Passion java Respond and blast Apostle Talent Chiwenga (2021)

  Рет қаралды 41,788

Zim Reality Eye tv

Zim Reality Eye tv

Күн бұрын

#talentchiwenga #passiinjavalatest #passionjava #apostletalentchiwenga #passionjavarecords #apostletalentchiwengavideos
Passion java Respond and blast Apostle Talent Chiwenga (2021)

Пікірлер: 83
@abigailmanjengwa155
@abigailmanjengwa155 3 жыл бұрын
Java really really needs deliverance,God have mercy on this man.
@mecilinedindingwe9055
@mecilinedindingwe9055 3 жыл бұрын
21 days fasting kudiii Java ngaazive mashoko ekutaura Usatamba na Mwari iwe
@jossymanyevere6166
@jossymanyevere6166 8 ай бұрын
Both of them vanorwara nepfungwa chaiko Java neChiwenga
@maxymaxyleo8197
@maxymaxyleo8197 3 жыл бұрын
But sparks uyu anopenga hapana zvaa responda apa urikungopenga Penga as always
@Junior-ym2nt
@Junior-ym2nt 3 жыл бұрын
Mmmm guys Chiwenga is always attacking every Prophet ...kana munhu ane vanomutevera why does he wastes his time trying to humiliate other people .. Who said iyee he is holy .. Akatozvidyira vana vake oda kushusha vamwe vanhu vemuministry ...Siyana nevanhu Chiwenga
@king_loudermusic8816
@king_loudermusic8816 3 жыл бұрын
I made a mistake to write song for passion Java because that guy is medmen the song rotten passion Java Ghetto Youth if you wanna listen to it
@moles.6708
@moles.6708 3 жыл бұрын
This man ha when you die you will he is a man of God java respect if l was you l would thank him and stop what l was doing and repent that's exactly what l would do😇
@godknowsmagwizi6850
@godknowsmagwizi6850 3 жыл бұрын
Uyu Javaa apa atoshaya apa. Izengenene iroo
@giftmushowo44
@giftmushowo44 3 жыл бұрын
Java anozodhomokawo big time takubvisa pakanzi prophet akungonzi java
@augustinelionel7298
@augustinelionel7298 2 жыл бұрын
Hoyoooo
@siremmanuel4024
@siremmanuel4024 2 жыл бұрын
iwe muface we zim reality ndiwe usina kukwana because unoisa madofo
@TatendaClive
@TatendaClive 3 жыл бұрын
Getaway iwe borangoma remunhu panganai java ahuna chaunacho iwe sita zvawakaromba
@panashedmjawe8448
@panashedmjawe8448 3 жыл бұрын
Mudhara bho here
@marvellousncube3466
@marvellousncube3466 3 жыл бұрын
Even Java follows chiwenga how did he know Chiwenga blasted him?
@jamesmarekera8347
@jamesmarekera8347 3 жыл бұрын
Java uuuuuu .Mwari batsirai mwana uyu
@albertmudzingwa4391
@albertmudzingwa4391 3 жыл бұрын
Java muporofita wenhema...uyu unorwara
@archfordmaruma4368
@archfordmaruma4368 3 жыл бұрын
Java anopenga... as always..
@munyamuropo51
@munyamuropo51 3 жыл бұрын
Aaaa ava vamunoti ana Java ava ndokurwara mupengochaiko hapana zviripo ndiyo maprofita emweya etsvina chaiyo asi ndomaperero azvo usatambe na mwari
@johnaisam4047
@johnaisam4047 2 жыл бұрын
Chiwenga 10 java 0.Havana response inemsoro java ritori gavawo zvaro kunge herod.
@blessedmuyambo7012
@blessedmuyambo7012 3 жыл бұрын
I feel for those who bootlick him, sooner or later they will regret sailing the same boat of blasphemy with Java
@mukomapapapaps4358
@mukomapapapaps4358 3 жыл бұрын
@JCTV Zimbabwe you papa, if this was just not about getting views I would lecture to you more uprightness, Chiwenga knows nothing concerning truth he is as good as people he criticizes , you can still suffer hell without selling even a ciggarate, righteousness is not about what you discussed about conscience, Christianity is not commonsense and the knowledge of right and wrong, thats Judaism preached by Moses and Chiwenga if u seek truth look for me and I will explain to you why Chiwe GA is even worse that Passion, he is just a Pharisee, holier than thau just like you want us to appreciate your self righteous talk unfortunately for people like you Christ is not profitable to you, for if the kind of righteousness you proclaim saves your Jesus would be a Pharisee.
