Varikupomerwa mhosva yekuponda Ruvimbo vakamusungira pamuti vomiswa pamberi pedare

  Рет қаралды 37,919

Destiny TV

Destiny TV

Күн бұрын

Пікірлер: 162
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 3 ай бұрын
Justice for Ruvimbo pliz
@Loraine887
@Loraine887 3 ай бұрын
Kutopfeka tusocks kuratidza kt kuri kutonhora ,asi mwana asina mhosva makamudira bucket remvura inotonhora ndiye aive asingatonhogwi 😮 Dei mapihwa life mhani tukumbo nxaaaaaa
@ennifernyarugwe18
@ennifernyarugwe18 3 ай бұрын
Ndatonawo asi tusokisi hatwo Chavakagona ndopasina
@KesiliweMaduku
@KesiliweMaduku 2 ай бұрын
Moyo wangu wakaenda kure
@kushinganyasha1200
@kushinganyasha1200 2 ай бұрын
Kana kuzviurayira ikoko kuJeri imbwa dzisina muswe
@engelbertmazvidza5814
@engelbertmazvidza5814 3 ай бұрын
Mutongo wemapurisa ngautodatika wevamwe...asi vese ndinoti ngavatongerwe rufu please maybe vanhu vangaite matyira muZimbabwe zvanyanya veduwe😢😢😢
@tonderaivenge589
@tonderaivenge589 2 ай бұрын
Mapurisa ngaawurawe mbichana mbichana not once
@engelbertmazvidza5814
@engelbertmazvidza5814 2 ай бұрын
@@tonderaivenge589 ukuziva wani
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 3 ай бұрын
Thanks sister munodzifambira zvechokwadi ❤❤❤❤❤❤
@memoryzulu6949
@memoryzulu6949 3 ай бұрын
We want justice for Ruvimbo ...vese avo vasungwa ngavapihwe life in Jail coz vakarwadzisa nyika yese
@rodneystoddard2014
@rodneystoddard2014 3 ай бұрын
Zorora hako murugare mwanangu Ruvimbo.mwari ano ziwa.
@josephinechapfimvira1930
@josephinechapfimvira1930 3 ай бұрын
Thank you tete Stella nekufambira nyaya . Ngavavharirwe varase makeys
@charitymatewa-ym3jd
@charitymatewa-ym3jd 3 ай бұрын
Vharirai imomo murase. Makey ejeri sei mhondi idzi dzisina moyo wekubareka ndarwadziwa chokwadi
@lorrainenembaware4606
@lorrainenembaware4606 3 ай бұрын
Haurevi nhema ipapo hako iwe ngavafire imomo
@DeonMoodley-w2h
@DeonMoodley-w2h 2 ай бұрын
Mai ruvimbo nemiwo hamuna moyo😢 how can you trust kusiira stapfather vans vako Mandibhohwa nayewo ruvimbo anemubvunzo kwamuri😢😢 Mhondi nganzitongerwewo rufu idzo Imagine
@Evidencemangwiro
@Evidencemangwiro 3 ай бұрын
Vanhu avo ngaavasabuda ngava gare kusvika amen
@nyaradzomarozva5715
@nyaradzomarozva5715 3 ай бұрын
Thanks Stella neupdate yemhondi idzi usarare Ruvimbo muka kune vese akakurova
@TapiwaKepekepe
@TapiwaKepekepe 3 ай бұрын
I also think dai mutemo pakadai, when there is overwhelming evidence pachiitwa fast track yekutongwa, chete kungoti Law is stubborn 😂😂
@winnetchikuwa2457
@winnetchikuwa2457 3 ай бұрын
Thank you Destiny nekutizivisa kuti nyaya ya Ruvimbo yavapapi
@OtiliaMurambwa
@OtiliaMurambwa 3 ай бұрын
MuZimbabwe hmusisina mutemo,,,,, mazara huori saka mari ndoinoshanda unotoona mzimhondi iwawa avakutoslayer arikunze
@KesiliweMaduku
@KesiliweMaduku 2 ай бұрын
Tobva tashandisa zvidhoma ah
@Nox1841rdp
@Nox1841rdp 3 ай бұрын
How far nyaya ya madzibaba ishmael?
