Zvaindi bhowa sei 😳😢

  Рет қаралды 59,583

Mama Vee

Mama Vee

Күн бұрын

Пікірлер: 134
@Spo7017
@Spo7017 5 ай бұрын
Haaaa izvi kana usina kupfuura neko wakakomborerwa. Zvaisvota and munhu aibva atogashira kana kunyara kt vana havachina chikafu.
@GraceMuzhuzha
@GraceMuzhuzha 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂taura hako
@munasheterera8420
@munasheterera8420 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 i can relate zvaisvota shame
@WinfildaKazetete-ts5xu
@WinfildaKazetete-ts5xu 5 ай бұрын
Nyaya ihombe kkkkkkk
@AbigailPikayi
@AbigailPikayi 5 ай бұрын
Maida kuti aite sei iye ane nzara ahhhh 😂😂😂😂
@patiencemurahwa7221
@patiencemurahwa7221 5 ай бұрын
Umwe musi ndakachema changu chikafu chapuhwa visitor😂
@juniortabarwa3184
@juniortabarwa3184 5 ай бұрын
Vabereki vedu isu vekuma90's zvchidzoka Mwari ave nemi😭😭😭😭😭
@bornjustin7521
@bornjustin7521 5 ай бұрын
Mainini Mai vhai garai kudzimba kwenyu😂😂😂
@LauquepMureri
@LauquepMureri 5 ай бұрын
Mama vee haaaa mundigonera , l like they u do may God bless u
@BeatriceNkanyezi-tt6tc
@BeatriceNkanyezi-tt6tc 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 zvakaoma inzara iiiiii
@BeatriceNkanyezi-tt6tc
@BeatriceNkanyezi-tt6tc 5 ай бұрын
Ichokwadi kunenzara
@lacychipindirwe1289
@lacychipindirwe1289 5 ай бұрын
Haaa ini zvaindibhowa vana vadiki ndimi maisazodya aaah zvinorwadzasei
@elliotmukozhojaravaza7508
@elliotmukozhojaravaza7508 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@forgetmafukidze3682
@forgetmafukidze3682 5 ай бұрын
Hanzii ndodyira svoto😅😅😅😅
@brendangwerume7614
@brendangwerume7614 5 ай бұрын
Kkkkkkk hanzi na Oriyano pose patinotanga kudya ndopavanouya mai ava kkkkkk varwadziwa shuwa Ruka sorry hako 😅😅😅😅
@LeanmoreMurindashaka
@LeanmoreMurindashaka 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@ClarahMakusiro-nv9ue
@ClarahMakusiro-nv9ue Ай бұрын
Ndafunga tiri kumba kwedu kwaiuya vanwe mbuya vogara na mhai pa veranda ini ne mwana wa tete vangu tonyarara tiri mukitchen tovhara chikafu . Mhai vodaidzira vana imi tea haiiperi kubikwa here zvaibhohwa sei and vanhu ivavo gore raunoshaya havakupe they forgot
@beatricenesu2228
@beatricenesu2228 5 ай бұрын
Ini ndaichema ndigoti kuvenga muenzi iyeye
@patiencenyamushanya1879
@patiencenyamushanya1879 5 ай бұрын
🙆... Zvinonga zvadirwa jecha na Mai Vhayi... Kwakutoswera nenzara😢
@yvonneyvonne-vr2uo
@yvonneyvonne-vr2uo 5 ай бұрын
Mama vee u always make me laugh i love you so much munondgonera
@brendangwerume7614
@brendangwerume7614 5 ай бұрын
Mai Sarah kupukuta spoon nerokwe hre uku 😅😅😅😅
@Sthandwa-dk3xh
@Sthandwa-dk3xh 5 ай бұрын
Kuti muenzi arambe chikafu😂😂😂
@BeautyMaria-s4h
@BeautyMaria-s4h 5 ай бұрын
😂😂😂😂apa tinenge tanonoka kubva kumunda nzara yakuruma 😢vamwe gogo vaibva vatoti ndogeza kupi maoko chikafu chichitorwa muma plates edu 😅
@CleoCleo-li3zs
@CleoCleo-li3zs 4 ай бұрын
Kkkkkk l know the feeling Mai vangu vanozviita maplates enyu anopihwa vaenzi
@franklinmatongo6894
@franklinmatongo6894 2 ай бұрын
Mama vee kwakuseri😅
@mufarokasaki1065
@mufarokasaki1065 5 ай бұрын
Nhai mama vee kukotama uko hakuchadi😂😂😂🤣🤣🤣
@add-j4j
@add-j4j 5 ай бұрын
I never do that to my children. Lol .we share but not at the expense of ana Angu
@sarahmadzima4894
@sarahmadzima4894 5 ай бұрын
Mama vee ndasurrender Iko kusanyara
@otilliamasikume-px5nd
@otilliamasikume-px5nd 5 ай бұрын
❤❤good combination
@cathymtelo9691
@cathymtelo9691 5 ай бұрын
Panyaya iyi ndinoti vazungu vanogonesa...If you pitch up uninvited wosangana nevarikudya you ought to wait for yo own menu...
