WIERD CHURCH (EPISODE 1)

  Рет қаралды 84,362

Naiza Boom

Naiza Boom

Күн бұрын

Пікірлер: 979
@NaizaBoomFilms
@NaizaBoomFilms 6 ай бұрын
HIE GUYS IRI MOVIE HANDISATI NDAPEDZA KIRI SHUTA BT DAKUTI MUMBOTANGA MAONA KANZWISA IYI THEN KANA MARIFARIRA TOENDERERA MBERI SO TICHAONA NEMA LIKES ENYU NEMA COMMENTS KUTI MURIKURIDAO ZVAKADII BT ZVIKAITA LOW NDOPANENGE PAKAPERERA SARUNGANO CZ HATIDI ZVINHU ZVAKAPORO TODA ZVINHU ZVINOKUNAKIDZAI NDATENDA HANGU🙏🏿🙏🏿🙏🏿🙏🏿🍿🍿🎬🍿
@StokozileMangena
@StokozileMangena 6 ай бұрын
Magara motipa zvinhu zvinonaka saka ngachiuye hacho💃💃
@Platimaskiri
@Platimaskiri 6 ай бұрын
Ini ndatora farira ndisati ndatorihwa
@TomuZimbabwe116
@TomuZimbabwe116 6 ай бұрын
Magara Amusi wekubika mbodza
@RobinaChigariro
@RobinaChigariro 6 ай бұрын
l think this movie it is going to be best 😂😂😂 and. keep it up nazia boom
@SoniaBoas
@SoniaBoas 6 ай бұрын
Haaa magara muri vahombe munobika zvinodyiwa ne every human being 🔥🔥🔥🔥
@Tyron5maxaxa
@Tyron5maxaxa 6 ай бұрын
Kune vese varikutii Naiza boom ngatienderere mberi neWired church iyoyi yakafita kunakidza siya like rako pano tione kuti tirivangani😂
@Beebee20905
@Beebee20905 6 ай бұрын
Kkkk naiza agara anobika zvonaka
@YeukaiChimombe-g9t
@YeukaiChimombe-g9t 6 ай бұрын
Naiza Boom murihuchi , kkkk interpretor manyama prophet that tym that tym 😂😂😂😂
@YeukaiChimombe-g9t
@YeukaiChimombe-g9t 6 ай бұрын
Praise n worship yakadziya 😅😅😅😅 dhafu
@monicamungoni6907
@monicamungoni6907 6 ай бұрын
😂😂😂😂 Mazidance manyama ❤❤
@Doctorshelton375
@Doctorshelton375 6 ай бұрын
Prophet Ipapo and the interpreter welldone😂😂😂😂😂😂😂😂 give me likes if you like them
@TendaiTakabarwa
@TendaiTakabarwa 6 ай бұрын
I can't wait long for 19.00 guys varikuti movie richanakidza isa like right now but naiza chibaba
@TomuZimbabwe116
@TomuZimbabwe116 6 ай бұрын
Panoti VAnaiza ndozvese isa like ndidzoke fut pano ndichishare kwese Kwese 🌷🌷🌷🌺🌷🥀
@mangwawumunya
@mangwawumunya 6 ай бұрын
Blasphemous
@VincentSeremani-we5mi
@VincentSeremani-we5mi 6 ай бұрын
Mukomana wekuporeswa uyo is a good actor
@tendy0880
@tendy0880 5 ай бұрын
Haa jonga is giving rich uncle vibes with that suit🔥🔥🔥🔥🔥
@neliajiva807
@neliajiva807 6 ай бұрын
Hatigone nemi naiza munogonesesa tinokutendai nekutipakurira zvinonakidza❤❤❤
@Winnetnyashachinyadza
@Winnetnyashachinyadza 6 ай бұрын
🌷🌷🌷🌷🌷🌷🌷🌷❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏💜
@realpijotsatcommusic
@realpijotsatcommusic 6 ай бұрын
Kkkkk koo varipaWhil Chair avoo kkk haa misatidaro Naiza Boom kkk 😂😂😂 Ko song yacho madance zvawo makapenga imimi 😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
@MasclineMleya
@MasclineMleya 5 ай бұрын
Welcome back chipembere kkk wanofarira zvishamiso ngavaise ma like gyz ❤❤
@waltertanki7095
@waltertanki7095 6 ай бұрын
Ndaona my favourite Mai veZidzambarafuta
@YeukaiChimombe-g9t
@YeukaiChimombe-g9t 6 ай бұрын
Kkkk chipembere
@RejohNdlovu
@RejohNdlovu 6 ай бұрын
Tatovapo I can't wait Naiza boom to the world 🎉
@BafanaManake
@BafanaManake 5 ай бұрын
hoyooi torida
@RuthMUTIMUDYE
@RuthMUTIMUDYE 5 ай бұрын
😂😂😂
@BeniasMudadigwa
@BeniasMudadigwa 6 ай бұрын
Kkkkkk solo you're funny hanzi prophet that tym that tym😂😂😂😂
@MunyaradziTaruvinga-t4z
@MunyaradziTaruvinga-t4z 6 ай бұрын
Aaaaah zvishamiso aripooo na shinda❤❤❤
@ShortCircuit05445
@ShortCircuit05445 6 ай бұрын
@user-ew9hf9zr3s I thought ndanga ndisina kunyatsowona kuti zvishamiso is back but ndazowona nedrezi riya rake rakasonwa natera achapotsa kupinda denga😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 can't wait for next episode Naiza bhora mberi ne movie iri asi musazo kangaroo kuti my high school teacher episode 40 and beyond tirikuida futi please 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊.
