Tinehurombo kukuzivisai kuti taita miscarriage

  Рет қаралды 23,665

Tytie

Tytie

Күн бұрын

Пікірлер: 714
@Mukanyajnr055
@Mukanyajnr055 5 ай бұрын
Hi Tytie, I am sorry for your loss. Hope you heal well. Here is my advice but it is ur choice to take it or leave it. Things like these should be kept to yourselves. People should just see but you don’t announce such. There is a thin line between content creation and putting out your personal lives out there for people to have a say about your lives. Structure and define your content, not everything is content. Separate basa and family.
@mutsondiwafaith7161
@mutsondiwafaith7161 5 ай бұрын
True.
@ChipoMushayandebvu
@ChipoMushayandebvu 5 ай бұрын
Well said
@primrosechikadaya297
@primrosechikadaya297 5 ай бұрын
Chokwadi
@rosechigama6562
@rosechigama6562 5 ай бұрын
Muroora unopora. Usanyanyo. Kuchema. Unopiwa umwe zvinorwadza
@rosechigama6562
@rosechigama6562 5 ай бұрын
Mukoma kana muroora akazvitakura. Pliz chimbomirai kuzviisa pamhepo. Mozotaura kana. Ave Kuma 6 months pliz. Ndarwadziwa makoti. Get well soon aunt love u❤❤❤❤
@MukudzeiMuza
@MukudzeiMuza 5 ай бұрын
Ummmm sorry guys ,next time kana manenhumbu musaudze vanhu,havasi vese vanotida😢
@Beckypayne22
@Beckypayne22 5 ай бұрын
True such things are personal especially at early stages
@SylviaSigauke
@SylviaSigauke 5 ай бұрын
Sure havasi vese vanotida
@stembilegwanzura8950
@stembilegwanzura8950 5 ай бұрын
Next time nhumbu haitaurwi pavanhu . 1.havasi vose vanokudayi . 2.mukawana Mari dzenyu hamushambadze nokuti vavengi vakavhura ziso. 3.kana motenga preparation ngaive secret yenyu . Vanhu ngavazoone nhumbu mwana azvarwa
@PeshyBanda-jc8oq
@PeshyBanda-jc8oq 5 ай бұрын
Yanga isipo mimba apo
@Metiyasisithole-r7g
@Metiyasisithole-r7g 5 ай бұрын
​@@PeshyBanda-jc8oq Kumhata kwako iwe
@PeshyBanda-jc8oq
@PeshyBanda-jc8oq 5 ай бұрын
@@Metiyasisithole-r7g iwe ahuwone kuti iskit
@babratakundwa6369
@babratakundwa6369 5 ай бұрын
lm sorry young family
@babratakundwa6369
@babratakundwa6369 5 ай бұрын
Next tyme musashambadze zveemumba menyu its not all ofus who loves ukunevaroi kunze uko
@BlessingHobe
@BlessingHobe 5 ай бұрын
Sorry guys but next time try to be private dzimwe nyaya dzenyu especially when it comes to pregnant
@Tinto4490
@Tinto4490 5 ай бұрын
Correct
@EvelynVaririma-ro8tj
@EvelynVaririma-ro8tj 5 ай бұрын
Sorry guy's it true
@EvelynVaririma-ro8tj
@EvelynVaririma-ro8tj 5 ай бұрын
It's not all people like you please be careful next time
@Gogoncube1421
@Gogoncube1421 5 ай бұрын
Sorry about that vanangu Next time please musataure zvese zvese makamakwa
@Gogoncube1421
@Gogoncube1421 5 ай бұрын
She will be occur dont worry Uye mari haitaurwe vanangu Ndakavhunduka pamakataura Keep your things as secret
@tadiwamadziwa5998
@tadiwamadziwa5998 5 ай бұрын
Ndaimboda kuzvitaura bt nhumbu haiisiwe pavanhu gyz imimi makavengwa ne half of Zimbabweans soo haa pliz my people dnt do that we continue do that ❤loving you
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 5 ай бұрын
Yaiwepo here mimba yacho dumbu raisambokura iro
@tadiwamadziwa5998
@tadiwamadziwa5998 5 ай бұрын
@@dadiraimandigo4004 😂chinyarara anozochema
@OwenGaricaiBakasa
@OwenGaricaiBakasa 5 ай бұрын
Muricy ummm mwana ndipeiwo number dzenyu ndikubatsire zvangu ndokubasa ndiri kumoz asi ndiri mwana wezim
