Zvakaitika Mushure Mekunge NdapihwaI PHONE Neimwe Mbinga

  Рет қаралды 17,489

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Пікірлер: 81
@divinephiri3806
@divinephiri3806 8 ай бұрын
Nhasi mune energy mukomana Nash😊 good morning
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions 8 ай бұрын
Good morning.
@LoiceMtisi
@LoiceMtisi 4 ай бұрын
​@@ZimSecretsandConfessionsndokumbirawo number dza Gogo Vaya mukoma
@joygee6982
@joygee6982 18 күн бұрын
😂😂😂😂
@chiedzamatumba9130
@chiedzamatumba9130 8 ай бұрын
Wakadii kuroya mabhinya akaku repa pane kuuraira munhu murume wake nxaa uri muroyi tete vako vachatokusiira huroyi mweya wemufi uchati wokupandukira.
@sindy308
@sindy308 8 ай бұрын
#2 muchinyanya kuda zvinhu zvemahara kunge honye . iPhone iyoyo ndiyo yamakabhadhara nekuzvarira munhu chikwambo chake. Vanhu kadzi ngatityeyi Mwari tirege zvekuda varume vane Mari dzavo ava dzatisingazive kuti vakadziwana sei.
@esterdube8894
@esterdube8894 8 ай бұрын
Ko mukadzi wemupurisa wawaka paradzidzira imba nekuzo muuraya ndiyo akambo kuomesera hupenyu nekuku repa here?
@florencemutsikwa2411
@florencemutsikwa2411 8 ай бұрын
Saka nhaiwe mukadzi wemupurisa saka wakauraya maiguru kaaa
@MatildaHutahwashe
@MatildaHutahwashe 8 ай бұрын
Mkadzi wemupurisa wakauraya ka iwe
@ThandieNcube-zu4jo
@ThandieNcube-zu4jo 7 ай бұрын
weIPhone muchafidza zvinhu zvinoshandirwa hama weee hakuna zvemahara
@divinephiri3806
@divinephiri3806 8 ай бұрын
Mazuvano mukoma Nash matova resident kumba kwwdu,kungodonhedza spoon unonzwa vanhu voti zvakangooma hazvo mukoma Nash😅
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions 8 ай бұрын
Kkkk ah zvakangooma hazvo veduwe.
@ciecie-bw1kl
@ciecie-bw1kl 8 ай бұрын
😂😂😂😂
@Eva3rt
@Eva3rt 8 ай бұрын
😂😂😂 chero kuno
@divinephiri3806
@divinephiri3806 8 ай бұрын
1st 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@nokuthulagondo9396
@nokuthulagondo9396 3 ай бұрын
#2 shuwa ungafira McDonald's ne iphone😅
@mimmssamuriwo5958
@mimmssamuriwo5958 7 ай бұрын
Confession 1 uri muroyi.
@Constance-ou9nb
@Constance-ou9nb 7 ай бұрын
Seek God dear
@evernicekambudzi5636
@evernicekambudzi5636 2 ай бұрын
Its kubhururutsa mhene for me mandifungisa brother yangu Mukoma Nashee
@christinakanyemba2797
@christinakanyemba2797 8 ай бұрын
Yaaaa kunze uku kune vanhu vane hutsinye.mishonga iyi ichapera simba 1 day
@longinamakumbe6118
@longinamakumbe6118 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂 iphone here amana..muchazvirega
@Susan-x2i
@Susan-x2i 8 ай бұрын
Kuzosvika pakuita zvinhu zvinourayisa mumwe mukadzi apo ndipo pakashata
@lizbertify
@lizbertify 8 ай бұрын
Ngatisatsvagei mhene. Let's look for murume anokuda regardless of status yake financially. Kana auyawo ari mhene ndizvozvo. Kunotsvaga specifically mhene zvine nharo, how many confessions dzatanzwa dzemhene dzine matambudziko kumberi
@Munesuishe201
@Munesuishe201 8 ай бұрын
Vanhu kadzi tichafira kuda zvinhu
@EgnesMudododzi-c7m
@EgnesMudododzi-c7m Ай бұрын
Huya ku.unibox kwangu please
@PK74681
@PK74681 8 ай бұрын
Mari chaiyo inemuvuri ine masimba seri kwayo. Masimba iwawo anofanira kupihwa zvekudya. Anodya nyama neropa.
@JulietChihota-h3w
@JulietChihota-h3w 8 ай бұрын
#2 dzidzai kugudzikana nezvamuinazvo ungade iphone yausina kushandira.its a lesson.
