we catch up with Ngeke akuramba kugara kumusha.

  Рет қаралды 31,588

Tilder LIVE ZIM

Tilder LIVE ZIM

3 жыл бұрын

Update on Mother’s day preparations.
Contact ,Wendy at Regency Hotels central reservations on 0786 161 379 Physical Adress: 21 Glenara South avenue Eastlea
Email: info@regencyhotels.co.zw or reservations@regencyhotels.co.zw

Пікірлер: 209
@lucaspetermapale2383
@lucaspetermapale2383 3 жыл бұрын
you are the first person kuratidza Ngeke chinonzi rudo mukurarama... saka chese chese ava kutotarisa imimi tete be blessed.
@patricianyanhongo3736
@patricianyanhongo3736 3 жыл бұрын
Haa Ngeke wenyu atowe mwana wenyu uyu Tete Tilda haachadi kugara kure nemi Kk
@evelynpaganga4870
@evelynpaganga4870 3 жыл бұрын
Mamugonera kumufonera afara. Ngeke arikutoda mota inozomutora kwete zvepublic transport😂. Munogonesa tete Mwari arambe achikupai wisdom🙏
@memorymahachi6774
@memorymahachi6774 3 жыл бұрын
I can see Tete face when u r talking to yr boy ,Ngeke naTete u have special bond love u both
@mavisnyathi6548
@mavisnyathi6548 3 жыл бұрын
Ndoda watch yekanzi Puma nefoni inonzi kambudzi kanochema kuti meeeee # Ngeke. Yu are a comedian
@tinom869
@tinom869 3 жыл бұрын
Kkkk aà haurevi nhema
@dickchikwanha6367
@dickchikwanha6367 3 жыл бұрын
Ngeke mukomana kkk
@tendamandizvidza6677
@tendamandizvidza6677 3 жыл бұрын
Kkkķk
@abigailmawi1385
@abigailmawi1385 3 жыл бұрын
Ngeke Ngeke love you more sure 😂😂😍 Where is Gabriel uya we kuita mwana na angel😂?Joram ,Carlos n many more of our friends on this show tete.pass greetings tinovada zvikuru
@natashachimuti-Dikanifuwa
@natashachimuti-Dikanifuwa 3 жыл бұрын
Gabriel is another comedy 🤣🤣
@melodychikosha8940
@melodychikosha8940 3 жыл бұрын
Ah apa Ngekee akunyatsotaura chaizvo izvo kuti ndiye iyeyu kkkk lm happy to hear his voice
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 3 жыл бұрын
Ngeke mwana wedu weTilda foundation.komborerwai namwari nekuti mabasa amobata makuru
@haisonmuzungu753
@haisonmuzungu753 3 жыл бұрын
For the first time, ndinoona chikonzero chekuti tibatsire munhu even watisingazivi uye tisingatasire kuzowana help in return
@tinahmaduu8646
@tinahmaduu8646 3 жыл бұрын
Ngeke to the world, i love you tete Tilda masekerero andoita ndakakutarisai sooka i love you
@normanmaruwu5543
@normanmaruwu5543 3 жыл бұрын
Kuratidza kuti tete murikugona makaona Ngege achida kudzoga kuHarare rambai makadaro dai varivamwe kutaura kuno dai vari vamwe varikuita basa iroro mari yaingodyiwa pasina chirikubuda ndinoti God bless kwamuri tete vedu
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 3 жыл бұрын
Hello tete kunyange ndakanonoka ndinotoona chete nekuisa like
@manondoe69
@manondoe69 3 жыл бұрын
Hi tete ndafunga horomba Chindevele kkkkkkk Ngeke so tete itirwai nyasha
@emeliamangwengwende9500
@emeliamangwengwende9500 3 жыл бұрын
Ngeke lm sure ifirst time yake kuitirwa zvaakaitirwa natere zvese zvaakati anoda vakatenga saka kuyibuda nyaya iyi tete unmmmm pakaipa.
@Smileyface908
@Smileyface908 3 жыл бұрын
Ngeke ngadzoke ku Harare agare na tete vake 😅 Tumirai ngoro ye moto tete 😅😅
@emeliamangwengwende9500
@emeliamangwengwende9500 3 жыл бұрын
tikaita doller doller mhuri yezimbabwe home yeTilder foundation inovakika.for real home iyi ichabatsira zvakanyanya.basa rina Tete rinoenxeka zvakanaka pakaita home..
