VA DIAMOND VAUYA KUZOPA RUMBI ZVINHU ZVAKEE

  Рет қаралды 42,531

Sekuru Kanengo TV

Sekuru Kanengo TV

11 ай бұрын

Пікірлер: 154
@maudmutero5569
@maudmutero5569 11 ай бұрын
I like Rumbi she tells her story nemo nemo chaimo. And im always thanking God nenyasha dzakamuwana. Continue to be blessed Rumbi God forgives 🙏🙏🙏
@user-ww5wi6bz7d
@user-ww5wi6bz7d 11 ай бұрын
Ini hangu ndinonzi norama bhasera ndobva kuzaka kwachinorumba vakomana tasvu nakanengo musatamba navo ndakaenda kwa tasvu akandibatira munhu ange anditambudza mumusha andiroya 4 big time ma truck ese kufa now akamuka ese life yangu now haa kuendeka zvibba izvi
@esthermadzinga8516
@esthermadzinga8516 11 ай бұрын
Makabhadhara marii tigozivawo
@user-ww5wi6bz7d
@user-ww5wi6bz7d 11 ай бұрын
@@esthermadzinga8516 r5000
@freedomchitake5552
@freedomchitake5552 11 ай бұрын
Unenge warwadziswa wangu
@muchemberenaphiri223
@muchemberenaphiri223 11 ай бұрын
​@@esthermadzinga8516 kana wakabuda pa mhepo haubhadhare
@muchemberenaphiri223
@muchemberenaphiri223 11 ай бұрын
​@@esthermadzinga8516 kubhadhara kuna 3k
@gerald1mada31
@gerald1mada31 11 ай бұрын
Rumbie pfungwa dzako dziri bright kana kunyara zvako Sekuru Kanengo hamusi kuita zvekutamba nenyaya dzevaroyi Excellent sekuru Kanengo munotendwa imi 💪💪💪
@immaculatekhumalo5711
@immaculatekhumalo5711 10 ай бұрын
God loves this lady ,the devil tried to enslave her but God rescued her 😍😍😍😍😍😍😍Who God sets free is free indeed
@norestmasuku3981
@norestmasuku3981 11 ай бұрын
I wish to spent a day naDiamond and Rumbie just for laughs. I luv the work u are doing sekuru Kanengo and bla Sly
@mattymazuru11
@mattymazuru11 11 ай бұрын
Thank you sekuru Kanengo nekusunungura nyika varoyi vatishungurudza fani
@priscillachinzou2526
@priscillachinzou2526 11 ай бұрын
Thank you mkoma Sly media and Sekuru Kanengo. Rumbie big up mabasa erima ose aparadzwe in Jesus name.
@user-yi6zy1oz4l
@user-yi6zy1oz4l 11 ай бұрын
Rumbi wakanyanya mwari akusunungure wabvuma kusiya zvese i tokuda dhiya
@gina8435
@gina8435 11 ай бұрын
Sly allow Rumbi to mention mazita emachechi
@ephraimchikutuva5783
@ephraimchikutuva5783 5 ай бұрын
Pabvunzwa nyaya dzema Church pasunungurwa vazhinji Amen
@EsterKomoto
@EsterKomoto 11 ай бұрын
I wish ndambouyawo kwamuri sekuru mambondibatsirawo maziroyi andishungurudza kunewe Rumbi thank u so much nezvawakaita may God bless u wabetsera ruzhinji rwezimbabwe
@bernardchongo2860
@bernardchongo2860 11 ай бұрын
Rumbi can talk
@TrustKhumbula-ii3qn
@TrustKhumbula-ii3qn 9 ай бұрын
Kanengo akatumwa I believe, diamond nemarambiro aaiita ndiye ateramira kudaro tiyo Kanengo thank you musamire kubata basa
@yvonnebesa7854
@yvonnebesa7854 11 ай бұрын
Sekuru....muri pamhepo 😂😂😂😂 hanzi vanenge vaunzwa nani Amai😅😅😅😅
@mrmdm8228
@mrmdm8228 10 ай бұрын
Epa esse nosso pai😂😂😂😂gramaei all the from Mozambique sekuru you the best now.i start to see some visions in my life.
