Vatezvara Vangu Ndi Minister Huyai Munzwe Nezve Hurombwa Hwavo

  Рет қаралды 8,875

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Zim Family Secrets and Confessions
Deep Secrets and Confessions Google.
In this first episode, we hear a story of a .
Please listen, like, comment, subscribe and share.
Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
Link down below
@goromonzitv
If you have any confessions please feel free to contact us on
+27678702658
#Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions

Пікірлер: 35
@tapiwama-ud4cl
@tapiwama-ud4cl 3 ай бұрын
1 confenssion kana uri kushanda tsvaga mudhara womupa mari iyoyo back e Mwari vanoregerera but kana uchigona kudzosera mari dzorera
@amazinggrace152
@amazinggrace152 3 ай бұрын
Munhu haabatsiriki shuwa dzokera mari iyoyo. Ndimi vanhu vanotuma vanhu kuita zvisinei izvo imi nehunhu hwakadai
@preciousprecious263
@preciousprecious263 3 ай бұрын
My sister ziva munhu wakakubusisa murutsva nditete vako, tete vako kunyange vakatorerwa mwana na amayi vako OK it's fane but usakangamwa tete, tete ndivo source yako tengera tete chihombe, wangu
@tre642
@tre642 3 ай бұрын
1# zvawakaita zvakashata , how can you be so evil towards munhu akubatsira. Mudhara iyeye kuchema kwake you will surely pay one day.
@magret1341
@magret1341 3 ай бұрын
Uyo wekusiira tete mwana ramba uchichengeta tete vako in secret cause ndo hama yako chaiyo , mangwana ukaita rimwe dambudziko vanokutambira not kuti wavatengera sugar but vanotokuda nokuti tomorrow ukaita problem vabereki vako vachakuramba futi kungoti paita kudya ndosaka vanotorera tete mwana
@memorygatsi9505
@memorygatsi9505 3 ай бұрын
Give that old man back his money if you are truly sorry.
@sithabilehove5498
@sithabilehove5498 3 ай бұрын
Monyanya kuda zvinhu vanhu all those red flags wongomirira izvozvo
@FaythChisekula
@FaythChisekula Ай бұрын
1st confession: chisi hachiyeri musi wacharimwa zvirinan ugadzirise nyaya yako zvichiri pedyo nekuty zvichanetsa dzinza mukazoripa double....tsvaga mari udzosere mdara uyu nekut pamberi apo zvichanetsa
@ishmaeltanyaradzwamanyerer8619
@ishmaeltanyaradzwamanyerer8619 3 ай бұрын
First confession go and give mudhara mari yake you go like unoda kumutenda kukuchengeta kwaakakuita if kana asina kutenga chigayo chaaida better uchitenge iwe that is if he still in that plan or kunzwa zvave kuda as of now womuitira iwe unoroya wangu kubatsirwa woitira munhu pfungwa dzakadaro
@lizbertify
@lizbertify 3 ай бұрын
1st confession please give that old man his money. He saved you in many ways but wamuitira hutsunye. Tsitsi dzinotsitsirira veduwee
@mekong7529
@mekong7529 3 ай бұрын
1st confession just save the amount yakabiwa wodzosera but anonymously
@esterdube8894
@esterdube8894 3 ай бұрын
In this life you can't save every stray dog out there. Zvaakuda kungobatsira munhu nemunamato uchiyenda kwako😮
@collenchoto7385
@collenchoto7385 3 ай бұрын
Lol
@BerlinHandris-id8dz
@BerlinHandris-id8dz 3 ай бұрын
First confession unehutsinye ,uchadyars zvawakakohwa
@WhisperDizamuhupe
@WhisperDizamuhupe 3 ай бұрын
First Confession iwe musikana haubatsirike une hutsinye husingaite nemoyo wakaoma chaiwo. Sure ungabire munhu akakubatsira pawaitoda kuurayiwa nema tsotsi iwe wee? Pedzezvo womubira usdaro iwe musikana. Since uri kushanda enda unodzosera Mudhara uya mari yake.
@WhisperDizamuhupe
@WhisperDizamuhupe 3 ай бұрын
Second Confession sure unga nyebere Mukoma asiri iye uchitadza kutaura chokwadi nhai. Wakaita zvakashata ipapo iwe. Vabereki ndevako vachengete iwe.
@CharityChuchu
@CharityChuchu 3 ай бұрын
Brother unoziva here kuti construction inodii unoziva munhu wawakagara naye mutsvage umupe mari yake nekuti wavakushanda wakagadzira curse mulife nekuti zvoita kunge zviri raiti izvozvi but kufamba kwenguva zvichanesta
@Auntie134
@Auntie134 3 ай бұрын
First confession ndimi vanhu vanoita kuti vamwe vasabatsira munhu anobva kuZimbabwe kana achitambudzika. Tsvaga mudhara iyeye umubhadhare otherwise uchasangana nemazimunyama muhupenyu hwako
@MatildaHutahwashe
@MatildaHutahwashe 3 ай бұрын
Usarase vatete vako nekuti ndivo vakakubatsira pawakadzingwa navabereki vako.
@yeukaimusunza3023
@yeukaimusunza3023 3 ай бұрын