@OwenGaricaiBakasa
@OwenGaricaiBakasa 5 ай бұрын
Tora number dzangu idzi
@GladysMakirimira
@GladysMakirimira 5 ай бұрын
Panga pasina mimba apa vanhu maingonyeperwa
@OliviaMakoni-vd3ib
@OliviaMakoni-vd3ib 5 ай бұрын
I know you're young but please don't post everything about your personal life and stay strong guys as you lean from your mistake , l personally like you guys stay blessed ❤
@ChelesaniSithole
@ChelesaniSithole 5 ай бұрын
Sorry hako may God comfort you in this painful situation 🙏 I love you guys God loves you more ❤️
@N.muzvimwe
@N.muzvimwe 5 ай бұрын
Very sorry kuku try kuteerera kuma followers ako nhumbu takataura kuti private huye number plate yemota i say it mamy times but haudi kuteera
@mutsanyamandi6229
@mutsanyamandi6229 5 ай бұрын
You guys should be steady
@nelle135
@nelle135 5 ай бұрын
Fact vanowanza bvepe
@user9mrsbvunza
@user9mrsbvunza 5 ай бұрын
Very sorry guys l love you so much my favorite couple
@promisemapondo
@promisemapondo 5 ай бұрын
Yeah dzungu rakanyanya
@rossyngombe1734
@rossyngombe1734 5 ай бұрын
Do what brings food on your table not zvinoda munhu keep up with ur content me personally l love u so much. Be strong kiki will be ok soon once again am sry for what happened
@Mercy-b1b
@Mercy-b1b 5 ай бұрын
Mimba panga pasina hapo mimba hr haaa panga pasina mimba apa
@LeniaNyanekwe
@LeniaNyanekwe 5 ай бұрын
True panobva mimba haudye so even zvese zvikutaurwa dayi ndirini midzodzi yazara
@satviewDstv
@satviewDstv 5 ай бұрын
Ko iyo courage yekuudza vanhu kuti taita miscarriage vaiwanepi so fast
@auxilianherera1845
@auxilianherera1845 5 ай бұрын
Inhema yaive content truly speaking 😂😂😂😂
@PraiseTembani
@PraiseTembani 5 ай бұрын
Sure ange asina Mimba uyo
@AndersonMazanhi
@AndersonMazanhi 5 ай бұрын
Aaa kupiko why pakutanga usina kuosa pregnant test zvikaonenekwa newese kuti wakadira DJ Ola atibvu zvese kavakunyepera wakanhanzvitswa beche iwe
@satviewDstv
@satviewDstv 5 ай бұрын
Exactly hatina kuona kana evidence isu ko iyo preparation 😅😅yaitengwa nothing was making sense vakuda kutotiita ma grade 1
@meaganwrld4evrr
@meaganwrld4evrr 5 ай бұрын
wishing Kiki all the positivity right now it must be hurting her a lot 😭💗
@shylettedlamini57
@shylettedlamini57 5 ай бұрын
Sorry team be strong speedy recovery my honies. You have our support. Mwari vachakupai mumwe . You are not alone in times like these
@streetgist247
@streetgist247 5 ай бұрын
Mukadzikama hamumbofe.Itai muchirega kupaparika plz.Your content of wanting to prove love triumphs over everything is good and unique.build on that and you will grow.mamwe mahumbwe sirai kumombe
@kimberlymoyo-ot1fi
@kimberlymoyo-ot1fi 5 ай бұрын
guys l told you telling people about the baby was a very big mistake ,l told you because almost half of the ppl have hatred for you sorry tt you lost your child do not worry. you are going to get pregnant again
@JesinahMusoni
@JesinahMusoni 5 ай бұрын
Agona ange Asian nhumbu yang yabva riini nhema dzoga idzi
@ZadzisaiGoodzi
@ZadzisaiGoodzi 5 ай бұрын
Hamunyari here kuratidza huroyi hwenyu pachena vakutadzirai chii vana ava
@TrynessSmart
@TrynessSmart 5 ай бұрын
Kkkkk moziva kubva kwenhumbu here akunyep uyo
@tinyikontsako6387
@tinyikontsako6387 5 ай бұрын
Nhumbu ikabva they do D& C and u can be discharged within a day .I used to work in South African hospitals.
