ZVIMBA....... BABA VEMWANA WE ( 2) YEARS AKAURAWA VOTAURA PAMUSORO PERUFU RWEMWANA WAVO

  Рет қаралды 113,116

Drewmas Media

Drewmas Media

8 ай бұрын

MWANA HAASI KUZOZORORA KUSVIKA MHONDI DZABATWA

Пікірлер: 868
@tinotendamwendamberi1880
@tinotendamwendamberi1880 8 ай бұрын
Vakafamba vachisiya vabereki vemwana andiwachenese
@alfredmuvhimi4059
@alfredmuvhimi4059 4 ай бұрын
Nhai vanofamba voga sei
@angelagorosvipa1659
@angelagorosvipa1659 8 ай бұрын
Mafiro evana arikurwadza muZimbabwe
@FlorenceSithole-vn4xt
@FlorenceSithole-vn4xt 8 ай бұрын
I think nowadays zvakutongoda kuti kana wakura wonozvitsvakira kwekugara far away from group family coz mafamilies acho ndovaakuraya vachitemba kuti ndewe rudzi rwangu its so sad shem
@Dubedube3635
@Dubedube3635 8 ай бұрын
Iye Dzikamai wacho why akaenda kumprofita enga asina baba vemwana haa vanhu munemoyo yakaoma haa 😭😭😭😭😭
@Evidencemancube
@Evidencemancube 4 ай бұрын
Unotoshaya kuti anopenga here nxaaa anga aenda kunovharisa kun'anga dzake😢
@nokuthulankomo6657
@nokuthulankomo6657 8 ай бұрын
😢😢😢😢nyaya yaTapiwa yadzoka zve nhymi . Ko chiiko nhy chiiko . May the anger of the lord punish all those wicked who water their happiness with the tears of others.
@haisonmuzungu753
@haisonmuzungu753 8 ай бұрын
Mira nemudzimai wako young man, this time needs real strength. Usarasire nyaya kumukadzi wako koz haanawo chaanoziva. 1 day chokwadi chichabuda pachena
@marvelousrupende4571
@marvelousrupende4571 8 ай бұрын
Shant muka urwe muzukuru Rest in power warwadzisa
@Nunec
@Nunec 8 ай бұрын
Andrew I like that u give the interviewee nguva yekutsanangura hau interupte. Keep it up and unotipa dzako nyaya wega❤
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 8 ай бұрын
Taura zvako
@cleofay9346
@cleofay9346 8 ай бұрын
very true
@sueeland5675
@sueeland5675 8 ай бұрын
So professional
@Briannyanguwo
@Briannyanguwo 8 ай бұрын
True
@RevaiMakwasha-dq5wc
@RevaiMakwasha-dq5wc 8 ай бұрын
@@cleofay9346 Sorry baba zvino rwadzai izvi nyaradzwai na mwari chokwadii nyika yashata iyi
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 8 ай бұрын
Asika kudenga Kuna Mwari ,munhu anosiya wake mwana ouraya weumwe ,? Nekuda kugarika chete 😭😭😭
@DRRZOE09
@DRRZOE09 8 ай бұрын
This lady What a good story teller
@fauchiva9411
@fauchiva9411 7 ай бұрын
Shantel muka mwanangu vashushe
@tapiwachihota3096
@tapiwachihota3096 8 ай бұрын
Eish zvorwadza izvi sure Rest in peace Shantie I was suggesting kuenda kwa prophet Paul Miracle anopedza zvese izvi
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 8 ай бұрын
Maiweeee kaniiii ndarwadziwa ini mwana uyooo kani muzukuru atsanangura zvinorwadza veduwe mai chanty naba chanty sorry veduwe 😢mwana kudhadhurwa shuwa kuvhiyiwa kuita kunge mhuka😢
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 8 ай бұрын
😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔 shantie Muka usarara iwe mwana wedu
