Haa second caller ma1 chaiwo ...mainni you are very strong kugara nababa vakadai ibasa chairo ...thank you pastor Motowashe , Dr Nyamakawo & tete Tilder
@taongamafara629511 күн бұрын
Murume haadzoreke uyo wekutuka Ambuya
@pearlmambinge45111 күн бұрын
Taura hako chavataura hapana
@monicaasefa381010 күн бұрын
He thinks kuti he is always right but he has no facts at all
@Shepard-ho4yw10 күн бұрын
Tete , Dr Nyamakawo & Pastor Motowashe makasimba...ndakutyai pabenzi rekutuka ambuya.He has a personality disorder...feel sorry for the poor wife who's being shredded, she should run for her life.
@gambizagambiza802211 күн бұрын
OMG bamunini avo yooo am just wandering kuti mukadzi wenyu anogara nemi sei, aiwa baba vanotaura havo ava😮
@monicaasefa381010 күн бұрын
Its very scary kuti babamunini ava he can not even breath vanonyanya kutaura and he does not listen mudzimai wavo akashinga
@NancyNcube-ny2hv11 күн бұрын
Baba vekutaurisa vane rakie nokuti Doc Choga avapo . He is a Shame to all men pasirino. Atadza kumiririra varume. Ipo zvinonzi murume anotaurisa ahana Moto. Fire iri pakutaura. Kuti mutaure zvinonzwika vakatei baba avo kuti varege ku getcrusher
@Lawrence-se8vb10 күн бұрын
Dai abatwa bhachi kare kare
@rozkavuru11 күн бұрын
Sorry kumukadzi wake. Dealing with this everyday zvakaoma
@beccasperception10 күн бұрын
I've noticed kuti this show usually have the same issues on each episode... Lord help us and help those women
@nompilokomboni520011 күн бұрын
Hmmmm mainini run with your life, Tiza nehupenyu hwako.
@firstlady267111 күн бұрын
Uyu mkadzi wemurume wekutuka mai vake akashinga murume uyo i psycho chairo. Ndatova ne headache just listening to him kuzot mkadzi wacho achiimbirwa zvakadai ayiiii.
@emptyyourheart908611 күн бұрын
Even inini aah
@BarbsMungofa-nv9ul10 күн бұрын
Kkkkkk
@unicornqueen817411 күн бұрын
Pastor Motowashe and Dr Nyamakawo are the best combination to have as advisors. They are constructive and non judgemental. Can we pls have this combination going forward.
@HeAloneIsGod990110 күн бұрын
We still love doctor choga despite your hatred towards him.... He is straight to the point
@@floceymususa8502like uyo wekutuka ambuya anga achitoda Dr Choga😂chii chakadero
@AnjoJoy.10 күн бұрын
I think Dr Nyamakawo, Pastor naDr Choga compliment each other.
@wendymtandagai524010 күн бұрын
You are a good candidate to have your brain studied by the three of them. Their research will help cure judgemental people like you.
@joinahmukanangana29935 күн бұрын
I am happy to hear Tilda achibata bata nyaya dzema narcissist. I libed like thay for 20 years. Unosara wava nezvirwere zvakawanda. Kugara ne narci is like hell. Unopomerwa zvausina kuita. Unorambidzwa kuita zvaunofarira. Pakauya vaenzi anomira mira zvokuti vanhu vanoenda vachiti pamba apa pari bhoo. Kubanwa kushanyira hama zvese kani. Unosara waaje nerve damage.
@nontandochibi69096 күн бұрын
Eish I had fast forward coz that talkative man was upsetting me. I've never heard such an arrogant, ignorant man. Munogara sei nema narcissist akadai? Chenyu kufira kunzi Mai nhingi. Sies mhani!!!!
