Ndakarova Mudzimai Wangu Akafa Mushure Mekunge Ndamubatira Mamessage

  Рет қаралды 28,502

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 152
@sandranyakuseka1286
@sandranyakuseka1286 2 ай бұрын
Vanhu hatisi kunyatsoterera here kana kuti chii,inga hanzi akarova mukadzi akafa nekuti akanga aona mamessage muphone,ane mwana one,zita anonzi Amos ane 38 years,nditeacher,mhosva yakaparirwa kuChimanimani,mhosva yakaitika 2020,😅
@solomonmachokoto1274
@solomonmachokoto1274 2 ай бұрын
Ukaba mombe 20 yrs in prison,kuuraya mukadzi 8 yrs. Our justice system is a joke.
@farisainokhutuladzokurasa730
@farisainokhutuladzokurasa730 2 ай бұрын
Zvezvaonekwa kuti it was not interntional
@solomonmachokoto1274
@solomonmachokoto1274 2 ай бұрын
@@farisainokhutuladzokurasa730 That's asinine. It's like throwing rocks at glass objects, and when the glass breaks you say I didn't mean to break it. What's your intentions when you're punching your wife on her head other than cause bodily harm that might lead to death? Anyways in my opinion intentional should be life in prison, unintentional should be at least 25 yrs. Life is precious.
@dzidzaisibanda7069
@dzidzaisibanda7069 2 ай бұрын
Chokwadi munhu akauraya munhu opiwa 8yrs chete haa imika hurumende tiitireiwo serious imi musangokudza mazidzoro ayo musingafunge nxaaa
@TendyFrosty
@TendyFrosty 2 ай бұрын
Ngozi inovapedzera hayo
@DadairaiMamwoyo
@DadairaiMamwoyo 2 ай бұрын
@dzidzaisibanda kufunga kwakushoma aitoda lyf ikk
@Nunec
@Nunec 2 ай бұрын
Culpable
@dianambuwayesango9017
@dianambuwayesango9017 2 ай бұрын
Akatingerwa culpable murder Ine mutongo wakaderera Paive paine provocation uye zvakaitika pasina kuti akaronga kuuraya mukadzi Zvasiyana nemurder with intent to kill Ngozi vanotoripa haina kuti pane chikonzero
@eliaschapendeka8636
@eliaschapendeka8636 2 ай бұрын
Kana tatadzirana mudzimba hatidzidzei kutaurirana pane kugadzirisa nekurovana zviri nani kusiyana mese muri vapenyu
@JemimaBhobho-y1c
@JemimaBhobho-y1c 2 ай бұрын
Mwana akakura akanzwa kuti makauraya mai vake hey anenge arima1
@TryphineMuchezana
@TryphineMuchezana 2 ай бұрын
Asi mukoma sly vanozvarwa namukoma Robert hre kakufanana
@ForgetSiziba
@ForgetSiziba 2 ай бұрын
Vanotondinetsawo vanhu ava handihwisise
@gloriamadungwe5291
@gloriamadungwe5291 2 ай бұрын
Mabrothers
@gloriamadungwe5291
@gloriamadungwe5291 2 ай бұрын
Mabrothers
@perpetuanyamasoka
@perpetuanyamasoka 2 ай бұрын
Sylvester T and Robert T
@EmelyZvimbi-s4b
@EmelyZvimbi-s4b 2 ай бұрын
Anenge ma twins coz vese nditafumanei plus they used to work together
@gloriamugari9674
@gloriamugari9674 2 ай бұрын
So painful
@MOLLYMolly-o3u
@MOLLYMolly-o3u 2 ай бұрын
Teacher asinga funge kuita kunge asina kudzidza shuwa..
