Uhm zvakaoma veduwee varume please gather here i want to hear your sides maringe nemurume akange akamaka poto 😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ndizvo murikuita here mudzimba menyu
Amupurisa varikudya vachiguta avo very healthy kkkkk
@phillipmariwo1903 Жыл бұрын
Kkkk ndazvionawo
@TracySarumhungwe Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂 roadblocks
@lisamangani591 Жыл бұрын
😂😂😂😂
@thandiwejabulani3678 Жыл бұрын
😂😂😂😂Asika
@mhamhatquadchikwanda6693 Жыл бұрын
Baba Taps mhanyaiyo futi pane akazvisungirira futi nezuro kwaMasarirambi
@Faith-vc4vc Жыл бұрын
Vese vatosiya sadza racho..zvakaoma chokwadi
@davidnyabanga2862 Жыл бұрын
𝗬𝗼𝗼𝗼
@sandraedward7454 Жыл бұрын
Vanhu vakungofungira zvesadza but the story behind hapana anotoziva angadye sadza asina kunyatsopfeka here
@chiyenyumba7135 Жыл бұрын
It seems akatodye kwakutonorara mukadzi azvipfudza... Pakuzobude kunotarira mukadzi wanikwe apa even neighbour said he came out partially dressed too
@lindahfarikai1152 Жыл бұрын
Mhepo yacho yakasimuka zvine simba RIP😢
@mildredmharira8764 Жыл бұрын
These people are suffering, imagine that is where all the diamonds are from this area. Social issues in this area are real. Their fam lands were taken and no compensation from Gvt.
@@ropchipondamoyolity well chisingazive vanhu naivo vari pavarume imvana. The only problem is our society inomhura vanhu vanenge vasiya marriage kubvira mumhuri chaimo saka zvakawoma zvazvo