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 11 ай бұрын
😂😂😂Mukoma Sly mabvunziro enyu ❤❤❤
@user-ko6re5dm5e
@user-ko6re5dm5e 11 ай бұрын
Dai zvikadaro zvipere nyika yese weduwee tatambura navo keep on the gud work
@StellahNzvere-cu6no
@StellahNzvere-cu6no 11 ай бұрын
Yah rumbi arikuworora admire airwmba zvake Asi rumbi hanyepi
@user-gf2il6fc8n
@user-gf2il6fc8n 9 ай бұрын
I love you Rumbie cz hauchazvide hako
@user-mu8sw8xp1t
@user-mu8sw8xp1t 3 ай бұрын
Aaaaa sekuru kanengo ndokupai Sando dzenyu
@FrpKing-tx5ph
@FrpKing-tx5ph 11 ай бұрын
Inindikauya ku zimu dakukuonai sekuru kwedu varoi vanetsa kumasvingosando dzenyu sekuru🔨🔨🔨💕💕🌹
@tanatswamazivisa
@tanatswamazivisa 11 ай бұрын
Ini ndaifunga kuti vanhu kadzi chete ndivo vanoroya ini kkkk zvino anhu rume vanenge vakatorembedza payipi iya vachienda rapu rapu rapu 😅😅😅😅
@gina8435
@gina8435 11 ай бұрын
Vanodiwa pakupomba paye nema rapu avo kkkk
@babasaddam1949
@babasaddam1949 11 ай бұрын
Sly unozonyanya kubvunzisa kupfuura sekuru N'anga. Let sekuru do his job
@trishchikuvanyanga243
@trishchikuvanyanga243 11 ай бұрын
Gud job rumbie sekuru kanengo neSlymedia
@sifundilemhlanga1755
@sifundilemhlanga1755 11 ай бұрын
it's good to seee Rumbie laughing showing all her Beaty,am happy for her she is freee
@BrianKanyeredza
@BrianKanyeredza 11 ай бұрын
Rumbi akanaka weduwee iii ndokuda
@cliffmatsikure5069
@cliffmatsikure5069 10 ай бұрын
Rumbi Uri Gamba
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 11 ай бұрын
Anonyeba uyu. Haana kumboenda machurch ese. Ndaaende to real men of God.
@fadzaitavagwisa594
@fadzaitavagwisa594 11 ай бұрын
Diamond is hilarious 😂
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 11 ай бұрын
Rumbie always smile ari kuda kusiya zvakaipa shuwa nekuti ari kunyatso ita nemoyo wese.
@user-ww5wi6bz7d
@user-ww5wi6bz7d 11 ай бұрын
But rumbi unemusikanzwa iwe sure kutamba nezidhara iro uchiripa zvidhoma
@ceciliaparadza6594
@ceciliaparadza6594 11 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@user-ww5wi6bz7d
@user-ww5wi6bz7d 11 ай бұрын
@@ceciliaparadza6594 kkkkkk
@miriamnindi3964
@miriamnindi3964 11 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 dead
@margiendlela8356
@margiendlela8356 11 ай бұрын
😂
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 11 ай бұрын
Hanzi naRumbie "tichinogondora vanhu".Uyu mwana ane masters chaiyo yehuroyi.Mwari ngavamubatsire.Sekuru paradzai muzinda wepamugoti uyo.
