Tiri Kudzingwa PaSowe Pedu Ratakapihwa NeMweya

  Рет қаралды 4,163

ZimNews Beat Tv

ZimNews Beat Tv

Күн бұрын

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 55
@farichisunga7120
@farichisunga7120 2 ай бұрын
Kuda kumera pese pese kungehohwa,ngazvibviswe zvimbavha izvi.Bhuruwayawo yakazviramba izvi.
@MemoryNcube-t1z
@MemoryNcube-t1z 2 ай бұрын
Bhuruwayo aidi nonsense
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 2 ай бұрын
Mental health is a big issue muZimbabwe. Zvikaramba zvakadai nyika ichasara mapenzi oga
@gladysscales
@gladysscales 2 ай бұрын
Saka muri kunamata nekuti President vakati namatai here kana kuti muri kuzvinamatira pachenyu. Ndoo saka maakudzingwa Mweya Mutsvene waka suduruka. Namatai Mwari baba kwete kunamata munhu.. Zve Mweya Mutsvene hazvinetsi uye hazvitambudze. Kuchengeta tsananguro ndiko kunamata baba… makadyiwa netsananguru
@fransgumbo9062
@fransgumbo9062 2 ай бұрын
Muvakirei munamato adding we basa please ndokumbirao anoti ngavavake munamato siya like
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 2 ай бұрын
Tengai nzvimbo dzekunamatira dzamuno terera kwete kuchemera kuchengeta nzvimbo isiri yenyu.
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 2 ай бұрын
Masowe acho anozowandisa senge road yechitungwiza from machipisa yoh.
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 2 ай бұрын
President veiko vaunotaura nxaaaaaa
@fransgumbo9062
@fransgumbo9062 2 ай бұрын
Ndinodakutaura navamunangwqrwa please veduwe murikutiomesera munyika panyaya dzekutengesera vanhu vatema pekugara ndinoti madzisekuru edu akafira nyikaiyi kubvidakubvisa vachenq kumasimba evhu redu dai muchingosvaga svimbo yekupavanhu kwete kutengesa regai kutengesa ivhu please vanhu vanotambura vanoiwanepi mari yekutenga nekuvaka dai maparusununguko muvanhu kutanga mozogadzirisa dzimwe nyaya henyu koz matate guru ezimbabwe angambofare achiona vanhu vachichema
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 2 ай бұрын
Miti yacho iwe ukuichengetedza sei iwe uchigara kumba kwako?ukugara pasowe here
@ssam1430
@ssam1430 2 ай бұрын
Makapuwha nenweya nhai 😮
@masciemudumo
@masciemudumo 2 ай бұрын
Hapashande chisimba chero mukataura henyu nehasha nesimba hazvibatsire bcz Ndr Zve mutemo❤ not chisimba mune ma papers here anopupura kt inzvimbo yenyu musatiudze kt makapiwa ne mweya bcz mweya hauna office
@MarryChiwanza-ie8ij
@MarryChiwanza-ie8ij 2 ай бұрын
Chipostori chikakupinda unoita seunopenga vanhu vanouya vachitema huni vanganzi mweya wakaipa here
@collenmkulichi
@collenmkulichi 2 ай бұрын
nekhedhi
@undersongwati5504
@undersongwati5504 2 ай бұрын
Vamamadzibzaba itai mushe imimi kuraikufunga murikuti munochengetedza nzvimbo muchidziirira kurasirwa marara nekucherwa cherwa kweivhu nekutemwa kwemiti kozvatiri kuona dumbing iyo makomba tamaona zvichiratidza kuti ivhu ririkucherwa richitengeswa muripo ndokuchengeta kwacho here ikoko ibvai ipapo hamugone kuchengeta nzvimbo ndimi murikuisa tsvina ndosaka manzi mubve zvakakodzera kuti mubve
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 2 ай бұрын
Tadongorera mu58k 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@ClaraChekuveza
@ClaraChekuveza 2 ай бұрын
Endai ku council kunotenga peku mamatira hamudzingwi nokuti makada kuita zva president mnangagwa aida mavhoti zvakatoendwa izvo mukaenda kwaari anotokuudzai kuti munopenga
@MidiaNhari
@MidiaNhari 2 ай бұрын
Haiwawo taneta nemi vanhu imi muri mharadzi maparadzanisa mhuri
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 2 ай бұрын
Taura zvako
@Mpholosisndlam8675
@Mpholosisndlam8675 2 ай бұрын
Arasika pakutaura nezva president kutsvaga support kubva ku zanu hamusi mupostori mambi
@Hazvineikambamuri
@Hazvineikambamuri 2 ай бұрын
Ndo problem yema positori iyoyo heeee prespppppppppp
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 2 ай бұрын
Kuchengetedza yard isiri yako watumwa naani. Chidofo chokuwandirai mapostori
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 2 ай бұрын