To the first Confession : umm you're a Devil udzosere Mari yoMunhu iyoyo Handiti 😈 Devil , but at least Hauna kuzomuuraisa ipapo better zvako nokuti Hauna Ropa mumaoko ako ayo zvirinane 🤸
@ErickMauto
@ErickMauto 3 ай бұрын
First confession pliz hama yangu rega kuva nemoyo wakaipa kudaro kuti munhu aka kubvisa mukati mema tsotsi nekukupa nzvimbo yekugara .. Wobva wamutenda nehari yema tuzvi shaa kana wakateerera pliz just get the money yababa ivavo wobva waenda kumba kwavo kana kuva fonera wokurawo ruregero waka pfugama wobva wavapa mari yavo ..newewo unonzwawo kuti now you are free pliz do it fast pliz..pliz and plz
@Mimi-td9st
@Mimi-td9st 3 ай бұрын
First confession, you should know that karma knows your address!!! Enda unokumbira ruregerero udzosere mari if you’re truly sincere. Your payback will be very heavy for God will reward you accordingly!!!
@amazinggrace152
@amazinggrace152 3 ай бұрын
Don't just confess handiti waakushanda chibhadhara ka mari yacho kt zvikufambire zvakanaka
@oliviakutsira356
@oliviakutsira356 3 ай бұрын
1# gara waziva kuti iwewe ndiwe high risk kukurarama . Enda unopa mudhara uyo mari yake , hapana tsamwa nemisodzi yemunhu inodonhera mahara
@mbekezelimhlanga5666
@mbekezelimhlanga5666 3 ай бұрын
First confession, ende unehutsinye, satan we munhu.
@nyashashairo1854
@nyashashairo1854 3 ай бұрын
Kana wakuwana Mari wadii wangodzosera kwete kuti nyaudza dzosera Mari chete iwe
@mariajuziel7415
@mariajuziel7415 3 ай бұрын
Mamukasei mukoma Nashy nemiwo vedare, haa wakaita zvakaipa sisi venyaya yekutanga
@tre642
@tre642 3 ай бұрын
Last conf newo wakato inishiyetwa muhurombwa. Kugeza mavhu ekumakuva kuromba kushanda vakafa thats why nhumbu dzaivha. Nothing for free in devils kingdom
@melodychidawanyika3155
@melodychidawanyika3155 3 ай бұрын
Ripira mudhara mari yake zvizokuitira zvakanaka
@yeukaimusunza3023
@yeukaimusunza3023 3 ай бұрын
To Second Confession : Chimbovanyima Mari yacho Bhururu .ngavadye Mari yevamwe vana vavakabara aaa,unongoti mazuvano zvakasunga handina Mari in kusvikira vakuita Sorry,Vanotofanira kuku apologize kunyangwe uriwe Mwana asi wewe you were very very wrong ,haungasvir*e ka uri pachikoro who told you that ???😋
@LuwisaHare
@LuwisaHare 3 ай бұрын
2 vabereki vako vakatadza
@BerlinHandris-id8dz
@BerlinHandris-id8dz 3 ай бұрын
Mwari vakuregerere how usat wabhadhara Mari yawakaba .Waakushanda bhadharaka nhai
@FaraiStewartMushohwe
@FaraiStewartMushohwe 3 ай бұрын
Nashe une problem yekusada kumbopa kana pfungwa yako
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions 3 ай бұрын
Maswera sei, apologies zvinondiremera kuzopa advice pa mhepo asi ku inbox i try
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv
@BreshinevyNdatengwa-nu3dv 3 ай бұрын
Kana uine number dzake dzosera mari yake
Ei köyhyyttä (Agenda 2030, tavoite 1)
13:42
Biologian ja maantieteen opettajien liitto
Рет қаралды 1,6 М.
Very Dark Man Vs Bobrisky & EFCC; Aran-Orin Airport
12:32
Adeola Fayehun
Рет қаралды 173 М.
pumpkins #shorts
00:39
Mr DegrEE
Рет қаралды 70 МЛН
Как подписать? 😂 #shorts
00:10
Денис Кукояка
Рет қаралды 8 МЛН
Running With Bigger And Bigger Lunchlys
00:18
MrBeast
Рет қаралды 125 МЛН
Ndinoisa Dh0dh0 Muchikafu Chandinobika Ku Restaurant Kwangu Kuti Ndiwane Ma Customers
19:44
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 653
MWANAKOMANA ODA BONDE NAMAI MUKADZI PASI TSVEE
37:21
Drewmas Media
Рет қаралды 283 М.
Huyai Munzwe ZvandakaitaNe Passport Ye Umwe Mukadzi Pandaiva Mu Bhazi Raienda Ku Capetown
16:24
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 4 М.
Girlfriend Yangu Yakaponda Mukadzi Wangu Huyai Munzwe Nyaya Yangu
18:28
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 1,5 М.
Independence: Meet Tinubu's Speech Writer 😂
4:58
Adeola Fayehun
Рет қаралды 24 М.
Huyai Munzwe Kupondesa Mukadzi Wangu Kwandakaita After Andi Hurira
18:35
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,4 М.
SIKARUDZI YOSHANDISWA NENYOKA UKUWO MAZIZI NEZVIREMWAREMWA ZVOMURWIRA
37:17
Ndinoita Basa Reku Takura Zvitunha Huyai Munzwe Mashura Andaka Sangana Nawo
17:42
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 21 М.
pumpkins #shorts
00:39
Mr DegrEE
Рет қаралды 70 МЛН