Zvinoyera zvinotyisa naTete Tilder

  Рет қаралды 73,298

Tilder LIVE ZIM

Tilder LIVE ZIM

Күн бұрын

Mwana ane mukomana ane makore mashanu anovhunduka kana akarara mutezo wake woramba wakamira iri dambudziko ratanga mushure mekunge abatwa chibaro

Пікірлер: 137
@thomasngwendere9
@thomasngwendere9 2 жыл бұрын
Hama yangu ndarwadziwa kusvika pekupedzisira.Ndinayewo Mwana mukomana ane 5 yrs. I can't imagine zvinhu zvakadai zvichiitika kumwana wangu. I'm so Sorry bro. Pliz take heart mukoma.Pliz pliz pliz endai kuPGHQ sezvambotaurwa. Musanete kufambira, vanofanira kusungwa. Once again, sorry mukoma, I feel yo pain.
@marthasibanda6929
@marthasibanda6929 5 жыл бұрын
Ndarwadziwa veduwe ndobva ndafunga vangu varikugara kure neni mwari pindirai shuwa
@eduardomabuto7084
@eduardomabuto7084 5 жыл бұрын
Uyu mutemo wekuti mwana haarohwi pachikoro ndeyemanga manga. Isu tairohwa chaizvo but hapana akamborohwa akafa. Ma teachers epachikoro apa vanoziva nyaya yavo. Ndivo vakatuma vana ava kuita izvi. Ndiwo varikudzosera nyika kumashure vanhu vakadaro. Zimbabwe inyika ine full security nyaya iyi ngaiongorerwe patsva.
@anopabrown3713
@anopabrown3713 5 жыл бұрын
Ahh zvakaoma veduwee May God protect our kids...may this boy find help
@blessingchingosho6434
@blessingchingosho6434 5 жыл бұрын
Maticha headmaster varimo munyaya pane chivanhu chakatambika apa varoyi chaiwo zvakaoma zvisinei mwari mupenyu anopindira namatai nezvazvo
@primrosebvindi7834
@primrosebvindi7834 4 жыл бұрын
So sad. He is suffering from PTSD ( Post traumatic stress disorder). He needs urgent psychological input. This issue will not go away without specialist input. Chances of success are higher not too long after the incident and at a younger age. All those teachers and headmaster should be locked up. If they did not know how to handle this situation why not escalate to the police immediately. Would they be so chilled about this very disturbing incident if it was their own child. Absolutely disgusting they all are. I hope karma gets them. Well done parents for not giving up and trying to help your baby boy despite little support from authorities. Keep going and baby boy will get the necessary support. Keep praying. You are not alone. We are also praying with you.
@naijanaija5551
@naijanaija5551 5 жыл бұрын
Matters of rape MUST!!! be reported promptly to the police and then to the hospital within 24 hours , Please note !!! ,the victim must not clean or take any bath during this process .The hospital will conduct DNA swabs test and foreign fluids will be captured .Including taking pictures for the court .Then the police must interview suspects who must be compelled for a DNA test to match hospital samples . @Tilder LIVE ZIM you need to do a show about this only to inform viewers on course of action to take. The school authorities must be followed up by the police and any refusal to cooperate is obstruction to investigations .
@eduardomabuto7084
@eduardomabuto7084 5 жыл бұрын
Tangai kusunga Headmaster wacho
@tektekchihera8466
@tektekchihera8466 5 жыл бұрын
Headmaster and teachers ma satanism. Name of school please.
