Kuromba Kwangu MuJoni | Mhuri Yapera Kufa

  Рет қаралды 17,323

Dark Secrets &Confessions

Dark Secrets &Confessions

Күн бұрын

Пікірлер: 50
@she_her23
@she_her23 Ай бұрын
This is very very true. The devil will always demand more and more from you. You will always go deeper and deeper into the darkness.
@RutendoMhondiwa
@RutendoMhondiwa Ай бұрын
ZVIrinani ndife ndichitambura zvangu pane kudamarii yakadai ndaramba ini andichive zvinhu zvevanhu zvandiri soo bhoo
@tenduchess5865
@tenduchess5865 Ай бұрын
Amen❤
@madzimambo4419
@madzimambo4419 Ай бұрын
Mukoma vekuromba tizirai kuna Jesus. Pray Psalm 51
@LeeLee-tn4oi
@LeeLee-tn4oi Ай бұрын
Dai Mwari atiitira nyasha veduwe isu tinotambura, unopedzisira watora wring descision😢😢😢😢😢😢😢 m sorry mkoma dai Mwari vakusunungurai i feel your pain😢😢😢
@TanyaradzwaDlamini
@TanyaradzwaDlamini Ай бұрын
Ini ndakaenda kuclinic nema migraines last week, ndobva ndabatwa hypertension stage 2, haa apa I’m only 24. Depression inouya nenhamo haina kumira mushe, I have no other underlying health issues but haa life irikurwadza but nyaya idzi dzinoita kuti timirire nguva yaMwari
@LeeLee-tn4oi
@LeeLee-tn4oi Ай бұрын
@TanyaradzwaDlamini eish m very sorry dea pora nezita raJesu, yess tomirira nguva bt eyy kut isvike nguva yacho maone wena, ini ndakambomwa.poison usiku ndiri one pamba bt yoo ndakangonzwa ndakaviwa ruoko mshonga ukandowira uko, ameno kut mnhu wacho akabvepi veduwe zveupenyu zvandinetsa, ndakaitwa opp this year ndikaudza umwe doc kut ndibayei injection rokut ndisachamuka haaa ndakatokina kuoparerwa day iroro ndichipiwa counseling eyy Mwari vari kutiomesera ktaura chokwad
@eddiezimexgreenlantern736
@eddiezimexgreenlantern736 Ай бұрын
More videos aunty love from Zimbabwe 🇿🇼❤
@DarksecretsConfessions
@DarksecretsConfessions Ай бұрын
Thank u more videos are coming
@preciousmartin9502
@preciousmartin9502 Ай бұрын
Hapana kuromba pasina kudeura ropa, thanks ne confession yenyu tiri kudzidza!
@elinahmutope9072
@elinahmutope9072 Ай бұрын
Hie auntie keep them coming love from Uk.
@rebeccamaccamahlanu4601
@rebeccamaccamahlanu4601 Ай бұрын
Hie aunt Vanhu kuromba vachasiya zvavo
@ElizabethMubvunzi
@ElizabethMubvunzi Ай бұрын
Tizira kuna Jesu kune zvise❤
@phillistaderera2338
@phillistaderera2338 Ай бұрын
First one to like 🎉🎉🎉🎉 celebrate with me here
@DarksecretsConfessions
@DarksecretsConfessions Ай бұрын
@@phillistaderera2338 🙌🥳🥳🥳🥳🥳🥳🥳
@kudahbatoni1888
@kudahbatoni1888 Ай бұрын
🎉🎉🎉🥳🥳🥳🥳🥳🥳🥳
@AnnaChikuti
@AnnaChikuti 27 күн бұрын
Halo guys ndikutsvagawo basa ndiriku Cape town Reatret I'm a single mother but mwana ariku Zim namhamha vangu kwandaishanda mwana arikuenda kuchikoro January ane 4years ndokumbirawo vanhu vamwari
@ruthmukutiri4917
@ruthmukutiri4917 Ай бұрын
Much love tete,keep on keepin on ❤
@NicolletteGariyawo
@NicolletteGariyawo Ай бұрын
Rombai mega ikoko
@abigailuzizo6798
@abigailuzizo6798 Ай бұрын
Haa zvekuromba,nyangwe nhamo indidii izvo kwete.plus ikoko kungoenda kunyanga kt ndoda mushonga weluck remari wave kutorombeswa chte
@KomsonThomas
@KomsonThomas Ай бұрын
Aaa vanhuvatambura😢😢😢😢😢😢
@vividbluesea1
@vividbluesea1 Ай бұрын
Chingopupura wangu shinga namata Psalm 91 pose pose, shinga wangu, its a spiritual matter
@AdwinaZhou-y1n
@AdwinaZhou-y1n 26 күн бұрын
Vanhu tinotadza zvedu kumirira but nhamo chaiyo inopera zvekuromba izvi zvinokanganisa zvakawanda
@Felicity-t5j
@Felicity-t5j Ай бұрын
😢😢😢unotoona Kuti nhamo iya yaive nani iiiik
@WitnessGobvu
@WitnessGobvu Ай бұрын
Hanzi kana inekashizha haikurumi😂😂😂😂😂😂😂
