Roora must be abolished now. Its a scam. Chembere ine mwana ane 25 years yobvisirwa $7000. Kana iye aibvisa aipenga
@FlashyIron6 ай бұрын
He paid $7000 nekuti aiziva kuti kana amuroora anowana mari yake back he knew what he was doing.Or He value her that much and appreciate woman
@munhumutema89706 ай бұрын
@@FlashyIron obviously he didn't know what he was doing, thats why they are now in this court. Stupid man. Kubhadhara 7 000 for munhu ane vana vake hake? He should have known he would always come second after the kids, wether abhadhara millions or not.
@FeniciasMadzivire-o3f6 ай бұрын
Taura hako kutambisa mari
@dadiraimandigo40046 ай бұрын
Nhai zvako 7k haisi yekutamba nayo
@tenjiwemusango64966 ай бұрын
apa mudiki , kune mukuru more than 26 yrs gogo zvavo vamwe vanhu vane lucky huye
@mutotib5 ай бұрын
Ha mai avo ka , kurasika chaiko
@jeffreymakwarimba2 ай бұрын
Havazive chishona ukasaita mwana waroorwa pfuma inodzoserwa back
@consymuri4796 ай бұрын
Amai ngavatikwanire. The boy is 26, and you still want to carry his burdens. There's plenty of resources for drug addicts to get help.
@NqobileMoyo-d6p5 ай бұрын
Hapana kana one anoziva nyaya apa hanzi ajaenda handiziva kwaari asi vakut9fambira dze devorce ngavapedzerane ikoko
@thegeorgemsnog57383 ай бұрын
Waste of time. Couple got married in UK and pending divorce. If i was Chief, i would just suggest kuti lets wait for the outcome of the divorce application, before we discuss anything. Why should Chief be responsible for a marriage that is under UK law, and divirce is still not settled. Vanhu ngavaregere kunetsa Chief mahara mhani.
Mukoma vanenge vakakumbira mari kumuninina vakanzi enda unopiwa yandakabvisa yeroora kana wabudirira otora hako 😅😅😅😅😅😅😅
@SpiweMuzila6 ай бұрын
😂😂 ehe zvogona kudaro
@Chiedza-mm4dw6 ай бұрын
😂😂😂
@perpeturemazuru3016 ай бұрын
Kuchata kutsvaga ma paper,pahu 2 hwavo pane anga asina ma paper. Makazviona kupi kuti unotanga wachata usability wabvisirwa mari. Muri kuitiswa yeseyese.Kana vakadzoka kumusha kuzoroorana,vadii kudzoka kumusha kuzorambana. Asi I skit kani,nokuti hakuna zvakadaro.
@dove55846 ай бұрын
Ma courts eku UK haazive zvema cows enyu amunorooresana
@MillicentMunetsi6 ай бұрын
Warasikawo apa
@RuthMupfugami6 ай бұрын
Amai awa wanogona kutaura chaizvo
@isaacpinielo6 ай бұрын
Bustop TV, your coverage of court proceedings should be unbiased and all-encompassing. Don’t limit the camera’s view to a single angle. Capture the whole story by showing the perspectives of all parties, including the presiding officers.
@TERESA-i4m1n6 ай бұрын
Iye dai ariwake mwana ayidakw ayi murasira ani .
