Zvinoyera zvinoshamisa nezvinoda kufumurwa - Nhasi tine mudzidzisi arikunzi muroyi nevana vechikoro

  Рет қаралды 47,289

Tilder LIVE ZIM

Tilder LIVE ZIM

8 ай бұрын

Tilder LIVE ZIM, Biggest Reality Talk Show In Zimbabwe-
Tilder Moyo-Karizamimba is a Zimbabwean radio personality who is well known for tackling sensitive social issues. She made a name for herself at Zimbabwe Broadcasting Corporation (ZBC)'s Radio Zimbabwe where she hosted a no-holds barred Sunday morning talk show which touched on various social issues. Some of the controversial issues that the programme has dealt with include those of satanists, child prostitutes, victims of rape and business people who use juju to enrich themselves. It was a phone-in programme and many a times perpetrators and victims called in airing their views and experiences making it worthwhile for the audiences to tune in. She also presenter of the Popular Tv Music Programme Ezomgido/Mvenge-mvenge on ZBCTV Before she left zbc for greener Pasture
Tilder left Radio Zimbabwe in September 2013

Пікірлер: 422
@user-dz4wd1nd4m
@user-dz4wd1nd4m 8 ай бұрын
Tete siyai tsika yekuita rough vanhu vanouya ku studio nokuti pasina ivo hapana chirongwa, better to educate them all before maita show pane kupindura munhu rough pa mhepo.Gadzirisai ipapo pliz!!!!
@mikemaestromangara5176
@mikemaestromangara5176 8 ай бұрын
Kana musina time tilda siyai kuita chirongwa chacho respect vanhu tilda
@Mimie24.._
@Mimie24.._ 8 ай бұрын
Nhai asikana, kutaura nemunhu mukuru kunge mwana mudiki kudaro
@harutizwemushavatu7215
@harutizwemushavatu7215 8 ай бұрын
Chokwadi. Without these pple no chirongwa. Kudzai vamwe vanhu wo so. Hongu chirongwa ndechako asi chiriko ne mhaka ye vanhu ivavo.
@charitysibanda7306
@charitysibanda7306 7 ай бұрын
Mhunu akagarisa pabasa anonetsa Akuita kunge company yake
@tinashemuparadzi9431
@tinashemuparadzi9431 7 ай бұрын
@@charitysibanda7306 true, ma early days she had empathy and was willing to listen, zvekujairira vanhu zvakazotanga mazuvano izvi, kuda kunzi anotsiura uye aasekerere vanhu. nxaaa
@user-jb7it1hi1t
@user-jb7it1hi1t 8 ай бұрын
Tete Tildah itai rough shoma imi mune kamwe karough kanotobhowa soo ndiani asingazive kut program ndeyenyu aaaah
@TendaiMahupete
@TendaiMahupete 8 ай бұрын
Akubowaa uyuu
@Mimie24.._
@Mimie24.._ 8 ай бұрын
Zvisingaite
@evidenceshopera4478
@evidenceshopera4478 8 ай бұрын
No need to be rude, aunty tilder !
@patriciagaza1523
@patriciagaza1523 8 ай бұрын
Tete tilda is rough🙌🙌🙌and zvakaipa all her shows kunze kwe diaspora marriage complexities ndiyo yavanombonyara but haaa kumwe kwese uku even kuna Dr choga🙌🙌🙌
@Bee-wh6dw
@Bee-wh6dw 8 ай бұрын
Tilder is getting so rough and rude. Maybe munhu akaita mbiri anogona kuti vamwe Vanhu havachina kukosha.
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 8 ай бұрын
Akuonererwa nekuita popular
@beautyzimbabwe1001
@beautyzimbabwe1001 8 ай бұрын
She is a zanupf that's how they are
@EphraimDongo84
@EphraimDongo84 8 ай бұрын
Ichokwadi ndomaitiro avo
@euphrasiamuchuweni7497
@euphrasiamuchuweni7497 8 ай бұрын
Sometimes tete muri rude henyu murume uyo handione chaatadza bt anga achitobvunzawo dai mapindurawo zvakanaka
@silindeninkala5027
@silindeninkala5027 8 ай бұрын
Tete Tildah you are being unfair, why that interruption and rudeness. Musapusise vanhu kudaro, they have come for help and it is the help they need so kana imi makuvamhaniyisa kudaro vanobatsirikana sei. Kana musina enough time to interview people its better mozovaaidza paunenge muchiona kuti mune nguva.