@blackcherry9344
@blackcherry9344 5 жыл бұрын
Jeso you touch my child I will take law into my own hands aaaaa simba rangu mwana kubata mwana haina humbowo what nonsense is that maticha nemahead changamukai I will get tht school closed kurova will not bring back tht little boys confidence
@sandrataderera4487
@sandrataderera4487 4 жыл бұрын
Law into my own hands chaiyo my sister ini ndokuuraya and no devil will stop me..ndinokutsvagai one one kusvika ndakupedzai mese. My heart is broken😡💔
@oparmoyo7740
@oparmoyo7740 5 жыл бұрын
May God protect my kids .mmmm ndarwadziwa
@justicemajoni8928
@justicemajoni8928 4 жыл бұрын
Ko ZRP inoiteiko nxaaaaa headmaster ngaainde ku Chikurubi chaiko......nxaaaa
@chancemambondiani1102
@chancemambondiani1102 5 жыл бұрын
Uummm zvakaoma vabereki ngatinamatirei vana wedu nyika yaoma
@exabiotakundwa4965
@exabiotakundwa4965 5 жыл бұрын
I’m the first one here 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👨🏿‍🌾👨🏿‍🌾👨🏿‍🌾
@rojamillerover
@rojamillerover 4 жыл бұрын
Ahhh this is heartbreaking ihhhh 😭😭shuwa 5 years anobatwa nema grade 6 ahhh nyika yaguma
@panashemuchape467
@panashemuchape467 5 жыл бұрын
Ini prayer yangu ndeyekuti let the enemies be exposed,prayers back to sender zvingomirawo no problem
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 3 жыл бұрын
Zvakaoma zvinorwadza dai ari mwana wahead or teacher vainyarara hr
@colindoyle7302
@colindoyle7302 5 жыл бұрын
Zvakaoma hazvo mwari chengetaiwo mwana wangu nyika yedu yaoma veduwee ndarwadziwa hangu dai mwana aita hake zvakanaka
@yvonnebesa8631
@yvonnebesa8631 3 жыл бұрын
Hie.....Tete nhayi weduwe chokwadi
@clodetgambiza5723
@clodetgambiza5723 5 жыл бұрын
Plz God Protect my Son's Munashe And Shona . Ndarwadziwa ini
@norestmorris4799
@norestmorris4799 4 жыл бұрын
Vana awa I think ndizvo zvawakaitwawo zvakaitwa kuda and and kuda ndizvo zvaachazoitawo
@cynthiampofu7967
@cynthiampofu7967 5 жыл бұрын
May the Lord protect our children
@tendaichinorinda5134
@tendaichinorinda5134 5 жыл бұрын
Vanhu vemasvingo takaitwa sei kubva kuna headmaster, mapurisa, mateacher, vabereki vacho. Utsotsi hwacho so ka🙌🙌🙌🙌🙌, really mwana ane 5years. Mwari tibatsirei
@chitaitaitv3093
@chitaitaitv3093 5 жыл бұрын
Masvingo yapinda papi apa?
@shamisomakusha997
@shamisomakusha997 4 жыл бұрын
Masvingo yadiii nhym
@thatowellliewellie5619
@thatowellliewellie5619 5 жыл бұрын
Vana vakapiwa maRights,akawandisa Isusu tairohwa kudhara,nhubu idzo dzinoda kutochinywa chaiko. Jesu ngaachidzoka shuwa nyika yaoma iyi, Mapurisa akatotonyorwa, Ngaambomira ,azoenda January
@fungaimakumbe6046
@fungaimakumbe6046 5 жыл бұрын
may God protect my son
@elsyhova8906
@elsyhova8906 5 жыл бұрын
Ndasati ndambonzwa zvakadai yowee
@andrewsasa3762
@andrewsasa3762 5 жыл бұрын
I am starting to be disappointed with the Zimbabwean Law. From your programmes Sis, "Behind Bars" we have come to learn that there are many innocent people who are behind bars. Now there is a clear act of criminality, this is rape, the same system just decides to through the issue under the bridge. NOOOOOOOOO. Please deal with this matter to the roots. We have an Almight God, plus our justice system should also take charge. Baba bvisai mwana wenyu pachikoro apa. But never give up, we have to fight to the end as a nation..... Tisaregerere zvinhu zvakaipa kudaro.