@TendaiPhiri-gf2om
@TendaiPhiri-gf2om 11 ай бұрын
Let God be the judge Rumbi sunungurwa na Mwari
@farayikondo2266
@farayikondo2266 11 ай бұрын
Haaaaa asi pana Admire makamukonewa
@innocentmoyo6241
@innocentmoyo6241 11 ай бұрын
Dzosai Admire timbomuona zvakare kkkk
@tinashecarlingtonngarife-mn8qv
@tinashecarlingtonngarife-mn8qv 11 ай бұрын
Rumbi hec homey wangu kkkkk
@andrewww9210
@andrewww9210 11 ай бұрын
Robert please pedzaika nyaya ya admire haina kupera mushe ngaadzoke musatanist
@user-ww5wi6bz7d
@user-ww5wi6bz7d 11 ай бұрын
Zvotaura rumbi its true tarisai maposotori ekurushinga vekunyura pakutaurwa paiznipakafira mambo akakandwa mumbvura kana achiti hakuna njuzu
@innocentkaruma5869
@innocentkaruma5869 10 ай бұрын
Rumbie zvakanaka wani but pakupomba nava Diamond ndaita Jealous😃😃😃
@jennythompson2264
@jennythompson2264 10 ай бұрын
DIAMOND ANE DRAMA...😅😅😅
@andrewww9210
@andrewww9210 11 ай бұрын
Vadiamond huyai nevamwe vekumugoti mupone,mukadzi makamuudza here
@florencendebele4598
@florencendebele4598 11 ай бұрын
interpreter wa Sekuru is so clean 👌
@stephenzvichauyanyahodza
@stephenzvichauyanyahodza 11 ай бұрын
Pakaipa
@user-wu9kf7to6z
@user-wu9kf7to6z 3 ай бұрын
Rumbi sazita 😅
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 11 ай бұрын
Bermuda triangle 🔺️ inotyisa ndege nendege dzakapararira imomo kuzoti vanhu vakafiramo untraceable, huroyi nesatanism ndabvuma hangu kuti zviriko, dai Mwari vakazotibatsira shuwa
@lovenessmasango7535
@lovenessmasango7535 11 ай бұрын
Bermuda Triangle ndokunotambira anaBeyonce Rihaana ,JayZ ,Madonna nevamwe vose. Zvakafumurwa nemuSatanist kuChurch kwandaipinda. Beyonce ane Spirit inosvika paari kana ari paStage inonzi Sasha akatizvitaura ega
@gina8435
@gina8435 11 ай бұрын
​@@lovenessmasango7535ndakamunzwao.. Vaive ku Hollywood vaakuzvifumura futi.. Haaa zvenyika ino ndaabho
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 11 ай бұрын
@@lovenessmasango7535 satanism yakaoma kurikuda mari kwese ikoko, ma musician mazhinji unongoona nema tattoos avo wobva waziva kuti hazvina kumira mushe
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 11 ай бұрын
​@@lovenessmasango7535chero mavoice Aya anobuda vachiimba vanomapiwa kumvura even runako chairwo vanopiwa kumvura .
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 11 ай бұрын
Gore rino varoyi vanoti eke nasekuru Kanengo
@sizweofficial3923
@sizweofficial3923 11 ай бұрын
Rumbi ka one
@AloisTuwe-km1re
@AloisTuwe-km1re 11 ай бұрын
Saka team iri rinenge richitiona tichibva kubhawa takadhakwa INI handichafamba husiku
@margiendlela8356
@margiendlela8356 11 ай бұрын
Saka Admire aka ayi shanda na rumbi 😂😂😂😂😂rumbi aka ngwara
@sarahmatambiko9764
@sarahmatambiko9764 11 ай бұрын
😂😂Diamond kkk
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 11 ай бұрын
COVID yakagadzirwa Ku China, Rumbie
@thokonkomo7148
@thokonkomo7148 7 ай бұрын
Heyi varoyi Ava vakomana ka
@lucyholokani2211
@lucyholokani2211 11 ай бұрын
Rumbie Rumbie wakanyanya denga uchariona asi kuripinda ummm ndaona mangange in short uchariona asi hauripinde asi chandafarira wabvuma saka whom I'm l kuisa mutongo
@user-ww5wi6bz7d
@user-ww5wi6bz7d 11 ай бұрын
Kkkkkkk ko rumbi kuseka na diamond platnum wake hake ma nighit opareter kkkkkk
@rendanigumbo9879
@rendanigumbo9879 11 ай бұрын
Thanks for the video but kumberi haisikuraura
@milleygirlfriend
@milleygirlfriend 11 ай бұрын
Rumbi aifanira kuita Lecture chaiye
@natashafariraingadze3898
@natashafariraingadze3898 11 ай бұрын
Yuwi, zvakaoma shuwa
@TerenceSixpence-Tomborir-jd5oy
@TerenceSixpence-Tomborir-jd5oy 11 ай бұрын
Ende moyo wangu uri kurwadza vanhu vekuna Chipinge chiiko nhai tichiti tine vabereki muchidaro so.
