Killer t to the fullest ❤ chero mukataura don't give up chairman.hauraramire vanhu be strong
@NostarMatafari-mz2qv11 ай бұрын
Ummm haaa iwewe ndikakubata dadkukudzemura 😂😂😂 ko chero anemushonga ndewake kaa ko iwewe zvirikuku affecter papi aaaa nhai
@twabamshingai11 ай бұрын
Point of correction... That man with killer t is not makandiwa he is prophet ubert Angel. And what brings them together has nothing to do with hurombwa. If akaromba akatozviita na gineus
@natriniel64256 ай бұрын
what's the difference
@desiremapondo839111 ай бұрын
Aaaa killer t anozvishandira uyu❤❤❤❤
@kingymambo238911 ай бұрын
Unotonzwika kuti uri munhu wemakuhwa and unonyepa HARD WORK PAYS .....
@user-dl1sn2xt9z11 ай бұрын
Why say this and putting false allegations on killer t ,he is God gifted so stop this jealous of years
@Pessiamystic0511 ай бұрын
Zimbos will always talk mu hu akaita mari abata mishonga akabroker atyora mhiko dzekuromba so people will always talk wether you do good or not but killer T should not listen to people that talk shit about him so what kana akaromba or ku batabata.His life and his decisions to do what puts food on the table for him.
Pple will always find a way to talk or criticize...endaiwo munoromba kana zvanetsa
@TapiwanasheMarima-kv4pg11 ай бұрын
makandiwa na ubert angles vakuvhiringa kaah tsvagai mabasa boss nyika inovakwa nevene vayo
@tapiwanashemarima11 ай бұрын
Kkkkk waoneraa apaah
@munyaraxnyaxedsonmajax675410 ай бұрын
Emmanuel Makandiwa unomuziva here iwe , usataure kwausina kuswera
@AlvinZiki-om5di11 ай бұрын
Nobody knows
@baechps296111 ай бұрын
Mmmm
@aussiemashava92517 ай бұрын
Guspy wacho kusarira kwake akaroewa here?
@Tomydolph9 ай бұрын
People will always gossip even when you are poor
@nathanielmutizwa985411 ай бұрын
Haa gossip zveshuwa
@bhuru155911 ай бұрын
uri mhata wanzwa
@makonopeacemore395811 ай бұрын
haaa jahman ko kuromba hanty it's a decision of yr life here iwewe kana zvakubhowa enda undorombawo kwete kuswera kutaura nezve life yevanhu ,
@theresansamba914811 ай бұрын
Aka kamunhu hakana nyaya aka
@chingombedaries11 ай бұрын
Hapana Satanism apo ndoinonzi connections
@AnotidaZhanje11 ай бұрын
Haaa iwe unoshaya enda kunotsvaga bsa mhani chro akaita mushonga ndewake putsek mhani plus killer t haana mukadzi getaway mhani iwe
@munyaradzitaurai11 ай бұрын
kana akabata mushonga ndewake. but team riri kubuda pavideo ino mind you kuti ine connection neBoss vemaMega Deals , ko kana akapihwa chimuti kuti achimhanye
@takudzwamatasva445311 ай бұрын
hamuna nyaya imimi
@nyarichanayiwa71311 ай бұрын
Handizvirambi
@Ray-qh3xt1sk9i9 ай бұрын
Killer t zvekunditaura kana ndisipo urikupisa iweee😅😅
Ndezve mumastreet hkuna zvkadero killer t anozvirovera mawex ake boe uyo haan zvbata bata uyo
@eugeniajulias11 ай бұрын
Kwana hauzive zvaunotaura Makandiwa unomuziva here iwe tikwanire satan sister hauzive zvaunoposter enda kuchikoro Leave the man Makandiwa in peace uri kabedzi kemunhu touch not the a anointed one mbudzi yemunhu
@user-kt1bw2dc5h6 ай бұрын
Fusek zirombe remumunhu mazikuhwa