@ProgressTonto
@ProgressTonto 3 ай бұрын
Sekuru varuvimbo vakarwadziva kusvika pekupedisira kana vachitaura musodzi yangu inotoeerera mwari ngaakunyaradzei hama
@BhaseraNorman
@BhaseraNorman 2 ай бұрын
Haa ukokuchena nyc hembe
@nyaradzorapozo2580
@nyaradzorapozo2580 3 ай бұрын
Ndawafireko kujeri
@josephined8931
@josephined8931 3 ай бұрын
Ava vanhu vachachiona chete nekuti maurayiro avakaita mwana uyu mmmm zvinorwadza
@PreviousChikohwero
@PreviousChikohwero 3 ай бұрын
Vari kupomerwa hr kana kuti vakaponda ? Justice for the young girl
@petronelamusiyiwa2960
@petronelamusiyiwa2960 3 ай бұрын
Hezvo ko vachirikutodya sadza here mhondi idzo
@NancyM-mj9pk
@NancyM-mj9pk 2 ай бұрын
Havasi baba vke murume waamai vke saka ndistep fatherzve vke vkafa 8yrs back
@MunyaiColbert
@MunyaiColbert 2 ай бұрын
Ngava tongerwee rufuuu urwuuu mhondi
@TafadzwaAllan-u9f
@TafadzwaAllan-u9f 2 ай бұрын
Ngavagurwe maoko anouraya vamwe iwayo
@giftncube4773
@giftncube4773 3 ай бұрын
Madzimai destiny, vanhu varikuuraya vanhu kunge moskito,hurumende ndiyo isingatarisi kwete vanhu ,vanhu hadzisi mondi mutemo baba havadi muvhura muromo wavo avo
@PedzieGwata
@PedzieGwata 3 ай бұрын
Izvi zvinozopa dzidziso ku vazhinji mhondi idzi dzikasadzoka kumba, vese warikuchengeta vana we varume or we vakadzi wavo ndawawe nemoyo vekubereka atore vana awa sewawo, uyezve, vanhu vadzidze kumirra nyaya dze kumba kwavo, mai vepa next door wayiitey pa kuuraya mwana uyu, kuda mari here chii,
@EmmaNgoma-nf7zb
@EmmaNgoma-nf7zb 2 ай бұрын
Vanhu ityai Mwari kurova mwana wevamwe kudaro
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 3 ай бұрын
Mhondi idzo havakodzere kugara mu Society or Community. Bcz vanopedza kuponda vanhu vasina mhosva. Kutora mutemo kuuisa mumaoko avo nemhaka yeiko?😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
@juddykarambo1048
@juddykarambo1048 3 ай бұрын
Zistepbaba iro nxaa ngarigare ikoko
@TendaiSimango
@TendaiSimango 2 ай бұрын
Vanhu ava vanofanirwa kutongerwa rufu i wish they could make me the magistrate
@MikaylaEvans-j3s
@MikaylaEvans-j3s 3 ай бұрын
Vakadzi AVO sure nekurwadza kunoita kuzvara moyo yaiitiyi chokwadi mwana kuenda kungiva yoo zvotyisa moyo yevanhu yakaoma chikwadi
@giftndawana
@giftndawana 3 ай бұрын
varoi ava ngazvifire mukati vakatirwadzisa pana Ruvimbo
@SandraMazinyani
@SandraMazinyani 3 ай бұрын
Ngavatsanyiwe musoro zvigunwe makumbo nesando imbwa dzevanhu
@stennyc5118
@stennyc5118 3 ай бұрын
Hangman akazowanika here muZimbabwe.