@maipraise
@maipraise 8 ай бұрын
VanaInno havana kuchena zvavo,mazuva ese vaisawanikwa pakutsvaga mwana vongozoenda kumuforofita vega futi😢
@nicolemercy
@nicolemercy 8 ай бұрын
Ehe sure
@mariamachemedze2256
@mariamachemedze2256 8 ай бұрын
ichokwadi havanakuchena
@user-ec2jx3tj1k
@user-ec2jx3tj1k 8 ай бұрын
Kuzoenda ku muporofita vega futi vachisiya mubereki we mwana pamusoro pazvo voti mwana anogona kuwanikwa kurukova...... Tongai Mwari 😭
@Auxilliamurape-pp3so
@Auxilliamurape-pp3so 8 ай бұрын
Vakanga vakuona kuti mwana anosvika pakusatoonekwa aparara vakatsvaga way yekuti vanhu vagone kusvika panzvimbo yavakaisa mwana, apa muroi arinani anouraya zvisinganzwisisike pane kubata munhu achitoona kuti ndakuuraiwa haaa ndaremerwa vanhu ava ngavafire mujeri vachishungurudzwawo na Chantie
@edmoretamanikwa1554
@edmoretamanikwa1554 8 ай бұрын
Ana Dzikamai vakaenda sei kuMuporofita vari vega pasina baba kana mai vemwana
@tafadzwashonhai3867
@tafadzwashonhai3867 8 ай бұрын
Vanhu vavakujaira zvemahara kuuray munhu haasi nyore
@VeronicaMunyawiri
@VeronicaMunyawiri 8 ай бұрын
Ko ivo vaigofamba vega cy vachisiya baba vemwana smthng is fish😢😢😢
@sukaimasvingise2051
@sukaimasvingise2051 8 ай бұрын
Taura hako vofamba vega and baba vemwana or sekuru vacho something is fish
@VeronicaMunyawiri
@VeronicaMunyawiri 8 ай бұрын
​@@sukaimasvingise2051yeah vaifanira kudana chero 1zvake pakati pevanhu ivava vose shame zvinorwadza
@MavistawonanziraChitambo-tb1pz
@MavistawonanziraChitambo-tb1pz 8 ай бұрын
Don't rest shantie tinha vavengi vako vataure vega iwe . hausi huku rwisa rwisa bby girl
@NgonidzasheMatsveru
@NgonidzasheMatsveru 8 ай бұрын
Muparidzi 9:5 inoti vakafa hapana chavanoziva,asi Mwari vanofambira nyaya,God will bring justice to Shantie's case, talking to the dead is intiating the devil
@nokuthulankomo6657
@nokuthulankomo6657 8 ай бұрын
😢😢😢Ko vana vaitasei nhy vedu itso painful . Mwari ngaakunyaradzei.
@roselynrukainga531
@roselynrukainga531 8 ай бұрын
So sad ndakazviitirwawo wangu in February she was 2yrs 8mnths 😭😭😭😭😭nanhasi hazvisikutambirika. Be strong vabereki va shantie Mwari haarare
@fortunatekashambe9796
@fortunatekashambe9796 8 ай бұрын
Sorry dear Mwari akunyaradzei
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 8 ай бұрын
Shem 😢😢 sorry henyu
@emmzy3296
@emmzy3296 8 ай бұрын
Shame srry dear
@AnjoJoy.
@AnjoJoy. 8 ай бұрын
Hugs dia.
@beautyzimbabwe1001
@beautyzimbabwe1001 8 ай бұрын
Were the culprits arrested
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 8 ай бұрын
Mwana akafa achitambura uyu imagine kupisa hre .kuchekwa nhengo kamwana ikako hre kuzvomorwa matumbu ndarwadziwa ini😢😢😢😢😢😢😢😢
@Gogoaggie2018
@Gogoaggie2018 8 ай бұрын
Hey, this is disheartening. I can't believe my ears .cry 😭😭 😭 baby girl never rest until your killer pays through his nose.