@lindahmatunga2343
@lindahmatunga2343 3 жыл бұрын
Chokwadi imi
@vachihera3823
@vachihera3823 3 жыл бұрын
True
@chipochiroorwa
@chipochiroorwa 3 жыл бұрын
Akatorerwa zvese nehama dzake ikoko, people just take advantage of him.
@patiencemavenge27
@patiencemavenge27 3 жыл бұрын
It is bad mufunge that is so wrong madzikoma acho ane hutsinye
@lufunoncube9885
@lufunoncube9885 3 жыл бұрын
Akatora mari mupfana wake akamuchengetera anomuda zvokuti
@joycecharamba6855
@joycecharamba6855 3 жыл бұрын
Gud byee thank you very much
@joycecharamba6855
@joycecharamba6855 3 жыл бұрын
Zvakaoma asikana nyika yedu yakutyisa sure vanhu vapanduka
@prettymutinsinzimari3370
@prettymutinsinzimari3370 3 жыл бұрын
Ndanakinzwa na goodbye Thank you very much.
@georginakwambana4674
@georginakwambana4674 3 жыл бұрын
Ngeke using his voice now ,hachisisina wekuyemera kkkkkkkkk ,
@maggiechiro8125
@maggiechiro8125 3 жыл бұрын
Tete Tilder Ngeke atove mwana wepedyo zvino mombe mutown modziwsnepiko kuti afudze nekuchengeta musha
@dezzydeliamusvevereki2099
@dezzydeliamusvevereki2099 3 жыл бұрын
You are such a darling tete you showed so much love to Ngeke Saka akasununguka kutaura zvaanoda kwamuri Muwanirwe Nyasha katatu kasingagumi tete
@edelinebusu2788
@edelinebusu2788 3 жыл бұрын
Kakunyepera kuzungwaira, ngakagare kumusha namai vake nehama dzake ikoko. KuHarare kunaniko?
@gatsipanganai2063
@gatsipanganai2063 3 жыл бұрын
Adopt ngeke pliz tete.
@marylynnatare337
@marylynnatare337 3 жыл бұрын
Kkk ndafara hangu nhasi hanzi nangeke uyisai mota izonditora ndoda kuuya kuzogara Harare
@joymafukidze6297
@joymafukidze6297 3 жыл бұрын
😆😆Ngeke waTete Tilder veduweka (uum mabrothers acho vanofanirwa kutoita moyo murefu vamuchengetedze chose !
@gladysmoyo9704
@gladysmoyo9704 3 жыл бұрын
Thank you so much tete Tilder nebasa ramunobata mwari varopafadze zvose zvamunobata nevese vanotambanudza maoko avo ndinoti mwari vakuwanireyi nyasha
@rumbidzaikafurama7128
@rumbidzaikafurama7128 3 жыл бұрын
Kkķkk # Good bye. Thank you very much.And really thank you so much Tete Tilda you are someone
@AJaylen
@AJaylen 3 жыл бұрын
Haa tete ngeke ndiye wenyu manje goodbye thank you very much
@melodywadzanai4399
@melodywadzanai4399 3 жыл бұрын
Tete Tilda you are the best God bless you so much....Ngeke anoratidza kufara mave nebond
@dephinecee8815
@dephinecee8815 3 жыл бұрын
Very sorry mai Melissa, nevabereki va,Dylan. Pane akaromba chete ikweyo😭😭
@singatshoncubemnyandu8580
@singatshoncubemnyandu8580 3 жыл бұрын
May God keep u forever sis , the almighty brought you on this earth for a reason , you are the mother of nation, may God shower you with more blessings, xxxxxxx
@jadnosmasvosva5406
@jadnosmasvosva5406 3 жыл бұрын
Tte makadii zvenyu dai maigona matsvakira ngeke basa muharare chero basa reu garden boy mwari vanokukomborerai sure
@gladysmoyo6677
@gladysmoyo6677 3 жыл бұрын
Thanks Tete Tilda that boy nee counseling
@qmapinda810
@qmapinda810 3 жыл бұрын
Hallo Tete mwari varambe vachikuitirayi zvakanaka, uchokwadi Mai munhu akandikoshera muhupenyu
@thobekilencube7164
@thobekilencube7164 3 жыл бұрын
Thank you so much tete Tildah you are a darling keep it up
@jethrowmathekela4388
@jethrowmathekela4388 3 жыл бұрын
Bt ari ku improver paku taura ngeke.
