Zamu rake rake ndichiyamwiwa ndi baba ne mwana Dare raChief Mutambara

  Рет қаралды 68,464

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер: 634
@Karanganda
@Karanganda 4 күн бұрын
kzbin.info/aero/PLWwQTW408h6f52ynBDLo9S3AnErjtckcb Dare raChief Mutasa 19/10/2024
@LettyShawty
@LettyShawty 4 күн бұрын
@@Karanganda KuDare kwaani kwatiri nhasi baba aTaps woyeeee
@benjaminmuchemedzi
@benjaminmuchemedzi Күн бұрын
​@@LettyShawtyl by
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 4 күн бұрын
I would never advise anyone to stay in an abusive marriage. This man is a monster. The wife did well by leaving she put herself 1st.
@mercygurure5238
@mercygurure5238 4 күн бұрын
Yes yes yes akagona akaita move on faaaast
@thabithasimango6134
@thabithasimango6134 Күн бұрын
Akagonesa unoremadzwa in the name of marriage
@nyashamazaninyabezi1139
@nyashamazaninyabezi1139 4 күн бұрын
Kamwana ako kakuita muzerere pana stepfather kakasununguka kumunhu asingakabire mukaka wako😂
@shamainetimarizeni5429
@shamainetimarizeni5429 4 күн бұрын
😅😅😂😂😂😂 ndachema zvangu
@Anolisi
@Anolisi 4 күн бұрын
Imagine ndafunga kuti achaenda kune baba vake
@SarahMugabe-rt6lu
@SarahMugabe-rt6lu 4 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@PreciousChikoore
@PreciousChikoore 4 күн бұрын
😂😂😂😂
@GraceeSimango
@GraceeSimango 4 күн бұрын
😂😂😂😂
@lovenessmagoronga6445
@lovenessmagoronga6445 Күн бұрын
Ziso racho akuda kutoyamwa zvake .its giving mama poo tata vibe😂 0:09
@michelleboko2875
@michelleboko2875 4 күн бұрын
Ndaona dzadzvuta drink ririkunwiwa nemwana 😂😂😂ndabva ndaona kut mukaka ainwa
@annymaru5295
@annymaru5295 4 күн бұрын
Ndazvionawo ane moyo murume uyoyu aaaaa kunwira mwana mudare🙌
@michelleboko2875
@michelleboko2875 4 күн бұрын
@@annymaru5295 Kkk nhay ndamunyarira ane mwoyo uisingaite apa pakazara vanhu kuzoti ariega nemwana 😂😂
@desperkutoka7161
@desperkutoka7161 4 күн бұрын
Ummm baba vanorwara ava. Kuyamwa 😅😅😅
@michelleboko2875
@michelleboko2875 4 күн бұрын
@@desperkutoka7161 😂😂😂Kakono ketsambarafuta
@rueposhai1232
@rueposhai1232 3 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@memoryzenda7338
@memoryzenda7338 4 күн бұрын
Salute to the lady in glasses. Sando dzenyu mhayi hayiwa pihwai hutungamiri. Chikomba hachina mhosva. He was told handina murume saka atadzei 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽.
@scnyanyiwa
@scnyanyiwa 4 күн бұрын
Madzishe anofanira kuita ma workshops pova nemutemo umwe chete, mamwe madzishe anoti vanhu vanorambana kwamambo ma traditional marriage
@flamboyantqueen4763
@flamboyantqueen4763 4 күн бұрын
Wise woman the lady in glasses vane wisdom
@flamboyantqueen4763
@flamboyantqueen4763 4 күн бұрын
​@@scnyanyiwayou are very right
@josiahmakawa-nm7rg
@josiahmakawa-nm7rg 3 күн бұрын
Mai avo ihure iro aichita murume vake
@ivyieenmashaure1979
@ivyieenmashaure1979 3 күн бұрын
​@@scnyanyiwamu
@graceb7253
@graceb7253 2 күн бұрын
Thank you so much mhamha vemagirazi... you spoke soo well and ipapa baba avo vane green avo vadare vanga vaakutoda kutopomhedzera murume uyo ari kupomherwa. Vaakuti hee mai nababa ava havana kurambana iye mukadzi achiti haachadi murume because of domestic violence. Well done mama Motion for chosing yourself first musati mapondwa nana Motion ava. Baba ava vari kutotsvaga havo mombe dzemahara.. zvino magadzirirwa yenyu size namhamha magirazi.