@Chiedza-mm4dw6 ай бұрын
...he said.... she said 😂😂😂
@QhunekileDube6 ай бұрын
Please try to finish your stories so that we understand
@cub_paw6 ай бұрын
What a stupid court! Kana vakachata before and tezvara didn’t charge zvibinge it’s tezvara’s fault not mukwasha. Mai avo varikuita chi feminist padare hazviko izvo. The inlaws should pay back rusambo/danga. This guy should go kwaMutasa
@lawrencebondera68965 ай бұрын
Ivo vakadzi vakazotanga rinhi kutonga kudaro mumatare kuchivanhu netsika dzedu
@shumbahurushumbahuru48943 ай бұрын
Marriage subsisted for a year. Hapana nyaya. Ndokutoroora kwacho. Mkwasha akatonyura. Akapusa. Ndosaka pfuma isingabviswe yese ka one. Zvimwe itai muchingwara ngwara
@sithabilehove45396 ай бұрын
Aishusha munin'gina wenyu uyo, mhuri is pushing for the divorce
@ellenmusanjeya82226 ай бұрын
Zveku shusha wazviwanira kuti kana atezvara chaivo vapupura kuti mwana akawanikwa achiputa ma drugs akatsuurwa ndoo kubva aakuda kurova baba. 25 year old iri kuchengetwa yoda kurova munhu ari kumu chengeteka. Vake vana varikuzvi chengeta woswera uchida kurohwa numunhu wema drugs. Ku diaspora pamba pakaita munhu wema drugs mapurisa havachabva ipapo. Mhirizhonga daily ndiani anoda hupenyu hwakadaro.
@masciemudumo6 ай бұрын
Haaa roora rakambodzoswa kupi?
@millytc1Ай бұрын
Yakazopera sei nyaya iyi?
@sithabilehove45396 ай бұрын
Mai vanogona kutaura ava, big up mama❤❤❤❤❤❤❤❤❤😂😂😂😢
@jamesmuziringa96426 ай бұрын
Kingston anotopenga ahazive Zita remukadzi
@GandagobvuTV6 ай бұрын
Ko ndewake here
@FeniciasMadzivire-o3f6 ай бұрын
Ko rine basa rei hantii Hama dzemukadzi dziripo here
@tapiwachindanya26726 ай бұрын
Itaika online.
@AnastasiaShumba-pi3li6 ай бұрын
Ku Uk hakubikirwe munhu, hakuwachirwe munhu. Munhu anotvionera kkkk and these people don’t know that.
This is very clear pasina kana nwana munhu obva paden atleast half of the lobola must be refunded
@firstlady267118 күн бұрын
Which part of the lobola law says that.
@gladysmutyiri88646 ай бұрын
Chembere mukadzi unodhonza nemasanzu acho unless mwana wacho achigona kuzviriritira. No refund akaroora achiziva kuti vakura ne age yavo havachazvari due to level of risk. Zvakaenderana ne 2 yrs dzavakagara vese. Akatiza nekutya kukuvadzana murume instead of kukoshesa marriage akatungamidza mari mberi. Anga agara asingadi but amuroorera income yake kuti achengetwe.
@FlorenceChikomo-g4q5 ай бұрын
Purizi ndipeiwoo number dzemurume ari kuUk kkkkk
@PerpetuaMushonga4 ай бұрын
ⱽᵃʳᵘᵐᵉ ᵛᵃʳⁱᵏᵘᵗᵃᵐᵇⁱˢʷᵃ😢😢
@namatiraisithole61586 ай бұрын
Bhoo hre baba vari kumapeto uko 😂😂😂😂 kamutarisiro kacho not normal
@portiakk6 ай бұрын
😂😂😂😂
@chenaimuzanenhamo82926 ай бұрын
Vanga vakatarisira kuti achati toda pfuma yedu 😂
@sithabilehove45396 ай бұрын
Kiñgstone uri mhutse iweeee, you are not there makuhwa aya. Murikungoda mari imwi
@prosperplumbers50986 ай бұрын
Ko nyaya dzenyu dzinopera panzira sei? Handiti end result ndiyo inoita kuti tigodzidza here.
@sevaseva8366 ай бұрын
Ndiwo maitiro eBus Stop Tv iwaya.Ndaishaya kuti sei vakazviti Bus Stop.Vanongo erekana vangomira chero pava fungira.Zvobhohwa mhani.Most of nyaya dzavo dzino perera panzira.