@veemajay
@veemajay 5 ай бұрын
😂😂😂😂 kaskiri aka, ndakamboramwa apa ndirimuroora,
@LosiasTshuma
@LosiasTshuma 5 ай бұрын
Mama vee haa surrend
@fortunatemauku6958
@fortunatemauku6958 5 ай бұрын
Mama vee hiii nyangwe musana anhu yowee
@phillipzvidzanayi4009
@phillipzvidzanayi4009 5 ай бұрын
Ndanga ndakaguta but ndakudyira svoto 😂😂😂
@irenemandizvidza2656
@irenemandizvidza2656 5 ай бұрын
that step mama Vee😂😂😂😂😂
@Naziranadeem786Nzira78
@Naziranadeem786Nzira78 5 ай бұрын
After all ndiwe unomasuka ma plates acho haiwaaa takabva neko 😂😂😂😂😂
@tatendadennismbindi2662
@tatendadennismbindi2662 5 ай бұрын
Mai chihwa ndomunhu achandiuraya ndaka arairwa😂😂😂
@wondergwizo6253
@wondergwizo6253 5 ай бұрын
Mai Vhayi munombozosvikireiwo chikafu chaburwa? 😂😂😂😂
@MakahManiki
@MakahManiki 5 ай бұрын
😂😂😂😂 kugara hre kkkk mai Vee ka
@RumbidzaiDavid
@RumbidzaiDavid 5 ай бұрын
Yaitambik kwatete vangu
@SharonMoyana
@SharonMoyana 5 ай бұрын
Kkkkk ndava kudyira svoto ndsiva ndaiva ndakaguta
@PreciousMamvura
@PreciousMamvura 11 күн бұрын
Haaa misana haichadi shuwa😂😂😂
@PamelaGwese
@PamelaGwese 5 ай бұрын
Sharing is caring 😂
@LaizaSithole
@LaizaSithole 5 ай бұрын
😂😂😂.ndakutodyira svoto
@TilderMugwede
@TilderMugwede 5 ай бұрын
Mvura yacho yaramba kunaya ❤😅😅😅😅
@stelladeredzai7792
@stelladeredzai7792 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂Mai Vhai makubvunza muzukuru makuhwa apa makudyira svoto kkkkkk
@vitalismusapingura870
@vitalismusapingura870 5 ай бұрын
inga ndisikazi kupazwa, "ndandakaguta asi ndakuryire svoto" kkkkkkk
@PricillaChidhanguro
@PricillaChidhanguro 5 ай бұрын
Kkkkkk mukutadzisa mvura kunaya nekukwata
@MemoMemo-xq6dy
@MemoMemo-xq6dy 5 ай бұрын
Haa munogona Mama Vee
@stanmanduna2249
@stanmanduna2249 5 ай бұрын
Good collabo there
@vimbaispiwe6370
@vimbaispiwe6370 5 ай бұрын
Ge Ge ge ge step manyama
@ShirleyNyakudziwanza-ru2yn
@ShirleyNyakudziwanza-ru2yn 5 ай бұрын
Zvayiitika shuwa mhamha Vee.