@charlesmvula3925
@charlesmvula3925 2 ай бұрын
Zvakaoma
@DadairaiMamwoyo
@DadairaiMamwoyo 2 ай бұрын
@Molly teacher wekupi dofo wakadii kumusiya akaenda kwawo
@chiherachashe8208
@chiherachashe8208 2 ай бұрын
Emotions does not care kuti wakadzidza kana hauna. That's why even graduates vari kufoira zvemujolo izvi. Self control hainei nechikoro or lack of ir thereof
@talentpaidachipunza4587
@talentpaidachipunza4587 2 ай бұрын
Slymedia tipeiwo presenters anoziva basa
@weblanMaths
@weblanMaths 2 ай бұрын
True. Uyu haaskugona kana. Nyaya Haina kumbotsanangurwa
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 2 ай бұрын
Nhaimi aah 😂😂😂😂
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 ай бұрын
Nhai hako iwe kutadza kuti sms yacho yanga iri yekutichii akashandisei kurova munhu wacho
@MemsNyach
@MemsNyach 2 ай бұрын
😂😂😂ndiye Sly wacho iyeyu
@ThandiweMacheka-c8h
@ThandiweMacheka-c8h 2 ай бұрын
Mkom a sly tsveee nyaya yenyu tande kunyaya yemaFrizits Toda kuhwa kuti zvakafambasei akamurovanei mkadzi akadini nokuzoenda kuchipatara akaenda nani uye chiii chakaitika chaizvo vanhu pachikoro zviii zvakaitika
@ColleenChikanya-h5c
@ColleenChikanya-h5c 2 ай бұрын
Presenter wacho haagone basa arikuinterviewa wacho 6 na 9 chaiyo
@Lorrainemudiwa48
@Lorrainemudiwa48 2 ай бұрын
Anonzani uyu but akafanna naroberty
@dzidzaisibanda7069
@dzidzaisibanda7069 2 ай бұрын
I​@@Lorrainemudiwa48ibrother ya Robert
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 2 ай бұрын
​@@Lorrainemudiwa48Sylvester I brother yaRobert
@Lorrainemudiwa48
@Lorrainemudiwa48 2 ай бұрын
@paulinegwati8782 ok thanks
@FaithMusanoka
@FaithMusanoka 2 ай бұрын
@@Lorrainemudiwa48 endai mobvunzawo mega
@reeghanmakuwerere3707
@reeghanmakuwerere3707 2 ай бұрын
Vachizonyatsochinja here vanhu ivava or kangozi kemukadzi waakauraya kanogona kusamusiya Akazoroora haasi anozongogara achirova the next mukadzi here
@DadairaiMamwoyo
@DadairaiMamwoyo 2 ай бұрын
Zvinoda Kuti achida kurara nemkadzi oona face yake zvodhakwa hanty ndiyo yaakamuurayira ongorega kuita kaa kukurira mahara
@Chpo-p6m
@Chpo-p6m 2 ай бұрын
Mhondi ngaifire mujeri its not fair 8 yrs ishomasa
@LydiaMwapamba
@LydiaMwapamba 2 ай бұрын
Wh y 8 yrs aaaaaaaaashiti😢😢😢😢😢😢😢
@bvunzawabayaclever46
@bvunzawabayaclever46 2 ай бұрын
Makati henyu hamudi kuita focus on mhosva kuti yakaparwasei uye munhu akazobatwasei but
@doreenhombarume4787
@doreenhombarume4787 2 ай бұрын
Mkomana Sly imimi yo face is different everyday kana makawanda balance me mkoma,good work keep going ❤
@shoraichigutaa4150
@shoraichigutaa4150 2 ай бұрын
Vaviri umwe wacho NdiRobert Tapfumanei
@doreenhombarume4787
@doreenhombarume4787 2 ай бұрын
@shoraichigutaa4150 thanks hoo
@favmazira7337
@favmazira7337 2 ай бұрын
Uyu haasi kuda kunyaysotaura nyaya yake
@admiremandizvidza3275
@admiremandizvidza3275 2 ай бұрын
Makes sense these guys are two. But loks identical. This one is too serious though whilst Robert is a bit free, open and humorous lol
@RosewitahBegedhe-rf2tx