@haisonmuzungu753
@haisonmuzungu753 8 ай бұрын
The father has a strong heart, trust God and all shall be given to you
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 8 ай бұрын
Dzikamayi is the main culprit, he is the center of the whole scenario
@user-fr4es4wg3m
@user-fr4es4wg3m 8 ай бұрын
Sure why ayiziva kuti mwana arikurwizi
@user-fr4es4wg3m
@user-fr4es4wg3m 8 ай бұрын
Shame chimupurwa ichi chatokuratidzai
@tendaikwadelanji3504
@tendaikwadelanji3504 8 ай бұрын
Yaa kana ini ndiri kuonavo dzikamai seane nhorondo yakati kurei kubva pakukoramba zita rake richitaurwa
@OscalyneZimbowa
@OscalyneZimbowa 6 ай бұрын
Zvinorwadza mafiro akaita mwana, vanhu ngavetsage mukadzi we cooler box murume wake aripanevakasungwa nhengo dze muviri wemwana dzakatophura border mwana asati awonekwa, vanoziva zvavakaita ngave taure kuti dziri kupi nhengo dzemuvi dze mwana, mapurisa ngaabvubze kuti munhu ane mukadzi ano croser border ndiani kunevakasungwa vanomuwava mukadzi we cooler box nekuti vanhu vakatoita mari kare
@muchanetamwale6834
@muchanetamwale6834 8 ай бұрын
Vanhu vanodii kuuraya vana vavo
@rumbidzaimamhungo4332
@rumbidzaimamhungo4332 8 ай бұрын
Nhai nhai.better kungotora mutemo kuisa mumaoko.kutetema tema nedemo imbwa idzodzo
@emiliamadondo4314
@emiliamadondo4314 8 ай бұрын
So painful.rest in peace Shanty
@MatthewManzi
@MatthewManzi 8 ай бұрын
Nyaya inorwadza rest in peace Shantel pliz vabereki ngatichengetei vana nyika yazara ne mhondi
@fungaimakusha4024
@fungaimakusha4024 8 ай бұрын
Muzukuru lets hope haaite samai lessy 😢😢
@samkelisonkube2110
@samkelisonkube2110 8 ай бұрын
Yiii bakithi abantwana benzen kanti shuw savelelwa yaa rest in peace nana
@nickiemackaya6838
@nickiemackaya6838 8 ай бұрын
Kuromba hakuna kuipa asi munhu chekeresa mwana wako . it's not easy to loose a child through mazimhondi anotiuraira vana vedu.
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 8 ай бұрын
Taura zvko hama dai mwana uyu akamuka ndarwadziva ndavaone Mukotsanjera
@amandahnzou1004
@amandahnzou1004 8 ай бұрын
Ayewa munhu ngaachekerese kana nhengo dzemuviri wake kwete mumwe munhu. Mai kana baba vemwana anenge achekereswa nespouse yavo vanotorwadziwawo
@nickiemackaya6838
@nickiemackaya6838 8 ай бұрын
​@@constancemarifiye6658anombo wanikwepiko mukotsanjera wacho nhai cuzzie. Ndikutodawo kumuona
@TendaiMahupete
@TendaiMahupete 8 ай бұрын
Truee uraya wako mwana
@nyaraichisuko807
@nyaraichisuko807 8 ай бұрын
Ini i think varume vekuti vaenda kwaPrince vakaudzwa kuti mwana ari nechekurwizi kunyepa ndivo vaiziva kuti mwana akaiswa kupi coz how can they go kunobvunzira mwana pasina kana vabereki vemwana nepo vaisauya pamba pehama yavo mazuva ese apa pane nyaya
@melodychikosha9349
@melodychikosha9349 8 ай бұрын
Mai vanotsanangura zvavo Ava haaa storyteller chaiye ne confidence chaiyo dunzvi remumusha#RIP SHANTY
@rojamillerover
@rojamillerover 8 ай бұрын
Ihhh dai vatosenzera Zbc
@lovenessnkomeni
@lovenessnkomeni 8 ай бұрын
