 жыл бұрын
Tildah live tiripo
@munyaradzinherera3383
@munyaradzinherera3383 4 жыл бұрын
zvaonekwa kani tilda kkkkk
@alicemupotsa7736
@alicemupotsa7736 4 жыл бұрын
Ndapindawo pano
@purplehaze3122
@purplehaze3122 4 жыл бұрын
😂😂😂😂😂 Mmm rega ndisiyane ne vakadzi ve vanhu. Handipamhe futi🏃‍♂️💨
@bettychakahwata450
@bettychakahwata450 4 жыл бұрын
Kkkkkk
@nesisaleticia5259
@nesisaleticia5259 4 жыл бұрын
Chokwadi ukaona mukadzi wemunhu tiza kana kutovhara maziso usapinda pamuyedzo 😅😅😅😅
@mindjamesmatazhu7347
@mindjamesmatazhu7347 4 жыл бұрын
Hahaha wakazobhadharwa nemhata,hezvoka
@edwinsouza975
@edwinsouza975 4 жыл бұрын
Kikkkkkkkk
@phibeonnyajira116
@phibeonnyajira116 3 жыл бұрын
Kkkkkk ma1
@florencemutaviri4360
@florencemutaviri4360 4 жыл бұрын
Guys inzwai tsitsi zvinorwadza yes but kanazvodai umm
@tauraijngoya2765
@tauraijngoya2765 Жыл бұрын
Mheche inoparira maiti yaka resha
@william46199
@william46199 2 жыл бұрын
😳😳😳😳
@christinahsamuel8676
@christinahsamuel8676 4 жыл бұрын
Aaah zvakaoma chibage chakuuraisa munhu
@purityruzive7391
@purityruzive7391 4 жыл бұрын
😀😀😀lol
@fungaichinamo3812
@fungaichinamo3812 4 жыл бұрын
Munhu ngaanzwe tsitsi
@claudkaligwenje6062
@claudkaligwenje6062 3 жыл бұрын
Kkkk zvakaoma.
@solomonashamo2521
@solomonashamo2521 2 жыл бұрын
Pitcot ne blaa nhasi zvangu vakadzi tozonyanya asi dzimwe nguva
@oripaalice8711
@oripaalice8711 4 жыл бұрын
Ndapinda panyaya first
@allycymajoni1352
@allycymajoni1352 4 жыл бұрын
Zvakaoma shame
@joycechitere995
@joycechitere995 4 жыл бұрын
Zvakaooma shuwa
@taniachingandu2266
@taniachingandu2266 3 жыл бұрын
Vakazoita sei pane vakazonzwawo maupdates hre
@admiregmatake3440
@admiregmatake3440 4 жыл бұрын
Muridzi weMkadzi "Madzibaba" vakuda mombe Shanu!! Very expensive "one off" stonyeni indeed. Stay away from mukadzi wemunhu.
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 2 жыл бұрын
Kikkkk 😂 😂 😂 a touch is a move
@ltsikis9161
@ltsikis9161 2 жыл бұрын
Shame zvakaoma Kani
@cathlynmakoni6353
@cathlynmakoni6353 4 жыл бұрын
Nzara ino varume mukasazvibata munopera shuwa, zvino ndezvipi kana zvadai
@egnessdolphin2641
@egnessdolphin2641 4 жыл бұрын
Ndanzwa kutya yaaa
@lovemoremataga2171
@lovemoremataga2171 4 жыл бұрын
Saka ichiri yakamira he
@andremtetwa9780
@andremtetwa9780 4 жыл бұрын
Amama mukadzi wemunhu haakwirwe kkkkk chiona manje
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 2 жыл бұрын
Yowe kikkkk komurume wemunhu
@damview3628
@damview3628 Жыл бұрын
@@chiyenyumba7135 kkkk murume wemunhu haabatwe zvekare unofa wakanyenama segonzo kkkk
@chiyenyumba7135
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
@@damview3628 kikkkkk anotofa akanyenama ndiye anogara nemurume joki. As a man I believe there is no point living a lie. Ukawona murume anyenga hawuchadiwa murume anenge achida lifestyle nestability yaunomupa chete. Huye zviri nani ndiite barika riri pachena pane kunyepa. Vakadzi mudzimba umo vapera nezvirwere, stress, mental health nekugara nema joki kikkkkk 🤣 🤣 🤣.
@trevorjimu6465
@trevorjimu6465 4 жыл бұрын
Very sory hama but mkadzi wemunhu wakatadza
@TM-iz2ku
@TM-iz2ku 4 жыл бұрын
Ko maDNA unotinyimireiko. Itawo semunhu arikushandisa zita remunhu akarongeka
@msaigwasave7251
@msaigwasave7251 2 жыл бұрын
Ko Baba Ava vakazowana help here?
@ednabisolomi2536
@ednabisolomi2536 4 жыл бұрын
Yaaa zvakoma hazvo
@organicherbal6569
@organicherbal6569 3 жыл бұрын
Unoita example mu life zvizoregwa
@annahnkomo5195
@annahnkomo5195 4 жыл бұрын
Saka vanzi vasimuke kuti tione blambi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣tilder itya Mwari
@marlonsimba8759
@marlonsimba8759 4 жыл бұрын
Kkkkk imagine
@nashmao5460
@nashmao5460 3 жыл бұрын
😂😂😂😂
@wiltonhove374
@wiltonhove374 3 жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂👐👐
@nelisimunthali3817
@nelisimunthali3817 4 жыл бұрын
Zvakaoma
@lizzyjones2689
@lizzyjones2689 3 жыл бұрын
People are wicked am telling you
KINDNESS ALWAYS COME BACK
00:59
dednahype
Рет қаралды 164 МЛН
A clash of kindness and indifference #shorts
00:17
Fabiosa Best Lifehacks
Рет қаралды 110 МЛН
Does size matter? BEACH EDITION
00:32
Mini Katana
Рет қаралды 20 МЛН
Tilda Mwoyo
27:30
Asahd Bearings
Рет қаралды 18 М.
Chigudo Chihom Hom Ane tarisiro yekubuda Mujeri mugore ra 2029
1:49
Team Authentic Music Zimbabwe
Рет қаралды 15 М.
Zvinoyera zvinotyisa naTete Tilder
33:07
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 73 М.
МЫ ПОХОДУ ЧТО-ТО НАПУТАЛИ
0:20
МАКАРОН
Рет қаралды 6 МЛН
Good job hero. #shorts #fyp
0:20
Gbeckett12
Рет қаралды 27 МЛН
DO YOU HAVE PARENTS LIKE THIS?
0:19
dednahype
Рет қаралды 41 МЛН
Жалко эту собаку 😥
0:34
Awesome Cuts
Рет қаралды 3,8 МЛН
Waka waka #4 🤣 #shorts
0:15
Adani Family
Рет қаралды 13 МЛН