@DeliaChilewani
@DeliaChilewani 6 ай бұрын
Naiza why are u like this😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂ko chirema kuzobura madance pawheelchair😂😂😂
@NevsonMlambo
@NevsonMlambo 6 ай бұрын
Shinda my favourite 😍
@BudaEzra
@BudaEzra 6 ай бұрын
Anogona
@misropah
@misropah 5 ай бұрын
Movie ngariende mberi team naiza makachimaster chigame cheku actor ichi kana uchibvumirana neni kt naiza boom inogona isa like
@BekithembaMoyo-sx6qf
@BekithembaMoyo-sx6qf 6 ай бұрын
❤amen naizaBoom murikugona basa shuwa God bless you guys
@MitchelKashiri
@MitchelKashiri 6 ай бұрын
Praise and worship woyeeeeee ayewa muchurch mune morari umu ngarienderere mberi director mukubata basa maita basa
@LesterNewton-nc2of
@LesterNewton-nc2of 6 ай бұрын
Ende kwakwavira ndisina kumboseka sendopenga but ummm apa chero mumba musina chikafu unombokanganwa kkkk vanoti chirema chakanyanya isai like
@makachiwawu2806
@makachiwawu2806 6 ай бұрын
Ka song kacho “spirit help me pray” 😂🥰 inondinakidza
@ElizabethZijena
@ElizabethZijena 6 ай бұрын
Kakaimbiwa nani
@EvelynMufumi
@EvelynMufumi 5 ай бұрын
adoyi peterock ndiye akaimba
@Nanabby-uo7rp
@Nanabby-uo7rp 6 ай бұрын
kkkk guys ndanga ndine stress but nyapera yese kt peeee
@Lillyonline-gv6sq
@Lillyonline-gv6sq 6 ай бұрын
Naiza boom unogona uri muhombe Ndiwe unechimuti
@beautyngwenya5962
@beautyngwenya5962 6 ай бұрын
Wooooo naiza boom he want kill me with laughing or you broke my borne 😂😂😂😂❤❤❤❤❤
@albertogimomanguezemafuyec4410
@albertogimomanguezemafuyec4410 6 ай бұрын
Sucesso pra vocês, minha família 🎉
@monalisagoto9969
@monalisagoto9969 6 ай бұрын
Zvisi to the fullest, ndandarisuwa bbie ra dhumba , mainini va Solo
@MuneniMutsatsa
@MuneniMutsatsa 6 ай бұрын
Haaaa NB apa maecta zviri real chaizvo ndozvirikuitika😂😂😂😂
@jabulanifungayi-u6o
@jabulanifungayi-u6o 5 ай бұрын
hi guys im evelyn and im 15 years old i live south africa and i love all of u and dimba solo blackie they did a good work keep it guys
@giftbisitara829
@giftbisitara829 6 ай бұрын
😊ma1 ayo mkoma thabks tamirira next Ep, uku musakanganwe kaaa Mudzidzisi towada ft
@abbiegogodi5606
@abbiegogodi5606 5 ай бұрын
Ndaseka hangu kikkkk interpretor Solo kikkkkk ichurch yemapenzi straight kikkkkk
@CRIMINAL-xw2uh
@CRIMINAL-xw2uh 6 ай бұрын
Solomon never disappoint😂😂 real translater
@tatendakirtsychaanoda
@tatendakirtsychaanoda 6 ай бұрын
Apa magonesa shame ❤naiza boom keep it up the good work
@tatendaemsonmachacha6327
@tatendaemsonmachacha6327 6 ай бұрын
Ndine Movie randakaona rakada kudai rinonzi Prophet Suddenly ...But keep it up you Guys
@SusanMaxhaibeni
@SusanMaxhaibeni 6 ай бұрын
Kkkkkk tirikunakirwa kni mkoma naiza basa munorova ndabvuma ❤❤❤🎉🎉
@LionPrincess85
@LionPrincess85 6 ай бұрын
