Mataura zvakanaka mambo kt panodiwa mumwe mambo since paita hukama ko zvange zvakaipei mukataura na Mambo Mutasa cz chief Mutasa ndona senge vanotonga nyaya kwete munhu
@kumbiraisakajunda7319 күн бұрын
Nyaya iyi yakadhakwa mukwasha uyu akutotonga mumusha mana atezvara zvakare mukwasha anotogara kuzvigaro zvehumambo saka achida kutonga mumusha mevaridzi
@lookout123418 күн бұрын
1 uyo anozviti mambo chaiye haagone kutonga uyo mdhara murefu arinani 2 mkwasha uyo ari kutotonga mumusha wana tezvara nekut ane mari haatofanire kuva mudare 3 nyaya iri kungoda kfamba wobvunza chakauraya mai vekutanga nechiri kurwarisa vacho varipo chet mnhu wese ochena
@scnyanyiwa17 күн бұрын
mkwasha uyo akapusa zvake payback time ichauya hayo
@Rebhara18 күн бұрын
Ndikangoona chimambo icho ndobva ndapera simba rekuina video.Azvipinzirei munyaya yehama dzake, hezvo opa mukuwasha kutongesana nana tezvara. Ko ivo vanofambira mai vavo hama dzavo dziripi?
@Clement.mrehwa19 күн бұрын
Nhaiimi imbori nyaya yeeeiiiko ndambokotsira
@philliphamunakwadi-og6tf18 күн бұрын
But Chief ,munhu akasevhwa nesummon ari accused or side ra accused you mustnt hve a private meeting nemusungwa iyeye before the hearing date.musadaro wakomana.
@b1nice92319 күн бұрын
Mambo Ngezi mudeedze Mambo Mutasa panyaya iyi havaite zve hearsay. Nekuti pane kakutyityidzirana
@philliphamunakwadi-og6tf18 күн бұрын
This enemity is so frightening,im surprised kuti hawasati wamborowana sei,its so massive.
@rascocky636618 күн бұрын
That's what misunderstanding brings. The way they speak is confrontational and most of the issues are trivial and based on gossip/hearsay!!
@munyikwatapiwa230513 күн бұрын
Mambo ngezi vanedambudziko
@Neverkamoto18 күн бұрын
Mambo ngezi murefu sei matadza nyaya iyi
@rascocky636618 күн бұрын
Pane nyaya yaanombogona here mambo uyu. Chaanoziva chete kutaura pa phone nekudya sadza pamberi peVanhu!!
@KripperDuD18 күн бұрын
Ko fon inobatirwei mudare.nhai gakata iwe😅
@DescentShala18 күн бұрын
Mambo uyo akaisa ringtone ya Mark Ngwazi cause akamupa purazi
@Neverkamoto18 күн бұрын
Ana sisi musangwarise muchakwadzisa kamurume kenyu
@Neverkamoto18 күн бұрын
Mukwasha usapindire apa kuwka kamba Kako kana bsa panyaya iyi Siya dzemudanga