@tnporu
@tnporu 8 ай бұрын
Yah for the 1st time I didn't like the way Tilder treated that man. The man really wanted to relief himself by outpouring his feelings.only to be stopped till the end of the interview
@Mimie24.._
@Mimie24.._ 8 ай бұрын
Imagine
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 8 ай бұрын
Tilder udzikame iwe usafunge kuti wakakoshesa, unongoti kusviba.
@faithmavhaza5234
@faithmavhaza5234 8 ай бұрын
Ummmm musatuke pliz 🙏tsiurai zvakanaka
@angelmarima5355
@angelmarima5355 8 ай бұрын
Imi makatsvukira munodyiwa nyama here
@gladysxaba5863
@gladysxaba5863 8 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@VioletMakunike-zz1kl
@VioletMakunike-zz1kl 8 ай бұрын
Uuuum kutuka hakuna kunaka kana muchitsiura tsiurai mune zvakanaka
@VanessaMats-hv8nj
@VanessaMats-hv8nj 7 ай бұрын
violence pro max😂😂😂😂😂
@sarudzainyandoro4910
@sarudzainyandoro4910 8 ай бұрын
Tilder asingaziwe anoudzwa mune zvakanaka toziwa ndiwe muridzi wechirogwa but chirongwa vanhu
@MemoryNMatengambiri
@MemoryNMatengambiri 7 ай бұрын
Eish kukwachurawo murume mukuru akadaro nhai who doesn't know that its her show Hazvidi pamhepo kani
@faithcharewa1228
@faithcharewa1228 8 ай бұрын
Tilder bata vanhu zvakanak iwe unekamwe kamunyabvurira so vanhu kuuya kwauri kutsvag rubatsiro
@TarieMunetsi
@TarieMunetsi 8 ай бұрын
Eish this lady akaremerwa kuratidza kurwadziwa.hugs to you my sister
@nancysibiya2826
@nancysibiya2826 8 ай бұрын
L think Tete you mambunyikidza the brother , l know munokoshesa time but umm ndaona rough yega yega
@IreneBhasera-qp2ri
@IreneBhasera-qp2ri 8 ай бұрын
Ichokwadi havape munhu mukana wekunyatsorondedzera iiiii
@HeAloneIsGod9901
@HeAloneIsGod9901 8 ай бұрын
Brother was about to say deeper things of which it's unacceptable on air...so if you have experience like tete you will definitely do the same and obviously vagara tete vaudzwa everything
@learnergutsire152
@learnergutsire152 8 ай бұрын
True zvemazita pamhepo hazvidiwe . Didn't see the rough though
@lucas15mm
@lucas15mm 8 ай бұрын
She should have just said it politely
@user-yl7td5if2c
@user-yl7td5if2c 8 ай бұрын
Ehe panyaya yerough apa hazvis kuita because vanhu vachazoita unfollow manje vanofanirwa kupa vanhu nguva yekutaura pasina kumhanyira zvimwe, mune jambwa sis zvinoda kubatsirwa pamwe chete nekunamatawo imimi, Mwari ndewe munhu wese
@MwoyoWangu
@MwoyoWangu 8 ай бұрын
Tilder is riding on a high house lately. I can't stand the rudeness nekushaya professionalism. Now I see why Apostle Chiwengwa used to say negative things about her. Uchanzwa mumwe akuti hehe musiyei she is doing a good job. We the people we make her shows popular saka we have a right to constructive criticism. Zvese from the Sat & Sun shows ane ka disrespect on ana Dr Choga & the others. She interjects a lot & can't even have the panelists give the advice that people need. Tilder you have to stop it. If you don't have time to interview these people don't bring them on your show. There are other alternatives channels they can go to & present their story pasina kumbunyikidzwa. Big up to Sly media.