@thabithasimango6134
@thabithasimango6134 Күн бұрын
Nhasi mai vemagirazi ndaona why vakanzi Advisor waMambo,vahwereketa gwinyiso,very wise words 👏
@stelladeredzai7792
@stelladeredzai7792 4 күн бұрын
Mai Magirazi pihwai chigaro munopakura zviri fair ndakupai sando dzenyu 🔨🔨🔨🔨🔨🏆
@edmoregombana9702
@edmoregombana9702 4 күн бұрын
Kkkkk MAMA magirazi 👓 🕶 😎
@mwanawemuporofita5610
@mwanawemuporofita5610 4 күн бұрын
Manicaland ndokunenyaya manje, Headman Chigodora, Chief Mutasa, Chief Mutambara, the list goes on.
@LinahAgushama
@LinahAgushama 4 күн бұрын
Hats off for them varikubata basa🎉🎉🎉🎉🎉
@philiptore9967
@philiptore9967 4 күн бұрын
Asi vanogona havo kudziparura nyaya dzacho
@belligerentkwangwari985
@belligerentkwangwari985 4 күн бұрын
Kkkk
@memorymukombe
@memorymukombe 4 күн бұрын
Ini ndikaita hama inoroorwa divi remànicaland ndono mutora ari mupenyu pane kuzonotora Coffin mxxxm munonyadzisa
@Tatenda684
@Tatenda684 3 күн бұрын
Musakanganwa futi KuDimond FM page😂😂😂
@MassyKayz
@MassyKayz 4 күн бұрын
Haaaaa baba vaTaps kuvhura ma base manyowani muri number 1 lets hope vane Tichkach vana mucheka dzafa vasarambe vachikurondai matsimba .
@agneskaitano1334
@agneskaitano1334 4 күн бұрын
Vanotevera avo kwaMarange aveko
@ChirozviMelody
@ChirozviMelody 4 күн бұрын
Tich ndiye akatotanga kukanda kkkkk
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 4 күн бұрын
@@MassyKayz akatotevera kkkkkkkkkkk
@mildretmatarauka
@mildretmatarauka 4 күн бұрын
Aunt you're beautiful 😍
@thabithasimango6134
@thabithasimango6134 Күн бұрын
And very smart
@elizabethchitsiva5607
@elizabethchitsiva5607 4 күн бұрын
First like ndipei muripo wangu kkk
@ROGUE406
@ROGUE406 4 күн бұрын
Promise me mukaka first - no milk, no like💪🦾
@desperkutoka7161
@desperkutoka7161 4 күн бұрын
😅😅😅😅 kumwa juice remwana 🙌🙌
@SibonokuhleNcube-yb3vu
@SibonokuhleNcube-yb3vu 3 күн бұрын
😂😂😂creamy
@PatriciaRambakupetwa-zh2cd
@PatriciaRambakupetwa-zh2cd Күн бұрын
😂😂😂 apa ratengwa nechikomba
@KeshreeHome
@KeshreeHome 4 сағат бұрын
​@@SibonokuhleNcube-yb3vujuice akumwana muchiona wani😅😅
@KeshreeHome
@KeshreeHome 4 сағат бұрын
Kkkkkk ht vanomwedzana mukaka ere 😂😂😂
@reeghanmakuwerere3707
@reeghanmakuwerere3707 2 күн бұрын
BaEmotiona mombe dzaramba kubudakaa hanzi hee mukadzi wangu ndichiri kumuda nepo manyepo ega ega mombe ndodzawanga uri kuda. Thank you mother vemavirazi nekuvhura masadare njere vanga vaakutokabira
@dignitydangarembizi8184
@dignitydangarembizi8184 Күн бұрын
Geez to Mambo naMhamha magirazi❤❤ Hanzi mukomana uyu haana mhosva akanzi ini ndiri Geliza😂😂
@CleverMarongwe
@CleverMarongwe 4 күн бұрын
Yaaa mhamha vema glasses thank you haaa mataura Chokwadi 🎉🎉🎉
@flamelilyk8202
@flamelilyk8202 4 күн бұрын