@TsitsiMpatapanja
@TsitsiMpatapanja 5 ай бұрын
Uuuuuuu sis munoroya kuurayisa mumwe mukadzi hr muri muroyi chaiyo kurepwa sorry hko but pakuputsa imba yemunhu obva afa futi ingozi wena coz ndiwe honzeri
@bonganisibanda2488
@bonganisibanda2488 8 ай бұрын
Wakatorombwa newe hachisina basa newe ka
@SashaShama-ji4kw
@SashaShama-ji4kw 7 ай бұрын
Kuzouraya ndokudii chokwadi kutogara zii zvako kusununguka wakauraya munhu veduwe vanhu ityai mwari veduwe
@HappyKarigen
@HappyKarigen 8 ай бұрын
Uri kuvhunduka pasina zvauri kuita!! Don’t be stupid enda kumaSowe kana madzibaba ubatsirike!! Hakuna zvakadaro in the world of the living but mashiripiti akaitwa pauri and mbinga is making money thru you!!
@tatendagwata9768
@tatendagwata9768 8 ай бұрын
Makasangana neZvinhu zvinorwadza ummmmm Shuwa kubatwa Chibharo Nguva imwechete ihhhh but makashinga because hauna kubatwa nemweya wekuda kuzvipfuudza but we thank God nekuti vakakusiyayi mur mupenyu m Calad aya vagara vane Violence ma Calad
@michaelmaziya2930
@michaelmaziya2930 8 ай бұрын
Vana veZim murikuita mashura chaiwo
@ruthpartridge6314
@ruthpartridge6314 7 ай бұрын
Chokwadi zvakawoma
@Nokutenda774
@Nokutenda774 5 ай бұрын
Iwe and everything said about us is true. Zimbabweans vanga vaine hunhu vakafa kare.
@VirginiaMakore-ph7zt
@VirginiaMakore-ph7zt 5 ай бұрын
Mhai zvamakaita izvii amuna rugare muupenyu hwenyu murimuroyi shandai muwane mari musatambura
@KylieNjike
@KylieNjike Ай бұрын
Ummm kufira iphone nemac d zvakaoma unonyanyoda zvinhu kuzvariswa chikwambo
@tatendagwata9768
@tatendagwata9768 8 ай бұрын
GOOD MORNING MKOMA NASHY NEMI VEDARE 🙏🙏❤
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions 8 ай бұрын
Mamuka sei
@christineferewa5115
@christineferewa5115 8 ай бұрын
Dai usina kuzouraisa mukadzi uyu.bcz akanga asina mhosva
@EvaNechibvute
@EvaNechibvute 6 ай бұрын
Zvakaoma hazvo
@Jaspercharota
@Jaspercharota 8 ай бұрын
Yaa kundovhenekwa mkoma ndokahwani. Mbinga ine mushonga Ma problems ako haasati atanga iwe
@bonganisibanda2488
@bonganisibanda2488 8 ай бұрын
Hanzwadzi dzedu munofira mafufu segonzo.
@junemareya9172
@junemareya9172 2 ай бұрын
Ini mazuva ano ndikaona ane Mari kana MOTA dzinotyisa ndinotiza nehupenyu hwangu
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 2 ай бұрын
Saka panofa huku chiichichsitika
@loycemazhindu8782
@loycemazhindu8782 8 ай бұрын
Last akaromba mbinga yako
@LoiceMtisi
@LoiceMtisi 4 ай бұрын
Muroi wemunhu that's wy wakarepwa mwari anga akakuona kuti hausi munhu panyika dako remunhu
@NyaraiKaiyo
@NyaraiKaiyo 8 ай бұрын
Hey bro Nashy
@ZimSecretsandConfessions
@ZimSecretsandConfessions 8 ай бұрын
Mamuka sei
@primrosemanyoka8472
@primrosemanyoka8472 2 ай бұрын
Kufira iPhone here veduwe
@WendyMadzimbamuto-r7g
@WendyMadzimbamuto-r7g 8 ай бұрын
Mmmm kufira iPhone saka wakazodii hidey akazotaura newe futi hre.srry pipo are wicked
@ChipoMarimo-sh2zu
@ChipoMarimo-sh2zu 8 ай бұрын
Nhai vanhu kureva here kuti pamurikurara nembinga dzenyu dzepa facbk amusikushandisa dziviririro here.