@mphonyanguru8660
@mphonyanguru8660 8 ай бұрын
Endai ikoko kusly media
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 8 ай бұрын
Yes I agree, there are other shows they can go. Why do they allow the shows when they don’t have enough airtime
@thandiwejambawa7827
@thandiwejambawa7827 7 ай бұрын
This lady needs to tell her story to someone who has empathy and is willing to listen without interrupting her
@eagledice2008
@eagledice2008 7 ай бұрын
Yah Tilda is ridiculous very unprofessional and tsvina
@user-nf1wg8he9w
@user-nf1wg8he9w 8 ай бұрын
Madam l think your prayers are affecting people,,,,, that is why all this things are happening,,,,,the devil wants to frustrate you ,,,be strong.
@judx34
@judx34 8 ай бұрын
Tete Tilder that was brutal. That is not a right way to speak to your guest.
@goldenceemwanawamaijoze2592
@goldenceemwanawamaijoze2592 8 ай бұрын
Why nhai Gogo Tilder matadzisa brother kutaura haa munombovhengedzerawo sometimes imimi
@nomaterchiguma8683
@nomaterchiguma8683 8 ай бұрын
Ane rough uyo anotosvota
@TatendaSaruchera
@TatendaSaruchera 8 ай бұрын
anerough akundibhowa hagone futi kupa vanhu time vachitsanangura vanongo mhanyisa vanhu vachiti time
@tarirobhunu131
@tarirobhunu131 8 ай бұрын
Ane rafu mhani
@dasilva8081
@dasilva8081 8 ай бұрын
Ane kamunyabvurira negwabvu kuzviita muzivi stereki suka yena!
@PreciousMashoko
@PreciousMashoko 8 ай бұрын
Can't control my tears hazvina kureruka ba
@NorahMoyo-ef1qu
@NorahMoyo-ef1qu 7 ай бұрын
Light and darkness hazvisangane unorwiswa
@luciaidi1811
@luciaidi1811 8 ай бұрын
It hurts kupomerwa usina mhosva, trying to explain usina kana proof to prove your innocence. I feel your pain am very sorry.
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 8 ай бұрын
But why were you so rough to the brother? Mune kamwe katsika kekungogwabvura vanhu I don’t know why? You can still saying the same things in a nice way.
@goldenceemwanawamaijoze2592
@goldenceemwanawamaijoze2592 8 ай бұрын
Vandibhowa zvekuti. Brother was just saying wo mafungiro ake nhai.
@gillianmusarurwa3707
@gillianmusarurwa3707 8 ай бұрын
it was soo unnecessary honestly.
@musamtwela703
@musamtwela703 8 ай бұрын
On point kanairi nguva tete ngavavedzerwe nguva idi
@daisymachina3186
@daisymachina3186 8 ай бұрын
Ah tete that was too much ahhhhh . Wedzerai nguva yenyu kana zvakadaro
@liviemusampa640
@liviemusampa640 8 ай бұрын
Tilder ane imwe character inobhowa
@user-mo5np5ic2m
@user-mo5np5ic2m 8 ай бұрын
Aiwa Tete Tilda chinjai approach yenyu siyai rough yenyu zvakaipa kana makusada zvema shows ipai vamwe vaiite
@user-qg8yp1tf5q
@user-qg8yp1tf5q 8 ай бұрын
Tilder was having domestic issues yaaunza kubasa😅😅😅
@Mhetalicious
@Mhetalicious 8 ай бұрын
Kkkkk
@edgarblessednhokwara9690
@edgarblessednhokwara9690 8 ай бұрын
Tilder is becoming so rude…she is fast to protect anything that seem to attack any ministry..she is pure ZANU PF
@estinahmichael2250
@estinahmichael2250 8 ай бұрын
Ndogara ndichizvitaura kakuganhira kacho katoo worse nxaa
@fungaimagumise4360
@fungaimagumise4360 8 ай бұрын
She is mean
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 8 ай бұрын
😂😂😂ZANU pf here
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 8 ай бұрын
It seems munhu uya ari controlling. You can hear even padomestic show vanenge vachingocutter cutter anaDoctor Choga.