@memorymadyegasva1725
@memorymadyegasva1725 5 ай бұрын
Waiti wakanonoka kudya nyama ma visitor akawuya ...plate yako ndoyave 1st kubatwa
@memorymakwindi3177
@memorymakwindi3177 5 ай бұрын
Mama Vee nekamuzukuru😂😂😂😂😂
@thebeast-uk9hg
@thebeast-uk9hg 5 ай бұрын
😂😂😂😂ndanga ndakaguta ndakutodyira svoto
@vimbaisibanda1426
@vimbaisibanda1426 5 ай бұрын
Ini ndaichema
@ChemicalWonders
@ChemicalWonders 5 ай бұрын
Amunawoye😂😂😂
@TinotendaJipi
@TinotendaJipi 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂 pain yacho ndoiziva hangul😂😂😂😂😂
@SandraKasirai-q1e
@SandraKasirai-q1e 5 ай бұрын
Akangwara haana nhamo hanzi ndakutodyira svoto 😂😂😂😂
@TinasheMushonga-qu6it
@TinasheMushonga-qu6it 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 munu wese wakabve ngeyo 😂😂😂😂😂
@blessingkuzivakwashe1564
@blessingkuzivakwashe1564 5 ай бұрын
i can relate maiweeee😂😂😂
@Nyasha-tk1hn
@Nyasha-tk1hn 5 ай бұрын
Apa unenge wabva kumunda posvika mweni kudai kkkkkkkkk
@ThandiweJabulani
@ThandiweJabulani 5 ай бұрын
😂😂😂
@NgincedeniMapwanye
@NgincedeniMapwanye 5 ай бұрын
Ndakuhire svoto kkkkk mai vhayi
@ThabethMarisa
@ThabethMarisa 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂ini ndaizochema chikabikwa chimwe
@SusanMushoperi
@SusanMushoperi 5 ай бұрын
Vabereki vaitibatira zvisingaite wena izvi zvaibhowa kani
@ThelmaMunapo
@ThelmaMunapo 5 ай бұрын
Ummm mama Vee dzikamisai moyo
@KelvinNyasha-tq6ry
@KelvinNyasha-tq6ry 5 ай бұрын
Hanzy ndakudyira svoto 😂😂😂
@RufaroZiki
@RufaroZiki 5 ай бұрын
😂😂😂😂 vandifungidza rimwe gore ...ndaswera kumombe ..ndadzoka kumba manje apa nzara yakandirova kwete zvekutamba kunot mu bhodho kudai chikafu hamuna kwahi pasvika mweni pano tikamupa chikafu chako haaa guys ndakachema mom's yangu yabva yat kana wapedza kuzhamba usuke ndiro dzangu bhodho ukweshe ndoda ripenye ...but I miss her really may her soul rest in peace
@sipiwedzingwe282
@sipiwedzingwe282 5 ай бұрын
Chondishamisa ndechekuti vana ava vanenge vachiziva here kuti varikuita skit ngekuti vanogona zvavo😅😅😂😂😂😂
@YvonneKalulu-nj7pq
@YvonneKalulu-nj7pq 5 ай бұрын
Mama vee kunge kusada
@cheridafungayi6202
@cheridafungayi6202 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂kwaaaaaaaa I can relate
@cynthiamadziwa3704
@cynthiamadziwa3704 5 ай бұрын
Zvaisvota sei apa kunobva kwabviswa zvenyu vadiki 😂😂😂😂😂
@PreciousMarambaushe
@PreciousMarambaushe 5 ай бұрын
Mai vhai makutodyira svoto 😂😂😂
@ObertSiyani
@ObertSiyani 5 ай бұрын
Kunyepa Mao vee mutori nemoyo😂😂
@PricillaChidhanguro
@PricillaChidhanguro 5 ай бұрын
Apa vanhu vamokwata havarambe haa
@PricillaChidhanguro
@PricillaChidhanguro 5 ай бұрын
Mbuya mirako namirakoo
@rumbidzaimachaya3366
@rumbidzaimachaya3366 5 ай бұрын
Kkk isu taizoti kuna gogo regai tidye nekukasika vana tisvikewo vasati vauya apa vaisatenderwa kudarika vasina kudya😂😂😂😂
@pamelamukanya3983
@pamelamukanya3983 5 ай бұрын
Step bhoo here mai vhai
@PatienceChimhutu
@PatienceChimhutu 5 ай бұрын
😂😂ndafunga mbuya vangu Mai chihwa ndozvavaiita asi ndaizobhoikana nearikuisirwa food wacho kuramba Ari zii.takapedzisira takunodyira kukora 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 5 ай бұрын
Hanzi tutsirai 😅😅😅😅 mai vhayi madyirei ko ka lafu hanzi iiihiii vachitambira 😅😅😅😅😅😅😅😅
@ChiponancyMatapo
@ChiponancyMatapo 5 ай бұрын
Mainini mai vhai kuzonyepera kuti hakuna mvura vachimirira chikafu😂🤣😂
@Valerie-te1yw
@Valerie-te1yw 5 ай бұрын
Zvaindisvota shame I remember ndichitsiura amwe asahwira kuti y is it munouya pa tea time. Vanenge vakatochi master chai game chacho vanhu ivava. Kusvipira chaiko lol
