Mukadzi wemunhu kuenda kubhawa-Chief Bhushu's traditional court

  Рет қаралды 3,100

Manass chibanda

Manass chibanda

2 ай бұрын

Mukadzi wemunhu kuenda kubhawa-Chief Bhushu's traditional court

Пікірлер: 19
@tinashekamhapa4803
@tinashekamhapa4803 2 ай бұрын
Chibanda media gadzirisai sound chiwanai mukana wekuonao ma vedio e karanganda tv sound jahwi tisoterei plz plz motipa zvonakidza but sound zero
@sheltonselassie4767
@sheltonselassie4767 2 ай бұрын
Mukadzi uyo adya maChristmass akati Wandei mmmmmmm😂😂
@yipmabaruya1148
@yipmabaruya1148 2 ай бұрын
Good night from Papua New Guinea. I enjoyed watching your contents
@user-nu2nv7qx8b
@user-nu2nv7qx8b 2 ай бұрын
Mkadzi mukuru uyo kumurume ndosaka achidhakwa
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 2 ай бұрын
Murume uyo anga akadyiswa saka akazorutsiswa saka akuona kuti mukadzi ipfambi uye ipfambi chaiyo ngavasiyane
@user-gz1br6xc6e
@user-gz1br6xc6e 2 ай бұрын
Munhukadzi anonwa Doro ane kamweya kechihure
@user-gr8oc9ij9e
@user-gr8oc9ij9e 2 ай бұрын
Chihure chakazara mumusoro ma mbuya avo
@janetmasawi568
@janetmasawi568 2 ай бұрын
Ivo Mai avo chavapa kuzora bleaching cream ummmm hazvide vanhu vakuru zvekuzora izvi ipfambi iyo
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 2 ай бұрын
Purizi vana gogo musadyisewo vana vevamwe haisi nyaya yekupinda mubhawa asi kuti inhau ye age mfana uyo apepuka haachada gogo avo
@simbelievemutsago
@simbelievemutsago 2 ай бұрын
apa mambomira miravo kutonga apa ndokutonga kunofanira kuitwa nemadzimambo
@user-ts4yt5ng9d
@user-ts4yt5ng9d 2 ай бұрын
Haachadi muface
@user-bm8cn3dn7x
@user-bm8cn3dn7x 2 ай бұрын
Hure hari fanire kugara pamusha pevanhu
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 2 ай бұрын
Kamudhara bushu kati ku left kwamambo kana bvunza mubvunzo very difficult to answer.
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 2 ай бұрын
Dharuweni
@francischarewa2195
@francischarewa2195 2 ай бұрын
vanhu avo ndimai nemwana
@user-ts4yt5ng9d
@user-ts4yt5ng9d 2 ай бұрын
Kukoriwa hakusi ku stroka
@cynthiakamuruko9038
@cynthiakamuruko9038 2 ай бұрын
Isu coconnenter hatirege nyangwe tisina mapoints
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 2 ай бұрын
Mukadzi mukuru
Chief Mutasa. Kuroya Mwana Karanganda TV
20:32
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 20 М.
Nhumbu haisi yangu asi mukadzi ndomuda-Chief Makoni's traditional courth
25:08
Каха и суп
00:39
К-Media
Рет қаралды 6 МЛН
Looks realistic #tiktok
00:22
Анастасия Тарасова
Рет қаралды 105 МЛН
MARY CHILIMA IN TEARS AGAIN (MARY WALIRA AKUKAPEREKA NSEMBE)
3:38
Gokwe-Nyoka yasekuru yakauraya vanhu 9
34:33
Manass-Chibanda
Рет қаралды 7 М.
Karanganda TV
20:47
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 18 М.
Usizi Umfazi Womuntu Edliwa Umfana Omncane.
22:44
TRANSFORMATION LIVE
Рет қаралды 36 М.
Ngengo yechikomba ihombe kudarika Yemurume vangu Chirikupisa icho
24:10
Chief Mutasa. Munda weNhaka
38:26
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 21 М.