@AnnamashiriMashiri
@AnnamashiriMashiri 2 ай бұрын
Vanhu vakauraya mwana ngavaurawe
@Anotidaishe-m9d
@Anotidaishe-m9d 2 ай бұрын
Musavasiya havana moyo ava mhani
@EmmaNgoma-nf7zb
@EmmaNgoma-nf7zb 2 ай бұрын
Mwana mudiki here vanhu ityai Mwari
@ViolaMugara
@ViolaMugara 2 ай бұрын
Mweyayiko wapinda muvanhu same neyaLivingstone ngavatongerwe rufu
@GraceMapuranga-e6f
@GraceMapuranga-e6f 3 ай бұрын
Tuvakadzi tunoroya utwo
@TalentMdz
@TalentMdz 3 ай бұрын
Ini ndinoti ngawauraiwe
@SarahrunyangawatambwaWatambwa
@SarahrunyangawatambwaWatambwa 3 ай бұрын
Seconded
@StellaKarambamuchero
@StellaKarambamuchero 3 ай бұрын
Vabvisei mazisokisi ayo nxaa
@netsaifombe782
@netsaifombe782 3 ай бұрын
Vharirai izvo zvisawone zuva kwehupenyu hwese nxaaa
@Tafadzwa-y2l
@Tafadzwa-y2l 3 ай бұрын
Vamunangagwa isai mutomo wekut auraya ngaurayiwewo kana abatwa
@VivianTafirenyika
@VivianTafirenyika 2 ай бұрын
Jane Chifamba
@PoshaiMakamba
@PoshaiMakamba 3 ай бұрын
Ngavagare life in Jeri mhondi idzo kusanyara kubatsirana kuuraya mwana muri 6 ine basa rei 100us yamakauraira mwana
@AbigalAbigal123
@AbigalAbigal123 2 ай бұрын
Chero dai anga akaba vai mutongera rufu hr
@TongaatCity
@TongaatCity 2 ай бұрын
Ngavafireko kujere mhondi idzo
@ennifernyarugwe18
@ennifernyarugwe18 3 ай бұрын
Inonzi chawagona hapana. Mava muhusungwa
@lovenesskonde3936
@lovenesskonde3936 3 ай бұрын
Ava vanoda kusungirirwa matombo mumakumbo vakandwe mumvura vafe varoyi ava
@brendabero9616
@brendabero9616 2 ай бұрын
ini ndinoti ngavasaurayiwe nekuti havazonzwe kurwadziwa,ngavagare mujeri kwehupenyu hwese vachirwadziswa........vane hutsinye chokwadi kusvika mwana afa achingorohwa vanhu wee.........ummmm ini ndinoti Ruvimbo futi usazorore kwawakaradzikwa ikoko......Ruvimbo dzokerai uchivarova neshamhu kwehupenyu hwavo hwese.........Justice for Ruru 😭😭😭😭😭
@ThembelaniMgutshini
@ThembelaniMgutshini 3 ай бұрын
Ngavafirre ikoko plizzz
@emilymushonga1017
@emilymushonga1017 3 ай бұрын
Ko mhondi dzichikurarama ere imi 😢😢
@tracybiriati1448
@tracybiriati1448 2 ай бұрын
Ngavagare ikoko we want justice
@larochelleguwa47
@larochelleguwa47 3 ай бұрын
Amai vakandidzikamira zvandoda mune hunhu sis
@BybitJakobe
@BybitJakobe 3 ай бұрын
Ngavapiwe life vakaita hutsinye
@EdwardDzangayi
@EdwardDzangayi 3 ай бұрын
Zvakaoma
@lucyholokani2211
@lucyholokani2211 3 ай бұрын
Justice for Ruvimbo 😅😅 zvinorwadza chero vakapika but vari vapenyu
@EileenMaugara
@EileenMaugara 3 ай бұрын
Mapurisa maneighbhour wood haasi mapurisa hahaha ngavafire mujere
@TalentChifamba-hv3rt
@TalentChifamba-hv3rt 3 ай бұрын
Haaa zvosiririsa ..tirikuda justice...mwana akafira nhamo uyu...