@tinyikontsako6387
@tinyikontsako6387 5 ай бұрын
DJ Ollah naShadaya hope u are happy now.
@marvelouszinyoro8039
@marvelouszinyoro8039 5 ай бұрын
Vakadii kuratidza vanhu preg test vanenhema ava
@esnathkamushinda7309
@esnathkamushinda7309 5 ай бұрын
Yange iripo here nhumbu yacho kunyepa too much kunyepa kunge vana vane5yrs
@leahgushu
@leahgushu 5 ай бұрын
I think he is lying to destroy DJ Ollah arikuda kuti vanhu vavenge ollah mari yacho validation zvakashata the way l see it kana munhu they can kill nekuda mari shame.even those sex videos it was a plot my dear Esnath
@YeukaiJeche
@YeukaiJeche 5 ай бұрын
Ummm munhu mwari vangatenge preparation pasina nhumbu
@carolinesachikunda1714
@carolinesachikunda1714 5 ай бұрын
nhumbu panga pasina, somebody said it this week kuti nhumbu hapana apa, kutsvaga content, vanhu vakamuka they knw
@GladysMakirimira
@GladysMakirimira 5 ай бұрын
​@@YeukaiJechepreparation iye ndakaitaura kuti ndeye fake coz zvaakanhonga zvese hapana kana zvai maker sense
@GladysMakirimira
@GladysMakirimira 5 ай бұрын
​@@carolinesachikunda1714true hako ini ndakazvitaura 😂kuda kuita maviews only
@fungienyilika3769
@fungienyilika3769 5 ай бұрын
A few people you feel they hate you, they're not the whole of Zimbabwe. I am a Zimbwean and we love you.
@KudziKuku
@KudziKuku 5 ай бұрын
Koiwe waindundurutswa nekajoki Ako kunotenga preparation musina mbobvira maenda kuscan Seiko iwe vhurika iwe unoitiswa nemahure awa ukazvirega iwe maziromo ttytti urimbwa
@ChristineGweshe-ct9re
@ChristineGweshe-ct9re 5 ай бұрын
Hezvooo komomutukirei zvine nemi nhaimi
@OdessyMunyoro
@OdessyMunyoro 5 ай бұрын
Sorry to hear that be strong Kiki na Tyt Mwari achakunyaradzai
@PanacheZeiths
@PanacheZeiths 5 ай бұрын
NNooooo how come😭😭😭😭may you find comfort in the Lord,l wish l could hug you both,I'm broken😭😭...Next time hide your wife when she is pregnant,you need to be spiritually fortified for the preservation of the child...l love you but God loves you..
@fogu6405
@fogu6405 5 ай бұрын
In future dzidzai kuvhara hapwa ,Mumba is not a kids play .muchadzidza zvakawanda zvenyu kubudikidza nekuzhangañdira kwenyu nekufumuka ikoko.
@fogu6405
@fogu6405 5 ай бұрын
*Mimba*
@vloggingwithSibongile
@vloggingwithSibongile 5 ай бұрын
I wish you guys can stop announcing it kana mune good news . People are jealousy of chakanaka
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo 5 ай бұрын
Ummm sorry guys ndarwdziwa next time vigai dumbu mozoribuditsa rave nekna ne4 or 5 coz vavengi varikoo
@prachie937
@prachie937 5 ай бұрын
Sorry bt NXT time musango.publisher zve private life yenyu vanhu vanorwadziwa guys munoroiwa mukati eke ...
@waynetyrexchapisa2200
@waynetyrexchapisa2200 5 ай бұрын
Pani ambozvitaura kuti nhumbu ndeye fake
@MakahManiki
@MakahManiki 5 ай бұрын
Chokwadi hko iwe yairi yefake iyo 😂😂😂😂 kunyepa kudzungaira nhema hko
@BeautyMafuta
@BeautyMafuta 5 ай бұрын
😅😅😅😅
@xtrememaid2298
@xtrememaid2298 5 ай бұрын
Tru.panga pasina.tytie urikugara natsola.uchasvinura
@Mbano999
@Mbano999 5 ай бұрын
Pakuti sorry wakutodira salt paronda ita mushe
@ChachaShumba
@ChachaShumba 5 ай бұрын
Taura hako ndeye nhema
@lindokuhlemkhize5458
@lindokuhlemkhize5458 5 ай бұрын
This is so touching 😢sorry guys Kiki you gonna be fine in Jesus's name🙏
@MelindaVelasi
@MelindaVelasi 5 ай бұрын
Wen they were shopping for clothes,l felt sorrow,l saw this coming
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 5 ай бұрын
Me too I had that strong feeling 😢
@marymtetwa1884
@marymtetwa1884 5 ай бұрын
Ohhh i am so sorry to hear this bad news. Do not worry much...fear Not..Zvinorwadza. hazvineyi. Batsira mudzimai wako panguva iyi.. She must have a rest please. Kushanda kwakange kwakanyanya mukwasha wangu zvinogona zvakare kukodzera. Mwari anoziva zvose. Musazvidye mwoyo. Keep on trying..Do not give up try again...... Zvichengetei ndapota. Musanyanya kutaurira vanhu zvose zvamunazvo pasocial media.. I am praying for you guys. Be strong!!!