@andremtetwa9780
@andremtetwa9780 8 ай бұрын
Tilda is ZANU idako
@katlegommope7862
@katlegommope7862 8 ай бұрын
Tilda sometimes uri stupid hindava kusatawura nemunhu zvakanaka uri benzi remunhu nxaaa
@gracemabiza8648
@gracemabiza8648 8 ай бұрын
I think teacher anofanira kubatsirwa spiritually zvinogons Kuti arikuteverwa nemweya wakaipa asina zivo zvoitika mukururarama
@masgeemasgee8462
@masgeemasgee8462 8 ай бұрын
Tilder anekamwe kahu bossy kaanako kanondimara. Apa chaakwa ngwarira ku advertiser zvima fake prophets nezvi nyanga zvavo pamhepo nxaaaa
@angelmarima5355
@angelmarima5355 8 ай бұрын
Zvemaprophets haasiye anoisa programe inga akataura wani
@dasilva8081
@dasilva8081 8 ай бұрын
You can say that again..i don't hate people bt i hate their bad attitude. tilder anofunga kt if she's on air anofana kuita vanhu yese yese .ngaape vamwe basa kana asingachazvigoni
@user-rc7ek8eq9m
@user-rc7ek8eq9m 8 ай бұрын
Eish muhwisiri wangu veduwe. Ndanzwa hangu. Eish Mwari muyamuri wedu. Unobuda muwadzani
@mamzo38
@mamzo38 8 ай бұрын
Mwana wemunhu ahachatumwe, ini I learnt the hard way. Usatume mwana asiriwako no matter what circumstances 😢😢. Ndakadzidza chidzidzo ini
@silindiwetshumasilindiwe7811
@silindiwetshumasilindiwe7811 8 ай бұрын
My father was a headmaster. Vana vaitumwa kunochera mvura without any complaints
@mamzo38
@mamzo38 8 ай бұрын
@silindiwetshumasilindiwe7811 nesu we grew up tichitumwa newese mukuru but these days things have changed, trust me I will never again send someone's child on any errand
@mekong7529
@mekong7529 8 ай бұрын
wakaitwa sei?
@RumbidzaiKasirayi
@RumbidzaiKasirayi 8 ай бұрын
Haaa Tilder akutibhowa manje ,haape vanhu mukana wekutaura zvizere anongogura vanhu plus rough unganyadzise munhu kudaro nxaaa
@tendaitopodzi6648
@tendaitopodzi6648 8 ай бұрын
Apa anowanzwa nziyo hobho 30 mins dzese achingotaura iye apa kune vanhu vauya nematambudziko . Apedza ovadimbura dimbura. It's bad anoita vanhu kunge vasina kukwana
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 8 ай бұрын
You went through a lot my sister. It's not easy. Zvimwe pane vamokukandira jambwa kuti uvengwe mavengerwe iwaya. Sekuru Kanengo vanozvipedza izvo. It's Only that kuti matare akavhara. All will be well my sister. Kana wacheneswa shoko richangofamba sekufamba kwaraita uchisvibiswa. Thank you brother/baba nekumira na sister/mwana wenyu. At least she feels comfortable and secure though paine dambudziko hapo.
@commcencommcen103
@commcencommcen103 8 ай бұрын
@Tilda - You missed this woman's point yekuti there is one common person pese parikuitika problem iyi at all schools dzaakapfuura nadzo.
@mikemaestromangara5176
@mikemaestromangara5176 8 ай бұрын
Better to follow SLY TV media than tilda haana time😊
@phadzaiseezibah1176
@phadzaiseezibah1176 8 ай бұрын
Sly anokupa time yekudonongodza zvese
@chiwo4889
@chiwo4889 8 ай бұрын
Very true, she is slowly losing the plot😞
@mikemaestromangara5176
@mikemaestromangara5176 8 ай бұрын
She is becoming very arrogant and intrusive
@tarirobere1188
@tarirobere1188 8 ай бұрын
Uyu akutofizura
@gladysxaba5863
@gladysxaba5863 8 ай бұрын
Taura zvako uyu akabhowa aaa
@francischarewa2195
@francischarewa2195 8 ай бұрын
ticharegedza kuona zvima program zvako izvi kana uchitaura matauriro awaita nababa avo.unodherera chakusiya usaite kunge wave Mwari
@user-kp4lm4ep3k
@user-kp4lm4ep3k 8 ай бұрын
Tilda akutobhowa ne kushaya respect kwake
@Beloved5
@Beloved5 8 ай бұрын
Either mwana anorwara nejeko or akabviswa nhumbu yemunhu anoziikanwa by the parents who are now trying to divert attention to the rape issue😮😮😮😮😮😮
@jdmutero
@jdmutero 8 ай бұрын
I suspect deputy uyo...coz zvaakaita panezvaanoziva ...