@ntombienhlempofu1448
@ntombienhlempofu1448 5 жыл бұрын
Second one maloves nemalikes veduweee
@carolinenyamadzawo6757
@carolinenyamadzawo6757 5 жыл бұрын
mwari chengetai vana komana vangu mmmm ndatya
@panxy6408
@panxy6408 5 жыл бұрын
How old are these grade 6 students......vana ava vahombe
@patiechauke6525
@patiechauke6525 5 жыл бұрын
Shem.....ndabatikana veduwe vakamurepa ngavasungwe avo vakatonganganisa mwana
@ndinotendamakanaka6117
@ndinotendamakanaka6117 5 жыл бұрын
Shem ndarwadziwa veduweeeee aah chiiko pasi pano zvochemedza aah
@barbaramapfungautsigwesu9690
@barbaramapfungautsigwesu9690 4 жыл бұрын
Very heartbreaking. The best thing is to report to a different police station, higher level. Secondly the provincial education office is always open. Clearly pane kakutengana, kakubhadharana pakati pevekuchikoro nemapurisa. Nxaaa ndabhowekana zvisingaite nemafambisirwo akaitwa nyaya iyi
@lizzyjones2689
@lizzyjones2689 3 жыл бұрын
I hate child molestation those kids who did such an unspeakable act need to be punished this is not fair
@naomichinembiri4845
@naomichinembiri4845 5 жыл бұрын
Chokwadi ngatinamatireyi vana vedu
@elsyhova8906
@elsyhova8906 5 жыл бұрын
Zvoreva kuti maticha varimo munyaya iyi y vasina kutora action
@tatendajenyura1877
@tatendajenyura1877 5 жыл бұрын
Sure
@vee8879
@vee8879 4 жыл бұрын
Our kids are not safe at all around these teachers 🤦🏽‍♀️🤦🏽‍♀️lord protect and guide our kids 🙏🏼🙏🏼
@beautyadaarewa4982
@beautyadaarewa4982 5 жыл бұрын
Technology yakanaka yakashata nekuti mazera acho akasviona pama GSM
@mwanawapauro2944
@mwanawapauro2944 5 жыл бұрын
Mabwe Primary School heyiiii zvinoshisa...huroyi chaiwo
@ObserverM1
@ObserverM1 5 жыл бұрын
Maiwee, mwari ndichengetereiwo Mukudzei na Mufaro, ndapota zvangu Mwari weeee
@evelinefaya9145
@evelinefaya9145 5 жыл бұрын
Zvirinani vana Ava vabviswe pachikoro Ichi panekuyt Ivo vatambure nekwekuendesa mwana varivo vatadzirwa
@blessingchingosho6434
@blessingchingosho6434 5 жыл бұрын
Iii ndarwadziwa shuwa mwari chengetaiwo vana vangu vasasangana nechiitiko ichii mwari wee
@evangelistamasvuku7092
@evangelistamasvuku7092 5 жыл бұрын
Aaaaah shemu mwari pndirai ngavasungiswe vna ava nkt mwana akatokuvara
@vimbaikufakunesu8593
@vimbaikufakunesu8593 5 жыл бұрын
Ummm zvotyisa izvi mwari pindirai mwana apore hake haana chaanoziva
@melodychimwaza9051
@melodychimwaza9051 5 жыл бұрын
Mwari chengetaiwo wngu mwana mumwe chete iyeye Brandon tawana nyasha
@rojamillerover
@rojamillerover 4 жыл бұрын
Mudhara chinjai mwana tyoro he will never be settled and mwana ngaaende ku counselling uyu veduwe.marapist aya ngaapike jeri
@alicechinyowa7681
@alicechinyowa7681 5 жыл бұрын
MwAri chengetedzai Vana wangu pese pawanofamba
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 3 жыл бұрын
Zvifana izvi zvashata, grade 6 yakutoita hugochani
@giftngwaru1801
@giftngwaru1801 5 жыл бұрын
Zvakaoma chokwadi ndarwadziwa 😭😭😭😭 apa baba Kuda varikuita kunge vasinganyatsoona handiti
@gillianmurengwa4321
@gillianmurengwa4321 5 жыл бұрын
Ehe nhai .maybe he is partially blind..nyaya yavo inonzwisa tsitsi
@janembabane5165
@janembabane5165 5 жыл бұрын
Ibofu shame ndarwadziwa
@normachahwanda3428
@normachahwanda3428 5 жыл бұрын
Aaaah veduweee ndarwadziwa ini
@shoraiglmpofu2760
@shoraiglmpofu2760 4 жыл бұрын
Shame it's so painful
@melisagamuchiraikwashira2283
@melisagamuchiraikwashira2283 4 жыл бұрын
trauma doesn't have a set time kuti usiku kana masikati. he needs help therapy chaiyo. the father has to see that ufunge.this can haunt mwana forever ufunge. pfungwa dzemwana dzinogona kudzikama hongu, but once he goes back to school even a different school that trauma might be triggered again. change nzvimbo yokugara shuwa.