@beautysaunyama8772
@beautysaunyama8772 5 ай бұрын
Very sorry Kukunetsai and Kiki, it will be well, God loves you! I love u lots guys, be strong, God will grant u your heart desires
@carolinerhymer1565
@carolinerhymer1565 4 ай бұрын
So sorry guys , get well soon makoti.... God will Bless you don't worry...his time is best
@rumbidzaichinoriwa7757
@rumbidzaichinoriwa7757 5 ай бұрын
Continue being supportive to your wife ..Nhumbu yabva ne stress asatevedzera ma comments edu.
@leahgushu
@leahgushu 5 ай бұрын
Kungonyepera nhumbu uye kuti yabva then kuitira kuti vanhu vavenge dj Ollah thats bad dont be a bad influence iwewe its bad
@Zvinodzimba
@Zvinodzimba 5 ай бұрын
Inzwai mazwi evaroyi
@BeautyMafuta
@BeautyMafuta 5 ай бұрын
😅😅
@MakahManiki
@MakahManiki 5 ай бұрын
Yaisavapo nhumbu apo kunyepa nhema idzo
@francisndhlovu3850
@francisndhlovu3850 5 ай бұрын
Do you slip with her?.
@Zvinodzimba
@Zvinodzimba 5 ай бұрын
@@MakahManiki ndiwe waiva wakatakura hre
@Namary2
@Namary2 5 ай бұрын
You shouldn't publish zvinhu pa media especially nhumbu 😿
@mutsawashe1369
@mutsawashe1369 5 ай бұрын
Am so sorry to hear of the sad news. I hope madzidziswa nemamid wives not to give up. Try as soon as you can for another child. All the best.
@Kaylamukaro
@Kaylamukaro 5 ай бұрын
Mukwane nhema dzoga dzoga.hapana kna mimba yaivapo manyepo oga oga .
@Zvinodzimba
@Zvinodzimba 5 ай бұрын
Kwana hure iwe ndiwe unorara naye hre
@Kaylamukaro
@Kaylamukaro 5 ай бұрын
@@Zvinodzimba hure ndiwe usina kukwana
@MuchanetaZvidzo
@MuchanetaZvidzo 5 ай бұрын
Umm guys
@getrudekaravina6371
@getrudekaravina6371 5 ай бұрын
Ma return soja ndohunhu hwawo hwekunyepera mimba
@Zvinodzimba
@Zvinodzimba 5 ай бұрын
@@Kaylamukaro gosho kurwadziwa kwese uku kunopa kurotomoka
@TafadzwaDoreen
@TafadzwaDoreen 5 ай бұрын
Kkkkkk ayasi mukwane Kik akange ain enhumbu kupi zvima skits izvo nekuzotonyepera kutenga preparation musina kana kuuya nevideo muri kuscan
@AdlightJani-w5y
@AdlightJani-w5y 5 ай бұрын
Take heart guys zvinowanikwa ,so sorry guys l feel for kiki it's not easy to loose a baby
@RutendoBhebhe
@RutendoBhebhe 5 ай бұрын
Very sorry guys it's part of life Mwari vanokutungamirirai❤️❤️❤️❤️❤️
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e 5 ай бұрын
Muchinyanya dzungu mimba inoshambadzwa here
@ZadzisaiGoodzi
@ZadzisaiGoodzi 5 ай бұрын
What do you mean about this, are you a whichcraft
@freemanchichetu8401
@freemanchichetu8401 5 ай бұрын
Hazvinzarwo wangu munhu anoudzwa mushe
@freemanchichetu8401
@freemanchichetu8401 5 ай бұрын
Olaa zvawaida ndizvo zvaitika
@MalvinKatumaringa
@MalvinKatumaringa 5 ай бұрын
Dzungu racho rakanyanya KO kuzoti akaita Mari inenge yachivhayo munochiona shame
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e 5 ай бұрын
Hatisi ma witchcraft but zvimwe zvinoda kudzikama imi zvamakaita mimba dzenyu makanga musingadzivanze here.totorwadziwawo nazvo but vakadzikama zvinoita nani zvese zvekunotenga preparation social media inei nazvo izvozvo varoyi variko shem kungovaonesawo vadzikame kuterera kana kurega it's up to them kumedza bhonzo kutemba huro
@lovenessmkondo6562
@lovenessmkondo6562 5 ай бұрын
Sorry for the loss. Muvewo ne privacy yenyu sandi zvese zvinoudzwa vanhu. Privacy inongodiwa
@abelhance9772
@abelhance9772 5 ай бұрын
There should be a room for privacy. Not every thing that happens in the families should be published.