@vickiegunduza836
@vickiegunduza836 2 жыл бұрын
Tte Tilda moyo wenyu wakanakisa tte ndtenda hangu
@mainyakudirwa5494
@mainyakudirwa5494 3 жыл бұрын
Tete Tilda God Bless You mune patients chokwadi
@juliusmapara1577
@juliusmapara1577 3 жыл бұрын
MaZimbabwe mabatiwanei matsvakiro acho mari murombo munhu please please please why
@isaacchitumba6552
@isaacchitumba6552 3 жыл бұрын
continue the good work tete, i always follow zvirongwa zvenyu. God bless you
@abigailmawi1385
@abigailmawi1385 3 жыл бұрын
Aaarghh sorry henyu mai Melissa .so hurtful zvesure 😭😭what's going on in this world??
@blessingmutopo1430
@blessingmutopo1430 3 жыл бұрын
Tete tildah mune moyo wakanaka may God bless you
@princessforprince6126
@princessforprince6126 3 жыл бұрын
Tete munotigonera. Hatikwanise nekutenda asi Mwari voga.
@vavariroshaya8344
@vavariroshaya8344 3 жыл бұрын
tete thank so much nebasa guru ramurikuita my God bles you and give you many years
@judx34
@judx34 3 жыл бұрын
Awww so sweet...I love Ngeke
@sethumpofu9248
@sethumpofu9248 3 жыл бұрын
Thus so nice avakutoyemera Tete.
@memorymemory5085
@memorymemory5085 3 жыл бұрын
Uuu hei hama dziri kuita sei these days kuuraya Vana l'm now afraid of my own relatives
@alickwilsonthom7007
@alickwilsonthom7007 3 жыл бұрын
Tete Tilder munogona henyu kurarama ne tchero munhu, rambayi henyu mwakadaro ndapota, Mwari akuyitirei zvakanaka kusvikira na rini.
@masimbakambuve688
@masimbakambuve688 3 жыл бұрын
Hahaha Ngeke arikuda kunotorwa nejaguar.. Fuel ndodira hangu.. Mkomana anofanira kugara tonaz
@janekuwa8435
@janekuwa8435 Жыл бұрын
May God bless you tete Tilder. Moyo wenyu wakanaka chose.
@claradobson2618
@claradobson2618 3 жыл бұрын
Song iyi yakanaka thank you tete❤️
@rachelmutsatsa8497
@rachelmutsatsa8497 3 жыл бұрын
Ndanonoka kuona asi ndafara mataura naNgeke thanx tete
@ruthcatsante3200
@ruthcatsante3200 3 жыл бұрын
Very sorry mai Melisa zvinorwadza asi Mwari vakunyaradzei 💔💔
@lindahmatunga2343
@lindahmatunga2343 3 жыл бұрын
Iii ndarwadziwa mufunge ,apa umwe mwana akashaya muna November zvisinganzwisisike kudaro. Mwari ngaavanyaradze veduwee,marwadzo acho anyanya😭
@rhodamakumbe8606
@rhodamakumbe8606 3 жыл бұрын
Thanks tete Tilda nekurakidza ngeke rudo itirwai nyasha
@mildredkasaila4115
@mildredkasaila4115 3 жыл бұрын
Nyika yashata ndiwo magumo acho here Mwari . Nematambudziko mai Melissa na Delaney Mwari vakunyaradzei
@stembilemanyembe3426
@stembilemanyembe3426 3 жыл бұрын
Tete Tildar naNgeke you make me smile chero zvakaoma
@julietbvekerwa2932
@julietbvekerwa2932 3 жыл бұрын
Aunt Tilda the bond between you and Ngeke🙌 anotokuonai sehama yenyu plz do something aunt may God bless you nerudo rwenyu
@zvikomborerochikombe980
@zvikomborerochikombe980 3 жыл бұрын
Ndakazvitaura ini kti Ngeke wedu uyu akuita seabva England uyu achatinetsa kmberi kkkkkkk haachadi zvekumusha
@tapiwanyatito5711
@tapiwanyatito5711 3 жыл бұрын
Tumirai muzukuru ngoro yemoto tete Tilder .haaaa Ngeke pashona chikwapuro 🖒🖒
@prosperzvinzanyika9150
@prosperzvinzanyika9150 3 жыл бұрын
Kkkkkkkkk I'm so happy to hear from ngeke.hanz natete iwe totenga huku mu supermarket isu kkkk
@tineispinyu6726
