mama vangu vakambot vanaiwa vakamira Mota zvikanz ndofamba ndakambira zvikanz Aiwa Sarai haina kumbofamba 100 mtrs ichibva yadonha comb yacho vanhu vose hakuna akarara a saka Mwari ngaarumbidzwe
@samuelngirazi963611 күн бұрын
Accident must be treated as an emergency, zvekuti munhu atakurwa neprivate vehicle omboendeswa kupolice ozobvako ozoendeswa kuchipatara must stop, toouch time is taken before munhu awana help, munhu anofa kaa
@tawandamushava540510 күн бұрын
Haunyepe vangu ndizvo zvimwe zviri kuuraya vanhu izvozvo munhu ngaayende kuHospital first then zvese izvo zvoitwa munhu abhoo
Chokwadi ichocho ndakasangana nesituation yakadaro mwana arohwa nemota lucky mupurisa akabva ati handei tese kuhospital mwana akasike kuwana help maybe dai akasara taigona kudzoswa
@CathyDzadza8 күн бұрын
Chokwadi Mwari pindirirai coz
@lloydchikada31152 күн бұрын
Driver uyo ngaangorohwa life in prison
@mutsawashe136911 күн бұрын
Sounds like this driver aiitoda kuzviuraya asi asingade kufa ega. Anofanirwa kusungwa. Condolences kune vakashaikirwa.
@ngonidzashezhou867210 күн бұрын
True I agree with you, he should be sentenced kana life in prison chaiyo
@sandramuchongwe2049 күн бұрын
Driver uyu anga atogara ayine mhepo dzake like a mission. Mwari ngavanyaradze hama dzaka rasikirwa nehama dzavo rip to those people who lost their lives 😢
@Nunec11 күн бұрын
Zanu must go mhani, healthcare system kufa kuti fii
😭😭😭😭😭ishe wangu Mhuri dzavo dzinyaradzwe namwari veduwee ka
@ellenmudzimiri76610 күн бұрын
😭😭 so sad
@Wulalah-u1v11 күн бұрын
🥺🥺🥺🥺This is so sad to listen to, what a heartbreaking narration of the story. Thank you aunty Stella and my condolences to the bereaved families. Get well soon Mainini
@angelinemaseko351410 күн бұрын
Madriver matipfuufdza nepanorwadza moyo rest in peace mu colegue
@Lostplace189611 күн бұрын
Why go kupolice first munhu achifa, this system needs to stop, help first, then police next
@tinashenevile489211 күн бұрын
Haa wangu takura one pa accident scene obva afira mumota mako unoita sekunge ndiwe wamuuraya, talking from experience hazviitwe you will be a witness from start to end of the burial. Mumota mako haadzike even afa kare until all investigations are done. vanokuti who gave u the right to put your hand on him/her are u a doctor or medical practitioner?
@esnathkamushinda730911 күн бұрын
But apo yange yaaccident yaiizivikanwa nevanhu wakawanda@@tinashenevile4892
@Lostplace189611 күн бұрын
@tinashenevile4892 still that system does not make sense, munhu kuhospital, life is more important than procedures
@Tendy262911 күн бұрын
@@tinashenevile4892But uyu akamutakura ihama yake aifanira kuenda ku Hospital straight ko munhu akafa al Mumwe anenge akwarira mukati anenge achida quick medical attention
@tysonmataula504211 күн бұрын
I think ngakuve ne police post ku hosp than kuwandira muroad
@Marshall-n7g11 күн бұрын
Rambai muchitenda Mwari mhamha, uye mufambe muchinamata,kunevakashaika may their soul rest in peace
@nyaraichizuzu830311 күн бұрын
Ndokufarirai sis Stella
@munashelindamarumani83123 күн бұрын
RIP Tito.. One of the good people that died paSpot our hood will never be the same, kuchurch chaiko your absence totoinzwa, so much people that you helped will always remember you... Takabaiwa 💔💔
@DadairaiMamwoyo11 күн бұрын
Stella muusha ndiye ane chimuti excellent maCc😂 haa mkoma wangu Mataura pamutemo nyika yafa mwariwe verape vacho vachisungwa here hapana iko kuurayana marriage iwaya ko vana zvavo kuuraya nyika haichina rudo iyi kunamata kwacho vanhu vakunyepera ratova bizness tarisai social media yazara nevanosvikirwa almost nyika yese kusatya machira ayaa emudzimu veduwe woti tinobuda pakadero Vanamukoti vane hutsinye ungati takavatuma kudzidzira basa racho aiwaa ihondoo chaiyo
@Dalailama367411 күн бұрын
Vakomana🤦 emergency yasvika na05:20 pachipatara and then patient yozowana help after 16:00, haaaa zimbabwe yakadhakwa. Mbavha dziri kuba mari dzichitenga mota everyday kumasowe.