@blessingmurozvi6059
@blessingmurozvi6059 8 ай бұрын
Tilder ari rough sometimes, she must change
@dudaimadzivadondo5048
@dudaimadzivadondo5048 8 ай бұрын
Basa racho rawandisa kuneta
@sibonilendlovu5463
@sibonilendlovu5463 8 ай бұрын
Zve mother's day neFather day vano maker sure kuti zvayita zvine marii mukati
@TendaiMahupete
@TendaiMahupete 8 ай бұрын
Watseiko dear kkkk
@edinahmhlanga9103
@edinahmhlanga9103 8 ай бұрын
Exactly
@pdee5506
@pdee5506 8 ай бұрын
Eeeish it's sad. This lady was my schoolmate and a prefect. Well mannered too. It's sad she is going through such a season in her life
@mekong7529
@mekong7529 8 ай бұрын
it's called "jambwa".
@kerringtonmunyaradzimuchin4391
@kerringtonmunyaradzimuchin4391 8 ай бұрын
Tilda be careful of being discredited and unfollowed by your followers by such rudeness. Any idea which school this is?
@rebeccameki5421
@rebeccameki5421 8 ай бұрын
Madam vanemunyama ava may good Lord protect her
@cathrinemusinazano277
@cathrinemusinazano277 8 ай бұрын
Form 2 ikozvino akatotanga maperiods kudhara.heavily bleeding pad anogona ane jeko airwadziwa nemaperiods or akatobvisa nhumbu.panoda kuitwa mainvestigations nekukasika
@phadzaiseezibah1176
@phadzaiseezibah1176 8 ай бұрын
If the time is less rather bring them ku page than ku studio
@Mhetalicious
@Mhetalicious 8 ай бұрын
Tilder une rough isingaite imarii here irikuita kuti udaro😊
@mandlovie
@mandlovie 8 ай бұрын
Ok tomboti madam musatanist,ndopavangabva vaudza mwana kuti business rangu raita? honestly vanozviita vacho ndozvavanoita here?Nguva yaita Shoma wanted to knw background yavo na hubby kana Ari munhu Ari wellup munharaunda ini hangu from her side of the story ndaona iri nyaya yegodo chete nothing else.
@asidichibwana6378
@asidichibwana6378 8 ай бұрын
Let her sue the accusers and they defend themselves in court if they feel they have a case against her
@LinaHwingwiri
@LinaHwingwiri 8 ай бұрын
Sly media to the fullest...Tilda kudhara ikoko now she is very rough
@learnergutsire152
@learnergutsire152 8 ай бұрын
Cant controll my tears
@Margaret404
@Margaret404 8 ай бұрын
Ko nhai tete tilder vanhu munovaudza zvekutaura nezvekusataura b⁴ the show sei.which means kune zvakavanzika
@liberty.tmukumba6141
@liberty.tmukumba6141 6 ай бұрын
Tilder ungewo benzi iwewe ,this guy was just trying to help anga asina kumboti he is now the presenter nxaaaa
@priscasibangamanzi1348
@priscasibangamanzi1348 8 ай бұрын
It's no use to give us pieces of stories yet tisu vateereri vacho who should benefit from all this. This program should have enough time such that it leaves us with full background of the storie & give people time to share their stories in full it gives them closure too. Ther's no need to cut people rushing for "bedroom nonsense Sis Pee blah blah
@sibonilendlovu5463
@sibonilendlovu5463 8 ай бұрын
Thus true l always think tht too why can't thy create time for this program
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 8 ай бұрын
Tete toziva muripabasa but try to be nice bhudhi mavaita rough
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 8 ай бұрын
Tete sometimes meno zvavanomboitaso meno
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 8 ай бұрын
@@makanakandinotenda3289 let's hope vakuona macomments edu cz vanhu vane time vachizvitaura but no change
@MelodyZhou-ul4ex
@MelodyZhou-ul4ex 8 ай бұрын
Kkkk mnhuwo pamwe vabva vane mastress kumba kkkk zviriko mumabasa unopedzera shungu kuvanhu
@user-ng2rn6uu4q
@user-ng2rn6uu4q 8 ай бұрын
​@@paulinegwati8782I think she don't read the comments long tym vanhu vachingo complainer
@sibonilendlovu5463
@sibonilendlovu5463 8 ай бұрын
I don't think so also becz same like volume sometimes we can't here
@chichizamba2112
@chichizamba2112 8 ай бұрын
I noticed Tete was getting rude esp kuma secrets and confessions. I didn't realize thats how she is kunoku as well since ndisingaone this show often.
