Mira uone paunoita nhumbu yebhinya Ndopauchadura zvese
@gloriaberger5153 күн бұрын
Its better kusiyana nezvekuwuraisa ex izvo
@Cleo1980-f9w3 күн бұрын
First confession wonayi nyaya ya Tencen pa Drewmass media , ngozi haina kumira zvakanaka
@naomimafemera48602 күн бұрын
Mai imi siyai zvekuuraya ex your marriage inochengetwa naMwari because you will loose everything in life. Be grateful mu marriage mamuri. Ex block him musataura naye focus on your marriage
@123suppliesShirt3 күн бұрын
Mwanasikana, vana vakatofa, so unodakuita ngozi ngani mumhuri, YAURI KUDA KUTANGA is too big for you to handle..rather repent now now..
@SinikiweToronga-sm5in3 күн бұрын
Asi seyi vanhu makurerukirwa nekufunga kuuraya munhu suwa kune mushonga yekufura tidza vanhu yekuti wakaishandisa munhu haafe akakufunga hazvisi zviri nane here pane kuura munhu
@chelsianachitsama21663 күн бұрын
I think arikubatwa be fear 😢yeku looser imba yake....at some point unopererwa and you don't use pfungwa inezenge yangova dai
@Inini2892 күн бұрын
Iro bhinya is threat iri bigger to your marriage than ex uyo
@lizbertify3 күн бұрын
1st confession hhmmm ndashaya remuromo ini. You really want Mkoma Nsshey vakupei advice yekuuraya munhu here? Remember this is all your fault. Makachitanga mega mukakonzeresa mega.