Рет қаралды 235
21 Asi zvino kururama kwaMwari kwakaratidzwa kunze kwomurairo, kuchipupurirwa nomurairo navaporofita;
22 ndiko kururama kwaMwari kunovuya nokutenda kunaJesu Kristu kunavose vanotenda; nokuti havasiyani,
23 nokuti vose vakatadza vakasasvika pakubwinya kwaMwari.