@CharmaineChibvuri
@CharmaineChibvuri 5 ай бұрын
Sorry guy's 😭😭zvorwadza next time don't tell people about your pregnancy keep it private plz people out there vanoshereketa
@sandramuchongwe204
@sandramuchongwe204 5 ай бұрын
I'm very sorry guys zvorwadza kurasikirwa nechinhu chemunenge makatarisira mwari vakusimbiseyi..and also pliz pliz next time samai kusawudza vanhu hatizi tose tinofara is its better tozowona radumbu rakura uye zvimwe zamawo kuita private especially mubedroom don't show your bedroom too much lots off love guys kiki be strong dear ❤
@luckysithole6643
@luckysithole6643 5 ай бұрын
Don't be sad she all befine becomes health and strong soon❤❤
@LetwinSaratiere
@LetwinSaratiere 5 ай бұрын
I'm deeply sorry for what happened its all life,god will bless you soon don't be stressed too much it's just a phase it will pass just have faith in God ❤
@MitchellKwaramba
@MitchellKwaramba 5 ай бұрын
Eish guys sorry for that n all of you don't stress your self especially kikie plz guys I'm not happy anymore
@LydiaMasora
@LydiaMasora 3 ай бұрын
Sorry kiki nakuku ummmmm handina chandanga chizova very sorry kiki get well soon
@rumbidzaichinoriwa7757
@rumbidzaichinoriwa7757 5 ай бұрын
She must not stressed zvakaoma .Naiye asiye kunyanya kuzvi chukucha nhumbu ichiri diki .
@SophiaMunyai
@SophiaMunyai 5 ай бұрын
Ndoona sekuti problem makanyanya kkasira ku spreader information insteady yekut zvive privacy zvozongoo eka zvakura
@ZimConnect
@ZimConnect 5 ай бұрын
😂🤣😂😂😂aaya munhu aita miscarriage hadye banana dei akatovharirwa kuhospital uko aaya
@MelodyJumbe
@MelodyJumbe 5 ай бұрын
Dzimwe nyaya ngadzive mumba menyu chete Tytie,,,, you dnt tell everyone about zvemumba menyu coz hauzivi vanokudai nevakakuvengai,,,, sorry for your loss but dzimwe nyaya taura madzoka,,, you dnt put your pregnancy on public😢😢
@KindnessMarape
@KindnessMarape 5 ай бұрын
😢😢😢😢am.sry guys Kikie be strong , guys when u get pregnant pliz dont tell any one
@DaisyMujeri
@DaisyMujeri 5 ай бұрын
Sorry guys,but please stop telling people some of your personal things like your finances and pregnant,havasi vese vanotida kunze uko....get well soon kiki
@RumbidzaisheZimano-l8y
@RumbidzaisheZimano-l8y 5 ай бұрын
Kuhwa pasi peguvhu inenhumbu it's very bad plz ndangambozviitavo but andina kuita mscrge but ndakagara muhospital for 3wks
@RosaSithole-tg3hs
@RosaSithole-tg3hs 5 ай бұрын
Sorry mukoma ndarwadziwa chosee
@GladysMakirimira
@GladysMakirimira 5 ай бұрын
Muchatadxa kupinda denga nemanyepo enyu. Either wainyeperwa naKiki kuti am preg kwete zvaDJ Ollah hazvife zvaita kuti aite miscarriage zvachose. Ini nhumbu ndakaona kuti yaisavepo zvayo maingodawo kuitisa vanhu vakavharika meso
@byronmironga8290
@byronmironga8290 5 ай бұрын
Mucharamba muchiita miscarriage iyoyo kusvika maane brain. Imba isina privacy kunge mariage yenyika
@promisemapondo
@promisemapondo 5 ай бұрын
Taura hako vana vane dzungu ava
@satviewDstv
@satviewDstv 5 ай бұрын
This was fake guys how come you announce pregnancy so fast munoti ivo havazive here kuti hazviitwe kana yavapo muchangozvionera mega kana ivo they will keep quiet kusvika mimba yakura bcz they know kuti this time its real.