@tonderaivenge589
@tonderaivenge589 2 ай бұрын
Mapurisa ngaaurawe mbichana mbichana, at least a month
@MellisaMubayiwa
@MellisaMubayiwa 3 ай бұрын
We want justice for ruvimbo pliz fight your own battles zvrkurwadxa mwanangu haaaa usarare hope iwe muka urwe nemhondi dzako 😢😢😢😢
@tellmemanda3807
@tellmemanda3807 3 ай бұрын
Life in jail kuvanhu avo
@NyaraiKaiyo
@NyaraiKaiyo 3 ай бұрын
Hello ST❤❤❤
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi 3 ай бұрын
Ndozvatanga takamirira izvozvo panyaya yaRuvimbo mhondi ngadzisungwe
@LynetteChakabuda
@LynetteChakabuda 3 ай бұрын
Akaba mari anoda kurangwa ndiye akawuraisa Ruvimbo,ngatorwe ajoine hama dzake vana satan avo vakaponda,we want justice kuti vanhu vadzidze kuda kutonga nyaya dzisidzavo
@BhaseraNorman
@BhaseraNorman 2 ай бұрын
Saka kana varibaba vake sei murikuti ndi step father
@faithchipere6126
@faithchipere6126 3 ай бұрын
Moyo yenyu makaisepi chaizvo garai hupenyu hwese ikoko
@deonrdior9706
@deonrdior9706 3 ай бұрын
Zvakaoma chokwadi zvinorwadza
@gulesnyama
@gulesnyama 2 ай бұрын
Justice for ruvimbo hurumende pls ngayirege kubuditsa mondi nguva yema vote mondi mukati armnist yeyi pamhondi nxaa
@NyashaShunje
@NyashaShunje 3 ай бұрын
Saka kuendesa nyaya kumapurisa imhosva futi here,isu tinoti kumapurisa ndokunopedzwa nyaya,Asi chishamiso vanhu vemutemo vosungirira mwana pamuti morova futi.Mapurisa chiiko nemi nhai munorwadzisa imi.Please justice panyaya iyi
@unity9896
@unity9896 3 ай бұрын
Mhondi mukati pliz tapota,
@AnzaSovendleee
@AnzaSovendleee Ай бұрын
Hurumende ngaiise mutemo wekuti auraya naye ngaauraiwewo ,vanhu muzim vari pera
@CatherineLambe
@CatherineLambe 3 ай бұрын
Vanhu avo vakabuda chete ndokuudzai kwekuenda vapenge vese zvovaharana
@PercyMazengura
@PercyMazengura 2 ай бұрын
Dai hurumende yasimudza musoro panyaya dzekuurayiwa kwevanhu sehuku zvanyanya manje vanhu havachisina matyira
@ChipoSongelani-yr9bc
@ChipoSongelani-yr9bc 3 ай бұрын
Vese nemapurisa vaurayiwe
@barbramutaurwa2955
@barbramutaurwa2955 2 ай бұрын
Zvakaoma vanhu vakuru 6 kbatsirana kuponda mwana asina mhosva
@faresiwilson134
@faresiwilson134 3 ай бұрын
Vamborohwa here ngavapihwe hour everyday yekusungwa pamuti varikujeri vorohwa
@Suewally
@Suewally 3 ай бұрын
Isu tairangwa chaizvo asi kwete zvenzira iyi
@charitydn
@charitydn 2 ай бұрын
Adults beating one child 😮 handarwadziwa 😢😢MHSRIP
@norachitatu3137
@norachitatu3137 2 ай бұрын
Ngava gare imomo vasabude kunze kana kufa z
@MakesureMakesure
@MakesureMakesure 3 ай бұрын
Ko Iwo mitemo wekuti ukauraya wofao wakaindepi mapurisa ngaapiwe mutengo mukuru basa richipera
@ClarahMakusiro-nv9ue
@ClarahMakusiro-nv9ue 3 ай бұрын
Ngavagareko hupenyu hose kana kuuraiwa vasafa vakaonekwa panyika ngozi dzirimavari . VanaSatan chaiwo havafanhe kuonekwazve kuvanhu vanouraya Zve vamwe vanhu . Zimbabwe yavekushaya mutemo vane mhosva vavekurarama varikunze vasina mhosva ndivo varikufira mujeri . Vanhu vakadai ngavaiswe mapics avo pachena vazikanwe ne nyika yose
@PedzieGwata
@PedzieGwata 3 ай бұрын