@tineispinyu6726 3 жыл бұрын
Tete you are the best munerudo
@ashleykarembera2463
@ashleykarembera2463 3 жыл бұрын
I love this song tete
@mildretndaba1944
@mildretndaba1944 3 жыл бұрын
Nematambudziko mhuri yekwaBenza very sorry zvorwadza kuurairwa vana nemunhu veduwee kugurwa sehuku 💔💔💔
@ruthmatsikenyere986
@ruthmatsikenyere986 3 жыл бұрын
Tete denga rikuitirei nyasha .mwari vakukomborerei stereki
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 3 жыл бұрын
Tete ngeke akuda dhorobha kkkkkkkkkkk
@sylvianyariemutanga2457
@sylvianyariemutanga2457 3 жыл бұрын
Ko hanzii kwaipeizvee kumusha na ngeke saka akuda kuendepiko veduwee shame mutsvagirei basa ashande kkkk
@naomechinembiri7936
@naomechinembiri7936 3 жыл бұрын
Kkkkkkk hanzi tonzwanana tete ne mwana wenyu munonakkidza henyu
@munyaijanet4893
@munyaijanet4893 3 жыл бұрын
Eish sorry mai Melissa 💔
@patiencemavenge27
@patiencemavenge27 3 жыл бұрын
Our baby Ngeke ❤❤
@lufunoncube9885
@lufunoncube9885 3 жыл бұрын
Kkkkkkkkkk
@mainyakudirwa5494
@mainyakudirwa5494 3 жыл бұрын
Vanhu chiiko kuda kupfuma here chokwadi ummmmmm zvinorwadza izvi vana here.
@gladysmoyo9429
@gladysmoyo9429 3 жыл бұрын
Very sorry nah Mellisa Lo ba ba ka Mellisa As well as The parents of Dyllan please Jehova our father give them the strenth
@dakawangu4490
@dakawangu4490 3 жыл бұрын
Hello anty
@preciousrondozai7438
@preciousrondozai7438 3 жыл бұрын
😂😂😂😂🤣ngeke ada kuuya harare tete nengoro yemoto 🤣🤣🤣🤣🙌🏼.mari yakaenda kwasadza 🤣😂🤣🤣
@ashleykarembera2463
@ashleykarembera2463 3 жыл бұрын
Gudbye kkkkk thnkyu vry muchkkkk
@ruthkanjanga7484
@ruthkanjanga7484 3 жыл бұрын
Kkkkk ngeke ano yema weduwe.Hanzi ndoda kuyawo kuharare ikoko.takusuwa chimbouya shuwa ngeke
@thobekilencube7164
@thobekilencube7164 3 жыл бұрын
Ngeke ngaandiroore zvangu , ndamundzwa akakwana awuye tigare mujoni tese kkkkkkkkk
@lufunoncube9885
@lufunoncube9885 3 жыл бұрын
Muroora wangu mai tsikai or mujuru mashinga here mai bouy
@catherinesiziba6729
@catherinesiziba6729 3 жыл бұрын
Sorry mai Melissa, zvinorwadza vamwe vanhu imhuka chaidzo avasi vanoda, vanofanira kuchekwawo misoro yavo iyoyo isingafunge
@memorymahachi6774
@memorymahachi6774 3 жыл бұрын
Ngeke i VlP
@evanstaruvinga7770
@evanstaruvinga7770 3 жыл бұрын
Maswerasei pano mhuri yezim tete tilda hamupabude apo ngeke atori mwana wenyu kkkkkk anokudai mufunge
@emiliamukuwisi9690
@emiliamukuwisi9690 3 жыл бұрын
Tete vavhunduka ne pay ikudiwa namkomq Ngeke. But anorakidza kuva munhu anoshandika naye akawana hake pekuchengeta sezvaarikuda
@ladybmukota2161
@ladybmukota2161 3 жыл бұрын
Ngeke anongodika, komborerwai tete Tilda
@jamesmukucha7784
@jamesmukucha7784 3 жыл бұрын
Idzi nyaya dzekuurayiwa kwevana dzakuwanda
@emeliamangwengwende9500
@emeliamangwengwende9500 3 жыл бұрын
lm so sorry mai Melisa naBaba Delan.why why killing innocent souls mhondi idzi.must brought to books
@Sheba_316
@Sheba_316 3 жыл бұрын
Ngeke uyu ka.
@masimbakambuve688
@masimbakambuve688 3 жыл бұрын
Muitirei reality show plizzz
@deemtambaz9273
@deemtambaz9273 3 жыл бұрын
Tete i understand plight yangeke why he wana come to hre.... To face vanhu vakamusungisa not a joke......