Baba Taps fambai naro basa. You are the best. Manicaland to the world. my home town. Fambai nadzo nyaya baba Taps. Iwe woshora
@treddahkatsadzura9323
@treddahkatsadzura9323 4 күн бұрын
anogara nemunhu anokuruma ndiyani, imi vanhu itai mushe,apa uchiyamwiwa for ten yrs
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@comfortdodzo2777
@comfortdodzo2777 4 күн бұрын
Zvinonzi zvine kahurombwa semanzwiro andakazviitawo
@emilymushanya2077
@emilymushanya2077 4 күн бұрын
Haiwawo mkadz usasadzokerq kumunhu anokuruma anokuyamwa aaaah chii chakadaro mrume uyo haitiba mangwanana mkadz uyo achaurayiwa
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 3 күн бұрын
Bambo imi monyadzisa kuyamwa mkaka zera renyu iro muribenzi . Ndopakabva zimhazha renyu ipapo hamufungi Shem bambo on you
@namatiraimapfumo8743
@namatiraimapfumo8743 4 күн бұрын
Iri ndiro rinonzi dare ❤ vanhurume vajaira kutora advantage ivo vagara vasinga munhu
@fungaichinyama9318
@fungaichinyama9318 4 күн бұрын
Haaa, mwana said it all, baba vari violence ava, mwana feels comfortable nastepfather than baba, kana kumboenda kundotamba pana baba 😂😂 kanototya baba
@mercygurure5238
@mercygurure5238 4 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉wanyatsoona chaizvo
@onzimatics1204
@onzimatics1204 4 күн бұрын
Katorerwa drink zvakaimboitwa mukaka saka zvakamakana
@SibonokuhleNcube-yb3vu
@SibonokuhleNcube-yb3vu 3 күн бұрын
😂😂😂😂kuto sununguka wena
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx 3 күн бұрын
Varume muriko here uko nekuyamwa mukaka yevana vaionasei madzedzei vana mukoma uko zvakaoma kani mwana wako ichirarama zvakaoma kudaro sisi vako imi we ngatityei mwari
@groom-k6d
@groom-k6d Күн бұрын
😂😂😂😂😂 Wataura zvanga zviri mumusoro mangu
@sindy308
@sindy308 4 күн бұрын
Bravo kuna mai ma glasses vataura once and zviri clean like diamonds. Well done aunty nekujekesa nyaya iyi kwete zvana baba avo kuswero tenderera nezvinhu zviri pachena.
@groom-k6d
@groom-k6d Күн бұрын
Baba Motion zvavari kuita face yavo zvoratidza kuti ibhinya
@wengaimusimwa2616
@wengaimusimwa2616 4 күн бұрын
Handina kufarira banga....banga...okapi. As leaders edzaiwo kushoropodza violence inoinvolver mapanga.Ndosaka ndichifarira zvangu Mambo Mutasa
@thabithasimango6134
@thabithasimango6134 Күн бұрын
Ndikushamiswa kuti pavasadare varume avo hapana ataura zvebanga
@TamaryManyika
@TamaryManyika 4 күн бұрын
Hahahahaha zviri kuitika kunze uku nda surrender 🙌 hangu 🙆🙆🙆
@floet3498
@floet3498 4 күн бұрын
Roorwai mega. Kana ku marriage kwacho tichindoyamwisa varume vakuru. Asi ini ndakamboita boyfriend yaiti zvese zvataita kana kutaura aiudza mainini vake mwana wehanzvadzi yamai vake. Ndakangita 2 months ndikamusiya. Apa kufunga aisafunga chaaiziva makuhwa.