@RosewitahBegedhe-rf2tx 2 ай бұрын
Zidofo unouraira mnhu izvozvo ko iwe Haus pfambi hr,wakadii kumuramba pnwe ndiiwe waitomunyma zvaanoda semdzamai wako iwe uchnofara nevamwe vakadz. Dei wagaramo fr gud nt 8yrs idzo,,ndiwe wakamuzvara hr unouraya mbhu.ipapa nepfuma hauna kubvsra...wakaipa iwee mhondi
@CharletteChihelele-d5v
@CharletteChihelele-d5v 2 ай бұрын
Shanje dzisina musoro So what's the use of education kanq isina kuku vhura brain xaa Mukadzi kufira messages chete
@DarlingtonMakoni-i9m
@DarlingtonMakoni-i9m 2 ай бұрын
Amos waz my classmate mufunge very sorry to hear that but this guy Amos Gwinya was so quiet even at school
@chiherachashe8208
@chiherachashe8208 2 ай бұрын
Ivo vakanyarara ivavo ndoonyoka dzoorumira muvhu
@NonhlanhlaVundhla
@NonhlanhlaVundhla 2 ай бұрын
Mistaken incident you could have walked away dude haaa uchirikutaura English ugere
@HemishGovera
@HemishGovera 2 ай бұрын
Interviewer was disappointing, kutadza kubvunza munhu directly kuti "what happened on the day?"
@SlyMediaTv
@SlyMediaTv 2 ай бұрын
Listen good it has been asked three times the first question 2) 3:02 3)3:40 you will be a good journalist on the right questions you need to improve on your listening skills 😂
@Allensoothingrelaxation.
@Allensoothingrelaxation. 2 ай бұрын
Usade kuzvinatsura teerera wamwe iwe Sly ndokuti unyatsogone ,munhu ane point uyu​@@SlyMediaTv
@HemishGovera
@HemishGovera 2 ай бұрын
@@SlyMediaTv Teerera Tilda ugodzidza, you had to probe to understand how to get a person to tell their story, the interviewee glossed over his story and you missed an opportunity to get them to tell their story unencumbered.
@amandamuparutsa9253
@amandamuparutsa9253 2 ай бұрын
inga wabvunza wani but its just that that guy is closed up
@RuramaiMUYENDESI
@RuramaiMUYENDESI 2 ай бұрын
SlyMedia haugone basa iwewe unobhowa kuita kwako
@reaganmusariri8199
@reaganmusariri8199 2 ай бұрын
Chihure chinourayisa . Ukasafa neAids unofa nekupondwa
@juliehandityi5784
@juliehandityi5784 2 ай бұрын
akahura ndiyani
@freedomjunior5291
@freedomjunior5291 2 ай бұрын
Vakadzi vazhinji vakasvirisa mulockdown, mukadzi we friend yangu akamitiswa
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 ай бұрын
Kkkkkk ndozvinonetsa pamukadzi unoita munyama mimba yobva yabata and nhumbu idzodzo hadzibve,zvasiyana nevarume vanongosiya mbeu
@StellaMatambo
@StellaMatambo Ай бұрын
Munhu aba mombe onzi 25 years auraya munhu 8 yrs aaaaaaah lets be serious huori hr what's this ngozi haina huori hama yangu uchasangana nazvo iwe mkadzi muka umwe nyaya yako iko zvino akutoronga bussiness iwe.wakafa so painful
@markgamanya3084
@markgamanya3084 2 ай бұрын
Why you didn't walk away if you suspected she was cheating on you, rot in jail.
@alfredtatendaviyano3054
@alfredtatendaviyano3054 2 ай бұрын
Sly media iwewe nema Presenter ako murimadofo chaiwo....hamuchinje itai muchitarisa comment section
@jahmunetsi2997
@jahmunetsi2997 2 ай бұрын
Uyu mufesi anobhowa.I stopped watching wen he took over from Pelagia aka Sokhostina.