@jacquelinezhuwaki3936
@jacquelinezhuwaki3936 3 жыл бұрын
Ari kuudzirwa zvekutaura nebackground .
@ninjaboyninja4069
@ninjaboyninja4069 3 жыл бұрын
Hw are u aunt mune 1 love
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 3 жыл бұрын
,🤣🤣🤣🤣🤣🤣tete naNgeke monzwanana shuwa.hanzi good bye.
@agnestafa9579
@agnestafa9579 3 жыл бұрын
Mai Mellisa sorry zvako dear. Zvakaoma zvazvo
@priviledgemabhiza6967
@priviledgemabhiza6967 3 жыл бұрын
Iyi nyaya yekuurauya Vana zvainenge ikutoenderera mberi nhai Mwari weeee tiite Seiko panyika pano mmmmmm
@prettynjeresa6567
@prettynjeresa6567 3 жыл бұрын
Zvakaoma Mai avo pane akaita hurombwa munhuri memurume wavo hazvidi kudaro kuzvarira pasi sure
@zvikomborerochikombe980
@zvikomborerochikombe980 3 жыл бұрын
Mwari toraramira nyika ipi nemhondi dzatiri kgara nadzo. Todii???
@solohomkudhinga7930
@solohomkudhinga7930 3 жыл бұрын
enjoy ndokukurudzirai
@mbuyakelly3124
@mbuyakelly3124 3 жыл бұрын
Very sorry mai Merissa
@sylvianyariemutanga2457
@sylvianyariemutanga2457 3 жыл бұрын
Anotoda kubatsirwa aiite project especially ye huku iyoyo or something zvomubatsira
@patriciachamanga5075
@patriciachamanga5075 3 жыл бұрын
Ngeke ngangoita comedian zvakamufita
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 3 жыл бұрын
Ngenge anondifadza hangu full spirit hake
@patriciachamanga5075
@patriciachamanga5075 3 жыл бұрын
@@petronellachiyangwa6766 taura hako
@elizabethmkwanyana5056
@elizabethmkwanyana5056 3 жыл бұрын
Hy tete mwari ngavakuchengetei sure
@petronellahpetty7933
@petronellahpetty7933 3 жыл бұрын
Shem ngeke ropafadzwa
@magdaline6383
@magdaline6383 3 жыл бұрын
Ngeke anoda kuita Guard. Unosvika zvese zvaenda including Ngeke. He is a beautiful soul.
@exabiotakundwa4965
@exabiotakundwa4965 3 жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂
@joymafukidze6297
@joymafukidze6297 3 жыл бұрын
Kkkk chokwadi Ngeke anodyira sehove akapiwa zvinomufadza anobva atodyira
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 3 жыл бұрын
Kkkkkkkkkkkkkk
@lizzyalidi4863
@lizzyalidi4863 3 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂Pidigu dhiii
@zulugal429
@zulugal429 3 жыл бұрын
@@exabiotakundwa4965 wakazoroora here iwe ndokuda
@cathrinepfudza3198
@cathrinepfudza3198 3 жыл бұрын
Tete you are a star 💓💕
@preciousmachaka7148
@preciousmachaka7148 3 жыл бұрын
Ngeke 😍😍
@edithmashaire102
@edithmashaire102 3 жыл бұрын
Asi anopenga here ngeke 🤣🤣
WHO LAUGHS LAST LAUGHS BEST 😎 #comedy
00:18
HaHaWhat
Рет қаралды 23 МЛН
50 YouTubers Fight For $1,000,000
41:27
MrBeast
Рет қаралды 173 МЛН
Chigudo Chihom Hom Ane tarisiro yekubuda Mujeri mugore ra 2029
1:49
Team Authentic Music Zimbabwe
Рет қаралды 15 М.
Спит с ОТКРЫТЫМИ ГЛАЗАМИ! 😱😴
0:25
Взрывная История
Рет қаралды 5 МЛН
Нажимай выше ☝️☝️☝️ #а4 #глент #риви #viral
0:25
Как меняются люди
Рет қаралды 3,8 МЛН
Fun Fun TV short film: 🙏baby save water😍
0:28
Fun Fun TV
Рет қаралды 10 МЛН
Spot The Fake Animal For $10,000
0:40
MrBeast
Рет қаралды 93 МЛН
POV Anxiety became a dad, but... | Inside Out
0:34
Future Fun
Рет қаралды 19 МЛН