Are you really gonna argue with the man about his own ancestors? Wow
@ephraimdongo66134 ай бұрын
Nyashanu mukuru
@newsofthesouth75843 ай бұрын
It's sad to see how this Chief Seke is distorting history and he is being allowed to misinform the nation. He is not even sure about what he is saying no wonder why he keeps I think . Harare belongs to the Mbari clan. King Mbari is the one who gave seke land to live in . KING Mbari also gave land to all Chiefs living around Harare. Harare Mount Hampden and Mazoe belong to the Mbari clan of the Shumba Gurunduro Totem.
@tellmoremurwira757410 ай бұрын
Chief u don't have deep knowledge about our clan. Chief sake moves first and three brothers followed which is Chiweshe, Gusta and Hwata
@wamz84779 ай бұрын
What about Museyamwa Mhofu vekwaNyashanu Buhera zvakamira sei. I'm confused nokuti ndoomutupo wangu
@cleopaschariga33067 ай бұрын
Vanhu vese ava vakabva Buhera. Ndivo vana vashanu(Nyashanu) ... Mutekedza(Chiwashira) ,Seke Gutsa, Hwata ,Chiweshe
Indai kwaMambo Nyashanu muhwe nhoroondo izere 😅vese navanaMagombedze ,Gwena nowonder my sekuru is called Chivhuramahwe😂
@robertshoniwa27564 ай бұрын
Sekunzwa kwandakaita. Vana mhofu ava vaiva vashanu vana va Shava Mhofu. Vaiti Mutenhesanwa, Mufakose, Mwendamberi, Museyamwa na Sekesai (hanzvadzi yevarume ava). Mutenhesanwa, Mufakose, Mwendamberi ne Sekesai vakabva ku Uhera vakasiya muninína áiva gotwe Nyashanu. saka varume vatatu ava vakapanana hushe. Mutenhesanwa Gwenzi aka gara kwa Chivero, Sekesai ndoku roorwa asi zita roushe rakapiwa hanzvadzi, kunzi Seke after Sekesai. Saka vachinzi Vhuramai zvichireva kuti ivhu raamai. Mwendamberi akapfuurira kuenda kwakunzi ku Chiweshe. Saka Hwata akasara avaega akazviti ndasiiwa nevese saka ndafa kwese. Hushe hwake hwakunzi Mufakose. Saka vana Seke vazukuru vari muvhu ramai.
@godwinchiutsi91833 ай бұрын
Mambo havana history yakazara.
@godwinchiutsi91833 ай бұрын
Chief didn't have enough history. Why did these brothers moved to where they are today? He have to research deeper about his roots. Tanyeperwa apa. Ngaateerere vana chief Mutasa, Makoni, Tangwena nevamwe anzwe nhapitapi yenhoroondo kwete zvekunyepa izvo.
@romeogwari57024 ай бұрын
Mambo vatsikatsika pazita raSeke Mutema apa,im sure havana ruzivo rwakakwana. Ndakambonzwa Noel Tsungai "Seke Mutema" Marerwa achiti Seke akazvarwa akatsvuka chaizvo aiita kunge ku a coloured person,so aiwanzirwa nevamwe vake vachiti ahusi wekwedu nekuti wakatsvukisa iye ndo paakazoti aiwa ini nditori Seke mutema,ndopakabva zita
@godwinchiutsi91833 ай бұрын
Ndatozvinorawo pama comments sezvawanyora izvi. Ndozvatakanzwa kwete zvataurwa na Chief izvo. No vanoisirei madzimambo asingazive history.
@FrancisMukwesha7 ай бұрын
Kikkk Nhoroondo idzi dzinotoda Mhondoro vanhu vakunyepa it's bad
@martinticharwa7200Ай бұрын
Une ruzivo nadzo here mhondoro dzedzinza hama utisanganise nadzo tinzwe zvizere
@tellmoremurwira757410 ай бұрын
Explain to us before crossing river 😅we don't have mutupo here please don't distort history 😅