@aussiemashava92517 ай бұрын
saka vanhu imim hakuna munhu ane mari kumberi kwenyu asina kuromba kaa
@anotidaishemudondo-jp8gl11 ай бұрын
My favorite killer T❤
@eliotkapiri-zs5ds11 ай бұрын
Ko mushonga unoimba hr
@user-yw7gn5xz8s11 ай бұрын
Channel ino haiko kana mashaya nyaya mukanorara henyu
@Ambassadorsb3 ай бұрын
Haaa Mbwadzevanhu
@KingLuu44411 ай бұрын
Hwai ye black iwewe ...makuhwa ako aite mashoma ...roga remunhu
@graceaaron222111 ай бұрын
SAKA UCHAITA CEY
@florencesamkange237911 ай бұрын
Kwana iwe unoshaya nyaya
@nyashamasinire282211 ай бұрын
Arikushanda mukomana uyo hapana kana tsotso
@user-oh8gs6hb7e6 ай бұрын
Chibaba chemhanzi icho hapana mushonga
@magu9850111 ай бұрын
Musadarooo guys
@felistasname946811 ай бұрын
Ndosaka Makandiwa akati he is more gifted than God haanamati Mwari chaiye
@bridgetnosenga439011 ай бұрын
Matuzvi enyu saka orega kuzvishandira
@nancysharaunga368411 ай бұрын
Nhai imi muri kushaya nyanya dzechokwadi here pane kutaura zvekunyepa
@SaliburyExpress10 ай бұрын
koiwe uchafumurwa nani
@user-bn4sx7do3h11 ай бұрын
Uyu ngaambomira kunyepa hiwe
@ItAmandaRS4 ай бұрын
iwe ka usa nyebe wakaona munhu ane mari dzake wakuti akaromba
Thats a big lie show us a live footage iwe tsvaga basa iwe
@FariraiHilda11 ай бұрын
Ukwane iweee
@kurrieoriginale361311 ай бұрын
Pic in Eubert angel
@happytime-ls2yx11 ай бұрын
Mupfanha uyu imhata chaiyo
@LastTorerai-ku2inАй бұрын
Uripi iwe
@prophettancho771311 ай бұрын
😂shame zim gossip muchinyanya
@SalahMaleco-gd8gq9 ай бұрын
Mukosho hapana zvamukutaura hamudi kuona munhu achibudirira apa mukuti prophet Makandiwa apa ndi Ubert Angel Saka zvoreva kuti mukutaura zero kana mashaya zvekuita svagai basa mhani mind ur on business plz
@Ex-brown11 ай бұрын
Maifara paii tamburaa nhasii qqne marii makutii aromab
@user-lz8dg2mz3f11 ай бұрын
Why you Zimbabwe Gossip musingatauri nyaya dzine chekuita neutano,kunamata uye dzekuvakana..makuhwa chete ndiyo yamunongoda kuti tisubscibe nekushare uye nekuliker Zvekuromba munhu wese anongoromba hazvina basa izvo
@Mikelamushamba27411 ай бұрын
😂😂😂😂😂 zviriko
@misttatylezoldda_zim11 ай бұрын
Dhodho
@user-cm1zi2px5l11 ай бұрын
Musarwadziwa
@user-kt1bw2dc5h6 ай бұрын
Ndizviinze fut kut wataura nezvemumwe unoda kungorohwa chet
@K2Slizzy26311 ай бұрын
Dako rako
@Flexman_1011 ай бұрын
Haaaaaa rasta tsvagaiwo basa svinu muone kut hamuitewo Mari hre kwete kuita makuhwa payoutube shandai sekuru dhemeti.shiti mhan
@user-kt1bw2dc5h6 ай бұрын
Ufamba iwewe zidhoodhi
@patrickkampira672311 ай бұрын
I think the owner of this channel must be arrested
@zimbabwegossip11 ай бұрын
Uri kurota mwana wembwa
@jahmunetsi29977 ай бұрын
@@zimbabwegossipnha...chi ichocho,Zvi izvozvo.
@josephmoyo364311 ай бұрын
Iwe dako that's uebert angel not Makandiwa fool
@emmanuelstakes986311 ай бұрын
tokuterera sei iwe une false information nakudhara yakadai ... hausikutomboziya kuti munhu wauri kutaura anonzani kkkk shame ... chete haisi mhosva yako ukutotsvagawo mbiri for ma likes nema subscriptions pa youtube kkkkk.... shame ndanzwa tsitsi