Nyaya iyi inofanana nemwana wasekuru wangu ane makore 2 akashaikwa gore rapera tikamutswaka zve2 weeks takamuwana apiswa musoro waputika pasina mamwe maparts asi hapana postmortem an nemapurisa Akati rasai an vana vadiki ndivo varikungouraiwa zvinorwadza shm tapererwa muno munyika kugara nemhondi Aiwa tatambura
@faithmukarakate6934
@faithmukarakate6934 8 ай бұрын
Iweeeka.sorry dearest..its painful
@rojamillerover
@rojamillerover 8 ай бұрын
Ummm that's so sad, so maybe it's a serial killer arikutouraya vana. Saka pamwe havasi vanhu vemunharaunda ava, vanotofamba mamusha vachidai
@user-th7tf6uz1t
@user-th7tf6uz1t 8 ай бұрын
Madzikoma na moms yakadzinga mukadzi wako they know something
@lilianmadzore9043
@lilianmadzore9043 8 ай бұрын
Vakafamba Vega sei vachisiya baba vemwana vanoziva zvmakaita mwana
@user-gj5ed5vs8u
@user-gj5ed5vs8u 8 ай бұрын
😭😭😭😭 veduwe vanhu tapindwa neiko aaaah moyo wangu waenda Kure shm R.I.P baby girl
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 8 ай бұрын
😭💔Mwari wangu Mati tidiiko nenyika yamakatiisa mukati mayo, mmm irikutirwadzisa every minute, vana vedu vopera hr nhy Mwari
@nos__mas
@nos__mas 8 ай бұрын
Sad story. Mai vane hat ye black avo vari learned
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl 8 ай бұрын
Baba vemwana vari kuzvishingisa bt munhu ari kubaiwa pamoyo chaipo ipo mmm...im sry ba shanty 😢
@auxilliachiwanika8001
@auxilliachiwanika8001 8 ай бұрын
Yea true varikurwadziwa Dai vawana closure
@user-de7lb6di3n
@user-de7lb6di3n 8 ай бұрын
Irwa hondo dzako Shantel usabvume kutsibikwa .rest in piece bby girl
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 8 ай бұрын
Mapurisa matiregerera matirwadzisa all them days postmortem 14 November shuwa here , God of Vengeance take over
@georginakajengo3172
@georginakajengo3172 8 ай бұрын
What a painful death. Mwari vachazvipedza zvese zveusvinu izvi.
@masciemudumo
@masciemudumo 3 ай бұрын
Dzika, inno, admire na prince wacho ndovanoziva zvese zvakaitika pana shanty
@isabelmurambiwa6304
@isabelmurambiwa6304 8 ай бұрын
This is very paining. Why? Why? Vana vasingakwanise kuzvirwira are the ones targeted by these wicked people. Vanhu vakoshesa mari than upenyu hwemunhu. Shantie fight those ruthless killers don’t give them peace. Haunt them left right and centre don’t give them piece. Vatambudze vatangekureurura vega. Ruthless people spilling innocent blood. MHSRIP it’s is really heartbreaking. Zimbabwe yava kutyisa vanavopera mhondi idzi. Thank you Andrew keep up the good work. Urikufumura mazimhondi iwaya.
@susanmwanza4728
@susanmwanza4728 8 ай бұрын
RIP
@user-he1pp6zy8z
@user-he1pp6zy8z 8 ай бұрын
This is very painful inini hangu ndarwadziw mwana mudiki 2yrs aiitei chaiko chamuuraisa zvinorwadza kudara ko why munhu akafunga business asingaurai wake mwana this is very bad apa kuzobvomora mwana nekuzasi yoo this is srs government tokumbira ipindorewo apo coz vabereki avangapori kuzoti kuuraya,kuvhomora zvemukati,kupisa ummmm zvarwadza
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 8 ай бұрын
This is so sad and painful, no parents should go through this, Mwari akunyaradzei ba Shantel.