@user-co9eb3zh2u
@user-co9eb3zh2u 11 күн бұрын
Vanhu varikuoposer tilder mese murikuda kumuroya😊
@molinamurinye7993
@molinamurinye7993 8 ай бұрын
Hezvooo ok zvekuti ndini muridzi wechirongwa zvine basa reiko hayaaa
@user-dp2hp5hc2u
@user-dp2hp5hc2u 8 ай бұрын
Umu tete T brother hakuna kuvapa time umu next show pagadzirisei
@user-rv5pk5tn3v
@user-rv5pk5tn3v 8 ай бұрын
😅nhasi team rajamukira tete tildah kwai mune rough
@rachelmutanga
@rachelmutanga 7 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@user-rv5pk5tn3v
@user-rv5pk5tn3v 7 ай бұрын
@@rachelmutanga kkkkkk
@mandlovie
@mandlovie 8 ай бұрын
Ko hazvigoneo here kuti madam vavhure case against the witch accusations?is it not a crime zvirikuita nevanhu Ava? if possible deal with a different branch yepolice poitwa ma investigation kuna deputy the kid the parents namadam vaye veswop.there is more to this than it is madam ndaona vakachena hangu
@mekong7529
@mekong7529 8 ай бұрын
Pamutemo zvinoita, anogona kutovaendesa kuCourt
@TatendaSaruchera
@TatendaSaruchera 8 ай бұрын
Tilder unoganza ndati kungovhurika haugone kutaura zvakanaka here ati hausi muridzi wechirongwa ndiyani
@rumbidzainhapi
@rumbidzainhapi 8 ай бұрын
so sorry dear...may the good lord see you through....with you in Prayers
@NorahMoyo-ef1qu
@NorahMoyo-ef1qu 7 ай бұрын
Takadzidza kusina zvakadai and fast healing to you sister sunungurwa in spirit
@fortunatezovovo7480
@fortunatezovovo7480 8 ай бұрын
Tete musaita rough nevanhu kana vachi rondedzera nyaya dzavo vedu weee hanzi ndini muridzi wechironhwa ....ndini ndavaudza zvekutaura hiii veduwe
@IreneBhasera-qp2ri
@IreneBhasera-qp2ri 8 ай бұрын
Pandibata batawo ipapo
@sekainhamo808
@sekainhamo808 8 ай бұрын
Zvakaoma hazvo tete itai mushe imi
@pillyncube3544
@pillyncube3544 8 ай бұрын
Ndozvandaka muvengera remaZamu anenge emombe ngaende ku Turkey kwakaenda Olinda Tete ve Kak
@IreneBhasera-qp2ri
@IreneBhasera-qp2ri 8 ай бұрын
@@pillyncube3544 🫢🙄
@fortunatezovovo7480
@fortunatezovovo7480 8 ай бұрын
@@pillyncube3544 zvinobhowa veduwe
@ellenarumero4848
@ellenarumero4848 8 ай бұрын
Can't control my tears ummm zvakaoma
@user-yl5sx5kh3x
@user-yl5sx5kh3x 7 ай бұрын
Zvakubhowa...rough yacho yamakuita yazonyanya
@learnergutsire152
@learnergutsire152 8 ай бұрын
Oh so sorry for you mam. May the dear Lord see you through
@ssam1430
@ssam1430 8 ай бұрын
Too much drama in the rural areas, anything that goes wrong zvonzi muroyi as if nobody ever gets ill or dies pasina ruoko rwemuroyi, sometimes sh*t just happens people
@mikemaestromangara5176
@mikemaestromangara5176 8 ай бұрын
Spirit of rejection
@lydiat7636
@lydiat7636 7 ай бұрын
Amen may the lord deliver her from that rejection spirit
@KimyTembo-wx7tv
@KimyTembo-wx7tv 8 ай бұрын
Mrng tete tilda
@fortunatekashambe9796
@fortunatekashambe9796 8 ай бұрын
Tete Tilda why murikuita semune issue na bhudhi ava musadaro veduwe
@pillyncube3544
@pillyncube3544 8 ай бұрын
Arikutovada bro avo
@user-xk3wb4gh1u
@user-xk3wb4gh1u 8 ай бұрын
Zvekuzoti ndini muridzi weShow ratova drama moti havazvi zive here Mongo nyenamawo imi That wasnt necessary though😢
@annietarisirodzapasi5978
@annietarisirodzapasi5978 8 ай бұрын
iam really sorry teacher😢May God help you in this case
@portiachinake7054
@portiachinake7054 8 ай бұрын
First one here❤ makadii Tete
@juniormasendu8976
@juniormasendu8976 8 ай бұрын
I'm so sorry dear I feel for you 😢.