@tmaktmak146411 күн бұрын
Uyo we psychologically intentionally mu court Hapana chaataura. Intact psychologically anotori ne problem
@maulinebhande114610 күн бұрын
Caller 2 anenge anomborasika njere mukadzi ari munhamo uyo please mainini siyai mupengo uyo muite life yenyu
@sandrachanakira30447 күн бұрын
Kkk
@xeddiem909611 күн бұрын
Blaz wekutaura zvemukomboni uyu, hapana hapana, he thinks kupa mari is everything. Dai mari yaishanda dai Bill Gates asina ku divorcer na nemukadzi.
@ziminiesta422511 күн бұрын
Kutoti divorce Bill gates imari bamunini ndoinoshanda muchigame chelife
@fikilesilombe724210 күн бұрын
VaMotowashe am happy you are here ❤ Spingiri murisei zvenyu 😂 zviya vaChoga ravo zita nderipi
@ruvimbokadungure446210 күн бұрын
Clayton
@nontandochibi69096 күн бұрын
Tonzwa vachingoti Clay kana kuti handsome 😂
@dorischinoz64210 күн бұрын
Caller we kuseka dare uyo we 15 yrs in marriage uyo ane pride. Ko girlfriend zvayakanaka kudaro anodii kunogarako hake asiye mukadzi uyu hake.
@grendamugadza16010 күн бұрын
Ndozvavari varume vekumasvingo vanotsurisa and havabvumi kuti variwrong shem sorry cc haafe akachinja uyu
@veemab-98811 күн бұрын
Iii bamunini vekutuka ambuya yu need serious help.. mukadzi uyu arimunhamo shem iii
Tete, Dr, naMufundisi musoro wangu wavakutema. Baba vekutuka Ambuya through amainini avo ndivo vakakurira mukomboni, asi mukomboni mune vanhu vatori right chaizvo ava ndeve tumbwa nemutoriro. Ndinonzwira tsitsi mudzimai wavo, Ari panguva yaChimbetu chaiyo. Babamunini vatori mu defensive mode chaiyo, dai muri mubhora chokwadi harigohwe. Babamunini ava ukagara navo unochohwa-chohwa shuwa apa hapamihwe-mihwe. Kutuka Amai shuwa. Musoro wangu wavakutema ndipeiwo paracet
@hazelfadzi7 күн бұрын
Pastor vane yellow thank you hamuna kumhanyira kuti mukadzi akaipa like Tilder and The pastor in a beach shirt .............which is what most people do. Mukadzi haapopote pasina nyaya guys. Rinenge ratove benzi ka. Murume anotaurisa uyo handina kunzwa paanzi munotaurisa.
@fortula.tichwagoramuog878410 күн бұрын
The best combination.Their attitude and respect is top notch.Munhu ukamupopotera haazo terera!
Tete Tilda can you please invite Elder Machado to the studio
@temashmarcia5 күн бұрын
I don’t think he can be objective. He has controversial teachings.
@pm95722 күн бұрын
I agree. I don’t believe that his views align with the general population. He is heavily influenced / biased by conservative beliefs of his chosen denomination. Melodical music is not enough to give a shared understanding or consensus.
@blessingmanyeruke68328 күн бұрын
Haaaa mai vemurume wekutuka ambuya uyo ndiri ini iwe handigari nemumhu akadero sorry
@kamurailibsonmhovha21319 күн бұрын
Automatically, psychologically haaa pane basa ndati.😢
@ellaci74802 күн бұрын
Ma one chayiwo...😂😂 Drama king
@mavismataga457111 күн бұрын
Mukadzi iwe apa tiza neupenyu hwako, why Uchida kpedzisa rwendo hweupenyu hwako nemisodzi? Kuita pension yemisodzi, no you deserve better! Tiza neupenyu hwako! Ndoo type inokunyika banga iwe, mai vako, sister yako , mwana wako. Wanzwa here question ykupedzisira yabvunzwa natete kumurume wako? That's a million dollar question! Tiza tiza tiza
@monytalentgwenhere33394 күн бұрын
I love tete 's patience
@sisasenkositshabalala44276 күн бұрын
😂😂😂😂in ndebele sithi lahlangana lembila zithutha 😂😂😂. Makagochewa chaizvo on this particular day 😂😂😂. When i heard the other caller ayiti iye haana problem, i laughed out loud ndikati nhasi zvinemi 😂😂😂😂. Zvirimudzomba 🙌🙌🙌🙌
@samanthakane99863 күн бұрын
Vakadzi tinozviisa muma situations akaoma. Unogarirei pane murume anotaura ne ma girlfriend in front of you? He’s telling you to move on.