@tatendangaru
@tatendangaru 5 ай бұрын
Yanga iripo hr and munobudisa zvese zvamunoita wani kokusatora mavideo murimuchipatara
@MavisMqedi
@MavisMqedi 5 ай бұрын
Ndiwe munhu ataura point manje dai vakatotora mavideo varikuchipatara,nhumbu panga pasina apo kuona kwangu
@GraceManingi
@GraceManingi 5 ай бұрын
Taura hako iwee. Vanotora ma video vachidhota. Vakatadza neii kubudisa remuchipatara. Haiwa nyepaiwo muchisiya pamangwna
@MakahManiki
@MakahManiki 5 ай бұрын
Dai audio yaiitwa pano ndandichaiisa nhasi muri vekumama imi kunyepa ndokudii tsvakai mari nezvimwe not nenhema
@vengaimuchero
@vengaimuchero 5 ай бұрын
Sorry guys very sorry next time zvinoita chete
@ZadzisaiGoodzi
@ZadzisaiGoodzi 5 ай бұрын
Am so sorry for that guys be strong
@melodynyamapfeka8150
@melodynyamapfeka8150 5 ай бұрын
Yoo-hoo we are very sorry guys we love ❤️ you alot we wish you speed recovery be strong in the lord God is with you bible says they is no weapon against you shall prosper continue to do what you love
@librajames7609
@librajames7609 5 ай бұрын
Tine hurombo vanangu.Neimwe bhuva mimba haiudzwe vanhu ngavaite yekuona nemaziso coz vanhu hatisi tese tinofarira chakanaka.🙏.
@Netsai-m9q
@Netsai-m9q 5 ай бұрын
So sad but try by all means to do your things in privacy guys especially nyaya yenhumbu haingotaurwi even kuhama dzedu mudikana hvasi vese vanotida vanhu vanofanira kuona ava munhu abuda kunze sorry zvinoita zvakanaka
@fortunatesaunyama4205
@fortunatesaunyama4205 5 ай бұрын
Muchangwara zvenyu, anyways sorry for your loss but tsiurikai hamusirimi mega matanga kuita nhumbu
@ndomupeyimasawi2976
@ndomupeyimasawi2976 5 ай бұрын
Im so sorry guys, miscarriage its very painful 😢😢.Relax and get well soon girl❤
@dorcaschijukwa8717
@dorcaschijukwa8717 5 ай бұрын
Pane ambozvitaura asi kuti vachidzoka muchanzwa nhema
@EdwardSibiya-pn1qy
@EdwardSibiya-pn1qy 5 ай бұрын
😂😂 aayaah only Godknows
@auxilianherera1845
@auxilianherera1845 5 ай бұрын
😂😂😂
@Smusumhi
@Smusumhi 5 ай бұрын
Baba namai shumba upenyu zvinoitika izvo ini ndakazviira 2 time asi kana Mwari vakazondipa chipo changu chaicho hongu zvorwadza nokuti tinonga tisina kuzvitarisira asi simbai pamabvii zvoita chete uyezve amai shumba nditererei mashoko angu zvapfuura zvapfuura tendai Mwari kuti urimupenyu vamwe vakatofaa namaitai chete zvoitika Rima handikunde Mwari ndozvandinoziva saka tendai Mwari urikutodya chikafu ini ndakapotsa ndafaa ndakaita nguva dzichiita sekunge ndakupenga asi kubudikidza namwari ndakatozoita vana vangu 2 mumashure mewekutanga uyezve hongu mimba inozviratidza yogaa asi ini ndobasa renyu handioni chakaipa kutaura ndava chero wakanyarara Satan anongoziva saka chandingakuudzei Mwari ngaamatwe uyezve kana Amai shumba kana vatakurazve imba ngaaende kuchipatara kuti asungwe chibereko kuitira kuti mupfuure nguva yamakarasikirwa simbai moyo hama Satan aripabasa nesuwo tisimbewo kunyengetera neiwaya mashoko amen
@EstherMaurunge
@EstherMaurunge 5 ай бұрын
Basa ngariitwe asi private life kuseri. Modzikama monamatawo. You criticise ma advise amunopihwa. Vanhu varikungodziita mari idzi asi havashambadzi. But imi you spread each and every movement. Ko mukaroiwa mukatadza kushanda. Dzikamai please. Quick recover Kiki