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 8 ай бұрын
Zvakaoma vehukama vanoziva ndivo vakaita izvi maCID pliz itai basa we knw munogona kubata this killers
@primrosetomu597
@primrosetomu597 8 ай бұрын
Mhsrip praying derz no mai Lessie vakazoti shamisa kwa Makore💔💔💔💔😢
@elsiehovahova725
@elsiehovahova725 8 ай бұрын
Vataura zvandandida kutaura kuti mai avo vasaita samai Lessie
@sheillarnyamupfukudza3375
@sheillarnyamupfukudza3375 8 ай бұрын
Mwari wakunyaradzei mai na baba shantel RIP baby shant
@user-vu1dk7ey9x
@user-vu1dk7ey9x 8 ай бұрын
keep it up drewmas media munonyatsopa munhu nguva yake yekutsanangura makanyarara muchiterera zvekuti nesuwo vatariri tinonyatsonzwa nyaya yese then mibvunzo yozouyawo shuwa munhu apedza kutsanagura same nemi mobvunza munhu anyatsopedza nyaya yake......keep it up shuwa u taking us to another level
@user-pq8fc8ze4n
@user-pq8fc8ze4n 8 ай бұрын
O my God my heart is broken nhai Mwari nyika yedu irikuendepi
@ChipoSigauke-nd3sm
@ChipoSigauke-nd3sm 8 ай бұрын
Beter kutama pamba akapa mourayiwa mukadzi nemurume
@fortunatemuchemwa4916
@fortunatemuchemwa4916 8 ай бұрын
Fight for yrself shantel .mira wega .ramba kushandiswa nemhondi idzi
@MarthaMapako
@MarthaMapako 4 күн бұрын
Eish Mwari pindurai chii chakadero shuwa vana vakapareiko nhai vanhu vozvarira mabhinya here shuwa aaaaa zvakaaoma
@calleenmkwezura6112
@calleenmkwezura6112 8 ай бұрын
Eish the story is deepening ende zvirikurwadza Mwari todiiiko 😢😢😢😢tochengetera vana kupiko nyika yazara huyipi iyi
@MichealBeta-pl4gp
@MichealBeta-pl4gp 6 ай бұрын
Very sorry baba na mai Shantel. Be strong . Justices is needed
@beautyzimbabwe1001
@beautyzimbabwe1001 8 ай бұрын
Its very unfortunate that the gvt we looking up to in times like these .. is the architect of our problems today...most culprits are connected to zanupf
@marvelousrupende4571
@marvelousrupende4571 8 ай бұрын
Nxaa saka muporofita wacho wavaizoenda vega vachisiya mai vabereki vemwana chii ichocho
@GloriousMabunda
@GloriousMabunda 8 ай бұрын
Endesai mukoma avo kunasekuru Tasvu chokwadi chibude
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 8 ай бұрын
Saka Mwari togara sey munharaunda toshanda sey vana vedu vachibiwa vourayiwa😭😭, usambozorora Shanty rwisa mhondi yako.
@user-tc9pb7gl4e
@user-tc9pb7gl4e 8 ай бұрын
Ndatya inini nazvo ,,,nyika yapera .Shuwa chiiii chakadaro mwana rusvava rune2yrs😊
@user-kp9vt1ll3s
@user-kp9vt1ll3s 8 ай бұрын
Drewmas media takes us to another level ❤❤❤
@YvonneFungai-go6nl
@YvonneFungai-go6nl 8 ай бұрын
😭😭😭😭😭 ndarwadziwa veduwe,nhai vanhu vapindwa neyi muZimbabwe. Kuda mari here
@sammychani5594
@sammychani5594 8 ай бұрын
Ko madzikoma ayo aigofamba ega sei baba namai vemwana vasipo???? Something is not ryt with those brothers.
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 8 ай бұрын
Vaida kutsipika hazviko kuda hama dzanga dzakurova
@merlinbingudza2804
@merlinbingudza2804 8 ай бұрын
Ndomhondi dzacho dzakauraya mwana
@user-re5yy8tz9v
@user-re5yy8tz9v 8 ай бұрын
Rest easy nana,mwari vakunyaradzei baba na amai shanty.