@tcha60107 күн бұрын
Baba avo vanoda kurohwa chete.mai Havana hanzvanzi here
@TariroVushe11 күн бұрын
Mombe ndedze mukadzi mukuru
@taongamafara629510 күн бұрын
Ngava shande dzavo.
@tanakacharakupa19703 күн бұрын
Kkkkkk
@josiemadziwa10 күн бұрын
Tamukira kusekwa😂😂😂
@cresenciakaseke7 күн бұрын
😅😂😂😂
@AnjoJoy.10 күн бұрын
Blaz vekutuka ambhuya avo eish, nharo.
@joinahmukanangana29935 күн бұрын
Murune wakutuka ambuya uyo haasiike zvekumhanya ,unotofanira kutiza wonogara kwaasingazivi wochinja number poshaya kana one anomuudza kwauri for a long time. Ukamusiya ndiye uye anenge oda kukuuraya.
Murisei vatereri vechirongwa ndingawanawo sei number dzatete tilder
@verochats9 күн бұрын
During show number dzotaurwa, even kutanga kwayo
@phillthedrill11 күн бұрын
I think people maita biased because ndiaambuya, but i understand were this guy is coming from. Let me break it down 1 ambuya has no right to question my decision, she should have asked mwana wawo reason yaapiwa not to go, though on this case they did go but at different times of the day 2 You save 1 master at time, the wife should have understood kuti kuenda kwaaita ikoko whether mai vake varipo is enough, ava ndi ex vamwe vafa, kwaunofanirwa kumiramira kuonekwa semuroora ndekupi? ex vamwe family or with her current husband. Lets not try to defend bad habits under umbrella kuti (ndiambuya) the fact yekuti ndiambuya we expect more life exposure and expect them to be wiser. Whether ambuya vakaudza mainini to ask, ambuya vane right to question my decision mumba mangu here ?
@GawundenciaMuza10 күн бұрын
Mafungiro akafanana arikochose mapedzi ano tungamorirana mugomba vovinga namapurisa manje a pakaipa wofira imba here achakuuraya
@blessedblessor2310 күн бұрын
There is no bias. This is close to narcissistic personality disorder. Patsika dzedu nyangwe ambuya ari wrong, pane machannels ekuudza ambuya kuti sudurukai. Zvekuti komboni zvabvepi? Such people fear no one. They are always right
@phillthedrill10 күн бұрын
@ lets reverse enginer in thinking, who should be wiser in thinking and exposed ye life ? its ambuya, should have avoided confronting mukwsha am sure tezvara hamuna mumusha umu, if he was there vaibvunza kuti zvaitasei kubvunza such, kana varipo vari vanotogwa nemukadzi. Zvekuti mukomboni chii come on, we can perculate what if he has seen the behaviour ? You avoided my question which master is supposed to save dead ex vamwene or murume wake. Kudzi ambuya or tezvara hazvirevei kuti wave ne right to question my decision in my house
@rejoicetakaidza97949 күн бұрын
Is this how you think everyday pakaipa kana Paine mwana muroora muroora anochema vamwene there was no need yekutaura mashoko hobho aingoti aaah tatobva ikoko. Zvapera hazvitukise vabereki
@blessingmanyeruke68328 күн бұрын
Saka izvozvo zvinomupa ryt yekutuka ambuya here
@gregtorto611911 күн бұрын
best combination, Dr Nyamakawo and Pastor
@nenaniphiri97609 күн бұрын
Imagine kuita murume anotaurisa kudaro hmm second caller kana
@jescanew421810 күн бұрын
@phillthdrill I think it was necessary for her to go again hanti vamwene ava ndovaichengeta mwana here?.Deno anga asingadi kuti izvi zvizoitike aidai akatora mwana wemukadzi ochengeta that's my thot
@joinahmukanangana29935 күн бұрын
Baba vekutuka ambuya avo ,vane Jezebel spirit or leviathan havachinjike. Zvotoda nguva yaMwari voitwa shipwrecked. Mwari vovaratidza simba ravo.
