Guys siyayi nyaya yekuchengetesa vana nanaGogo ava, vana vanopiwa huroyi
@fadzaikurebwaseka8937Ай бұрын
2nd confession 😂😂😂 you're too kind
@natashaweaper4370Ай бұрын
Avo vekusungirwa murume tsvagai munhu anobatsira kuti abuda panemushonga wechivanhu unobuditsa munhu yes aiita zvisiri pamutemo n zvakashata but try by all means kubatsira umwe wako abude dea ku mt Darwin variko gogo vanozvigona izvozvo unoenda nehama yake munhu iyeye ndiye anogadzirwa soo paanozomushanyira kujeri anonomugumha vanokutsangarira zvese zvekuinoita ikoko i cant share a lot thank yu
@TinasheMbeureАй бұрын
Umwe uchashandiswa nhai mwanasikana and unezvivindi hanz ndinomuda 😂😂
Urihure hauna moyo vakanaka uriloose. When a relationship its over, its over,cut it off,dhemeti.
@lazieharsh22 күн бұрын
Mwanasikana wekuona dehenya, my advice is walk away nguva ichiripo. Pawskuzvipinza apo chachema nemunhu wako waunoda. Unogara uchiona chiso nenyama yake, but what you saw under the bed depicts his soul. Ende moyo unonetsa kuchinja.munhu wako akashinga, just walk away nguva ichiripo.
Second confession aaaa surrender 😂😂😂😂 zviriko here zvakadaro
@paulinemckenzie9594Ай бұрын
Kkkk enda unobikira zvikwambo, you love him chii. Aah zvakaoma
@tinamakasa7493Ай бұрын
Maswerawo sei vedare namkoma Nash
@gloriaberger515Ай бұрын
Merry Christmas to you too Nashe
@Edinah-y8nАй бұрын
Mai vemurume wekusungwa fambirai murume wenyu try by all means ,handiti iye ayi kuchengetayi here payiwana Mari ?2 mati akatenga bhazi ka make use of that bus Mai moto sunga dzisimbe .
@passionmuyengwa778425 күн бұрын
uyo wemaex🤣🤣🤣🤣🤣
@ShellarOteng-i4h4 күн бұрын
❤❤❤❤
@ideabongwe7004Ай бұрын
Mkoma Nash
@123suppliesShirtАй бұрын
CC munhu wenyu akaromba and m glad you know that..manje munozviziva here kuti Humhandara hunokosha in the occult..ndaona maitwa hwayana yeChibayiro...don't use feelings to make permanent decisions..
@ShylineGwauyaАй бұрын
Shuwa henyu imu muudzei .achapepuka musoro waenda
@eppy2538Ай бұрын
Merry Christmas mukoma Nash nedare .
@stewartmbasera3684Ай бұрын
Move on my sister murume akatoenda midzimu yake yakakotsira akashanda nevanhu vemushonga asi iwewe midzimu yako yakamuyambira akasateerera hauna mhosva
@TinasheMbeureАй бұрын
Marry Christmas 🎄 mukoma Nash
@charitydube5685Ай бұрын
Sisi vemurume wegold.Namatayi kunaMwari maybe he will be pardoned .If you are married.For better for worse
@MoltaGanyani-e5xАй бұрын
Yaaaa kudenga kure zveshuwa
@cristovagetty3036 күн бұрын
Sisi. Enda kunotsvaga n'anga inokubatsira anobuda murume wako. Kana muchinda kuti abide taura nini kanauchida ndiri pa moz
@Finnix-d5nАй бұрын
Last confession munhu wako unomuda and he will sacrifice you there's no 2 ways about it. Your choice uchafa
Mai va gold dealer uyo dai makamhanya mhanya murume abude problem tikapa mkoma Nash ma number havasvitse he ignores.
@evernicekambudzi5636Ай бұрын
Moyo wakanaka wekuvhurira maex makumbo musadaro
@Grainger0123456789Ай бұрын
😂😂😂😂😂nhasi mukoma Nashie mandisekesa ,hanzi nyora kuti ndiri nzenza mu comment section 😂😂. You are right bro,this lady is loose and munhu akamuroora iih ndomunzwira tsitsi,6 ex boyfriends vese vachiziva kuti she's married yet vachirara naye😢. Zvozodini manje,Haa my sister imborambidza kuti satani akushandise so,magumo acho chii manje. Zvauchabata chirwere then wopawo murume. Ko iwewe wacho confusion yacho iripapi kunzwira varume ava tsitsi kuzviita mai muponesi. May God give you wisdom nesimba rekusiya izvi. His grace is sufficient but he needs munhu ano mira panzvimbo uye anoshandika naye uye. Tisadaro weduweee
@lizbertifyАй бұрын
Last confession, kana munhu akaromba it's not easy kungorasa zvinhu zvake just because a woman says throw this away. Mangwana ndewenyu musoro uchange uri mu traveling bag pasi pemubhedha wake. Matochenjedziwa and you don't want to accept it.
@lizbertifyАй бұрын
19 years amainini, if dai ari iye aikumirirai here? Anozobuda mave 57. But makambodyawo mari zvenyu. Hhmmm Pafunge!
@michaelmaziya293014 күн бұрын
Saka kana uchida murume muroyi pano unoda chii gara nemisoro yevanhu mumba rega kutaura zvisina basa ,isu tokuudza kuti chii midzimu yako yakuratidza munhu wako zvaari .
@CaroDlaminiАй бұрын
Sisi mu vembinga avoo vedenya rinobuda makonye see you machekeswa mafaa how come kudaa munhu akadaro ende hurombwa whake ndawhaasingafe akarasa handiti kimuda it's bcz off hupfumi waainowo hukapera muchatiza
Ssy vemurume we19yrs just come clean to your husband pay him a visit motaura kuti handikwanisi kukumirira because makore acho akawandisa plus you are not yet old too much.
@lazieharsh22 күн бұрын
Second confession sorry to say this, but muri muzhanje wemusango. Siyai mwana wevanhu aroore aite musha wake imi moyenderera mberi nehunhu hwenyu.