😳VeduweeHomeAffairs iri kubata MaForeignegners kwete zvekutamba vari Srs chaiko

  Рет қаралды 3,566

Rumbidzai Tv

Rumbidzai Tv

Күн бұрын

😳Veduwe HomeAffairs irikubqta MaForeignegners kwete zvokutamba var srs

Пікірлер: 37
@EltonChigodora
@EltonChigodora Ай бұрын
Rue ita basa rako imbwa idzo dzikuhukura siyana nadzo batsira vamwe zvako iwe ❤❤❤❤❤
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@@EltonChigodora wow thank youuu dear🥰
@EltonChigodora
@EltonChigodora Ай бұрын
Itabasa chete rue thanks ne kuti vhura meso❤
@user-ic1jt5yc5i
@user-ic1jt5yc5i Ай бұрын
Tinozviziva ukuudzani iwe tane makore tirimo muno usatiudzire Ma Zimba munozvinyanya
@TamegiTv
@TamegiTv Ай бұрын
Thanks rue
@user-zl7fg9xx3f
@user-zl7fg9xx3f Ай бұрын
Thanks sister
@richardchange6278
@richardchange6278 Ай бұрын
Wakasungwa unodzoserwa kunyika yako kwese zvamuri kutaura zvekupenga izvo hapana chinyowani apa zvimuri kuhwereketa takapfura nako kana wakasungwa mafambisirwo azvo tinozviziva weduwe wakasungwa munoendeswa ku Lindela ndiko kunoiswa ma foreigners ese kunouya embassy ye nyika yako ma Zimbabweans moshedzwa muchibvunzwa unobva kupi ku Zim kwakati then kana vapedza mutakurwa ku train station moraichwa kusvika ku masina from masina gumbakumba beitbridge Zim side kune mabhazi anokutakurai nzvimbo dzakasiyana siyana vanoda kudzoka vodzoka kune kwa mai Maria or Dite kune makombi anotakura vanhu Giyane or polokwane
@user-jc7su3kw8s
@user-jc7su3kw8s Ай бұрын
Ini basa randrukuita ndakatoriwana kuLindela ndasungwa,,,,im a head electrician,,,,viva lLindela
@user-ic1jt5yc5i
@user-ic1jt5yc5i Ай бұрын
Kwandinogara hakuna izvozvo vakubata kupi unonyepa iwe
@richardchange6278
@richardchange6278 Ай бұрын
Lindela pakakura pa ground ebhora mototamba bhora Zim vs Mozambique Lesotho Malawi ma shops aripo pari smart blankets hama dzinouya dzichikuona hapana itsva yambiro yenyu iri kumashure hanzvadzi tsvagai zvimwe takasungwa kawanda nhasi tiriko kuno
@LobengulaPadzakashamba-nc6jk
@LobengulaPadzakashamba-nc6jk Ай бұрын
Vachigarirei voga kuita kunge varimunyika mavo
@tanakatalent4367
@tanakatalent4367 Ай бұрын
Uyu anorwara uyu. MaGreen Beans agara arikubata wanhu. They do stop and search muchly. Where is the evidence yekusungwa kwevanhu. Tichakurovai imi
@lpmahlaba7577
@lpmahlaba7577 Ай бұрын
Thanks for update us
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@@lpmahlaba7577 my pleasure 🙏 ☺️
@FungisaiMudadi
@FungisaiMudadi Ай бұрын
Thank you 👍
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
My pleasure dear😍
@user-ij7xo3be1d
@user-ij7xo3be1d Ай бұрын
Yuu ndekupiko varikubata kupi pambudzi kana kwamachipisa varikubata kupiiiiiii...............
@eltonmunyaradzichigodora6811
@eltonmunyaradzichigodora6811 Ай бұрын
South Africa yanembudzii futii here
@richardchange6278
@richardchange6278 Ай бұрын
Uye vanoshanda kuma farmers vanopiwa ma permit pa border anoshandiswa muma farmers chete ndiye one year chete yapera unodzoka kumusha wava kudzokera wopiwa iwe zvakatanga kudhara izvo zvava ne makore
@richardchange6278
@richardchange6278 Ай бұрын
Property inorwa nani usanyepe imimi hakuna zvadaro zvamuri kutaura izvo muri kumashure imi nyarara information kuno tinayo nyararai kunyepa ita kushoma apa wauya neimwe video zvakare mushure mekunge wanyadziswa pa last video nyarai iwe uri kuti bhowa vagara vanongosunga
@TawandaRusenga
@TawandaRusenga Ай бұрын
Tikango vamirira kusvika kwavo saka hino uchaita sei
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka Ай бұрын
Hapana zvaunoziva iwewe wakatumwa nezanu kuti utityityidzire tidzokere kumba
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@MafiosHlaluka 😂😂😂😂😂wazondisetsa remember I'm not a politician I report as it is
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka Ай бұрын
Rumbidzai ndewe kunyepa uyo
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@@MafiosHlaluka I don't post fake news here!!!!
@MafiosHlaluka
@MafiosHlaluka Ай бұрын
Dzidza kutaura zvine humbowo nedzvimbo yazviri kuitika vedio yawakaburitsa repakanyangara ndekupi
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@MafiosHlaluka my dear it's Pretoria East plastic view
@Mashgwese
@Mashgwese Ай бұрын
Saka toindepi nhaiwe
@beengambura-mm2nd
@beengambura-mm2nd Ай бұрын
ICHOKWADI VARI KUSUNGA IMI KUNGOTI KNA ZVISATI ZVASVIKA KWAUNENGE URI UNOTI KUNYEPA BUT ZVIRIKO!!
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@beengambura-mm2nd thank you for further clarification vanhu vanot ndir kunyepa but I don't post manyepo pano.zvirko banhu varikubatwa kwete mafunnies
@PatrickHwemba-hm4fl
@PatrickHwemba-hm4fl Ай бұрын
Iwe hausiwe waimbotaura futi zve politics dze zim hr uchitsvaka ma likes pano
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@@PatrickHwemba-hm4fl wow😂
@FungisaiMudadi
@FungisaiMudadi Ай бұрын
Saka toindepi manje
@Rumbidzaitv
@Rumbidzaitv Ай бұрын
@@FungisaiMudadi just have your valid passport
@user-sr9cp7iy2p
@user-sr9cp7iy2p Ай бұрын
Fake
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm Ай бұрын
Zvirikuitika kupiko nhayi isu hatisimbozviona wani asi tiriko
@Mashgwese
@Mashgwese Ай бұрын
Saka toindep nhaiwe
The Joker kisses Harley Quinn underwater!#Harley Quinn #joker
00:49
Harley Quinn with the Joker
Рет қаралды 40 МЛН
Unveiling my winning secret to defeating Maxim!😎| Free Fire Official
00:14
Garena Free Fire Global
Рет қаралды 16 МЛН
mota yotaura paBudiriro
15:36
Drewmas Media
Рет қаралды 881 М.
Chegutu : Ruvimbo wekuurairwa $100 onzi opfuka asati avigwa
1:03:06
MUTARE---TEACHER OSUNGWA MUSHURE MEKUBA ROPA REVANA VECHIKORO
30:54
Drewmas Media
Рет қаралды 64 М.