church ine more fire iyi ,iniopindirwa kupiko ndiuyewo😂😂😂😂😂😂
@mparasvodai
@mparasvodai 5 ай бұрын
It's a yes from me, please continue magara muri huchi 🍯🐝
@Doctorshelton375
@Doctorshelton375 6 ай бұрын
Hoyoooooooo Dhafu thanks for the song 😂😂😂😂😂😂😂😂 this drama is so consequences 😮😮😮😮😮😮😮only wototanga wadhingura Satan
@talentnhindiri844
@talentnhindiri844 6 ай бұрын
Naiza naiza haaa munenharo mukuru❤❤❤❤
@OscarMatsilele
@OscarMatsilele 6 ай бұрын
Naiza boom bora mbere
@SamBoomMedia
@SamBoomMedia 5 ай бұрын
Good nekutipa chimwe🌟🌟🌟
@TindoMadzama
@TindoMadzama 6 ай бұрын
Kkkkk koprofet hapana simba ramwari aaaa yasiiii
@Shelbyedit-s8m
@Shelbyedit-s8m 6 ай бұрын
Forever naiza boom usatye we got you . Azvimbotadzi kunakidza . Kana zvabikwa nemakuruwani
@nokuthulasibandachiwanza
@nokuthulasibandachiwanza 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂Naiza boom 🔥🔥🔥🔥🔥ndaseka hangu kukanganwa nhamo dzese motigonera Naiza
@tinashehando747
@tinashehando747 6 ай бұрын
Aghh Shinda vanga varova wena
@Winnetnyashachinyadza
@Winnetnyashachinyadza 6 ай бұрын
Nice to see sinda but solo u killed me 😆😄😃😀
@SusanGoromondo-qw8gu
@SusanGoromondo-qw8gu 5 ай бұрын
kkkkk naiza boom hatin zera naye 😂😂😂😂
@FortuneTorima-w3j
@FortuneTorima-w3j 6 ай бұрын
Naiza boom keep it up ❤❤
@WebsterMutata-ps1pw
@WebsterMutata-ps1pw 5 ай бұрын
Yoooh izvi zvakanyanya izvi😂😂😂😂
@Platimaskiri
@Platimaskiri 6 ай бұрын
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥Mupofita we nhema
@TafadzwaMilionel-q7j
@TafadzwaMilionel-q7j 5 ай бұрын
Big up director and chaps profert ipapo ipapo
@AbelNkomazana-ty6ee
@AbelNkomazana-ty6ee 6 ай бұрын
Naiza chiii ko😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂please stop l die a death😂😂😂😂
@GodknowsMugariranzeve
@GodknowsMugariranzeve 6 ай бұрын
Haaaa guys zvamaimanje murkutoda Keep it up zvinota chte 💯💯💯✅💯💯💯
@christianstephen7400
@christianstephen7400 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😅😅😅 dhafu dakuona mai vako thank you naiza tanga tasuwa chipembere
@AnnaMarowa
@AnnaMarowa 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 naiza boom ma1 ndazoseka ndega uuuuuiu😅😅😅😅😅
@ShirleyChingore
@ShirleyChingore 6 ай бұрын
❤❤❤❤Welll done director
@MossMandevha
@MossMandevha 5 ай бұрын
Ipapo ipapo musaite makaro nemari idyai nevamwe ndaona zvadirwa jecha makaita makaro
@danielkhinguirossejuliasse6106
@danielkhinguirossejuliasse6106 6 ай бұрын
estou esperando esse epsodio e tem lançar perto perto naiza boom eu gosto muito desses piadas
@MackieJaY
@MackieJaY 6 ай бұрын
Anything from Naiza boom chakanyorwa naMichael Machiona is first class, I can proudly say !!! Pfuurirai mberi seni hangu zvaizvezvi I am really enjoying
@loicemakandidze4827
@loicemakandidze4827 6 ай бұрын