@admirematurure2991
@admirematurure2991 5 жыл бұрын
Panogona pana ticha arikushandisa vana ava husatanist or something evil spirit
@melisagamuchiraikwashira2283
@melisagamuchiraikwashira2283 4 жыл бұрын
ndarwadziwa
@ratidzoboma6704
@ratidzoboma6704 5 жыл бұрын
Zvakaoma mufunge
@lindahzhanje7925
@lindahzhanje7925 5 жыл бұрын
Ngavaende kuprobortion vana ava vadzidze hupenyu hwakaoma ikoko
@tagutalilian9808
@tagutalilian9808 5 жыл бұрын
Mwana ane 5 yrs angazive zvekurota here izvi
@janembabane5165
@janembabane5165 5 жыл бұрын
Nhayi mwari pindirayi ndatya nazvo
@yvonnechasi8038
@yvonnechasi8038 5 жыл бұрын
Yooo we are leaving in a strange world
@shellydube7776
@shellydube7776 5 жыл бұрын
Umm.pachikoro pane zvavari kuvanza bcz neniwo ndakanzwawo wangu mwana achiti muclass munge mwana anga achidya nyoka arigrade3 asi teacher havana zvavakaita nezvazvo
@blackcherry9344
@blackcherry9344 5 жыл бұрын
Aaaaa ticha ivava kapamwe ndovakapa mwana musatanist
@panashemuchape467
@panashemuchape467 5 жыл бұрын
Its true inosuwisa but pachikoro ipapo pane mateachers vanenge vakashandisa vanawo vechikoro.Error pachikoro
@claramutemachimwe4165
@claramutemachimwe4165 5 жыл бұрын
Mwari ngaatibatsire.
@lizzyjones2689
@lizzyjones2689 3 жыл бұрын
I would take law into my own hands I can't live and see my child go thru this and the perpetrators are roaming free
@blessingsncube2205
@blessingsncube2205 3 жыл бұрын
True that its painful shem , same here wil tek law into my hands.
@tinomashonga3142
@tinomashonga3142 3 жыл бұрын
Very sad story
@preciousjiri6133
@preciousjiri6133 5 жыл бұрын
Tilder vekuMinistry of Education vakazviziba here coz kuda vamwe vana vari kusuffer. ngavauye kuMinistry tibabatsire. bakomana ava they habe to be investigates zvioneke kuti hapana here vamwe vana vavari kuAbuser
@juliesspace9638
@juliesspace9638 5 жыл бұрын
Satanism chaiyo I bet the school is involved it's heartbreaking
@exabiotakundwa4965
@exabiotakundwa4965 5 жыл бұрын
Inga ma1 pakuda kupinzwa Mupurisa apa kuti zvipere
@fungaimakumbe6046
@fungaimakumbe6046 5 жыл бұрын
pamwe i Satanism
@fredahama3957
@fredahama3957 5 жыл бұрын
@@fungaimakumbe6046 ndozviripo
@chipomusiiwa4362
@chipomusiiwa4362 5 жыл бұрын
Umm zvinorwadza veduwee mwari pindirai
@blessingsncube2205
@blessingsncube2205 3 жыл бұрын
Mmmmm pakaita satanism pachikoro apo , Headmaster nemateacher ngava sungwe mxm , coz they mybe initiating other kids pachikoro ipapo
@shantelkangai813
@shantelkangai813 5 жыл бұрын
The world is becoming more evil,may God protect all the kids
@traceychipupurira7756
@traceychipupurira7756 5 жыл бұрын
Shem mwari pindirai pamwan uyo haana chaanoziva
@sibusisiwegwatidzo9706
@sibusisiwegwatidzo9706 5 жыл бұрын
I could not hold my tears on this issue...