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 8 ай бұрын
Thank you Drewmas. Murikuita basa.. I feel kuti mhuri iyi ngaiende kwa sekuru Tasvu or Kanengo. They can help free of charge kana vasina mari.
@user-wf3qg9qz4q
@user-wf3qg9qz4q 8 ай бұрын
Pliz vanhu ava vanoda marii sekuru tasvu nasekuru kanengo
@NetsaiMujuru
@NetsaiMujuru 8 ай бұрын
Vaye vekushaya mwana pasowe vakainda wani kwasekuru Tasvu vakanobvisa Mari vakataura wani hanzi kana muchida sekuru kuinda navo bvisa $3000 cz vanenge vasiya vanhu vese vanoda kubatsirwa
@SithembileMahusha-eq3ku
@SithembileMahusha-eq3ku 8 ай бұрын
Rest in peace Shantel zvakaoma hazvo
@RonikaMajawi
@RonikaMajawi 8 ай бұрын
How do you know kuti vanoita zviri streght ko kana variivo varikuira madeals ekuurayuwa nevanhu vachigadzira anenge awuraya kuti nyaya ishaye basa?
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 8 ай бұрын
@@RonikaMajawi tinenge tichiona vachibatsira vamwe so we trust kuti vanobatsira
@tamaremanyika3776
@tamaremanyika3776 8 ай бұрын
😢im so sorry baba Shantel Mwari ngavakunyaradzei mhuri yese mafiro arikuita vana arikurwadza vana varingoshaikwa vozowanikwa vakafa
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 8 ай бұрын
Momz iyo inotaura zvayo inehushingi futi
@nevanjiangie2556
@nevanjiangie2556 8 ай бұрын
Mmmm very sad Zimbabwe yakutyisa 💔 💔
@MEMORunner1
@MEMORunner1 7 ай бұрын
Weldone muzukuru wagona kutsanangura zvinonzwisisika....nyaradzwai namweya mutsvene veduwee asi tinoti dai Jehovha vapindira mhondi dzabatiwa
@shumbashava247
@shumbashava247 8 ай бұрын
hey its painful.little angel taken away from her parents when she was a little flower
@thesigmasystems
@thesigmasystems 8 ай бұрын
This woman is too sharp
@beautymoyo3619
@beautymoyo3619 8 ай бұрын
Ivo mukoma wacho aifamba ega sei
@user-xu1oe1hx9r
@user-xu1oe1hx9r 7 ай бұрын
Maiweee atsanangura zvinorwadza shame.thanks vaneshamba murikugona bsa renyu.nekt zivisa zvirkuitika munyika muno mune vanhu vkaoma moyo
@julietshabalala3803
@julietshabalala3803 8 ай бұрын
Hmmm kubuhlungu lokho shame but why abantu bensenza soo kodwa😭😭😭😭😭
@snikiwemutete
@snikiwemutete 8 ай бұрын
Yaaaaaaaa
@carolinemakarutse4694
@carolinemakarutse4694 8 ай бұрын
😢😢😢 ndachema hama hama dzangu
@EileenMaugara
@EileenMaugara 8 ай бұрын
Pengesai vanhu sekuru Tasvu shasha
@learnergutsire152
@learnergutsire152 8 ай бұрын
I am reminded of the Makore case...Family members may be so wicked...Very sorry baba & amai vaShanty. God will reveal the truth. Mwari havanyarare. Also mzukuru mentioned about kurohwa kwemakuva previously...mhepo dzakasimudzwa nemakuva iwayo l guess
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 8 ай бұрын
Madzikoma enyu ndiwo akauraya mwana zvakaoma
@user-vu1dk7ey9x
@user-vu1dk7ey9x 8 ай бұрын