@patriciachoto1803
@patriciachoto1803 2 жыл бұрын
Iye man of God ndoozvaanoita her java ngaaite zvamwari
@prodbyLilwyzzy
@prodbyLilwyzzy Жыл бұрын
@@mukomapapapaps4358 you are a psycho do you even hear yourself
@lawrancemakombe7453
@lawrancemakombe7453 3 жыл бұрын
I fasting yesatanism;hakuna pastor vakadaro
@zafaniamhlanga3006
@zafaniamhlanga3006 3 жыл бұрын
Java ndiye asitorina kukwana
@presleydakaraichipiro7984
@presleydakaraichipiro7984 2 жыл бұрын
Uyo muporofita here kana kuti ibenzi
@ulimaulima7104
@ulimaulima7104 2 жыл бұрын
Java, have it in your heart that the Blood of Jesus Christ is COMPLETELY AGAINST you
@thomasmotsi2213
@thomasmotsi2213 2 жыл бұрын
Indimi futi here dzaanga achitaura nhai?
@speloTrigga
@speloTrigga 3 жыл бұрын
Kana java achituka munhu wamwari mr chiwenga kurevakuti ichokwadika kuti java ano tambanevanhu vamwarika vanhu mukai musatambiswe people of God
@blessmoregoto5406
@blessmoregoto5406 3 жыл бұрын
Iwe unotopenga, Chiwenga munhu vaMwari kudii
@noxy_elias
@noxy_elias 3 жыл бұрын
Hoooo saka hatina kukwana tese toterera varume 2 avo
@divajambanja2748
@divajambanja2748 3 жыл бұрын
Kooo java ndaapindure zvakanaka kozvekurovana zvapinda papi
@mukomapapapaps4358
@mukomapapapaps4358 3 жыл бұрын
@JCTV Zimbabwe you papa, if this was just not about getting views I would lecture to you more uprightness, Chiwenga knows nothing concerning truth he is as good as people he criticizes , you can still suffer hell without selling even a ciggarate, righteousness is not about what you discussed about conscience, Christianity is not commonsense and the knowledge of right and wrong, thats Judaism preached by Moses and Chiwenga if u seek truth look for me and I will explain to you why Chiwe GA is even worse that Passion, he is just a Pharisee, holier than thau just like you want us to appreciate your self righteous talk unfortunately for people like you Christ is not profitable to you, for if the kind of righteousness you proclaim saves your Jesus would be a Pharisee.
@washingtonmuchetu6502
@washingtonmuchetu6502 3 жыл бұрын
Haugoni ku responder iwe, unongogona kuti pfutseke chete.... respond ne verse tione....dololo
@oscarpondooskidpondo6957
@oscarpondooskidpondo6957 3 жыл бұрын
Mai vako Ne ZANU twabamu kunyo kwenyu
@yolandadambureni1147
@yolandadambureni1147 3 жыл бұрын
Mulife usaite godo nemumwe hakusi kunamata ikoko .zvavaona siya zvakadaro muno vengana nezvinhu zvisina basa 😏😏
@panashenashe9679
@panashenashe9679 3 жыл бұрын
You’re wrong there, Chiwenga isn’t jealous but he’s trying to help people kuti vasatevera zvisina basa. You can’t play na Mwari zvinoita Passion. That’s just wrong
@duncanzisengwe7680
@duncanzisengwe7680 Жыл бұрын
Java harisi zimunhu ramwari, rinotamba chete nezita ramwari
@mudharamurimukuruzvenyuxaa1369
@mudharamurimukuruzvenyuxaa1369 2 жыл бұрын
Iwe ndiwe usina kukwana benzi
@davidmatyora7141
@davidmatyora7141 3 жыл бұрын
Haaa Anopenga uyo passion uyo anopikisa mhunhu vamwari
@tinashekowo6826
@tinashekowo6826 3 жыл бұрын
Ndozvaungatipedzera nguva izvozvo
@premierleagueupdates6874
@premierleagueupdates6874 3 жыл бұрын
Java imbwa kana arwadziwa ndokuwudzai kwandiri
@johnharunashe1335
@johnharunashe1335 2 жыл бұрын
Ndo maporofita enhema awa 🙆🙆🙆🙆
@futsuwanglu
@futsuwanglu 3 жыл бұрын
Kkkkkk killing 2 birds with one stone. Mhino inenge corner ye samoosa sa DJ Tawas
@edsonururu5592
@edsonururu5592 3 жыл бұрын
This is disgusting guys
@gusemukomawasha6308