@charitymupambwa8453
@charitymupambwa8453 4 күн бұрын
Imiwoye
@Conceptor-z8g
@Conceptor-z8g 3 күн бұрын
​@@floet3498raiva benzi xaa bttr kusiya munhurume wepi anogona makuhwa
@floet3498
@floet3498 3 күн бұрын
@@Conceptor-z8g apa agoramba kurambiwa. Ndakazondoudza sister yake ndiko kusiyana neni kwaakazoita. Varume ava ka
@ChipoMazibiye
@ChipoMazibiye 2 күн бұрын
@floet3498😂😂😂😂
@gladystsikayi1919
@gladystsikayi1919 4 күн бұрын
Baba vekumwa mukaka ava iburwa chairo😂😂😂
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 4 күн бұрын
Witchcraft
@mercynagengwaru5061
@mercynagengwaru5061 4 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 4 күн бұрын
Iiiii 😂😂😂 mashura murume mukuru kurarira kuyamwa mukaka nekusemesa kwaunoita yuuuu
@lolinyruzvidzo6283
@lolinyruzvidzo6283 4 күн бұрын
​@@annanyamugudza1327, imagine, murume mkuru,akaromba uyu
@panashesmukwai9083
@panashesmukwai9083 3 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@faraitsaukai2788
@faraitsaukai2788 3 күн бұрын
Very composed and calm, well done Chief
@madelinechimuka9875
@madelinechimuka9875 4 күн бұрын
Tete vaMai Motion is beautiful and skin yavo yakanaka
@banadie8815
@banadie8815 3 күн бұрын
but ihure semuzukuru wavo
@JoemanTrans
@JoemanTrans 2 күн бұрын
Rinenge hure😊​@@banadie8815
@LosterMapetese
@LosterMapetese 4 күн бұрын
Mhai mataura apa,,,,matonga chaiko,,ndazvifarira izvi
@bridgetchimunda8388
@bridgetchimunda8388 4 күн бұрын
Mai vane magirazi avo huchi pakutonga.❤🎉🎉
@StellaBanda-u8v
@StellaBanda-u8v 4 күн бұрын
Ndanyemwerera vachitaura. 😂❤
@PortiaMukonyerwa
@PortiaMukonyerwa 4 күн бұрын
Dai atoriye mambo.apo ndiye atotonga mukadzi uyo
@cheromunosunama1528
@cheromunosunama1528 4 күн бұрын
Kutonga zvese nesmart pamunhu she is looking beautiful
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 4 күн бұрын
Thank you Mother maglass ❤❤❤
@EpiphaniaKwashi
@EpiphaniaKwashi 4 күн бұрын
Mai vanema glasses vataura chokwadii well done amai
@sarudzaitahwa1224
@sarudzaitahwa1224 4 күн бұрын
Mai magirazi yeyyyyyyy to the we we we we. Lovely good assessment magona ahhh nhai vanhu vasisadanane zvavo kuda kuita benefit from a random man. Aifunga kuti zvaamusiya nevana 4 nobody would be looking at her. He needs to be reported for GBH. That woman needs to report this man and get arrested
@eustinamandigo1282
@eustinamandigo1282 4 күн бұрын
Ndi mambo anoko awa first time kukuonai
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya 4 күн бұрын
Vakadzi zvimwe zvacho kiitiswa kutya murume here muyamwisa mwana mababa zvinoitawo here. Zvakaoma
@MakahChiriga
@MakahChiriga 4 күн бұрын
Imwe mishonga ...kuromba chaiko cz zvakamboitikepi izvozvo
@NothandoNdlovu-dw2bz
@NothandoNdlovu-dw2bz 3 күн бұрын
Salute to the woman yes it's good we must stand up for each other ❤❤❤
@MomkaDee
@MomkaDee 4 күн бұрын
baba wamwira mwana Juice wangazotadze kumwa mukaka😂😂😂😂😂😂
@SarahMugabe-rt6lu
@SarahMugabe-rt6lu 4 күн бұрын
Wazvionavoka ndizvo zvajaira 😂😂😂😂😂😂😂😂
@CleopatraMudyandigere
@CleopatraMudyandigere 4 күн бұрын
Imajeni Kkkk
@MercyTakaidza
@MercyTakaidza 3 күн бұрын
Kkkkk baba vanemoyo avava ndafunga kuti ndini ndazviona ndeg
@BelindaWarikandwa
