Mabasa okuba it's your payback period Papa always be honest look now u are in great problem .Tadza nyaya dzako wega
@carentracy32125 ай бұрын
Becaful kuurayiwa nemurume wemukadzi iyeye
@audreychiramba23856 ай бұрын
Udzai vana chokwadi honai ikozvino varikungoparadzira mari pasina
@JruetkАй бұрын
Mkoma Nashe Kana muchiziva kunorombeswa kusingapiwe nyoka Kana xhikwambo ndiudzewo pliz
@ConcilliaMukonogwati6 ай бұрын
Hanzi nyadzi dzinokunda rufu udzai vana venyu musati mafa vana venyu vasa zochema nemi
@norahchingaira7555 ай бұрын
First confession zvinhu zvemishobga dont last mkoma zvinoita sezvirikuita bt zvicha back fire sooner or later
@miriammafuruse1056 ай бұрын
Udzai vana zvinonzi yadeuka yadeuka zvimwe pada vangaindewo kuMalawi vakanowana anozvigona kubvisa since vaine mari dzavo pliz
@nomsajeche51466 ай бұрын
Vanhu ityai vanhu vekune dzimwe nyika ndakaona vamwe mai vachidada kuti vakaita mwana naOga and akaenda nababa vake ndakangoseka kuti hurema hwatinahwo vakadzi so tichashandisirwa mishonga kusvika tadzidza kuvhara makumbo kunana Oga ava
@JepheterChesa-bp5xn6 ай бұрын
Huya hko kwandiri ndikupe mwana wekumusha
@carolinechirima6 ай бұрын
Last conf dai mangotaura chokwadi kuba kowanikwa better musina kuromba reururai
@esterdube88946 ай бұрын
Nigeria, hazvichashamisi
@chipochandamale45166 ай бұрын
Morning mukoma Nash
@Edinah-y8n6 ай бұрын
Baba garayi pasi nevana venyu muva udze zvamakaita back in the days, chokwadi chinongo nakidza chichi bva kumu bereki wako, not zvekuti vana vano Sara vachishungurudzika ,vana venyu hava kurasayi, this is a serious issue baba.plus don't waste your time muchinotsvaka rubatsiro mu n'nga or maporofita nekuti makatukwa, they're is a different between kutukwa ne munyama.
@politepowers23976 ай бұрын
Ingoreururai musunungure vana vakuchinjei pekugara hazvibatsire kt varambe vachishandira pasina
@SaneleMtombeniАй бұрын
Vedare makadini
@MatildaHutahwashe5 ай бұрын
Last confession:ndinoona zviri nani kuudza vana venyu chokwadi
@sandrachenaidozva86156 ай бұрын
Mmmh papa avo ngavasade kublamer South africa or their culture.He was the one akaenda kotora mushonga wekuitisa the sa lady zombie.He is being fought by the powers of darkness to keep him away from the true gospel.
@lizbertify6 ай бұрын
Pronunciation ya Juju manje Mkoma Nashe. Kunge shortcut ya Juliet kana Jubilee 😂😂
@ZANDIJOHNSON6 ай бұрын
Ma Nigerian yasis I surrender asi 1 day achaiswa bhara muzidzoro rake nemhurume we girlfriend yake
@mickeybank6 ай бұрын
1st confession - it's clear what you are doing isn't right. This path you've chosen won't lead to anything positive. Turning away from serving the Lord and aligning yourself with darkness is a sorrowful decision
@busimazambani28986 ай бұрын
First confession my brother, go back to God, the things of the world does not last.