Vakarara Nechitunha Musango Husiku Hwese Dare Rachief Mutasa

  Рет қаралды 4,739

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

Күн бұрын

Пікірлер: 33
@spiwemujoni4483
@spiwemujoni4483 4 ай бұрын
Mambo mangodawo mombe imi 😮😮 tsekwendese yese iyi hamuna basa nayo chenyu Kuda mombe chete
@linahchimbirimbiri3157
@linahchimbirimbiri3157 4 ай бұрын
Chitunha hachitenderwi kurara musango
@preciousmatenzenichatukuta7288
@preciousmatenzenichatukuta7288 4 ай бұрын
This is a serious Comedian I’ve never seen phamadare a chief! 😅😅😅
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok 4 ай бұрын
Ko kurara nechitunha chenyu imhosva here? Mamwe maruzevhaso, Ko vanhu vanofira kuCapetown, vozofambiswa for 3days from Capetown to Harare. Pamusoro pekufirwa woshungurudzwa futi, sabhuku zimhata remunhu, vanoda dzvene zvisina nebasa rese.
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 4 ай бұрын
Language yawashandisa yaita kut zvaunotaura zvishaye sense zvachose. Wakafumuka.
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc
@FelistasMhuriyengwe-dp8vc 4 ай бұрын
Dzimwe nyaya dzamunokoresa ka dzakadhakwa.mhosva inevaridzi vemutumbi chaiyo ndeyei
@samsonjoni2823
@samsonjoni2823 4 ай бұрын
Umm mangokoresa nyaya asi hapana mhosva yakaparwa apa, saka kupererwa nemafuta emotokari imhosva here ,ndinosimboona kunge mambo ava vanositonga zvakanaka asi apa vakoniwa chose
@Mmbire
@Mmbire 4 ай бұрын
For the first time in history kunzwa Chief ava vachida mombe
@faithmaguwu5460
@faithmaguwu5460 4 ай бұрын
Mbuya une misikanzwa uyu, tinawoo kweduyoo wane misikanzwa ingoridza ngoma
@wimbaimangwende8122
@wimbaimangwende8122 4 ай бұрын
😂 vaera Mheta ndivana Mai vangu asi umm zvimwe zvacho itai mushe 😂😂
@prudencekubare1603
@prudencekubare1603 4 ай бұрын
Umm nyaya iyi vanhu vemutumbi vaifanha kudii iye mupurisa akati hapana paper .....vaivanha kuita sei
@SavioursNhongo
@SavioursNhongo 4 ай бұрын
Problem iwe chief unozviidza wakadzidza too much haupe vanhu mukana wekutaura
@gladysscales
@gladysscales 4 ай бұрын
It wasn’t fault yavo kuti Police haina kuvapa police report, reason being panga pasina pepa ne stamp and was also told it was a waste of time to wait for the papers since they were burying the person that very same day! Mambo please ask the policemen who was at the station, vangadai vaka diii??? Mambo dzorai moyo….
@EmenicinanceMazowe
@EmenicinanceMazowe 4 ай бұрын
Pashanda Daka apa , apatorina kana nyaya
@KnowledgeNikisi-pq5sb
@KnowledgeNikisi-pq5sb 4 ай бұрын
Kkkk Mai ava havagoni kuramba mhosva sure
@samsonjoni2823
@samsonjoni2823 4 ай бұрын
Chief remember mai vemwana havasirivo vanofambira mapepe emwana wavo kana ashafa
@SavioursNhongo
@SavioursNhongo 4 ай бұрын
Iwe chief izvozvo enda undovhunza Mapurisa kwete kuda kuvhunza zvisina basa
@MajorieKasiyapfumbi
@MajorieKasiyapfumbi 4 ай бұрын
Sabhuku ane guhwa uyy haagone kuoira nyaya Kurara usiku hwese kunge chaishinhiwa
@lazieharsh
@lazieharsh 4 ай бұрын
Shenje to the world
@BarnabasFavanhuRwodzi
@BarnabasFavanhuRwodzi 4 ай бұрын
Kkkkk
@madamboss7216
@madamboss7216 4 ай бұрын
Haaa zvimwe zvinenge zvazvemadaka agara aripo ah tumwe tunyaya sooka
@NelsonDaily337
@NelsonDaily337 4 ай бұрын
Sabhuku wakaipa
@tiffanysamuriwo2141
@tiffanysamuriwo2141 4 ай бұрын
Mbuya iyo dao yatanga nekutaura chokwadi
@NelsonDaily337
@NelsonDaily337 4 ай бұрын
Panenyaya dzavakamakirwa mbuya avo. Mambo taurai nyaya yenyu
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 4 ай бұрын
Shenje une drama
@SarudzaiMasibanda
@SarudzaiMasibanda 4 ай бұрын
Maudzwa wani changamire kuti paisava ne chekufambisa
@KennyMasara
@KennyMasara 4 ай бұрын
Mambo maitaudofo
@agneskaitano1334
@agneskaitano1334 4 ай бұрын
KwaMutasa kune drama aaa
@NelsonDaily337
@NelsonDaily337 4 ай бұрын
Mhosva yacho ndeeiko ipapo
@VimbaiMutavirwa-gq5hk
@VimbaiMutavirwa-gq5hk 4 ай бұрын
Saka vaida kut vaite sei nhy zvimwe zvinhu sooka vanhu vakuru vanogumira kufunga
@MajorieKasiyapfumbi
@MajorieKasiyapfumbi 4 ай бұрын
Sabhuku imdove
@obeydzafunwa4476
@obeydzafunwa4476 4 ай бұрын
Hapana nenyaya yese apa,,mambo you are sinking so low,,explanation is full iyo
@taongamuza3328
@taongamuza3328 4 ай бұрын
Rubbish mambo hudyire hwenyu in Zimbabwe the services are very poor hapana mhosva apa saka do you think vanhu ava enjoyed roaming around nechitunha .Every sector in Zimbabwe is incapacitated including imwi mwi mambo you are cluesless.l wouldnt pay for this Shite
Murora Akaisira Tezvara  Mushonga Muchikafu Dare Rachief Mutasa
16:50
哈哈大家为了进去也是想尽办法!#火影忍者 #佐助 #家庭
00:33
火影忍者一家
Рет қаралды 125 МЛН
😜 #aminkavitaminka #aminokka #аминкавитаминка
00:14
Аминка Витаминка
Рет қаралды 726 М.
Synyptas 4 | Жігіттер сынып қалды| 3 Bolim
19:27
kak budto
Рет қаралды 1,3 МЛН
HUROYI .HOT STORY DARE RACHIEF MUTASA Karanganda TV
24:38
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 18 М.
assouvir
43:13
Lassana Balayira
Рет қаралды 2,9 М.
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
TexasMowGoSA
Рет қаралды 15 М.
AKAWIGA CHITUNHA ZVISIPAMUTEMO Karanganda TV
25:37
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 10 М.
Chief Mutasa  vanebasa Hombe
33:59
TICHKACH MTV
Рет қаралды 12 М.