@BelindaWarikandwa 2 күн бұрын
Zvinogoneka kuti kana mukaka vanongoyamwa😂
@andrewmazungunye8800
@andrewmazungunye8800 4 күн бұрын
Tuvanhu tunemhazha handidi kutuona padhuze neni
@lolinyruzvidzo6283
@lolinyruzvidzo6283 4 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@FarisaiMupasu
@FarisaiMupasu 2 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@Weslie1989
@Weslie1989 Күн бұрын
Twunemusindo
@marymutizwa1771
@marymutizwa1771 4 күн бұрын
Murume uyu i problem chaiyo
@slauschannel
@slauschannel 4 күн бұрын
Murume mukuru kuyamwa mukaka wemwana ndofunga ndomhiko yeku tuckshop, mrume akutera mkadzi bcz akasayakwa mukaka tuckshop inobroka
@MemoryMuchakazikwa
@MemoryMuchakazikwa 4 күн бұрын
Nekungorwadziwa kuti munhu wandaimbunyikidza wasinunguka ayingoda kumuona achishungurudzika
@mercygurure5238
@mercygurure5238 4 күн бұрын
​@@MemoryMuchakazikwayes thatz tru
@BeautyNyamhingura
@BeautyNyamhingura 4 күн бұрын
Hurombwa kumwa mukaka murume mukuru sure .
@JoeSibanda
@JoeSibanda 3 күн бұрын
Mai Magirazi muropa renyu mune hutongi❤❤sando kuna chief murume haana mhosva akanzi ndigelizah....
@Anolisi
@Anolisi 4 күн бұрын
Amai magirazi sando dzenyuuuuuuu❤❤❤❤❤
@takaenda7577
@takaenda7577 4 күн бұрын
Karanganda kumberi on sound quality, tanzwa nema background sound kune mamwe maoutlet. Tisataure mazita pliz
@sharonmkwate3676
@sharonmkwate3676 4 күн бұрын
Well done makhulu ❤❤❤
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 3 күн бұрын
Maita mambo magona kutonga long live mambo Mutambara ❤❤❤❤❤❤❤
@judx34
@judx34 4 күн бұрын
Ma loyal fans woye 🎉🎉🎉
@ruvimbomachokoto7529
@ruvimbomachokoto7529 4 күн бұрын
Tiripoo garepo garepo karanganda tv our Netflix
@dzimwashaalice27
@dzimwashaalice27 Күн бұрын
Well done Nice,Unogona kutonga .Chokwadi murume haana mhosva.
@dianambuwayesango9017
@dianambuwayesango9017 4 күн бұрын
Rasta wagona Murume uyu anoda kushandisa mukadzi uyu Aifunga kuti asakara Apa arwadziwa kuti adiwa azbiwanira anomukoshesa anomupa hug nekiss Mai mwana musacheuke Fambai nehupenyu wenyu
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 Күн бұрын
Fair judgement
@carolchikuni
@carolchikuni 4 күн бұрын
😂 aaaa!! Imwiii wee kutoti gudu gudu mukaka here baba vaMotion🤣🤣
@TendaiCharamba
@TendaiCharamba Күн бұрын
😂😂😂😂
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 4 күн бұрын
Murume I problem hapana chanofanirwa kuripwa nekuti mukadzi arikumba kwake
@BrightonMafa
@BrightonMafa 4 күн бұрын
Chinodzi waramba munhu kunupa gupuro
@EdzaiChidzurira-n1y
@EdzaiChidzurira-n1y 4 күн бұрын
mai avo yes kumwiwa mukaka vaimwiwa but mukadzi chihure akatogara achitochiita nemurume uyo
@babramukanya9197
@babramukanya9197 3 күн бұрын
Haangatadzi kuchiita chihure murume uyo anoeneka kuti mukono vetsambarapfuta anoshusha uyo
@daisymafaifi51
@daisymafaifi51 4 күн бұрын
Mambo Norman should have addressed Farai’s incident of threatening his wife with a knife. That’s scary and should not be ignored PLEASE. Nancy even chikomba should report this to the police and get a peace order
@ruthtapiwa6311
@ruthtapiwa6311 2 күн бұрын
Eish mhamha wema glasses, eloquent. Ndokutonga kwakanaka uko. Don't force them to be together.
