Zibenzi kutengesa pekugara iwe usina nzvimbo team yezanu pf iyi kusafunga
@annamercytigere3038Ай бұрын
Magona kutonga changamire wangu 👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻type iyi yemukoma ibenzi chairo
@HandyHandy-x9mАй бұрын
Gogoi😂😂😂 ndini nani tavamudare
@josekamowaАй бұрын
Michael Nelson akupinzwawo Busy nematuzvi aya akamutengesera Musha
@JessicaMukoraАй бұрын
Magona mambo
@enitatrust6933Ай бұрын
Hakuna munhu unopa pokugara for temporary ovaka dzimba dzake ipapo mambo hamuna kupatseketudza zvakanaka apo makonewa kutonga
@EverMudungweАй бұрын
Munhu akadzungaira anoonekwa nkusimira t shirt ine zidzoro raparadza nyika
@kandariraannaАй бұрын
Baba wese ava vanongoti naamai pese pese
@TawandaMatongaАй бұрын
Mambo dako renyu then vese variku side kwekamunin’ina murikatsi vana vemunhu one vanofana kuita one love
@GraceMapfumo-ep9txАй бұрын
Saka apa akuita 1 love yekudii achitaura zvekuti ndakanzvara miti saka chero akabvapo akawana miti yakabereka hadyi hr michero yacho, mkoma hana order ko akatengesei paakapiwa nabab kuzoiswapo nemufana wake hantie kumuda hr koko but mkoma hadzimo
@ChishongoMadhuveАй бұрын
Wakutorera munhu peace order panzvimbo yake. Ko iyo fight dzacho dzinokonzerwa nei vana vanyamunhu
@herbertklyde846Ай бұрын
Ivhu haritegeswe kupi pfutsek chief wekumama ivhu nderaED ndimwari here
@faithbungu9136Ай бұрын
Mukoma dzenyu hadzimo chokwadi mungatorere muridzi wechunhu peace order
Mambo awo ka mmmmm imi dzidzai kubva kune mamwe madzimambo
@DelseM-22Ай бұрын
True idofo chairo
@CTongsАй бұрын
Vaifanira kuitasei Mambo?????
@CTongsАй бұрын
@@DelseM-22vaita hudofo papi??
@dadiraimandigo4004Ай бұрын
@@CTongs iwewe wega gaya
@NunecАй бұрын
Vatadza, vatonga character yemukoma not nyaya. Someone atovaka musha onzi chibva ndakuda land yangu sandizvo
@bennynyamudo534Ай бұрын
Mambo matonga zvakanaka. Uyo we t shirt ye zanu ngaarove pasi
@pokellokingzАй бұрын
Mamwe madzimambo musatiisire pamedia pliz mambo mbwende uyu anobhowa
@nicholasfungurani9677Ай бұрын
Ko vanhu veZANU PF vanotirova vachiti tirikutengesa nyika apa ndivo varikutengesa havo. Apa rotengesa land yese kusvika pasisina pekugara. Zidzoro. KuuZumba tengesai nyika ndosaka makapusa.
@NhamoNyakupinda-jc5uzАй бұрын
Apa havana hembe nayo ye Zanu iyo
@patriciachigodora9316Ай бұрын
Mukoma i benzi uyo. Ungatengese munda uchisara usina pekugara. Chete munhu wese ano supporter zanu hafunge.
@georginakajengo3172Ай бұрын
Iye ndiye makuru anogoshairei pekugara. Akatogova hake pake
@vimbaigumunyu2137Ай бұрын
Ko Chief modarireiko. Inga akavhotera ChiMunangagwa wani. 😂😂Pamberi nenhamo, pamberi nekudzvinyirirwa, pamberi nemhondi, pamberi nembavha, pasi nerugare.
@SheStoicForLife77Ай бұрын
@16:08 Mwari wengoni 😅😂😂😂😂 Apa wauya wakapfeka tyiso kuda kutyisidzira Mambo here or what. Hezvo mutongo uyo bhiiiii. No one is above the law. Just saying my truth🤷♀️ . Anyway, for the stories I’ve watched so far in this court, I like this Mambo.
@GraceMapfumo-ep9txАй бұрын
Ngaarege kubhadhara miti iyo inobhadharwa chii, ko akauyapo akawana mango nema Avo zvaibva anotadza kudya hr nekuti akapiwa mari yekunzvara miti dzacho, mkoma vanojairira ava
@GodfreyChimwanjaАй бұрын
Mukoma duzvi chairo,unoti amai ava ,zitsaga,roteverwa nemhepo yekutengesa minda.