@tinachimukaro
@tinachimukaro Ай бұрын
But people won't stop, uchitaura kudai pane atori paN'anga kuti arombe
@tenduchess5865
@tenduchess5865 Ай бұрын
Ummmm dai wakangoramba uri muhurombo Shem chawakagona chii manje😮
@MavischinyokotoChinyokotom-e4y
@MavischinyokotoChinyokotom-e4y Ай бұрын
Zvakaoma zvehupenyu
@angelalefati7092
@angelalefati7092 Ай бұрын
Hey auntie
@LoiceMtisi
@LoiceMtisi Ай бұрын
Manje sooooo😅
@isabelmutumba4218
@isabelmutumba4218 Ай бұрын
Pray Psalm 51 Psalm 118
@ChristineBamhamire
@ChristineBamhamire Ай бұрын
Hello aunt
@TambudzaiMugomba
@TambudzaiMugomba Ай бұрын
Hie Tete
@TshilidziRamovha-e3e
@TshilidziRamovha-e3e Ай бұрын
Vanhu vanorombesa vagara havambofa vakakuudza kuti mishonga iyi ichapfuka zvekuzoda ropa
@FlorenceCount-nl1uc
@FlorenceCount-nl1uc 6 күн бұрын
So sad
@SamanthaKamonere
@SamanthaKamonere Ай бұрын
Zvakaoma imi
@rammesh_sauced
@rammesh_sauced Ай бұрын
So aunty what's your advice to those who are living in poverty for so long cause ma1 aya.
@GladysMasaka-v1b
@GladysMasaka-v1b Ай бұрын
Mwari ngavatibatsire tigonewo kugutsikana nezvatinazvo
@patiencechivunge8515
@patiencechivunge8515 Ай бұрын
Chekutanga family planning second kutengesa masweets magwinya chaiwo ukaita eR200 nefodya every a week unenge une mariiii
@mrb7507
@mrb7507 Ай бұрын
Munopenga munonyepa imi
@DarksecretsConfessions
@DarksecretsConfessions Ай бұрын
Thank u❤️
@mariajuziel7415
@mariajuziel7415 Ай бұрын
Rombai mega kuda zvakapfava
@vividbluesea1
@vividbluesea1 Ай бұрын
😳
@NyashaChinzou
@NyashaChinzou Ай бұрын
Pfuma yacho inoidya nani wapedza mhuri
@EdmoreSithole-m4u
@EdmoreSithole-m4u Ай бұрын
Aunty kuverenga kwenyu maconfession munonyanya kumhanya kunyanya panyaya iyi mamhanya zvakanyanya zvizhinji zvandisina kunzwa apa you are too fast
@DarksecretsConfessions
@DarksecretsConfessions Ай бұрын
@@EdmoreSithole-m4u sorry wll slow down
@jahmunetsi2997
@jahmunetsi2997 Ай бұрын
Svinyoka svitoko-toko.....!!!!!
@DarksecretsConfessions
@DarksecretsConfessions Ай бұрын
Svaka hlamuka svika kura🤣🤣🤣
From Slay Queen to Maid~ kudyiswa Tsoka nema Arab ku UAE
19:13
Dark Secrets &Confessions
Рет қаралды 6 М.
Kuromba Kwandakaita Ndikapihwa Nyoka
17:33
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,1 М.
Quando A Diferença De Altura É Muito Grande 😲😂
00:12
Mari Maria
Рет қаралды 45 МЛН
IL'HAN - Qalqam | Official Music Video
03:17
Ilhan Ihsanov
Рет қаралды 700 М.
Tuna 🍣 ​⁠@patrickzeinali ​⁠@ChefRush
00:48
albert_cancook
Рет қаралды 148 МЛН
KUROMBESWA KWANDAKAITA NDICHINZI TIRIKUITA MUKANDO A MUST LISTERN
20:44
Kuromba Kwangu | Ndakachekeresa mai Vangu
8:59
Dark Secrets &Confessions
Рет қаралды 1,6 М.
Kuromba kwemurume wangu | Kuchata Nemurume Waboss| Mwanawangu Ava kushanduka kuita Nyoka
18:54
Ini Ndiri Muroyi -Ndinovhura Makuva |Awa ndiwo Mashandiro edu
16:26
Dark Secrets &Confessions
Рет қаралды 10 М.
Kuromba gone wrong~Zvatakaona ku Joni zvakatityisa
16:22
Dark Secrets &Confessions
Рет қаралды 52 М.
Isboshwa esabona ijele elingaphansi komhlaba
14:07
Secret TV Production
Рет қаралды 237 М.
Kuromba Kwakaita Vamwe Prophet Vane Mbiri Mu Zimbabwe
17:52
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 6 М.
Kuromba Kwangu Kwandakaita Ndakarombera Ma Shop Ari Muharare
1:00:37
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 12 М.
Kuromba Kwandakaita Ndichishandisa Mu Twin Wangu I Regret
30:37
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 7 М.
Quando A Diferença De Altura É Muito Grande 😲😂
00:12
Mari Maria
Рет қаралды 45 МЛН