Kana musina pamaka nyorerana nevaridzi venzvimbo hapasi penyu mutemo unoti ibvai zvematsotsi nembavha ibasa remapurisa ko makabata vangani kubva matanga kunamatira ipapo
@MemoryNcube-t1z
@MemoryNcube-t1z 2 ай бұрын
Ekedi's team
@elizabethaaron1120
@elizabethaaron1120 2 ай бұрын
Pindai mune vamwe siyai zvekuvhura vhura tumasowe tusina rwendo
@BrightKapururira
@BrightKapururira 2 ай бұрын
Tseki mhani iwe nxaaa
@MemoryNcube-t1z
@MemoryNcube-t1z 2 ай бұрын
Tengai stand
@VictorErnesto-r5i
@VictorErnesto-r5i 2 ай бұрын
Munopenga munoti mazigemenzi
@ShyletZhou
@ShyletZhou 2 ай бұрын
Vanoti vakangoona muti voita church mbavha idzi ibvai mongomamira pese miti unotema kuti Mugabe huni prestendent handiti anoda mavhiki enyu
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 2 ай бұрын
Ngoni ndadzivake munamato kt satani anyadziswe
@RobertSigauke-h6o
@RobertSigauke-h6o 2 ай бұрын
Zvekumama izvo
@TinasheKamhapa
@TinasheKamhapa 2 ай бұрын
Mbavha dzewanhu basa rekunyeng wakadzi presedent varikupinda papi manje
@shupikaicharlesmwashusha6471
@shupikaicharlesmwashusha6471 2 ай бұрын
Budai munzvimbo yevanhu
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 2 ай бұрын
And hauna kana mafacts hako 😂😂😂😂😂hauna nyaya iwe mupositori
@meviachiroodza2453
@meviachiroodza2453 2 ай бұрын
Ekedhi
@madamboss7216
@madamboss7216 2 ай бұрын
😂😂😂
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 2 ай бұрын
Mweya unedzvimbo
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 2 ай бұрын
president kudìiiii ita zvekunamata usiyane nezvenyika izvo musoro wako
@dobbsarthur2182
@dobbsarthur2182 2 ай бұрын
Ibvii you can't just occupied someone's land. Buy your church land
@sifelanimpofu7615
@sifelanimpofu7615 2 ай бұрын
Kkkk
@aginelah6387
@aginelah6387 2 ай бұрын
Rubbish president chiiiko tibvirei
@madamboss7216
@madamboss7216 2 ай бұрын
Ekedi 😂😂😂😂😂😂😂😂
@mukanya5836
@mukanya5836 2 ай бұрын
Mapostori maratidza kuti njere ishoma Land belongs to Tobacco research simple get out
@MemoryNcube-t1z
@MemoryNcube-t1z 2 ай бұрын
Brain washed
@MemoryNcube-t1z
@MemoryNcube-t1z 2 ай бұрын
Ishmael
@polocosta1840
@polocosta1840 2 ай бұрын
Hudofo
@Ruthmbewe-sp9xz
@Ruthmbewe-sp9xz 2 ай бұрын
Masowe ngavharwe muzimbabwe mbavha dzevanhu moti kuuraya vanhu futi murikumasowe muchichekeresa
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 2 ай бұрын
Aaaaaaaaa😎😎😎😎
@MemoryNcube-t1z
@MemoryNcube-t1z 2 ай бұрын
​@@advancematoweadttocksmatto9213mwana wangu
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll 2 ай бұрын
Aiwa handizvo masowe ahavharwe machurch ese anotorwiswa nasatani saka kana ukataura uchidaro urikurasika
@Ruthmbewe-sp9xz
@Ruthmbewe-sp9xz 2 ай бұрын
@@ChipoMpofu-hl2ll chinonetsa dear vanotaura vachidaro havo kuti kunamata asi vanhu ava zvavanotiitisa in the name yekuti tikunamata so ka ukapusa dear vanokuita munhu wavo
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 2 ай бұрын
@@MemoryNcube-t1z hamusi bhoo mama kukusatsvaka mwana 🤣🤣murisei👏👏👏
@gladysscales
@gladysscales 2 ай бұрын
Saka muri kunamata nekuti President vakati namatai here kana kuti muri kuzvinamatira pachenyu. Ndoo saka maakudzingwa Mweya Mutsvene waka suduruka. Namatai Mwari baba kwete kunamata munhu.. Zve Mweya Mutsvene hazvinetsi uye hazvitambudze. Kuchengeta tsananguro ndiko kunamata baba… makadyiwa netsananguru
Mt DARWIN: PART 2: Chikomba Pfacha MuBedroom Mangu Na3 a.m Neka Torch
25:22
Mom had to stand up for the whole family!❤️😍😁
00:39
哈哈大家为了进去也是想尽办法!#火影忍者 #佐助 #家庭
00:33
火影忍者一家
Рет қаралды 124 МЛН
Who’s the Real Dad Doll Squid? Can You Guess in 60 Seconds? | Roblox 3D
00:34
Murume vangu Akabatwa Nemukadzi Vemunhu Chief Mutasa
48:46
TICHKACH MTV
Рет қаралды 41 М.
SEKURU KAFERA VOPIWA MUSHONGA NESHIRI
17:06
Drewmas Media
Рет қаралды 79 М.
AKUNDIDZINGA PANDAKAGARA Karanganda TV
37:08
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 19 М.
Mambo Mutasa ndi Baba vevanhu Chokwadi
33:17
TICHKACH MTV
Рет қаралды 26 М.