@WilbertMasarirambiWilbert6 ай бұрын
Taura hako vanhu vacho vanobhowa
@linnskitchen6326 ай бұрын
😂@@sevaseva836
@Nyararai6 ай бұрын
😂😂😂 hanzi enda uno mhangara mkoma upihwe mari bamkuru vakatarisana ne bag kushinga kumirira vanhu vasipo nhamo ye Zim ichationesa zvimwe
The case is all hearsay, it should be dismissed. No one knows what’s really going on it’s all what they have heard . At the very least have the couple on the phone
@sabastainmasimo88596 ай бұрын
Vanhu kana varoorana mukadzi anobikira murume ,murume anoshandawo Saka Hapana asingasakare
@NN-sk3ry2 ай бұрын
Ku Uk mukadzi anobika nekushanda zvese saka anotosakara kudarika murume anoshanda chete lol
@tmatz64676 ай бұрын
Machinda aya ana Kingston ndovarikutoda mari. Vanhu vakaroorana vachembera vaiti vana vachebvepi nemazera avo.
@sithabilehove45396 ай бұрын
Haaaaa, ma hear say aya
@NitaZeng6 ай бұрын
Mukuwasha akadzingaira. Mukadzi ngaarege kudzoka.
@sinikiwemadara12466 ай бұрын
Chife hakuna zvakadaro vakagara vese vachibikirana mwana chipo chinobva kuna mwari hapana mwana nokuti vese vane vana vavo
@christopherkatsande6 ай бұрын
Ma firiji me Stove ndezva landlord
@DavidMarevesa-wf4qj6 ай бұрын
Stop intimidate the complaint please and be polite.
@owenkelvin63026 ай бұрын
Amai avo havasi right
@TERESA-i4m1n6 ай бұрын
Ummh bamkuru avo vakuda mari chete zvakamboitika kupi hama yenyu ndiyo yaja ramba mukadzi nhami.
@josephchenjerai10756 ай бұрын
Ummm amai muri kutaura kwamuri kuita muri dangerous kana mwana asingati nhumbu vana tezvara vanofanirwa kufambawo nkt mwana akabisirwa
@nicholasfungurani96776 ай бұрын
Musatambe ne 7000 kuisa paroora mhani kuroora chembere zvenyu. Dai makaita project mumusha dai makatobatsira vakawanda. Vadzimu vakatotsamwa
@sabastainmasimo88596 ай бұрын
Mukadzi uyu ngaabve mudare
@TredaPomo6 ай бұрын
Regai vaviri vapedzerane Wana mukoma imbomirai
@dadiraimandigo40046 ай бұрын
Team plus 44 hamusi kuiziva
@licksongungira376 ай бұрын
Shame. Saka munhu unoenda kucourt usingazivi zita ramainini ?
@EddiDube6 ай бұрын
Ko akati chembere dzobvisorwa ma$7000 ndiani. Vanhu vava kungokara zvisina basa. Vanhu ava vanga voda kugarisana chete panobviswa kana mombe 1 or 2
@MadubeMadubez5 ай бұрын
chidare ichi soo
@ClarahNyakabau6 ай бұрын
Koanatezvara hawaziwe zita remwana wawo here
@SpiweMuzila6 ай бұрын
Nhai veduwe
@Chiedza-mm4dw6 ай бұрын
Confidentiality
@makumutape6 ай бұрын
Mambo watadza kutonga, diaspora divorce rules are not same as Zim, especially arongedza achienda like that.. If he gets closer to her its jail time hapachina kuwirirana. lets stop kubhadhara roora rese one time kunga tiri kutenga mombe. Yanyura iyo blaz, lets just move on. Tezvara hapana kweva chai wana futi. No child so hapana chemuchada kwa wari
@wilbrodmadzura84566 ай бұрын
That is the dilemma of marrying single mothers. I wouldn't even consider let alone entertain the exorbitant sums carelessly bandied about. In any event, one will always be the 3rd wheel. Sadly daughters have become the go to cash cows for unscrupulous fathers and sons. Talk of the patriarchy paradox embraced by our feminists. Lobola is no longer about culture but greed!