@clenamutodza7425
@clenamutodza7425 4 жыл бұрын
Shame mwana anenge aka initietwa, satanism chaiyo the school is involved
@mollinemadhananga5767
@mollinemadhananga5767 5 жыл бұрын
Shame zvonzwisa tsitsi mwana ane 5years here veduwe vana vakarepa ngavasungwe
@helena-lulungu3702
@helena-lulungu3702 4 жыл бұрын
Shame zvorwadza izvi but the ministry of education must take action to help vabereki vemwana uyu mudiki the culprits must pay
@linomsadube
@linomsadube 5 жыл бұрын
ndomumwisa wemakonzo ini kavatadza kutonga vabatei muvape wemakonzo bhuratishiti kukanganisa mucheche akadai
@horrorgamer5421
@horrorgamer5421 5 жыл бұрын
Hama neshamwari chatavakuchema ndechekuti ngatishingei kunamata nokuti satani arikurwisa nenzira dzakasiyana
@mannersmakasi3538
@mannersmakasi3538 5 жыл бұрын
Nyika nevanhu vayo zvakaoma
@cynthiamutyoramwendo9615
@cynthiamutyoramwendo9615 5 жыл бұрын
Ndachema shame baba Kuda vacho vakuita kunge vasingaonewo fut APA vovirwa nedambudziko fut zvakaoma
@nomatterchikata8593
@nomatterchikata8593 5 жыл бұрын
Ummmmmmm zvinoshamisa aha
@panashemuchape467
@panashemuchape467 5 жыл бұрын
Effect iripo yehuman torture and brain damage
@melisagamuchiraikwashira2283
@melisagamuchiraikwashira2283 4 жыл бұрын
life time chaiyo. mwana needs counselling
@tanakasiwawa6150
@tanakasiwawa6150 4 жыл бұрын
Nyika yaipa
@luckmorelucky2157
@luckmorelucky2157 5 жыл бұрын
Uuumm zvakaoma sure
@AFlamingLily
@AFlamingLily 4 жыл бұрын
Veduweeee
@carolinenyamadzawo6757
@carolinenyamadzawo6757 5 жыл бұрын
ahisi Satanism hr iyi anyanya kuita mudiki veduwe
@edithyemuraimaimba3921
@edithyemuraimaimba3921 5 жыл бұрын
Ah lokhu kunzima sibili
@patriciachamanga7536
@patriciachamanga7536 5 жыл бұрын
Vabereki vevana ava vanechekuita izvi zvinofanirwa kurwadza kana ivo nemazera evana vavo kuita zvakadaro ummmm ngapaongororwe apa c.I.d. shandai basa ramuka iro
@politemukamba9543
@politemukamba9543 5 жыл бұрын
Zvakaoma hazvo
@madelinekayz5849
@madelinekayz5849 5 жыл бұрын
ummm zvakaoma sua
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 5 жыл бұрын
Mwari chengetai vana murimi tega hatigone
@thembimguni5852
@thembimguni5852 5 жыл бұрын
Zvakaoma veduweee huroyi uhu asi zvine vanhu vechikoro mukati
@thembimguni5852
@thembimguni5852 5 жыл бұрын
Zvinechekuita nebereki vacho vane chekuita
@admirematurure2991
@admirematurure2991 5 жыл бұрын
Hakuna jeri revana vadiki here
@janembabane5165
@janembabane5165 5 жыл бұрын
Ririko
@admirematurure2991
@admirematurure2991 5 жыл бұрын
@@janembabane5165 ngavasungwe vafana avo
@janembabane5165
@janembabane5165 5 жыл бұрын
Admire Maturure I think 🤔 headmaster nevabereki vanezvekuyita nazvo
@chihutachashe2683
@chihutachashe2683 5 жыл бұрын
Zvakaoma chokwadi
@stephamate3888
@stephamate3888 2 жыл бұрын
Satanism
@sinikiwemapangisana5479
@sinikiwemapangisana5479 5 жыл бұрын
iSatanism iyo
@rojamillerover
@rojamillerover 4 жыл бұрын
Ava vana ava vanotoda kutogadzirwa..nonsense
@panashemuchape467
@panashemuchape467 5 жыл бұрын
Kumirira dambudziko rimwezve.Vanopenga mapurisa uwawo.Satan anonyepa here anobooker match nepasipo
@annazim9086
@annazim9086 5 жыл бұрын
Ngavatsvage maporofita anobatsira mwana uyo nekut akatojoiniswa Satanism mwari vakapindira havo asina kuzotambira pencil aida kutopihwa zvimwe zvinonetsa fut
@panashemuchape467
@panashemuchape467 5 жыл бұрын
Pure satanism....but Mwari haasi munhu baba anoita zvakanaka
@blackcherry9344
@blackcherry9344 5 жыл бұрын
Zvine Satanism izviiiii
@pamelajosi4352
@pamelajosi4352 4 жыл бұрын
Shame so sad
@thandiwejambawa7827
@thandiwejambawa7827 5 жыл бұрын
Kungoti nyika yedu yakazara mbavha. Vana vadiki should not be in the same yard with older kids. Schools should have boundaries. Younger kids should have their own playgrounds and toilets where older kids are not allowed. But our politicians are busy spending tax payers money on themselves even in death. Zimbabwe is not a poor country but madhara arikutonga are stealing. The older boys need therapy. Mybe they were also molested as kids by someone close. Kuda also needs medical attention and therapy.
