Vakauraya Vasikana 5 Vobva Vatora ma pants Avo, Vonongedzera Mai Vevana Kuti Huku yadya Mazai Ayo

  Рет қаралды 10,350

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 58
@Pinnycode79
@Pinnycode79 Күн бұрын
WanaMukanya mavoice enyu akafanana Sylvester and Robert. I love you my brothers
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 23 сағат бұрын
Sekuru ava is so humble
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 Күн бұрын
Sekuru Ava ndovafarira vanogona bsa zvavo plus hadhererwe nemuroyi
@FK-bq1hi
@FK-bq1hi Күн бұрын
Ho saka munhu anogona kuuraya kana vanhu 1000 as long as zvichinzi huroyi havasungwe they can get away with murder hant 🤦‍♂️ Munhu kana abawa kuti akauraya ngaendeskwe ku jeri full stop
@nomsanyika151
@nomsanyika151 20 сағат бұрын
Sly imbotiratidzawo sekuru vasina kupfeka mbatya dzebasa plus magarisa musingaburitse sekuru Bunzamukombe
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Күн бұрын
Waiting for part2, mmm zvinorwadza hazvo kuuraya vana vasina mhosva
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 23 сағат бұрын
Camare man manyama zviso zvese bvuu nezvevanoda kupa munhu mucheka😄😄😄😄😄🤸‍♀️
@nomsanyika151
@nomsanyika151 20 сағат бұрын
😂😂😂😂😂😂kuda kusaonekwa huso mheno vanoshamisirei
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 9 сағат бұрын
@@nomsanyika151 madzimambo kwaaaaaaa
@KilfordGomba
@KilfordGomba Күн бұрын
Tamirira asekuru amadu ❤❤❤ number one
@CarolinaMachipanda-f9p
@CarolinaMachipanda-f9p Күн бұрын
Sekuru ndovafarira havazvitutumadzi, vanoita basa nemo nemo❤❤❤❤
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 20 сағат бұрын
Pamari ndopausina size navo vanodhura
@CarolineRNyaguyo-kg5oj
@CarolineRNyaguyo-kg5oj 19 сағат бұрын
Vanocharger zvekudaro here kkkk
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 6 сағат бұрын
@@CarolineRNyaguyo-kg5oj Ehe wangu avajaidze
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 6 сағат бұрын
Uuuuuuuummmmm😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
@simonnhunzvi4662
@simonnhunzvi4662 17 сағат бұрын
Sister veka hat ke black vakuda kungwara. Vaiziva zvavaiita
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Күн бұрын
Mmmmm mai avo kuramba zvavanoziva ungatora pant remufi woti ndinenge ndisingazivi,kamuroyi nxaaaa😭
@pettychabbs1713
@pettychabbs1713 6 сағат бұрын
Varikuda kuzviitisa nxaa
@getrudebwerinofa8717
@getrudebwerinofa8717 22 сағат бұрын
Imarii kuona sekuru ava.
@Wairasamfana4019
@Wairasamfana4019 Күн бұрын
Sekuru AMADU kutaura chokwadi matare munogona,Kwasara kwedu kuti zviitike and I hope mandiziwa ndini muzukuru wenyu ari kuUK.
@KatlegoMmope
@KatlegoMmope Күн бұрын
Toda part 2 apa
@rasras2263
@rasras2263 Күн бұрын
😂😂jiRa rehuvhimi 😂Ahh rakuvhima mombe kuma paddock, zvakaoma.
@pettychabbs1713
@pettychabbs1713 6 сағат бұрын
This is very sad, muroyi imero remunhu
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
@ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb Күн бұрын
Vanofarira kuhle vari cool like
@nomsanyika151
@nomsanyika151 20 сағат бұрын
Munoramba kubuda face asi mavoices haatizike zvawo munongoziikanwa. Hukama hwacho handina kuhubata ini saka amai muroyi ndistep mother here
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Күн бұрын
Inhema dzoga idzo dzekuti ndakaputigwa ndakaputigwa! Avo vanhu two vanoroya naamai vavo fullstop! Ungaba mabhurugwa uchipa hanzvidzi parufu pega-pega wakagoputigwa usingavoni kuti huroyi sei?
@phylliskhumalo-lp8mk
@phylliskhumalo-lp8mk 19 сағат бұрын
Tamirira part 2 veduwe iiiii
@ElizabethSithole-y7e
@ElizabethSithole-y7e 12 сағат бұрын
Sekuru amadu is the best
@KudakwasheManuel
@KudakwasheManuel Күн бұрын
Sekuru Amadu # 1
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 Күн бұрын
Zvinoroya zvese namai vazvo izvo kunyebera kuti tinenge takaputirwa nxim kusanyara.