@daisyncube5195
@daisyncube5195 8 ай бұрын
😢😢1st confession eish zvinorwadza vedu we sorry hako my sister,find peace and heal in your heart
@tatendagwata9768
@tatendagwata9768 8 ай бұрын
I think mbinga iyi yakaromba anenge Aida kuita mishonga yake pauri kana anenge akatokushandisai kumi shonga yake 😏😏😳😳😳😳 zvembinga izvi muchaziega henyu
@ishmaeltanyaradzwamanyerer8619
@ishmaeltanyaradzwamanyerer8619 8 ай бұрын
IPhone hurombwa uhwo you need deliverance
@Libsx1
@Libsx1 2 ай бұрын
Ummmmm but my sister maka kanganisa pakuti maka konzeresa kt mkadzi wake afee dai usina kuita zvekt afeee asi kt varambane kwete kuita kafira mberi
@NomatterParewa
@NomatterParewa 3 ай бұрын
Ko inga mupurisa aingokuitira zvakanaka wani why did you have to turn to juju nxaaa
@lizbertify
@lizbertify 8 ай бұрын
Sorry amainini you were rated. But kuzobata zvamakabata izvi pane the wrong person veduwee
@SelinahJele
@SelinahJele 7 ай бұрын
You must go to church
@kudzisvosve2296
@kudzisvosve2296 7 ай бұрын
Muchinyanya kuda zvinhu waita miscarriage yechikwamba 😂😂😂😂
@godwinkarafu771
@godwinkarafu771 8 ай бұрын
Iwe Nashe sei uchida kuparadza marriage yangu iwe ndakakutumira audio ndichitsvaga help but instead yekundipindura wakatumira that audio ku murume wangu is this how u operate and what is your relationship with my husband so is this how you help people... I'm disappointed in you hope hauna kuparadza dzimba dzevanhu dzkawanda
@nomattermudzivo6967
@nomattermudzivo6967 8 ай бұрын
Ko dzemurume mange mapa mukoma Nashe futi
@mayvena5477
@mayvena5477 8 ай бұрын
Asi chii nhai mungatope confession kumunhu wepayoutube? Ayas
@mayvena5477
@mayvena5477 8 ай бұрын
Asi chii nhai mungatope confession kumunhu wepayoutube? Ayas
@sophiachida3361
@sophiachida3361 8 ай бұрын
Kana achidaro anotadza shuwa
@Richooo8568
@Richooo8568 8 ай бұрын
Kana achidaro anopenga zvee ndochii ichocho inga ndaitofunga kuti munhu booo nxaaa
@ciecie-bw1kl
@ciecie-bw1kl 8 ай бұрын
Udofo too much asikana in 5 yrs time kunenge kwave ne 1phone 20 or 30 😂 ungabirwe destiny nekuda kwe iphone. Dai uri umwe waenda kmasowe or traditional wafambira nyaya dzako
@netsaigurure166
@netsaigurure166 8 ай бұрын
nxaaa how desperate are you to get to an extent of controlling a person like a remote control . Wandirwadzisa asi kupera kwazvo ucharwadziswawo.Dai usina kutsvaga mishonga inga nemupurisa maidyidzana zvakanaka ko kuuraya
@destinyabels8548
@destinyabels8548 8 ай бұрын
Facebook dating ma1 askna yuwiiiii
@chiedzamatumba9130
@chiedzamatumba9130 8 ай бұрын
Ndokuda zvemahara muchinoita bonde nenyoka dzemishonga kana ukashandisa chimbudzi unobvei? Kuda zvinhu nxaaa munhu anozvichekeresa.
@NdaiziveiMubvumbi
@NdaiziveiMubvumbi 5 ай бұрын
Pasipano pane varoi inga zvakaoma hazvo nekuda kugara mujoni kutoshinga kuuraya munhu shame on you
@Nokutenda774
@Nokutenda774 5 ай бұрын
Uri dofo rekupedzisira. Instead of getting deliverance you are using yourself for the devil. Yes Jesus will come and your destiny is hell.
Huyai Munzwe Zvandakaona Pataka Ita Accident Ini Ne Mbinga Yangu
21:19
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 28 М.
Ndakauraya umwe maid vandaishanda naye!!!
4:43
CONFESSIONS OF ZIM MAIDS
Рет қаралды 758
It works #beatbox #tiktok
00:34
BeatboxJCOP
Рет қаралды 41 МЛН
Support each other🤝
00:31
ISSEI / いっせい
Рет қаралды 81 МЛН
小丑女COCO的审判。#天使 #小丑 #超人不会飞
00:53
超人不会飞
Рет қаралды 16 МЛН
Zimbabwe Shona ROORA DAY Shocking Hidden Costs!
33:59
Kuuraya Kwandakaita Mukadzi We Chikomba Changu
36:27
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 11 М.
Huyai Munzwe Zvakaitika After Ndadanana Neimwe Mbinga Inogara Ku Borrowdale Zim Confessions
22:10
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 19 М.
Kuromba Kwangu Ndakazvarira Muguva Ndikachekeresa Mwana Wangu
18:29
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,7 М.
Ngatinamatei Hama DzanguHuyai Munzwe NyayaYemwana We Muroyi A Must Listen
27:15
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 20 М.
Huyai munzwe nyaya yaumwe prophet  ane mukurumbira mu Zim
7:15
CONFESSIONS OF ZIM MAIDS
Рет қаралды 2,1 М.
Урыла😏 #кино #film #fypシ #minions
0:37
Faron
Рет қаралды 8 МЛН
Kidnapped Boy Found In Fridge | #Shorts | PD TV
0:59
PD TV
Рет қаралды 9 МЛН
great comedy very nice video👻🧚‍♂️♥️
1:01
Gültekin Ailesi
Рет қаралды 5 МЛН