@ChezhirachezhiraChezhira
@ChezhirachezhiraChezhira 3 күн бұрын
I luv this gogo
@Khundai
@Khundai 4 күн бұрын
Apa amwira mwana Juice futi 😂😂😂
@A_JM585
@A_JM585 4 күн бұрын
Ndafa nekuseka ,izvozvi drink rakatengwa na step father
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 2 сағат бұрын
Mai vane magirazi deserves to be the chief vanoziva nyaya.
@PerpetuaDzimati-pu6uy
@PerpetuaDzimati-pu6uy Күн бұрын
I salute you mama magirazi
@tommyking1185
@tommyking1185 4 күн бұрын
First heere
@ElizabethManzipo
@ElizabethManzipo 3 күн бұрын
Point mai mhamha vemagrazi👏👏👏
@rambochauke710
@rambochauke710 4 күн бұрын
❤❤❤❤❤ kkkkkkkk kumwa mukaka❤❤❤❤❤mmmmmmm ❤❤❤ hausiurombwa here uhu ❤❤❤
@Rik-vx8nx
@Rik-vx8nx 4 күн бұрын
The woman who talked is full of wisdom .
@StellaBanda-u8v
@StellaBanda-u8v 4 күн бұрын
Magona mambo namothet awo ❤❤
@johnmlambo6304
@johnmlambo6304 4 күн бұрын
Mai glass munogona kutonga mapedza nyaya ❤❤❤
@NancyMufuka
@NancyMufuka 2 күн бұрын
Jah haana mhosva babe ndigeliza 😂😂😂😂
@CharlesZinduwa
@CharlesZinduwa Күн бұрын
Chief mutambara ndevapi ava vanogurirana papi na chief muusha ,iam bit confused
@patiencemakobve1844
@patiencemakobve1844 4 күн бұрын
Katsambara futa kemurume kajaira kushusha mukadzi kakatoti ndawana mukana wekuripisa munhu momber ndozvakaendera kwamambo ichibva afumurwa iye
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 4 күн бұрын
Rinorwara kunyepa ndiyani anganyenge mukadzi ane vana 4 ari mu tuckshop akatoonda nekuimbukwa through abuse. Get away ! Akanyengwa aakugeza kumba kwavo chimhandara ichi chigagairwa . Shanje nhema chihure 😂😂😂
@TheresaBanga
@TheresaBanga 3 күн бұрын
Nyangwe ukageza sei hazvibvisi kuti une vana 4 ende hazvichinje kuti mukadzi ihure watiza hondo pasina week watova nechikomba tsveeee kunoshandira vana
@edmundtmwandurah7
@edmundtmwandurah7 2 күн бұрын
Mukadzi uyo vataura diko. very reasonable
@costenmaraga8257
@costenmaraga8257 3 күн бұрын
wise words from granny, sando dzenyu
@HazelHama
@HazelHama 3 күн бұрын
Mmmmm kanyi kwangu mhai BA taps batai batai ipapo murume anoda mukadzi kuti amwe mukaka haaaa
@robsgwatso
@robsgwatso 3 күн бұрын
Kkk iyi yatongwa zvandada iyi😊😊
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e 3 күн бұрын
Proudly being single ma marriage enyu aya surrender
@pokellokingz
@pokellokingz 3 күн бұрын
Ngaasungwe mhisva hairovi gender based violence GBV ngavasungwe baba ava we need justice 😢😢😢😢😢
@ruechamz5571
@ruechamz5571 4 күн бұрын
Kkkk baba kuyamwa mukaka maninji chaiwo 😂😂
@ROGUE406
@ROGUE406 4 күн бұрын
🤣Zvakasiyanei nevanhu vakuru vanonwa or kudya or kuisa mukaka wemombe mu tea
@nomsanyika151
@nomsanyika151 4 күн бұрын
Nhai vanhu sei mune problem nekuteera kwanaTichkach inga kuHarare kunana zimnews beat, sly media,zigo,zim quick news,manass chibada,busstop padare 1 wani hapana chakamboipa vanoshandidzana.