@SibongileNdlovhu11 күн бұрын
🤦🙆
@shingiraitrevormboto210511 күн бұрын
City of harare ndyo ikuita zvemota dzemasowe?
@pattymwale140911 күн бұрын
😢😢
@yeumoyo389 күн бұрын
Garry Mapanzure zvakaitika futi...haa our system iri kurwadzisa
@netsashumbanhete780511 күн бұрын
Heartbreaking....kuhosp ivai nemoyo Mwari vakakupai basa kuri mubatsire vanhu inyasha we also wanted to be nurses /doctors but njere pange pasina .lmi murimufield batai basa veduwee an accident victim from morning kusvika na4pm ityai Mwari imi...
You are right veduwe aah nhai police report yei shuwa mnhu aripa critical nhaimi
@lesleymutseka881611 күн бұрын
Madriver emakombi ndizvo zvavari nharo kana ukatomutsiura unogona kutukwa zvisingaite
@AuxilliaMadzimure11 күн бұрын
This driver should be charged with man slaughter,,,l can only describe him as the devil on a mission,a true definition of being possessed,,he should never be allowed to drive even in the after life,,haatotenderwe kukwira Kombi or public transport zvitori nani atyaire bhasikoro ,zvimuwane iye oga nexttime.
@ConstanceChihwiza11 күн бұрын
Uuuu zvinorwadza muZim manyanya kuita ma accident chii chaizvo imhepo here chii
@daisymafaifi5111 күн бұрын
Neglecting of suffering patients, especially following a traumatic accident, shows a profound failure of care that can be attributed to a complex mix of systemic, ethical and personal factors. These issues call for comprehensive reforms, including improved working conditions, ethical training, stronger accountability measures and resources that enable doctors and nurses to fulfill their duties compassionately and effectively
@daisymafaifi5111 күн бұрын
Seeing nurses walk around seemingly indifferent to patients in trauma, highlights a combination of issues from burnout and emotional fatigue to corruption, lack of accountability and inadequate training. This indifference not only endangers lives but also erodes public trust in the healthcare system, leaving communities feeling abandoned and vulnerable.
This is sad😢😢..deepest condolences to the families that lost their loved ones
@nestargandidzanwa75386 күн бұрын
Shame so sad😢😢, rest in peace kune vakarasikirwa nehupenyu
@Michaelmushamba27411 күн бұрын
Ma nurses izita kt vakungot varipa bsa but hapana hapana
@margaretmoffat470111 күн бұрын
Very true especially pa Pare I was there last year baba vangu varohwa ne matsotsi vakatyorwa ruoko mbabvu I cried in front of one doctor mhere chaiyo handina mate navo vanhu ava very few vane mweya weku batsira but in this country if u don't have money uuuumm only God u need not these people heartless or wicked I don't even know how to describe them
@chiedzamapfumo69206 күн бұрын
Hooo chokwadi here😢
@ernestmbaura30862 күн бұрын
But mishonga hamuna muzvipatara umo
@lindachanetsa439510 күн бұрын
So heartbreaking 💔 mwari vanyaradze mhuri dzarasikirwa
@lee-annlaurence61507 күн бұрын
So sorry. Mai ava also needs counselling. Trauma yacho yakaoma. 😢
@joymunyoro73429 күн бұрын
Haaa Zanu ndiyo yauraya vanhu cos zvinhu zvese muZimbabwe chioko muhomwe vanhu havachina matyira cos vanongoziwa kuti ndinongodhiza kuporisi
@NatashaHweru11 күн бұрын
Zvorwadza ufunge get well soon mam 😢😢
@delishe217811 күн бұрын
Lost my uncle in that accident 😢😢
@Fifi-pr6mc11 күн бұрын
sorry hey 😢