@Chiedza-mm4dw6 ай бұрын
@@wilbrodmadzura8456 kikkk kana watova single father watova wemasingle mothers... unoyiwanepi mhandara mazuvano inoda tsvimborume ine buggage 😂😂😂
@wilbrodmadzura84566 ай бұрын
@@Chiedza-mm4dw What can I say? I guess to each their own though material feminism becomes compulsive given the times we live in. Drizzle Drizzle this "soft guy era"! LOWs have minimal chances in the current marriage and dating marketplaces
@Sokobea4 ай бұрын
😅😅😅😅@@Chiedza-mm4dw
@bkmash59076 ай бұрын
Musazviroore muno munyika please.
@mutsawashe13696 ай бұрын
Muno muUK mapurisa haasi kufambidzana nawo. Mmmm mm pakaipa.
@munhumutema89706 ай бұрын
Sometimes as men we are very stupid. Tinoda show off too much. Seriously, musi wekutanga uchienda kunoroora wototi $7 000? Now wakumhanyisana nanatezvara because $7 000 inorwadza for sure. As a man, ita zvechirango on the first day. Imwe mari iyo inozonopihwa vanatezvara after the woman has proven herself to be a good wife. 3-4K max is good enough. Kwete zvekuzviti ndiriweUK ndoda ndionekwe. especially pamunhu ane vana vake nakare
@nokulungamalope4886 ай бұрын
Except that this man was not looking for a good wife 🤷
@munhumutema89706 ай бұрын
@@nokulungamalope488 what was he looking for then chainobhadharira all that money?
@sabastainmasimo88596 ай бұрын
Koo dare raakutongwa nevakadzi here
@cresenciangundu32886 ай бұрын
Saka kana nyaya iri kucort ku uk kuno makudei makwai kwai
@godfreydemberere91436 ай бұрын
Pfumazve
@victorchaputika21946 ай бұрын
buditsai mai vanopota vachitaura padare semutongi, Dare ngarisende kwaMutasa kumaLessons
Tezvara varikunyepa. 2022 kwaive necovid saka Havana kuuya kuzoroora ipapo.Hero kuchata Havana kuchata ipapo. UK was on stand still.
@FeniciasMadzivire-o3f6 ай бұрын
Imi 2022 ini ndakauya ku Zim twice
@patiencetsungaichinamasa40656 ай бұрын
2022 are yu sure?
@nokulungamalope4886 ай бұрын
He sent his original wife back to Zim with nothing but only her clothes and after many years he still came back to demand a divorce her and gave her nothing only to marry a con-artist his equal to rob him everything, beyond repair. God forgive me but I suggest he drinks this cup and God help him to wake up from this long horrible sleep. Because a man as long as his wife lives he can only score once. He had a good wife, good in laws who never fought him after even all the disgrace and insults to their daughter. This guy made a blunder. These in laws will not let it slide. Never marry a sidechick because all her patience is invested into studying you and when she strike she destroys, because that's the job of sidechicks destroyers. all the best 😂😂😂
@munhumutema89706 ай бұрын
@nokulungamalope488 aaah you seem to know this guy's history. And he seems to be one whose brain is between his legs
@brightonchinembiri26266 ай бұрын
My people
@EniyaDeke-w4l6 ай бұрын
Kudzosa pfuma ratoddrama
@cresenciangundu32886 ай бұрын
Kingston hana zvanoziva kkk
@tongogarakapuya87686 ай бұрын
He's corrupt chief
@razunguzwaashlee57156 ай бұрын
Kurara nnemkdz gore kunoita 7k ....itsokeyi ....saka vane ma55yrs kkkk by 7k......385k
Ipai munhu mari yake period..7k haaite pa chembere
@tambuseda28096 ай бұрын
True ,ngaadzoserwe mari
@christopherkatsande6 ай бұрын
Kune ma wachen machine
@markgamanya3084Ай бұрын
Dzevaviri hadzipindirwe, stop getting involved in people's affairs.
@t.m12226 ай бұрын
These men are extremely silly wekuda refund awa kkkkk.