@NtuthukoMbatha-zn2cn
@NtuthukoMbatha-zn2cn 6 ай бұрын
Kle diamond kuseri
@fakapressure6356
@fakapressure6356 11 ай бұрын
Diamond anenyambo kkkkk
@paulinesachiwo
@paulinesachiwo 11 ай бұрын
Rumbi ane Mabasa
@sarudzaiwutete4799
@sarudzaiwutete4799 11 ай бұрын
Hazviite here sekuru muchenese rumbi mobva mashanda naye
@user-mn6zr7kk9u
@user-mn6zr7kk9u 8 ай бұрын
Rumbi ndokugona kusiya zvakaipa
@MelaniaMunjoma
@MelaniaMunjoma 8 ай бұрын
@sarahmatambiko9764
@sarahmatambiko9764 11 ай бұрын
Kkkk Rumby levels
@carolinemuyambo8705
@carolinemuyambo8705 11 ай бұрын
Sekuru thank ne kuchenesa nyika
@ShamieGoto-hy1yf
@ShamieGoto-hy1yf 11 ай бұрын
Zvadhakwa hapana volume mkoma Robert
@user-on4uw7xv1g
@user-on4uw7xv1g 11 ай бұрын
Kokuti zvotsamwisa hre regai vanhu vaseke hapna kufiwa apo
@immaculatekhumalo5711
@immaculatekhumalo5711 10 ай бұрын
nd ubupomba
@patiencedubs2546
@patiencedubs2546 11 ай бұрын
Totenda kuti asunungrwa Rumbi
@nyashathomasmarufu8747
@nyashathomasmarufu8747 11 ай бұрын
VaDiamond is a gentleman
@cassandraker
@cassandraker 11 ай бұрын
He is a humble witch🙄
@samukelisiwenedra
@samukelisiwenedra 11 ай бұрын
​@@cassandraker😂😂😂 true
@tawandachipomho3825
@tawandachipomho3825 11 ай бұрын
For me i think Rumbi's oblingata is cokay
@trevorusinyu5046
@trevorusinyu5046 11 ай бұрын
ko volume pa second half how far
@abishamabasa9535
@abishamabasa9535 11 ай бұрын
Iko rumbi kacho ngakanake wena
@ethelkuhuni2990
@ethelkuhuni2990 11 ай бұрын
Mmmmmm zvakaoma hazvo
@wellarmakombe7557
@wellarmakombe7557 11 ай бұрын
Sekuru kanengo sando dzenyu ndoda kukutorai timboenda kwedu masvingo varoyi vazere
@user-cb8ez6pz8i
@user-cb8ez6pz8i 11 ай бұрын
Munyepfu varoyi gore rino munonyura
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 11 ай бұрын
Asi Admire makamukonewa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@mzztzaza1000
@mzztzaza1000 11 ай бұрын
Admire achazorodzwa nerufu,day rake richasvika,kwasekuru akatombo penga
@worshiperblessinggwara965
@worshiperblessinggwara965 11 ай бұрын
😢😢😢😢yuhwiiiiii maiwee zvangu hanzi nyama yemunyepfu ndiyo inonaka ko aka kamskana kamuroyi futi wo🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️
@gina8435
@gina8435 11 ай бұрын
Asi uchangopinda.. Yabva Kure nhau go to part 1 chaiyo unzwiririre
@roslindhliwayo7789
@roslindhliwayo7789 11 ай бұрын
Watch previous shows, part 7 to 10, you will be shocked
@petersibanda372
@petersibanda372 11 ай бұрын
No volume the last bit.
@nyariemangasawa3038
@nyariemangasawa3038 11 ай бұрын
Vabereki vedu 😢
@conniejam5575
@conniejam5575 11 ай бұрын
Varoyi musanya gore rino
@pessysachakaza9479
@pessysachakaza9479 11 ай бұрын
Kkk va diamont havasikuziva kuti tisu tichanoudza mhuri yavo
@evelynkambezo5908
@evelynkambezo5908 11 ай бұрын
Tipei mazita ema church aco ndokuti zvifumuke
@margiendlela8356
@margiendlela8356 11 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@tektekchihera8466
@tektekchihera8466 11 ай бұрын
Dare iri rakatya Admire or takanyeperwa kuti Admire akashandabna Rumbi. Why asina kuitwa interview seiyi. Admir arikutoti haana kubatwa saka Admire asina kubvunzurunzwa.