Ggo ava ndivo vaneproblem ndivo vanorwisanisa vana avo naggo avo vakatengesa ngavasungwewo zvinhu zwacho azvisi fee
@frankmoyo7267Ай бұрын
But munhu uyu akatogova pake nhasi ave kuti ndadyara miti yangu, ungati uri roja wobva wasviko extender imba ya landlord nekucheresa borehole, funga iwe hope dzakakuwandira, kupusa kusvika pakupa umwe munhu nzvimbo yako iwe wosara uri mugunduru.
@TapiwaChiutsuАй бұрын
Tsvaga pako iwe,dzoka kwako
@frankmoyo7267Ай бұрын
Mai vacho pane basa gurusa speed yacho immmm jet rinosara pasi.
@NunecАй бұрын
MuZanu uyo ibenzi hake but the brother cannot claim his land 9 years later
@TapiwaChiutsuАй бұрын
Pawaigara ipapo waibhadhara rent here,miti iyoyo siya iripo wakambogarawo pamadiro. Mombe isiri yako kama wakaringa nzira
@ChishongoMadhuveАй бұрын
But is it possible kupa munhu pekugara zvetemporary,ndoona semiedzo chaiyo mmmm pekugara hapapihwe munhu kana watopa ipa zvachose
@jessicakanoyerera3587Ай бұрын
Pekugara haisi nyaya dambudziko riri paDresscode
@MarryChiwanza-ie8ijАй бұрын
Gogo vane morefire uyu haafungi hapana chake chekuzvifungira anongofungirwa kuhotspotwa
@pokellokingzАй бұрын
Kana munhu auya mudare neregalia ngaapihwe jira afuge pamusoro musashandise musangano pazvinhu zvisna basa
@dimat5839Ай бұрын
Kuuya akapfeka t-shirt yekuvhundutsira😂
@SimbarasheMhondiwaАй бұрын
Well done mambo magona, ini hangu ndoda pekugara ndichirima.
@MemoriesMadoda-tl7uqАй бұрын
Kwedu ku mberengwa pamachingwe apo tiri kutengeserwawo tomhangarepi takuvara kani
@FebieChariАй бұрын
Ngaandotengeserewo uyo ndiri kuda pekugara 😂😂😂😂
@PriscillahgwenziАй бұрын
Ndasvikawo pano
@PatienceChirombo-h5hАй бұрын
Mukoma ibenzi remunhu rombe chairo
@SheStoicForLife77Ай бұрын
Asi mkoma just go and negotiate with the person to whom you sold your land. Probably for both of you to spare jail terms dzoreranai mari. Then officially move out of your young brother’s land tomorrow. The next thing discuss how much time you need to vacate the place. The most frustrating thing is you drank the land proceeds!😳😳
@tunjeamakhosikapiya6936Ай бұрын
Ibva nekuti wakatengesa nzvimboyako nekudamari
@tinashesauriri6834Ай бұрын
Ivhu nemvura inga tirikutengeserwa wani tichitobhadhara mutero kwaSabhuku
@TanatswaMakwavararaАй бұрын
Ko hembe yeZanu kudare ndokudiii kutsvaka kuti chief vabiridzire
@MollenMutangaАй бұрын
Chavakapfeka idzo urimukadzi unopfeka t shirt inemufananidzo wemumwe murume iwe urimurumevo vakapusa zvisingaite urimbwa yemurume
Ko mkoma munobvumidzwa here kuuya makapfeka kudaro sei mudare rinofanira kunge riri neutral sei? I don’t think kuti zvinobvumidzwa izvozvo tbhwy
@alcatelthreeАй бұрын
Iro irombe rine sikipa ya Munagagwa iro 🤣🤣🤣🤣
@TawandaMatongaАй бұрын
Ko iye ED anevhu hre cheaf ivhu nderedu vana veZimbabwe ED togona kutomupawo
@mangenjedorothy8257Ай бұрын
Ndiyo type inonetsa vamwe mumhuri iyi ,at the end vozourayira muninina land yake iwe yako vakanwira .apa ne chi t .shirt che zanu .musoro vakadhanganyika.magona mambo
@KudakwasheKampandeniАй бұрын
Kuuzimumba kumaramba kufunga uku kunebsa
@TanatswaMakwavararaАй бұрын
Kungoti auya akamira munyama zi t-shirt iro asi mambo kune munhu anopa munhu pekugara temporary inzwaiwo tsitsi