Aiwa vanhu vakabvira kare vachi complainer about tete.. Enda hako kwamkoma Robert hama
@princesstaahnyk416410 ай бұрын
Munhu comes fr help Moti zvirimupfungwa 😮
@maiyeukai934610 ай бұрын
Nhai that was very rude of tilda
@tre64210 ай бұрын
Tete and Aaron kuti zviri mupfungwa thats disrespectful.
@mercybakacha10 ай бұрын
Mari dzevanhu vatema zhinji dzacho zvidhoma zvoga hadzisi straight
@TsitsiChaodzera-hu4wr10 ай бұрын
I dont like the way tete Tilda adress these sensitive issues sometimes. Munhu uyu auya nedambudziko rake vakutomuita benzi.
@fortunatekashambe979610 ай бұрын
Ngaaende kwa Prophet Kudakwashe Jose anobatsirika
@gracempofu52610 ай бұрын
May the Lord intervene in yo situation mercy mercy
@mandipaa119810 ай бұрын
This is sad! So sad! Employers must not take advantage of their employees trying to make a living. My heart is shattered 💔🙌🏽 I pray God delivers this guy.
@marvelouszinyemba973610 ай бұрын
Imi tete why musingabvumi kuti kune hurombwa, mungati zviri mupfungwa shuwa iye achitaura zviri kuitika paari
Shem sry hako, ndakamuona fut kwaBhozhongora meaning haasat awana help. Dai akwanisa kubata mkoma Robert Tapfumaneyi anowana rubatsiro. Apa mwana ngaazvinakire zvake😢😢😢
@Daniel-ut9kb10 ай бұрын
Tete gadzirisai sound next time before you start please please please 🙏🙏🙏
@NyaradzaiMhaka-s6d8 ай бұрын
Enda kwasekuru tasvu pls
@samsonmatsikachando720710 ай бұрын
Vakaromba imbwa ndiri kuuya ne pfuti 2024💯 munhu achafa chete
@josephined893110 ай бұрын
Ndizvo zvaiparidziwa nababa vaya vemasasi epanhamo kuti vanhu vanoti zvavo kuvanhu vari ku Borowdale muchiti zvavo izvo havana rugare. Pamwe waingomutambisa hake achida kuina pfungwa dzake he was being tortured.
@Shoko-m9p10 ай бұрын
Ngaende kwaprofet Miracle Paul
@mikemaestromangara517610 ай бұрын
Kuenda kwa Tilda une problem is wast of time,she’s full of herself,uchasara ne mA subscribers ekumba kwenyu chete
Pisa zvese wokwira gomo woita pray and fast uchitaura mazita evanhu vawaishandira uchiti siyanayi neni handina rudzi nemi Mari haina Basa unopihwa zvimwe futi changa muka mwari ndimwari havarambe vakanyarara the devil is a lair
@freechipom10 ай бұрын
Sad indeed
@nancyncube265610 ай бұрын
Iwe unemudzimu wakanaka wavarikutoshandisa vanhu vawaishandira. Enda unokanda mu yard mavo usare wakachena. Chirasa minhenga zwese nebhachi. Kwaurikuenda kumaporofita nenganga varikuti wakarombeswa here? Chirasa ufe tione
@truthhurts410010 ай бұрын
Kunobva anedambudziko kopinda anobatsira. Ko witch killer vanodii kubva vabatsira anenge achichema uyo next week vaouya netestmony munhu apona
Shame ....enda kuchurch utendeuke unamate God loves you
@ChipoMunyayi10 ай бұрын
Don’t waste tym nekuenda kuRadio dzana tilder neproblem dzechivanhu enda paKZbin uwone n*anga dziripo
@GraceMapfumo-ep9tx10 ай бұрын
Enda kwakule Tasvu kana kt kwaProphet kudakwasheJose
@NRS-lw3hg10 ай бұрын
Tete your tone sometimes is very insensitive. Munhu anenge auya kwamuri achitsaga kubatsirwa, but if the environment is hostile and judgmental it becomes very uncomfortable to watch. By the way this observation is coming from a place of love.
@deespoon14109 ай бұрын
You are too sensitive Tsano.. Tete is simply asking questions - blaz needs kupeputswa paupenzi uhu. He’s being manipulated nemuvhet for a laugh. Can’t you see it pachena so? 😮😅
@NRS-lw3hg9 ай бұрын
@@deespoon1410 clearly you did not understand my comment
@chipomajoni699910 ай бұрын
Shame vanhu vano taker advantage ye kushaya kwemunhu vomuitisa zvavanoda