😂😂 😂🔥🔥🔥 dhafu wakanyanya
@RuthNyoni-w7h
@RuthNyoni-w7h 6 ай бұрын
Haaaaa naiza matikuvadza 🤗🤗🤗😂😂😂😂😂
@EdithBondera3
@EdithBondera3 6 ай бұрын
Naizaboom ndinezvandichaķuitirai😊😊
@SusanGoromondo-qw8gu
@SusanGoromondo-qw8gu 5 ай бұрын
solo hatin sera naye
@Mamoyoloveness
@Mamoyoloveness 6 ай бұрын
Tatomirira negumbo one se howa kuona "WEIRD CHURCH" yacho🥰
@blessingbhidhosiziba3110
@blessingbhidhosiziba3110 5 ай бұрын
Thanks naiza ..tanga tasuwa chipembere n my favorite Shinda
@saratielpetroschibharo588
@saratielpetroschibharo588 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂 naiza ndakutadza inini makapenga ❤❤❤
@TawandaChibangwa
@TawandaChibangwa 5 ай бұрын
😂😂😂😂 I like prophet "that time that time" 😅
@TanyaradzwaMairosi
@TanyaradzwaMairosi 6 ай бұрын
😂😂😂 naiza boom motiuraya nekuseka
@blackmanblacky7803
@blackmanblacky7803 5 ай бұрын
Ichi makachi master ndati ❤❤❤❤😂
@MaiTarrie
@MaiTarrie 6 ай бұрын
Zvakabhadhara izvi ngariende mberi
@taisleyndau5480
@taisleyndau5480 6 ай бұрын
Iyi church kuseri iyi😂😂😂😂😂😂😂tinoti ngaiyende mberi movie iyi
@lloydmpofulodzapower8739
@lloydmpofulodzapower8739 6 ай бұрын
Mrewa team let's gather here❤❤
@DelightDhliwayo
@DelightDhliwayo 6 ай бұрын
Naiza boom to the fullest 🔥🔥🔥🔥🔥
@ShangwaTimmy
@ShangwaTimmy 5 ай бұрын
Naizaboom ndoyega muZimbabwe ..🎉❤
@TinotendaPadonZvenyika
@TinotendaPadonZvenyika 6 ай бұрын
Naiza modadisa mopedza masport ndatend hngu 🙏🙏🙏
@Fungalnisha
@Fungalnisha 5 ай бұрын
Anoti naiza boom ari talented munezve madramars uye kumba it'll amen
@tinasheMpofu-n6i
@tinasheMpofu-n6i 6 ай бұрын
Naiza ma one chaiwo tariri farira keep it up naiza
@MildredHungwe
@MildredHungwe 5 ай бұрын
Jonga i handsome wena,,,, svinurai im watching you my love unondiitira shame
@Sthandwa-dk3xh
@Sthandwa-dk3xh 6 ай бұрын
Haa dhafu anga achiita kubheura chaiko😂😂😂
@spinnerfilmsspin7392
@spinnerfilmsspin7392 6 ай бұрын
Vanobvumirana neni ku Naiza muhombe isai like. Ini hangu hangu I totally agree. 😊
@eddiemupind7393
@eddiemupind7393 6 ай бұрын
Sound track maone Nice
@RoselineNduku-d4x
@RoselineNduku-d4x 5 ай бұрын
Chapepa anogonaa ma characteristics ese❤❤❤❤wakapengaa....NB zvinhuu🎉🎉🎉🎉mave kumberi
@rumbi6789
@rumbi6789 6 ай бұрын
Mukaona voposter imwe kudai zivai kuti havachapedzisi .village life Hana kupedza ,vimbiso Havana kupedza patience tavakunakira munobva matiunzira damba idzva
@PromiseMushangidze
@PromiseMushangidze 6 ай бұрын
Sa wimbiso vakayisiira panorwadza
@georgetinason1334
@georgetinason1334 6 ай бұрын
Chinhu makachimaster ngazviende mberi 🔥🔥🔥
@professordolphindiaries2000
@professordolphindiaries2000 6 ай бұрын
On behalf of all varimi vefodya, I endorse this movie, Weird Church, as the best project trending so far 🎉
@RaymondMadondo
@RaymondMadondo 6 ай бұрын
