Mutongo uyu wanyanya kureruka pamunhu akaparadza imba yomunhu .ko vamwe munosivabhadharisa n,ombe 5kana 6 pamhosva imwecheteyo saka apa mazvifambisa sei nhai chief Makoni. Inga ndimi munogara muchitaura kuti nhengo yechirume inoparadza pfuma pamusha wani.
@tmaktmak146416 күн бұрын
Mukasachengera iyi nzvimbo ye Rusape ichaita kunge Shamva because masvirirwo ave kuitwa kwa Makoni ini andishamisa. Mboro inogara yataurwa zve kuti yaparadza humfumi. Idai vakadzi venyu chaivo chaivo otherwise Manicaland iyi ichaita sub province ye Mashonaland Central