@Zimaestro6 ай бұрын
They are right how can someone pay roora aftet that munhu wotiza pamba ringatoita business ka vanhu vachingotiza without refund mari hainohongwe people are working hard for it yongoenda hayo
@nnnsandra6 ай бұрын
Ah nhai asi havasi kutoziva zita
@makumutape6 ай бұрын
Roora rinodzoswa pasina vana. Mutemo wechivanhu.
@munhumutema89706 ай бұрын
They where silly in paying all that money in the first place.
All too familiar story nenyaya nhubu nemadrugs kuUK. Ipapa MH service hezvo neThe Bill zvapindira.Varidzi ngavauye vataure nyaya yavo.
@tawandamapfunde83866 ай бұрын
Mukutongeswa junju
@OliverMunguri6 ай бұрын
Zvivindi kuroora mukadzi ane last born ine 26yrs kkkkk
@tawandajimu80416 ай бұрын
Chief haagone kutonga uyu
@fredmhofu63816 ай бұрын
Mhaaaa
@sithabilehove45396 ай бұрын
Saka moti hamuzivi sei imwi muchiziva zvinhu zvenyu moda mari mhuri imwi ahhh ivo vakambogara vese
@HowardsaddamMeke6 ай бұрын
Mari ngaidzoke...mahure awandisa
@LindaMSN-yi8iy6 ай бұрын
Hapana mutemo wakadaro kuti nyaya itongwe varidzivenyaya vese vasipo. Its a hesary.Varikutonga chii avatizivi kuti vanhu ava mu UK magariro avo akamira seyi.Iyi itambetambe jus dismiss.Mu UK kwavari ma UK citizen kana kuti Ma Zimbabwean Citizen coz they can be a clash of laws pa 2 countries apa.Kushaya mwana hazvina basa Komurume iye ane bhatitri here chivanhu vhedu chakapusa nekuyita blame game yekuti mukadzi ndiye asingayiti mwana.Mwana anoyitwa nevanhu 2 kwete mukadzi chete.Vakayenda vese kumadokotera kunowongororwa ves here? Kana iye murume anokwanisa kusayitisa mukadzi nhumbu its Biological. Pana inonzi Low sperm coutnt inoyitisa kuti mbewu yemurume iri very weak hakwanisi kuyisa fertirayiza yake kune mazayi emukadzi. Zvinoda aDokotera adzidzira zvekuwongorora mbewu dzevakadzi nedzevarume
@munhumutema89706 ай бұрын
Actually pakapusira chivanhu pakuti mukadzi abhadharirwe mari ipapo. Roora is a scam. men get nothing out of it. Only stupid men like this man would pay mazimari iwoyo ka1, especially for someone ane vana vake. Paying 7K to take on the burden of drug addicts 😀
@yasuke82092 ай бұрын
Hameno seii vachidaro its been proven kuti women judge things nema emotions. Shes talking aboumwana akashandiswa but the guy also worked to get that money momz iyoo maya haiko
@KelvinManenga2 күн бұрын
Kuroora ma1 futi
@sinikiwemadara12466 ай бұрын
Amen
@FeniciasMadzivire-o3f6 ай бұрын
Chi dare chekumama ichi
@RayMarume6 ай бұрын
Zvikafamba zvakanaka tsika dzedu dzechivamhu dzichavhiringika ne European iyo musanyanyoriorana mhiri uko Itai mijolo chete zvekuroorana izvi Inharo chete
@Sitembile-gi3kz6 ай бұрын
Kkkkkk
@markgamanya3084Ай бұрын
Unobvisira munhu anevana 2 $7000, that guy was stupid zvakatovharana.
@constancegwasira24186 ай бұрын
Munopenga vakwasha imi mambo muridofo Munotonga sei nyaya yekufungira dismiss this case and tell them to come back vauya vese Mambo musatonge zvisipo Go to mambo makoni for wisdom
@constancegwasira24186 ай бұрын
Kingstone Kingstone how do you know stupid man.unozviziwa sei Mambo hautongi nyaya yakadai.Kingstone arikunyepa