@charitymudonhi2302
@charitymudonhi2302 5 ай бұрын
Hanzii ndodyira svoto 😂😂😂😂
@peekay3671
@peekay3671 5 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣mama Vee kana yoooo
@MelodyMasunda
@MelodyMasunda 5 ай бұрын
Kkkkk kunge kusada mainini
@PatientByo
@PatientByo 5 ай бұрын
Mai Bhai step manje
@EminaMunangaidzwa
@EminaMunangaidzwa 5 ай бұрын
Mhamha Vee kaaa
@WinnetTakafa
@WinnetTakafa 5 ай бұрын
Kkkkkkkk haaa zvaibhohwa shuwa
@LainaChifamba
@LainaChifamba 5 ай бұрын
Hahaha apo vambosvika vachiita kunga murwere mamaka
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi 5 ай бұрын
Hona Mwana wako mama vee to the fullest munotovapa chete kunyangwe ukapopota kna kutaura hooooona ndakutodyira shoto unomudii mama Vee hapana
@lovejoychigonero5065
@lovejoychigonero5065 5 ай бұрын
Trouser ra Marema its not make sure 😂😂😂😂
@josphiwemudede4140
@josphiwemudede4140 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂mwaba andifungisa kure chaiko
@Simosamimhumi-jh1ym
@Simosamimhumi-jh1ym 5 ай бұрын
Oriano na Ruka vapererwa 😂😂😂😂
@EdmoreMashizha-gf6nl
@EdmoreMashizha-gf6nl 5 ай бұрын
Zvakaoma
@miriam489
@miriam489 5 ай бұрын
Muzukuru wa mai vee ndovozokuru vakutinetsa Pa social mid apa vakakura vachinzwa makuhwa
@fungaikuvaoga4268
@fungaikuvaoga4268 5 ай бұрын
Step iyo kuseri kkkkk
@faraihshande7855
@faraihshande7855 3 ай бұрын
Kkkkk kugara kwacho
@priscillarmaenzanise6480
@priscillarmaenzanise6480 5 ай бұрын
Pfacha mainini
@memorygoche2574
@memorygoche2574 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂mhuri iyi yakaoma dressing yaOriyano manje
@ShyleenMomberere
@ShyleenMomberere 5 ай бұрын
Haha kwangu unozodya vaguta vana vangu
@WinfildaKazetete-ts5xu
@WinfildaKazetete-ts5xu 5 ай бұрын
Kkkkkkkk takabve neyo kumhunga
@KevinFarayi
@KevinFarayi 5 ай бұрын
Kkkkkkk mbuya vangu vaizviita
@fortunatekashambe9796
@fortunatekashambe9796 5 ай бұрын
😂😂😂Mazuvano hazviko izvi
@mnet2912
@mnet2912 5 ай бұрын
😂😂😂Mbuya vangu vaidaidza mumnhu arikpfuura paroad murimukitchen muchidya anenge angodaidzira achimhoresa. (MHSRP)
@agnesmare7133
@agnesmare7133 5 ай бұрын
😅😅😅😅
@siphathisiwemswela1549
@siphathisiwemswela1549 5 ай бұрын
😂😂😂😂 kutaimira chikafu🤣🤣🤣
@BrendaSithole-nz2ty
@BrendaSithole-nz2ty 5 ай бұрын
Takabva neko
@wiknosnourumba2009
@wiknosnourumba2009 5 ай бұрын
😂😂😂
@rachelmadzudzo9910
@rachelmadzudzo9910 5 ай бұрын
Gogo vangu vatosheedza vari kupfuura neroad kuti huyai tidye votanga kubvisa mumaplates edu .haaaa taitsamwa big time kkkkkk.
Prank went wrong 😂😳🇿🇲🇿🇼
4:38
Mama Vee
Рет қаралды 15 М.
acts of prophet miracle paul
10:02
MiracleGod1
Рет қаралды 23 М.
How to whistle ?? 😱😱
00:31
Tibo InShape
Рет қаралды 23 МЛН
Osman Kalyoncu Sonu Üzücü Saddest Videos Dream Engine 275 #shorts
00:29
Smart Sigma Kid #funny #sigma
00:14
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 88 МЛН
Mbuya vema Cucumber 😂😂😂
6:04
Mama Vee
Рет қаралды 170 М.
Mavanga (Scars)Episode 1
12:00
Dan Grego Official.
Рет қаралды 18 М.
Mama Vee - Man to Man [Remix] By Washe Works zw
3:36
Washe Works Zw
Рет қаралды 1,1 М.
Kungwara kwese tsvai 😳😂anhuwoye Tosangane Dubai
3:07
Mama Vee
Рет қаралды 46 М.
Arikuzviiita Sabhuku 🔥🔥🔥🔥Karanganda TV
33:01
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 27 М.
Zimuroyi 😳😭The evil doers
8:54
Mama Vee
Рет қаралды 109 М.
Zvandaka itwa na Sabhuku😳Kudyasa kwazvo
3:43
Mama Vee
Рет қаралды 78 М.
Tit for Tat 😳😂Hakuna Marriage yakadai 😳
3:31
Mama Vee
Рет қаралды 88 М.
How to whistle ?? 😱😱
00:31
Tibo InShape
Рет қаралды 23 МЛН