@beautyrue6770
@beautyrue6770 8 ай бұрын
Haa shame mudzidzisi batsirwai mune jambwa chairo
@urielchance8692
@urielchance8692 8 ай бұрын
Tsano va tritwa kunge zero,tilder ziguma
@kudzaimakora5068
@kudzaimakora5068 8 ай бұрын
Tilder une rough inosemesa iwe
@dasilva8081
@dasilva8081 8 ай бұрын
Akamuhle neze ekukhulumeni😢 tilder wy?
@jekalons9786
@jekalons9786 8 ай бұрын
So sad 😢
@luciamakaya5948
@luciamakaya5948 7 ай бұрын
Tete tilder kana basa musisa gone siira vachidiki.. kwete kuita rough nevanhu.
@user-ix3ij9pg9d
@user-ix3ij9pg9d 7 ай бұрын
Nyaya iyi haisi yekuHotsprings Sec here nekuti zviri kufanana zvinhu zvacho.vari kuita kunge vane kakutya amai ava pavari kutaura havasi bold enough semunhu asina mhosva
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 8 ай бұрын
Mm tilder apa handina kufarira zvawaita. You havent listened kuti its one same ticha aiita against this lady ukuita senge kuti ticha uyu ndiye ane problem yet one ticha ndiye problem causer. Ticha uyu she is healthier, beautiful and seems a good maths teacher akuitirwa jelousy. Im experirncing the same nama Naija ndiri supervisor and vari kuita gang against me here in UK. They did this again in 2019 which resulted in 2 of tgem lossing their jobs. We have a new COD team and they have started again. They are jelas and im a hardworking pretty lady but handina basa navo. If i report them i know they will lose their jobs but i dont want that. How do i deal with these people
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 8 ай бұрын
PS I cant change the way I look the way I look. God created me this way. They hate Zimbabweans and they are lazy..kissing teeth and all sort.....I have no problem with anyone except Naigerians
@faithchipere6126
@faithchipere6126 8 ай бұрын
Morng auntie
@nomsaenias8383
@nomsaenias8383 8 ай бұрын
Matiregerera tete nevolume pls
@ginmaposa4068
@ginmaposa4068 8 ай бұрын
Mrning c.s ,hello tete
@EphraimDongo84
@EphraimDongo84 8 ай бұрын
MaDj ekuzimbabwe aya vanowona sekunge vakayenda chikoro chavo voga kunauya anonzi Ollah anotaura zvisina basa
@norahmuzira6475
@norahmuzira6475 8 ай бұрын
Tete tilda please siyai rough i couldn’t watch the whole episode nekunyara nerough yenyu
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 8 ай бұрын
Shame vari kurakidza kubatikana
@TendaiMahupete
@TendaiMahupete 8 ай бұрын
Tilder achinjaa zvekt,rough yanayoo
@bridgetnyika4761
@bridgetnyika4761 7 ай бұрын
Tete tillda ehe chirongwa ndechenyu regai brother vataure zvavarikuda kutaura
@colpanda11
@colpanda11 8 ай бұрын
Tete munogona makaiswa mumvuri wakaipa. Chimbofambirai nyaya idzii
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 6 ай бұрын
Teacher havachatumi mwana here wechikoro zvakaoma ndadxidza shuva madam minyama iriko kana tizogara hazvina mhosva mwari nerimwe remazuva wachakunyaradzai chokwadi chichabuda pachena mwari wekudenga ndiwo musunungura uye ndiwo muvhumbamiri ndiwo zve muchengeti pamabasa panoitiranwa godo zivai izvozvo madam mwari wekudenga wakuitirei nyasha musacheme zvowanikwa
@user-cc5bq4dm1j
@user-cc5bq4dm1j 7 ай бұрын
Namatai my sister pane akashinha pachikoro penyu. Pakaitwa kuti imi muvengwe but zvinogadziriswa nekunamata
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 8 ай бұрын
Maybe rough ya Tete tilder maybe it's due hormonal imbalance. Peri menopausal women are like that
@faffiewatee3000
@faffiewatee3000 6 ай бұрын
The Zimbabwean Oprah ❤
@ropatrishmadzivire2535
@ropatrishmadzivire2535 7 ай бұрын
Tete Tildar makazotanga rough rinhiko
@lovenesspedzisayi4934
@lovenesspedzisayi4934 8 ай бұрын
Tilda must apologise to the brother. Makanganisa henyu shuwa.