@tracychiumba143611 күн бұрын
Nematambudziko 😭nyaradzwai NaShe
@AshyChidaz11 күн бұрын
Very sorry
@Sheila-yr8jq11 күн бұрын
Sorry nematambudziko
@emilymhungu551611 күн бұрын
Nematambidziko 😢
@lydiatigere475911 күн бұрын
Rufu rwetsaona runorwadza hamawee ,Nyaradzwai nashe vose vanehama dzakashaika, zvinorwadza asi ndiyo nzira yedu tose
@JudithMamoyo9 күн бұрын
Shame 💔 zvinorwadza zvakaitiks. Get well soon mom
@BetinaMirias11 күн бұрын
So sad RIP Stanley zvinorwadza
@tondeshamuyarira61858 күн бұрын
Stella Muusha straight outter Mfombi
@samuelngirazi963611 күн бұрын
Minister of health must look into this thing, why maDrs vachishaika pachipatara, sure accident yakaitika kuseni vanhu vosvika kuchipatara vozoonekwa manheru what is this
@mariazulu68059 күн бұрын
Ma Zimbabweans Imimi makaisa zanu chisimukai zvakare muende kuna minister anoona nezve health motaura kuti ngavise mutemo iwoyo kuzvipatara.kwete kuswere muchitaura zvisina basa ndimi maka vota so it’s your right to go raise your voice
@emmanuelmakuvise79089 күн бұрын
Dai vanhu vaibatana pakumisa driver achimhanyisa kombie nokuti vazhinji vanonyarara iye oita zvaanoda hake kunge akatakura masaga. Pple let's get together n fight for our lives chaainyararira achiudzwa uye asingachinje speed opinda red robot fut nxaaaaaa😢
Combi driver the only culprit, Gonyeti had right of way no issues with him,
@priscambodza965810 күн бұрын
Vese were wrong parobot n intersection hapana right of way you reduce speed exercise caution bcz kune team amber rinenge richiti dakubeater amber unosangana naye
Asi were is the Accdent Fund in Zimbabwe...were is the Government
@NomatterGandidzanwa11 күн бұрын
So sad rest in peace Neil my brother 😢
@loncianyamukapa44258 күн бұрын
Kana life in jail chaiyo veduwee its hard losing a loved one akutozviendera kubasa kunoshandira mhuri yake cz of kombi driver recklessness aah takarwadziswa isu😭💔
@lorrainemazhawidza679011 күн бұрын
May the souls of the departed rest .....zvinogwadza hazvo
@aleckwalusa654811 күн бұрын
This is heartbreaking 💔.Hard to listen shem…Rest well to everyone who lost his/Her life…To those who wer injured get well soon.
@HerbertMakanyanga11 күн бұрын
Stella your the best 🎉🎉🎉🎉🎉
@kudzinyama495710 күн бұрын
Vanhu vapera ne maaccidents Mazimbabwe. Zvinorwadza. May they all rest in peace
@MellisaMubayiwa11 күн бұрын
😢😢😢😢shame rest well ,,vakapona rambai mchinamata
@takundasigauke996811 күн бұрын
Mai ava vakapona must be traumatized up to now ukawona uchipona pakadai ndi Mwari . Ko driver wekhombi why was ignoring kunzi Mira worse crossing a red robot as if ayida kuchekeresa vanhu? Ma khombi apedza vanhu ku Zim , We have 1 life uyu driver uyu mmmmh.
@AddingtonMaziseКүн бұрын
Dai kuri south africa mom's ava vatove millionaire already nemari ye road accidents fund but ne zanu hokoyo nyika yafa
@OphirZw11 күн бұрын
5 am....and received nonsensical attention at sunset, Zimbabwe ja neh
Police report munhu achifa? Nxa Zimbabwe is still behind. I remember takaita accident kuSA. Takaiswa mu emergency first because the police came on scene fast.
@foffoes732111 күн бұрын
Police inoti mushikashika hatidi, but in the middle of that operation officer vakutoudza kombi driver kuti paka mushe apa iwe, bcz varikudya navo.vanhu vapera and police mdoimwe iku contribute.