Please go ahead making it a movie . Naiza Boom you are the best. I wish you all the best. Michael uri kuita zvishamiso. God bless you
@MemorySibongileNdlela-xo9ru
@MemorySibongileNdlela-xo9ru 5 ай бұрын
Nhaka tichapfidza nawo ma prophet Aya thanks naiza boom kutivhura maziso.nawo.mabhidhiri aya
@Shelbyedit-s8m
@Shelbyedit-s8m 6 ай бұрын
Naiza naiza chibaba
@WhitneyMazhindu
@WhitneyMazhindu 6 ай бұрын
Naiza boom kaaaa murihuchi panenyuchii kkkkkk❤❤❤😂
@giftbisitara829
@giftbisitara829 6 ай бұрын
Amana mangwana paanokwana her ummm kure Directer dai mati 10.00pm
@TendaiTakabarwa
@TendaiTakabarwa 6 ай бұрын
Urikuziva kusvika mangwana tinenge tichiona chii
@LawrenceMaphosa
@LawrenceMaphosa 6 ай бұрын
Nhasi todakumborumbidzwa nashe😂😂waichukucha for Jesus ❤
@tatendahmadzviti8913
@tatendahmadzviti8913 6 ай бұрын
Ndanga ndasuwa shinda
@danielruvinga
@danielruvinga 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 haaaa Naiza unondiuraya nemabayo 😅😅😅😅😅
@ProsperGora
@ProsperGora 6 ай бұрын
Ndatobva kubotenga data pa Capetown
@MackieJaY
@MackieJaY 6 ай бұрын
Naiza Boom hatina zera nemi mukoma.....I was so happy when I came through this video. I have been waiting. Please keep us entertained toziva hamupererwi
@JoyceGwabada
@JoyceGwabada 6 ай бұрын
Love you gyz makanyanya
@professorodzaman2456
@professorodzaman2456 6 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 naize uri chibab iwew
@AmaitazvimweMuhlanga
@AmaitazvimweMuhlanga 6 ай бұрын
Naiza bom zvirikufaba
@williemazurutse1880
@williemazurutse1880 5 ай бұрын
BaThemba kkkkkk mabhidhiri vamagona...kuzojamba jamba😂😂😂
@HarmonyNdirowei-x2e
@HarmonyNdirowei-x2e 6 ай бұрын
Motooo🔥
@mutxekapisavanhu9623
@mutxekapisavanhu9623 6 ай бұрын
Praise and worship manyama kkkk😂😂😂
@DukeXplain
@DukeXplain 6 ай бұрын
😢still waiting for high school teacher
THE CURSED FAMILY (EPISODE 1)
24:13
Naiza Boom
Рет қаралды 104 М.
PROPHET IPAPO IPAPO (EPISODE 1)
36:12
Naiza Boom
Рет қаралды 109 М.
Мен атып көрмегенмін ! | Qalam | 5 серия
25:41
So Cute 🥰 who is better?
00:15
dednahype
Рет қаралды 19 МЛН
The evil clown plays a prank on the angel
00:39
超人夫妇
Рет қаралды 53 МЛН
Леон киллер и Оля Полякова 😹
00:42
Канал Смеха
Рет қаралды 4,7 МЛН
Piet Smit roudiens
22:41
Ds. Frik Heymans
Рет қаралды 10 М.
NDURURANI MU RESTAURANT (ZIM COMEDY)😂🍔😤🦴
16:51
Naiza Boom
Рет қаралды 618 М.
WEDDING DISASTER 💍 (EPISODE 1)👰🤵
20:06
Naiza Boom
Рет қаралды 728 М.
Learn to keep Secrets | Keep your Mouth Shut| APOSTLE JOSHUA SELMAN
18:06
Finally! Kwaku Manu Unveils His Stunning Home at East Legon Hills
58:04
VAKWASHA VONYADZISANA KUMA INTRO ( NDAVANYARIRA🙈)ZIM COMEDY
13:18
PROPHET IPAPO IPAPO (EPISODE 2)
27:45
Naiza Boom
Рет қаралды 80 М.
Мен атып көрмегенмін ! | Qalam | 5 серия
25:41