shame man no parent should go through this veduwee 💔May your soul rest in peace Shantel .Zvorwadza izvi 🙌
@user-wf7wl5dd1f
@user-wf7wl5dd1f 7 ай бұрын
Shantie dzoka mwanangu kusvika mhondi dzabatwa idzi..ndarwadziwa aah ....nhym nhymm aah
@user-yt3fr9yj4k
@user-yt3fr9yj4k 8 ай бұрын
saka nhai Mwari torarama sei nyika zvayadai 😢huyai mutinunure Jeso woyeee
@machakairechakey9970
@machakairechakey9970 5 ай бұрын
Uyu anonzi Dzikamayi haana kumbo dzikama vakaenda sei kuna Prince vasina baba vemwana ngavagare mukati
@user-et6lc4ec2j
@user-et6lc4ec2j 8 ай бұрын
Nyaya iyi ichafanana neyatapiwa makore
@chrisjuniormalgas6083
@chrisjuniormalgas6083 8 ай бұрын
Zvinorwadza hama hey pasi raipa😢😢😢😢
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 8 ай бұрын
Zvakaoma zvinorwadza veduwe ummm ma 2 yrs aripanguva yakaoma thank you Drewmas
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 8 ай бұрын
RIP bby Shantie...irwahondo yako kuna maiguru vakakuraya usabvuma kutsipikwa my bby
@rachelntini4252
@rachelntini4252 8 ай бұрын
I wish God vakazvi taridza just for justice. Usarara kana vatorwa tiri kuchema 😭😭😭😭
@albertinachirimhunga9593
@albertinachirimhunga9593 8 ай бұрын
@@rachelntini4252 amen semubereki ndarwadziwa
@shamisomatsvaire5925
@shamisomatsvaire5925 8 ай бұрын
Shem zvakaoma hazvo
@sukaimasvingise2051
@sukaimasvingise2051 8 ай бұрын
Sei vakaenda vega
@user-wy4ew7vb9n
@user-wy4ew7vb9n 8 ай бұрын
So said my brother mwari ndiye munyaradzi😊😊😊
@user-qp6ro5ww5e
@user-qp6ro5ww5e 8 ай бұрын
So sad,mapurisa hamheno vaive vekare ini hanzvadzi yangu nhasi 30October asvitsa gore aurayiwa paMurambinda,Buhera nanhasi hapana akabatwa zvakaoma RI P girl God will fight
@RonikaMajawi
@RonikaMajawi 8 ай бұрын
Anonzi ani ini ndobva Buhera Murambinda
@user-qp6ro5ww5e
@user-qp6ro5ww5e 8 ай бұрын
Talent Nhaitai akatemwatemwa akafa
@user-qp6ro5ww5e
@user-qp6ro5ww5e 8 ай бұрын
Handina mafotos now ndingadai ndaikusendera,akanga aenda kunoshandira Safeguard Security akafa asati atotanga basa
@merlinbingudza2804
@merlinbingudza2804 8 ай бұрын
Mapurisa eZimbabwe haasikushanda basa nemazvo . Vakangopiwa mari chete zvatovharana. Kwedu uko kune mukadzi akauraya vana vakomana 2 umwe aiva form 3 umwe wacho anga asingachaendi kuchikoro, kwakuvapisira mumba .izvezvi mukadzi uyoyo unotofamba muraini. Nokuda kwekuti ndewe zanu pf mukadzi iyeye hakuna jere rakaenda. Apa nyaya yakaitika 2020 July
@user-py8gk9im3j
@user-py8gk9im3j 8 ай бұрын
So sad veduwee, such a painful death. Nematambudziko hama. Shantie may your soul rest in peace. Mhuri ngainyaradzwe naMweya munyaradzi
@cleofay9346
@cleofay9346 8 ай бұрын
zvakaoma veduwee zvinorwadza, Shanty rwisa mwanangu uvashaise zororo vese vane ruoko...💔💔💔💔💔💔💔ndarwadziwa
@FelistasMubvumbi-ww2bi
@FelistasMubvumbi-ww2bi 8 ай бұрын