@brinemakaha994910 күн бұрын
Second caller anotopenga zvake haasikuda imba yake achapepuka mhepo iyoyo yaenda asisina mkadzi
Bamunini vekutuka ambuya avaa havana kana kukwana zvachose
@kelvinmarwizi876911 күн бұрын
Bamunini is 100% correct, makarambwa mukadzingwa murume akaroora umwe mkadzi ko imi makuda kumira papi panhamo dzekwamakarambwa zvekuda kutoenda family yese. Bamunini is feeling threatened pamba pake, muchirikudei kwamakarambwa. Panyaya iyi hapana pamwe pambotaurwa nemukadzi uyo kuti bamunini vanotadza, ndeipapa chete bamunini pavaita hard.
@gee996111 күн бұрын
Saka ndozvinoita kuti atuke dzinza rese here ,ndidzo pfungwa dzamunoshandisa everyday here mudikani
@evelynemuzira39311 күн бұрын
Ko kuzotuka dzinza rose ndokudii ikoko, akadi kungoti handina kumbovarambidza ocutter phone, uyu haaaa mungataurei henyu but haana hunhu uyu.
@lassie264010 күн бұрын
Zvandinetsawo kuti sei vachiri nebasa nako, dai vakangotuma munhu 1 ayinomira nemwana wavo kwete kuenda musha wese zvinoreva kuti pachiri ne bond riripo.
@phillthedrill10 күн бұрын
@@kelvinmarwizi8769 taura hako, i agree newe, most people are bias becoz panzi ambuya 1 ambuya vana right to question decisiob mumba mangu 2 vanoda kuneda vari group family for what ? 3 mukadzi should have asked murume wake what the way forward in going kufuneral eg mukadzi ari kuenda sani eg ex muroora here or as mukadzi wemunhu, that will determine her role or how long she stay pafuneral and inform mai vake. Shuwa vamwene nemwana wavo kufa kuita tag team to ex vamwene funeral for the why iye ava ne new musha ? Kwana imi pa panel imi. Vamwene should have seen kuti apa pari sensetive panoda kuva clever. Kwete kutotuma mwana kubvunza kuti why
@phillthedrill10 күн бұрын
@@evelynemuzira393 its about showing respect, they failed to show respect so dont expect me to nice, iwe usinga showe respect
@VimbaiMharira11 күн бұрын
Iiiii baba vanotaurisa bodo kumba kwacho kunebasa
@SibongileThomas-le3tp9 күн бұрын
Uuuuuuum baba avo vasina mwana for 15 years aaaaah hanzi handina kana problem imi ndimi muneproblem naiye uuuum ndapererwa
@mhofu0210 күн бұрын
Tete Tilda was patronising the woman ndosaka reverend vazoipindira and tete nyaya yekungoti moda kubatsira vamwe asi chii, baba vanyoro nyoro kudii
@rutendorapanganwa44858 күн бұрын
Automatically word iro vakarinzwisisa
@Gambiza-h7b4 күн бұрын
Second caller surrender
@NancyNcube-ny2hv11 күн бұрын
Blaz vekutaurisa HE NEEDS DELIVERANCE ....Vakagarwa neshavi rechikadzi
@mzee553310 күн бұрын
Shavi rechikadzi ndoripi??
@NancyNcube-ny2hv10 күн бұрын
Rekutaurisa vasingatereri kana kupa vamwe mukana wekutaura ....ndiro shaving rechikadzi