@IdaKamunjoma
@IdaKamunjoma 15 сағат бұрын
Cameraman ma meats 😂😂😂 zviso zvese pachena 😂😂
@BevenTauzeni
@BevenTauzeni 14 сағат бұрын
Vanhu regai kuita zvinhu zvakashata kudai
@prosperchavarika2545
@prosperchavarika2545 Күн бұрын
Madii kuvavhura maface varoyi vevanhu
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 Күн бұрын
Sekuru Amadu vanopendera Pambavha nerunyoka last number
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 Күн бұрын
Nekubata varoyi Kana muroyi akaramba vanomusandutsa ipapo
@RichardThilivhaliBwele
@RichardThilivhaliBwele Күн бұрын
Thank you cameraman at least zviso tazviona
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 23 сағат бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@VimbaiKufakunesu
@VimbaiKufakunesu 10 сағат бұрын
😅😅😅😅😅
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Күн бұрын
Black hat unotoroya namai vako,aaah ungashinga kutora pant remufi hushingi rudzii.
@chingombedaries
@chingombedaries Күн бұрын
Vakadiyi kusungwa
@PatienceDhlamini-g1v
@PatienceDhlamini-g1v Күн бұрын
So sad
@PanganaiDzindimu
@PanganaiDzindimu Күн бұрын
Dai muchisiya sekuru watanga wapedza bsa zvino mka vhunza zvse sekuru wachinzwa tozo ziwa siya tione sekuru watange waporofita today kuonana kuti girazi rawo rinoona hre muno kanganisa matare mune mudzimu hre munofa kuvhu nzisisa kudaro
@nomsanyika151
@nomsanyika151 20 сағат бұрын
Heede usadheerere sekuru Amadu chikuru kubatwa kwemuroyi
@ceciliadharara2669
@ceciliadharara2669 Күн бұрын
Manje tavaona varoyi
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Күн бұрын
Cameraman wati uchabudisa chest downwards zvino wobudisa ambuya avo FACE yose wani? Uchapara mhosva iwe.
@nomsanyika151
@nomsanyika151 20 сағат бұрын
Tasvu anobva ati kana muchirikunyara hamusati mavanenhamo budai zvenyu mudare mangu😅😅
@MercyTakaidza
@MercyTakaidza Күн бұрын
Zvakaoma chkwdi
@BeatriceZhou-lr6fg
@BeatriceZhou-lr6fg Күн бұрын
Sekuru munodika
@tambudzaimuvingi
@tambudzaimuvingi Күн бұрын
Inga wani mamboti vati havasi kuda kuonekwa, apa maakuvaburitsa wani
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Күн бұрын
😅cameraman anofarisa
@nomsanyika151
@nomsanyika151 20 сағат бұрын
Muroyi ngaabude😅😅😅
@mangwengweangel
@mangwengweangel Күн бұрын
sekuru ndovafarira ende bsa vanorigona
@charitymudehwe2349
@charitymudehwe2349 Күн бұрын
Mabhurugwa anokandwa .u Blair toilet kana kupiswa why taking tsvinayemukati
@branbran9129
@branbran9129 22 сағат бұрын
Kuvaroi ari useful
@chingombedaries
@chingombedaries Күн бұрын
Tuma drama utwo
@VimbaiKufakunesu
@VimbaiKufakunesu 10 сағат бұрын
Ingazvako hama, kwenyu kwakachena zvenyu
@chingombedaries
@chingombedaries 6 сағат бұрын
@VimbaiKufakunesu do u believe in God yes or no before I answer u
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa 2 сағат бұрын
Shamwari uriduzvi vazvinzwa here.
Madzibaba Vauya Kokumbira Pekunamatira kuna Mambo
17:40
BUSTOP TV
Рет қаралды 1,9 М.
Новости дня | 29 ноября - вечерний выпуск
11:48
Euronews по-русски
Рет қаралды 33 М.
Симбу закрыли дома?! 🔒 #симба #симбочка #арти
00:41
Симбочка Пимпочка
Рет қаралды 5 МЛН
Turn Off the Vacum And Sit Back and Laugh 🤣
00:34
SKITSFUL
Рет қаралды 8 МЛН
From Small To Giant 0%🍫 VS 100%🍫 #katebrush #shorts #gummy
00:19
How to Fight a Gross Man 😡
00:19
Alan Chikin Chow
Рет қаралды 19 МЛН
Repeat: Ayida Kuromba Nechitunha Parufu
13:40
SlyMediaTv
Рет қаралды 2,1 М.
Debunking the Gandhi Myth: Arundhati Roy
25:38
Laura Flanders & Friends
Рет қаралды 780 М.
Zengeza: Amai Mufundisi Vakandivhara Mari Yangu Yeround Itsotsi
55:06
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 9 М.
HARARE.......AFA AKAMIRA MUGOMBA
13:06
Drewmas Media
Рет қаралды 27 М.
How She Made Millions in Farming Potatoes and Onions in Zambia
31:00
Kelvin Birioti
Рет қаралды 22 М.
Симбу закрыли дома?! 🔒 #симба #симбочка #арти
00:41
Симбочка Пимпочка
Рет қаралды 5 МЛН