@sekaimutara8816
@sekaimutara8816 11 ай бұрын
Zvakaoma ma church ayaka hmm ndatya
@edwardkiraku-jk1hs
@edwardkiraku-jk1hs 11 ай бұрын
A diamond
@user-ww5wi6bz7d
@user-ww5wi6bz7d 11 ай бұрын
Kanengo na tasvu vafana vechidiki kuvawona panyama but zvubaba izvi kkk
@WilmaMuyambo-ii5qe
@WilmaMuyambo-ii5qe 11 ай бұрын
Zvakaoma izvi
@talentrato8399
@talentrato8399 11 ай бұрын
Rumbi kuzoseka kani
@evelynkambezo5908
@evelynkambezo5908 11 ай бұрын
Haaa kadara aka kaitoyedza sekuru avo coz kaifunga Kuti hapana simba
@margiendlela8356
@margiendlela8356 11 ай бұрын
Volume Robert yatiza
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 11 ай бұрын
Uuuuu Mmmm nooo
@sarudzaiwutete4799
@sarudzaiwutete4799 11 ай бұрын
Uroyi huriko ndabvumà
@shamisomaburutse3880
@shamisomaburutse3880 11 ай бұрын
Rumbi arikupenga here nhai veduwe-e
@roslindhliwayo7789
@roslindhliwayo7789 11 ай бұрын
Ava kuda clean life musikana uyu, mweya we brother ya Admire waakauraya ndiwo wakamuorora.
@innocentmoyo6241
@innocentmoyo6241 11 ай бұрын
Ko church dze fire dzakamira sei?
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 11 ай бұрын
Hanzi nasekuru tombonouya nema coporo matatu 😂😂😂basa murikushanda vasekuru vakururei nyembe dzese dze huroyi kkkkk
@kudzayitsitsi
@kudzayitsitsi 11 ай бұрын
Svinudza maziso chaiyo...ndinotenda Sly, Sekuru Kanengo naRumbie.
@sheltermarondera4509
@sheltermarondera4509 11 ай бұрын
Ko zvaairamba wani kkkk kuti hazive rumbi
@sekaimutara8816
@sekaimutara8816 11 ай бұрын
Kkk huye bodo baba ava
@florencemhloro4366
@florencemhloro4366 11 ай бұрын
Sekuru manyama
@abaschengs4806
@abaschengs4806 11 ай бұрын
Hindava kumberi uko audio iyo isina volume zvachose
Ekedi na Sekuru Kanengo padare kuchiweche akafira pasowe cheshomba part 7
1:26:08
Khó thế mà cũng làm được || How did the police do that? #shorts
01:00
Became invisible for one day!  #funny #wednesday #memes
00:25
Watch Me
Рет қаралды 52 МЛН
Жайдарман | Туған күн 2024 | Алматы
2:22:55
Jaidarman OFFICIAL / JCI
Рет қаралды 1,7 МЛН
🌊Насколько Глубокий Океан ? #shorts
00:42
SVIKIRO NEMADZIBABA VOSHANDA PAMWE CHETE
42:22
Drewmas Media
Рет қаралды 20 М.
VARIKUFAMBA VACHINDITI MUROI NDIRIMUROI  HRE SEKURU KANENGO
57:01
Sekuru Kanengo TV
Рет қаралды 22 М.
ANOTHER LEVEL-JACOB MOYANA
48:22
Drewmas Media
Рет қаралды 40 М.
Adzokazve Musharukwa Dare ra Headman Chigodora
41:39
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 75 М.
TINASHE MUGABE FOUNDATION: CATCHING UP WITH MUTARE COUPLE (DRONE OPERATOR)
23:27
ANOTHER LEVEL - PATRICK MUKWAMBA
47:56
Drewmas Media
Рет қаралды 67 М.
Khó thế mà cũng làm được || How did the police do that? #shorts
01:00