@VenganaiMangwenda-t2x
@VenganaiMangwenda-t2x 4 күн бұрын
Vanhu Havana problem natichkach zvinhu zvake hazvina kurongeka ano nyora maheadline ekunyeba anotumira zvinhu zvinenoise uye haagone kunhongedza camera kunenge kuchinhongedzwa ungati camera yangoturikwa mumuti ASI totomutevera zvekudaro
@elizabethchitsiva5607
@elizabethchitsiva5607 4 күн бұрын
Baba taps munodzifambira😂😂😂😂😂
@sheltonselassie4767
@sheltonselassie4767 4 күн бұрын
Taura hako
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 4 күн бұрын
Saka chief Mutambara wacho apa ndeupi manje
@AndrewArifandika
@AndrewArifandika 4 күн бұрын
Thanks mai magirazi pihwai chigaro
@sausage9806
@sausage9806 4 күн бұрын
Mother wechikuru wataura awo ndowapa sando dzawo. Wabaya dede nemkanwa.
@ChipoMponde
@ChipoMponde 4 күн бұрын
BaMotion akaromba plus kushusha ,rega mwana wemunhu adanane neamuda
@ROGUE406
@ROGUE406 4 күн бұрын
Hapana kuromba - akangozipigwa nemukaka wamai Motion chete
@ChipoMponde
@ChipoMponde 4 күн бұрын
@@ROGUE406 iwe takazvarawo mkaka wemwana unotosemesa chero ini muridzi wavo ,what more mrume mkuru?
@ROGUE406
@ROGUE406 4 күн бұрын
@@ChipoMponde iye haasemi - varume vanotonanzva pasikarudzi yemukadzi inotobuda ropa neweti, kwaakutoti mukaka! Hazvina kana dhiri. Like mai vemagirazi said, mumba munoitwa zvakasiyana - vamwe vanoisana ku number 2 wani
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 4 күн бұрын
First time kunzwa kuti zirume guru rinoyamwa mukaka unosemesa ,
@StellaBanda-u8v
@StellaBanda-u8v 4 күн бұрын
Ipapo haunyepi, kuda ndiye aitokonzersa bleeding yemukadzi 😢
@loicemuchena3865
@loicemuchena3865 Күн бұрын
Apa baba Motion vakutomwa futi Revive yemwana pajekerere
@JoemanTrans
@JoemanTrans 2 күн бұрын
Benzi womwa-futi Drink 🍸 remwana😂Saka mukakawaimwa
@Lettymasibae6771
@Lettymasibae6771 4 күн бұрын
Jah haaa mhosva Ndiri geliza😂😂😂😂
@MarvisMukwiri
@MarvisMukwiri 4 күн бұрын
Welldone Mai magirazii
@takudzwagumbo8801
@takudzwagumbo8801 3 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂🎉 rudzi urwu please ndipeiwo mrume ndoda kuwanikwa side iri kunenge kunonakidza 😂😂😂😂
@sheltonselassie4767
@sheltonselassie4767 4 күн бұрын
Rake rake 😂😂😂 totowirirana paye😢😂
@cronwellmukodzo
@cronwellmukodzo 16 сағат бұрын
Chief wacho ambori upiko ipapa ngaapfeke sachief aaah kungoti bvururu ndochii ichocho
@lydiamusarapasi4528
@lydiamusarapasi4528 4 күн бұрын
Bba Motion vanonyadzisa nxaaa kuda mukadzi vekushusha ndo rudo hr kurova mkdzi apa mochiyamwa mukaka vemwana apa matonwa juice remwana. Kamukonoketsambarafuta 😭 mkdzi uyo akagona akasiyana nazvo
@Peter-i8x
@Peter-i8x 4 күн бұрын