@gusemukomawasha6308 3 жыл бұрын
Java uritori murwere chaiye we njere unoda kurapwa
@melulekindluvu3548
@melulekindluvu3548 Жыл бұрын
Java ibenzi ngarohwe
@Godknowsshumbamusic
@Godknowsshumbamusic 3 жыл бұрын
Kkk
@blesamblesam9535
@blesamblesam9535 3 жыл бұрын
Imi vaviri tamba zvakanaka kutukana ndokudii
@shawnjunior1340
@shawnjunior1340 3 жыл бұрын
Java imboko haazivezvaanotaura. Kutambanamwari
@maletshegojulia2192
@maletshegojulia2192 2 жыл бұрын
Ukarwa nemunhu waMwari warwa naMwari java
@talentmukwambo2801
@talentmukwambo2801 3 жыл бұрын
talent urikudawo kungobudikira
@annlencube99
@annlencube99 3 жыл бұрын
Arikushaya Java
@marrion_tarutya20
@marrion_tarutya20 3 жыл бұрын
pakaipa
@samsonundenge5822
@samsonundenge5822 3 жыл бұрын
ukurebesa toda kuona vid not kurebesa mnamato bro
@tafmannietafmannie1925
@tafmannietafmannie1925 3 жыл бұрын
Twabaam 🔥🔥🔥🔥the winning team
@prodbyLilwyzzy
@prodbyLilwyzzy Жыл бұрын
You will burn in hell with him
@faithdube578
@faithdube578 3 жыл бұрын
Twabamu
@tafpumamutetwa9935
@tafpumamutetwa9935 3 жыл бұрын
MAnj Aaa anosekeyiii
@juniorfreedom4317
@juniorfreedom4317 3 жыл бұрын
Java ndisatan mfana uyu
@speloTrigga
@speloTrigga 3 жыл бұрын
Java anopenga
@felixsuwedi2839
@felixsuwedi2839 3 жыл бұрын
Mwari ndaakubate panganai
@joshuanduna7785
@joshuanduna7785 3 жыл бұрын
iwewe Java hauna kukwana
@patiencechimhanda6194
@patiencechimhanda6194 3 жыл бұрын
Ivo vanhu vamwari vanofanira kunge vachidzidzisa kusatukana votukana ivo ndoo kudii ikoko
@mrtrix4247
@mrtrix4247 3 жыл бұрын
That shows kut pakat Pavo hapana munhu wa Mwari
@jojo-wc3et
@jojo-wc3et 3 жыл бұрын
Passion you are worse
@kudzieshumbaz7479
@kudzieshumbaz7479 3 жыл бұрын
Uyu anopenga
@cdechirume2979
@cdechirume2979 3 жыл бұрын
Talent imboko. we all know java is not a prophet. And talent I I n'anga. Wakachekeresa vanhu including own wife. Java aribho ne gpld smuggling yake achipusisa vanhu
@simbaihove5982
@simbaihove5982 3 жыл бұрын
Une problem listen to yourself
@azurecoast1537
@azurecoast1537 3 жыл бұрын
Cde Chirume muri Cde vekupi asi kwenyu ndoo zvamunoita zvekuchekeresa vakadzi wakadzungaira cde kana dziri fodya dzamasvuta cde better kurega pachi pedo amuna kutosiyana najava wacho you're sick minded cde
@cdechirume2979
@cdechirume2979 3 жыл бұрын
@@azurecoast1537 talent chiwenga wakachekeresa mukadzi. Prove me wrong
@azurecoast1537
@azurecoast1537 3 жыл бұрын
@@cdechirume2979 who am i to prove you wrong because you where there at the scene Chiwenga achichekeresa mukadzi meaning kuti everything happened in front of eyes
@sirwhite62
@sirwhite62 3 жыл бұрын
Chirume You are shameless, just listen to yourself, its so sad u hv no shame
@TatendaClive
@TatendaClive 3 жыл бұрын
Getaway iwe borangoma remunhu panganai java ahuna chaunacho iwe sita zvawakaromba
@takurachiurugwi1940
@takurachiurugwi1940 2 жыл бұрын
Iwewe ndiwe usina kukwana
Prophet E.Makandiwa VS Apostle T.F Chiwenga
13:00
Baba titi tolker
Рет қаралды 57 М.
"Passion Java akupota achirasika rasika", claims Prophet Madungwe
12:00
pumpkins #shorts
00:39
Mr DegrEE
Рет қаралды 107 МЛН
Миллионер | 1 - серия
34:31
Million Show
Рет қаралды 2,8 МЛН
How it feels when u walk through first class
00:52
Adam W
Рет қаралды 20 МЛН
Urgent Prophecy For Master H Fullfilled !!!! Honai mega itsono iyi
8:39
Zim Reality Eye tv
Рет қаралды 6 М.
Apostle T.F Chiwenga conducts Baptism at UAE - Dubai
13:14
Sola Scriptura
Рет қаралды 8 М.
Apostle T.F Chiwenga VS  E.T Muparinga
6:34
Baba titi tolker
Рет қаралды 46 М.
Passion Java Points on Chamisa and Winky D
4:51
Star Zone Tv
Рет қаралды 18 М.
pumpkins #shorts
00:39
Mr DegrEE
Рет қаралды 107 МЛН