@PreciousMangena-k6m
@PreciousMangena-k6m 5 ай бұрын
Sorry guys now u know kuti not zvese zvamoshambadza plz hide zvimwe varying variko motadza kumuita mwana zvesuwa life yese ukasvika pakuroora umwe mkadzi so plz try to hide
@monalisatinotendatapasowa9597
@monalisatinotendatapasowa9597 5 ай бұрын
Amana nhumbu inorwadzwa kubva kwavo,musaita majokes imiiiikaaaah ,ende panotofanirwa kubuda something after 2 days zvasiyana hazvo asi Ini ndakarwadziwa 😭😭if achireva idiii Na Mwari get well soon
@WellingtonMarimo
@WellingtonMarimo 5 ай бұрын
Sorry guys you must take our advices as well experience is the best teacher you need to pray pray pray pray 🙏 and don't let anyone to go in between you weather who
@rosemuzenda3714
@rosemuzenda3714 5 ай бұрын
Imi makamboonepi preparation inotengwa mimba ine 2 days hatina kumbozviona isu takambokuudzai kuti munedzungu dzikamai preparation inotengwa mimba yapa 7 months
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 5 ай бұрын
Waitenga preparation sei? Scan was not able to identify the gender of the baby.Its a learning curve but try to take advice from your followers!!!
@danieltarausa9830
@danieltarausa9830 5 ай бұрын
Tytie ndiri murombo zvangu bt mukuona maskit ako ndofara mukufara kwako .mukusuwa ndosuwao bt mwari achakupa zvizhinji❤
@MadlaminiZaneleMadlaminiZanele
@MadlaminiZaneleMadlaminiZanele 5 ай бұрын
Sorry 😔 guys Mwari vakunyaradzei ivo namweya mutsvene zvese zvisei mumaoko ava Jehovah vachakupai wenyu wavo vatora zvigamuchirei zvakadaro ❤❤❤❤❤❤unopora Kiki Mwari vanewe nguvadzose
@ModesterDani
@ModesterDani 5 ай бұрын
This thing of social media murikuzvinyanya . Vanhu hamusisina kuzvininipisa nekutya mwari.
@ChiheleleMo
@ChiheleleMo 5 ай бұрын
May the Good Lord guide you always. May he comfort you and yr wife. Tonokudai chose.
@KudakwasheMambabvu
@KudakwasheMambabvu 5 ай бұрын
.iiiii very sorry guys zvinowanika its a part of life keep on praying zvonaka mwari vachaita kuda kwavo sorry guys
@GraceNyadenga
@GraceNyadenga 5 ай бұрын
Aaaaa shame very sorry vana vangu
@BlessingHobe
@BlessingHobe 5 ай бұрын
I love yr words and yr promise to Kiki keep on bro
@thandebanda-ny9uv
@thandebanda-ny9uv 5 ай бұрын
So sorry about that there are laws of life that makes perfect sense and are not meant to be ignored. A seed is hidden in its early stages so is a baby meant to be protected. We must not be ignorant about such things there is a reason people hide such things until a later stage.
@EverniceGotora
@EverniceGotora 2 ай бұрын
Kiki very sorry dea ndichakunamatira unoita bho
@adelighttatenda4909
@adelighttatenda4909 5 ай бұрын
Tytie pliz musafarise kungotaura zvemimba wani kubva kare mimba dzaingovanzwa vakawanda vanokufarirai nevasingakufarirei saka dzikamai vanhu kana vachitaura havareve kukuvengai
@EddlightNyakatsapa
@EddlightNyakatsapa 5 ай бұрын
Very srry guys may God bless you & comfort you
@enthiamau
@enthiamau 5 ай бұрын
Sorry kiki and kyku never show yr achievements kuvanhu .find other ways pamacontent enyu.