Vanhu ava vese chero vakapihwa 1yr chairo varimuhusungwa, zvitorinani panekungodzoswa mu community,haa zvingarwadze ndozvinozotuma vanhu kubata mishonga, special constable idzungu hre kusadzidza hre chii, cz kna wakaenda kutraining chaizvo hawaimbodaro asi akapinda basa ne card remusangano, trikuda justice apa vanhu awa wasadzoke kumba nekut vangatopedza mhuri fanika step father vanotosvikakuuraya mai Ruvimbo namai landlord
@HellenPerera-it2jx
@HellenPerera-it2jx 2 ай бұрын
Justice for Ruvimbo
@EniyaDeke-w4l
@EniyaDeke-w4l 3 ай бұрын
Unzai makey ekujeri ndoziva kwandomaisa
@rumbidzaiimakoni
@rumbidzaiimakoni 2 ай бұрын
Daii vanhu ava vachirohwa mhanii sekuty kwavakaita mwana uyu vaone e pain she wnt thru at e same time life in prison havafanire kuona zuva ngavagare mukati mutorongo
@claratakataka-pw5zt
@claratakataka-pw5zt 3 ай бұрын
Mapurisa ngapihwe mutongo wakaomarara because now day vana havachabvumirwe kurohwa kune kwavanoendeswa
@YvonneFungai-go6nl
@YvonneFungai-go6nl 3 ай бұрын
Zvakawoma 😢
@MarthaHama
@MarthaHama 3 ай бұрын
Sure vanhu 6 pamwana Ane 16 years
@NorestGapara
@NorestGapara 2 ай бұрын
Vese ngavaorere mujeri, we want justice
@VioletCharry
@VioletCharry 2 ай бұрын
Ngavapihwe ma70years
@eppahsinzamala6541
@eppahsinzamala6541 3 ай бұрын
Bail reyi rinopihwa mhondi,ngazvigaremo muchizarira
@Confession26
@Confession26 3 ай бұрын
Imbwa dzevanhu ngavafiremo mazigava evanhu
@lorrainenembaware4606
@lorrainenembaware4606 3 ай бұрын
Life in Jail ndiyo yatawe kutarisira iko zvino ngavachemberere imomo
@mildredmudzingaidzwa1609
@mildredmudzingaidzwa1609 2 ай бұрын
Vanhu ava vanoda kutongerwa rufu period shuwa kudimbudzira life yemwana panzira.$100 yaasina kuba shuwa even zvikanzi she stole the money chokwadi kuurayira mwana 100 dollars iyoyo here veduwe😢😢😢I don't know Ruvimbo but all I can say is may her soul rest in perfect peace 💐 kuna Mai vaRuvimbo ndongoti Mwari akunyaradzei I feel your pain semubereki💔💔💔
@VivianTafirenyika
@VivianTafirenyika 2 ай бұрын
Chenai Kasunu
@EmerinaMukaro-hq8bq
@EmerinaMukaro-hq8bq 3 ай бұрын
Tinoda justice yaRuvimbo tapota
@ellinahgareta8753
@ellinahgareta8753 3 ай бұрын
Musapa bail kuvaurayi Ava please
@memorybotomani8057
@memorybotomani8057 3 ай бұрын
Shuwa mari yauraya nyika police kana iriyo yakuuraya hapana kwatiri kuenda senyika
@handymanhomes-capetown
@handymanhomes-capetown 3 ай бұрын
Ngavagaremo
@WingasLogistyka
@WingasLogistyka 3 ай бұрын
Kuva hanger ndokupedza zvese 1 by 1😢
@jerithachimhamhiwa5182
@jerithachimhamhiwa5182 3 ай бұрын
Inin vanhu vakadai vakabuditswa ndokupedzai mese one by one kusvika kuvana vavo
🕊️Valera🕊️
00:34
DO$HIK
Рет қаралды 18 МЛН
啊?就这么水灵灵的穿上了?
00:18
一航1
Рет қаралды 115 МЛН
Madzibaba vakatemwa nedombo ndokufa vachienda kunoshandira munhu
25:10
Who's Really Pregnant ? Help Ronaldo or Messi or Mbappe
0:32
Ballon Fun
Рет қаралды 17 МЛН
Ледник 1:0 Мужик
0:53
ПРЕМИЯ ДАРВИНА
Рет қаралды 3,9 МЛН
Popsicle in the future and past! 😵🍦 #shorts #radmiru
0:13
MUKBANG Food
Рет қаралды 12 МЛН
#жиза #юмор #отношения
0:17
Зарина Задалбаевна
Рет қаралды 4,1 МЛН
#жиза #юмор #отношения
0:17
Зарина Задалбаевна
Рет қаралды 4,1 МЛН
Meteste-te com o pato errado... #TomeJerry #ClassicCartoons #Cartoonito #shorts
0:37