@NzwanaiDeve
@NzwanaiDeve 7 ай бұрын
Tete Tilda mune kamwe ka rough soo kanotobhowa
@MelodyBaddas
@MelodyBaddas 8 ай бұрын
Teacher haugoni kutsanangura zvenyu Tete Dai mambomira rough please
@dianambuwayesango9017
@dianambuwayesango9017 8 ай бұрын
Sad ndarwadziwa hangu Madam endayi kwasekuru Kanengo vanokubatsirayi Cheto matare akavharwa vanogara vakubhukayi kuti panovhurwa matare vakubatsirayi
@shelterkagande4798
@shelterkagande4798 8 ай бұрын
Sorry Teacher
@ginmaposa4068
@ginmaposa4068 8 ай бұрын
Srry hake mudzidzisi wevana
@Henit3396
@Henit3396 8 ай бұрын
Tilder yes ndiwe uno presenter show but without vateereri ne vanhu vanouya kustudio the show wont go on saka dont be rude mxm
@user-qs1wq4ql5p
@user-qs1wq4ql5p 7 ай бұрын
Agreed no people no show.... 😮
@user-qs1wq4ql5p
@user-qs1wq4ql5p 7 ай бұрын
Saka brother ava show yapera vasina kutaura havo sorry brother for the humiliation!!!!
Mambo dhuterere: exclusive interview with Dj Olla 7 on starfm
52:57
MAMBO DHUTERERE
Рет қаралды 96 М.
Tocky Vibes Radio Zim interview
17:42
Tocky Vibes
Рет қаралды 27 М.
Вечный ДВИГАТЕЛЬ!⚙️ #shorts
00:27
Гараж 54
Рет қаралды 14 МЛН
Vivaan  Tanya once again pranked Papa 🤣😇🤣
00:10
seema lamba
Рет қаралды 32 МЛН
1❤️
00:17
Nonomen ノノメン
Рет қаралды 13 МЛН
ИРИНА КАЙРАТОВНА - АЙДАХАР (БЕКА) [MV]
02:51
ГОСТ ENTERTAINMENT
Рет қаралды 13 МЛН
Headman Chigodora . DZIYO REKUMASHOP
40:15
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 89 М.
CHII CHAKAITA KUTI MUIMBI KASAMBA AZVIURAYE
28:27
Drewmas Media
Рет қаралды 51 М.
ANOTHER LEVEL- BABA HARARE
39:10
Drewmas Media
Рет қаралды 93 М.
Cậu bé tốt bụng khi có người anh tốt | 111
1:01
Ông Lùn Vlog
Рет қаралды 6 МЛН
КАКОЙ ЛОГОТИП ЛУЧШЕ? #Shorts #Глент
0:32
ГЛЕНТ
Рет қаралды 3,1 МЛН
红尘为救闺蜜使出了浑身解数
0:39
侠客红尘
Рет қаралды 6 МЛН
Mission Success #funny #shorts #comedy
0:12
BD Vibes
Рет қаралды 45 МЛН
Слепой перехитрил свою жену😳
1:00
Kino_sh
Рет қаралды 3,8 МЛН