@JudithMutangadura
@JudithMutangadura 5 ай бұрын
So sorry guys all will be well anopora stay strong
@EddlightNyakatsapa
@EddlightNyakatsapa 5 ай бұрын
Wish you speed recivery Kiki
@thulimaumbe889
@thulimaumbe889 5 ай бұрын
get well soon Makoti.. pamberi ne rudo
@ChiponancyMatapo
@ChiponancyMatapo 5 ай бұрын
I'm so sorry to hear this it's my first time commenting but I'm so hurt even if people talk bad about you but you musn,t go through this it shall be well god bless you
@TshilidziRamovha-e3e
@TshilidziRamovha-e3e 5 ай бұрын
Nhema Hapana mimba yanga iripo. Plus zvimwe zvinhu munozvinyanya kungopublisher everything hamuna secrate ndo problem yenyu nhumbu haingoyanikwi sezvamunoita
@christmasvutuzah618
@christmasvutuzah618 5 ай бұрын
I am very sorry for your loss.
@nancyrimai1224
@nancyrimai1224 5 ай бұрын
Yaivapo here mimba kasikana ako katsotsi ako ummm
@TatendaClive
@TatendaClive 5 ай бұрын
Ka guruvha ako maiweeee hpn kna mimba yaivepo apo
@EstherMaurunge
@EstherMaurunge 5 ай бұрын
Tkuku na Kikie wako murikunyanya kushambadza nyaya dze yu. Tinotoshaya kuti makatsikei. Ndiwo matsvagirwo nemari here. You think kuti everyone is happy nekubudirira kwenyu. Mari tsvagai henyu but try to keep your private life low.
@fari8811
@fari8811 5 ай бұрын
May the Lord comfort you guys
@LindaBasopo
@LindaBasopo 5 ай бұрын
Munhu wekumusha kwangu kuku very sry ndarwadziwa.but hama yangu zvimwe musaratidze zvese zvese tonokudai.kana wafunga zvesocial media wototsunga wangu haikona kuchema.asi zvimwe zvisinei zvisiri zvebasa mozvivanzawo....kiki very sorry get well havasi vese vanofara nemi kunze.
@FayRue
@FayRue 5 ай бұрын
If you guys are lying may God judge you. So many people want kids and vanorara mumakomo praying kuti vabatewo vana zvichiramba. Miscarriage chaiyo kubudiswa mu hospital just like that? Musadaro, imwe content iri sensitive and it will make vakadzi vari kutadza kubata vana due to miscarriage vakuvengei.
@marthamahleza9597
@marthamahleza9597 5 ай бұрын
Wish her speedy recovery
@rukudzoss8570
@rukudzoss8570 5 ай бұрын
May you find comfort my pple,sorry makhoti God will bless you again ❤❤ love you
@sasha.i.jrufasha5122
@sasha.i.jrufasha5122 5 ай бұрын
Am very sorry guys but i think nhumbu keep it as a secret😢😢😢😢....havasi vese vanofara
Who is Tytie? My whole journey kusvika pandakazoroora
39:24
啊?就这么水灵灵的穿上了?
00:18
一航1
Рет қаралды 51 МЛН
Зу-зу Күлпаш 2. Бригадир.
43:03
ASTANATV Movie
Рет қаралды 729 М.
1 сквиш тебе или 2 другому? 😌 #шортс #виола
00:36
Ozoda - Lada ( Official Music Video 2024 )
06:07
Ozoda
Рет қаралды 29 МЛН
Tazoenda ku Mvuma kunotsvaga bofu rakandibatsira 2019
31:32
PROVERB CHALLENGE BETWEEN DOYIN AMODU UK AND BIGVAI JOKOTOYE US
7:19
CHEGUTU..........MUSIKANA [23] OURAYA SHAMWARI YAKE NEBANGA
45:55
Drewmas Media
Рет қаралды 30 М.
Trending Stories with Guest Co-Host Frets Donzvo ||
1:18:06
Dj Ollah 7
Рет қаралды 100 М.
Chegutu : Ruvimbo wekuurairwa $100 onzi opfuka asati avigwa
1:03:06
啊?就这么水灵灵的穿上了?
00:18
一航1
Рет қаралды 51 МЛН