Isai mai ma glass mu Cabinet vatori neruzivo kudarika vadare vese varipo apo.well done mai Magirazi ❤❤❤
@SenzeniGanyani
@SenzeniGanyani Күн бұрын
Varimo vanotonga 🎉🎉🎉
@St-G2
@St-G2 4 күн бұрын
Baba kuwamwa ere akomana 😂😂😂
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 4 күн бұрын
Mazirudozve nhaimi 😂
@betherbellmoyo548
@betherbellmoyo548 4 күн бұрын
Mhoti mvura ingnaye ipapa 😂😂😂😂😂
@tawandamadanire7019
@tawandamadanire7019 3 күн бұрын
It's funny vanhu vazhinji vanouya kunyaya dzisi dzavo asi kuzonzwa nyaya vobva vatoenda kunotaura makuhwa 😅😅😅😅😅
@TinotendaMugadzikwa
@TinotendaMugadzikwa 22 сағат бұрын
🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 3 күн бұрын
Yes gogo mataura zvenyu murume uyo haana mhosva akadiwawo
@ElizabethMetle
@ElizabethMetle 3 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂 vanoshusha vazjinji varoyi vamwe vkaromba vnhu vemhanza vamwe mubobobo vamwe vanonyebera kuvaporofita venhema😂😂😂
@lameckladman6656
@lameckladman6656 4 күн бұрын
Asi mumz iyo move faster like wifi 😂😂😂 kokumbozorora iro zibaba ririkutodawa kudya beans rosiya 😂😂😂
@Vovo_om4
@Vovo_om4 4 күн бұрын
Zvekumover fast izvozvi unosvika ft uchirovera ukachema unenge wazomuongorora nguvai
@ALBERTKHUMALO-u8y
@ALBERTKHUMALO-u8y 4 күн бұрын
Good magranny ,,this second guy has no offence
@Tsitsi-v5t
@Tsitsi-v5t 4 күн бұрын
Mhamha vemagirazi well-done
@JasielKanongovere
@JasielKanongovere Күн бұрын
Kkkk kana kukudyaa😂😂
@mildretmatarauka
@mildretmatarauka 4 күн бұрын
Mai magirazi thank you
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 4 күн бұрын
Haaaa muri kudzifambira ndapa kutenda hangu 🤝🏻
@berthapaison7905
@berthapaison7905 Күн бұрын
Baba avo ibenzi kuda kudya mombe iwe wakarambwa, shuwa kumw mukaka 😂😂😂
Guva risingaperi Kucherwa 🔥🔥🔥🔥🔥DARE RACHIEF MUTAMBARA Karanganda TV
54:33
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 8 М.
Seja Gentil com os Pequenos Animais 😿
00:20
Los Wagners
Рет қаралды 54 МЛН
😜 #aminkavitaminka #aminokka #аминкавитаминка
00:14
Аминка Витаминка
Рет қаралды 1,9 МЛН
小丑家的感情危机!#小丑#天使#家庭
00:15
家庭搞笑日记
Рет қаралды 36 МЛН
НИКИТА ПОДСТАВИЛ ДЖОНИ 😡
01:00
HOOOTDOGS
Рет қаралды 2,9 МЛН
Svinurai obudirwa nemudzimu pastage kuBira Rembira #naizaboom #bira #mbira
2:37
Murume vangu Akabatwa Nemukadzi Vemunhu Chief Mutasa
48:46
TICHKACH MTV
Рет қаралды 55 М.
Mwana aine 2 years ashaika akaonekwa arimumba mehama (22 October 2024)
37:06
Bhozhongora (Topic)
Рет қаралды 10 М.
Chief Mutasa Vanobata Basa Kana Mazogara Tichkach Mtv
49:57
TICHKACH MTV
Рет қаралды 19 М.
Seja Gentil com os Pequenos Animais 😿
00:20
Los Wagners
Рет қаралды 54 МЛН