@tanakagreyethelmutsigwa4399
@tanakagreyethelmutsigwa4399 5 жыл бұрын
Sure. Inini the preschool I attended we had a primary school but kupreschool was out of boundary for the senior guys vaitopihwa punishment vakasvika kupresxool while vadikiwo were not allowed kubig school
@cathrinemusinazano277
@cathrinemusinazano277 5 жыл бұрын
Tete Tilda endesai mwana for deliverance kwaProphet Magaya pls.tht child was initiated olready.deliverance 1st
@millytc1
@millytc1 5 жыл бұрын
Cathrine Musinazano kwa Magaya futi???Itori imwewo cult futi iyoyo ka.
@thandiwejambawa7827
@thandiwejambawa7827 5 жыл бұрын
@@millytc1 True my dear. These kids need therapy
@elizabethmkwanyana5056
@elizabethmkwanyana5056 4 жыл бұрын
Veedu wee ka mwari pindirai sure nekuti zvirikuitika izvi hazvina kumira zvakanaka mwana munidi sure 5 years hana zvaanoziva
@memoriegomana5341
@memoriegomana5341 5 жыл бұрын
Satanism eyo
@roselinekatsaumire6706
@roselinekatsaumire6706 5 жыл бұрын
We need God in the schools. Devil at work
@brickxy809
@brickxy809 5 жыл бұрын
Chikoro ichocho chine satanism ksanganisira vadzidzisi vepachikoro ichocho
@reginabanda1120
@reginabanda1120 4 жыл бұрын
this is rape case my God pindirai
@dakawangu4490
@dakawangu4490 5 жыл бұрын
Yatove Satanism
@blessingmuhera8990
@blessingmuhera8990 5 жыл бұрын
Zvakaoma mufunge
@vimbainashedutuma2604
@vimbainashedutuma2604 5 жыл бұрын
Shame so sad
Zvinoera zvinotyisa uye zvinoda kufumurwa naTete Tilder
44:46
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 45 М.
Tilder live
45:31
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 61 М.
My Daughter's Dumplings Are Filled With Coins #funny #cute #comedy
00:18
Funny daughter's daily life
Рет қаралды 30 МЛН
She's very CREATIVE💡💦 #camping #survival #bushcraft #outdoors #lifehack
00:26
1 сквиш тебе или 2 другому? 😌 #шортс #виола
00:36
Zvinoyera zvinotyisa uye nezvinoda kufumurwa
44:46
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 43 М.
Zvinoera zvinotyisa naTete Tilder
46:41
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 129 М.
PD 09 - Scaling the Response to Global Malnutrition
1:29:38
World Health Summit
Рет қаралды 316
Zvinoyera zvinotyisa zvinoda kufumurwa naTete Tilder
37:45
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 52 М.
Zvinoyera, Zvinoshamisa, Zvinotyisa: Chitunha chaidaira nziyo panhamo.
39:45
6 ways mushrooms can save the world | Paul Stamets | TED
18:18
CHEGUTU..........MUSIKANA [23] OURAYA SHAMWARI YAKE NEBANGA
45:55
Drewmas Media
Рет қаралды 30 М.
My Daughter's Dumplings Are Filled With Coins #funny #cute #comedy
00:18
Funny daughter's daily life
Рет қаралды 30 МЛН