Shame ndarwadziwa ini😭😭😭😭Mwari pindirai Shanty rwisa mwanangu
@prettysimba7781
@prettysimba7781 7 ай бұрын
Mwari ngakunyaradzayi baba na Mai shanty zvinorwadza izvi hazvigamuchiriki
@janethchirandu3423
@janethchirandu3423 8 ай бұрын
Chitotendai Mwari makamuwana isu takamushaya zvachose zvemaporofita izvo modyirwa mari pfugamai munamate Mwari vachakubatsirai
@bernarddingindawo1462
@bernarddingindawo1462 8 ай бұрын
Zanzi nyayacho ya world wide zvikanzi so far so good. Mmm RIP mwana sikana
@user-mi6jy7cl9j
@user-mi6jy7cl9j 8 ай бұрын
So sad 😭😭😭 Rest in peace Shantel Mwari ndivo munyaradzi mukuru baba naamai Shantel
@SandraJessyMatsika
@SandraJessyMatsika 8 ай бұрын
😢😢😢😢yoo kwazvimba kumusha kwangu nhaimi vanhu vapimdwa nei ndarwadziwa homie wangu mwari vakunyaradze my condolences to the family
@RumbidzaiMatandirotya
@RumbidzaiMatandirotya 8 ай бұрын
Ihama dzangu shame ndarwadziw shame 😭😭😭😭😭😭😭
@kudzaimagede2245
@kudzaimagede2245 8 ай бұрын
Kutonzwa kunyara nokumusha kwedu uku veduwee
@RumbidzaiMatandirotya
@RumbidzaiMatandirotya 8 ай бұрын
@@kudzaimagede2245 ehe zvakaoma sure vanhu vanouraya ndavauraiwew
@dasilva8081
@dasilva8081 8 ай бұрын
Never trust anyone in lyf i'm telling y ..wat????? Such a painful death for an innocent soul ..wy wy wy wy on dis earth
@user-ei6ic1mi1f
@user-ei6ic1mi1f 8 ай бұрын
Ngavaende kwaSekuru Mukotsanjera kuNyanga anomutsa mwana uyo akarwa
@bettynhemwa6920
@bettynhemwa6920 7 ай бұрын
Mwari nyaradzai mhuri iyi ndarwadziwa.
@gloriamapokotera1940
@gloriamapokotera1940 8 ай бұрын
Izvi zvarwadza uuuuuum Mwari pindirai vana vopera sure makatarisa
MWANA WEKU MELFORT WE 2 YEARS WEKUSHAIKWA AWANIKWA
34:48
Drewmas Media
Рет қаралды 79 М.
RUSHINGA.......... ZVIDHOMA ZVOURAYA MUNHU PA "BUS STOP"
1:10:31
Drewmas Media
Рет қаралды 125 М.
Mom's Unique Approach to Teaching Kids Hygiene #shorts
00:16
Fabiosa Stories
Рет қаралды 14 МЛН
Happy 4th of July 😂
00:12
Alyssa's Ways
Рет қаралды 64 МЛН
Headman chigodora Muteuro paDare
25:40
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 53 М.
HONDE VALLEY........ MURUME AKARORA MURUME ACHITI MUKADZI
41:03
Drewmas Media
Рет қаралды 80 М.
DOMBOSHAVA..... MADZIBABA VAIPOROFITA NENYOKA
1:21:28
Drewmas Media
Рет қаралды 195 М.
RUSAMBO......SEKURU GUSVI PFACHA PAMUSHA PAIRIMA MOMBE DZEGA
55:15
Drewmas Media
Рет қаралды 51 М.
KAROI............SABHUKU VOSIIRWA NYOKA MUMBA NATSIKAMUTANDA
37:56
Drewmas Media
Рет қаралды 22 М.
RUSHINGA......    GUVA REMWANA WECHIKORO WEKURUMWA NENYOKA RAKAFUKUNURWA
49:41
Nico’s new friend!#nico #smartnico #funny #dog #cute
0:24
Nico_thepomeranian
Рет қаралды 21 МЛН
покупки за продуктами сейчас вс раньше
0:23
Slow motion boy #shorts by Tsuriki Show
0:14
Tsuriki Show
Рет қаралды 6 МЛН
Роналду совсем другой! 😱
0:45
КиноСклад
Рет қаралды 6 МЛН