@tobs7968
@tobs7968 2 ай бұрын
​@jahmunetsi2997 You stopped watching but unowuya kuzo commenter 😂😂😂😂😂😂
@eresinamaisiri7490
@eresinamaisiri7490 2 ай бұрын
Ndakambonzwa achiti they concentrate more on rehabilitation not kuparwa kwemhosva,vanotosponsor maex-convicts kuti through zvavanenge vadzidza vazowane pokutangira.thats why the dwell more on zvavarikubata nekudzidza varikujere.
@GeorgeMadhiwu
@GeorgeMadhiwu 2 ай бұрын
Ma 1 wakapara ngozi
@PhineasChirume
@PhineasChirume Ай бұрын
Chirungu ndecheiko
@TakudzwaGudyanga
@TakudzwaGudyanga 2 ай бұрын
Ahhhhhhh my friend
@EmmanuelMokwena-iz5ir
@EmmanuelMokwena-iz5ir 2 ай бұрын
Zvatinoty vakadzidza ndivo vanhu vanotanga vafunga vasati vaiita saka chikoro APA achina kushanda zvee
@perpetualmupete2506
@perpetualmupete2506 2 ай бұрын
Intelligent is not wisdom
@simisongwenya6495
@simisongwenya6495 2 ай бұрын
You are not even feeling guilty , hauna pfungwa muurayi . 8 years ishoma you deserve 30 years iwe
@chipomarasha4944
@chipomarasha4944 2 ай бұрын
Eish Amos is a very quiet guy zvakaitika zvakaitika imhepo dzinofamba be strong my guy
@Lettythelady
@Lettythelady 2 ай бұрын
Munhu wa teacher anotadza kunatso explainer so chii nhai hapana zvataura apa
@nubianqueen4375
@nubianqueen4375 2 ай бұрын
Neverssness can cause
@briantinorwa6203
@briantinorwa6203 2 ай бұрын
Teacher from Temu
@ColleenChikanya-h5c
@ColleenChikanya-h5c 2 ай бұрын
I can imagine vana vaidzidziswa
@mercybakacha
@mercybakacha 2 ай бұрын
​@ColleenChiarikanya-h5c Ari confused veduwe mujere munovhiringa njere
@TendaiMutambo
@TendaiMutambo 2 ай бұрын
Teacher wedu akasungwa 😢
@margaretdzingirayi-xd9le
@margaretdzingirayi-xd9le 2 ай бұрын
Ma siblings
@JemimaBhobho-y1c
@JemimaBhobho-y1c 2 ай бұрын
Hapana mistake yekuuraya munhu unless manetsana wapusha munhu akadonha akafa ndoinonzi mistake
@TakudzwaGudyanga
@TakudzwaGudyanga 2 ай бұрын
APA anga Ari teacher panhedziwa
@LetwineZharati-mr3sr
@LetwineZharati-mr3sr 2 ай бұрын
Aah hoo aidzidzisa panhedziwa gore ripi,ndopandakadzidza
@bridgetchinonzura3264
@bridgetchinonzura3264 2 ай бұрын
Riini
@deliwendlovu6954
@deliwendlovu6954 2 ай бұрын
No good explanation fira mujere you are a fake teacher nxaa firamo
@sibongiletafa1507
@sibongiletafa1507 2 ай бұрын
Amen harimbofunki kudeura ropa kwerakaita zi mhondi iri
@PreseviaranceMarangwanda
@PreseviaranceMarangwanda 2 ай бұрын
Yea ma 1 marriage ikanetsa better kusiyana pane kuzorwa kusvika apa
@SympaMaccony
@SympaMaccony 2 ай бұрын
Uyo ngaasiye basa uyo hapana zvatanzwa apa zidzoro
@TsitsiNyamapanda
@TsitsiNyamapanda 2 ай бұрын
Nhai wats ths yakaparika sei mhosva kana asingadi ngaasanoita ma interview acho
@HemishGovera
@HemishGovera 2 ай бұрын
@@TsitsiNyamapanda Good point, ndamuudza pamusoro apo akada kuzvimba musoro kkkk @slymediatv
@talentpaidachipunza4587
@talentpaidachipunza4587 2 ай бұрын
Hapana kana chaanoziva zvake
@Nunec
@Nunec 2 ай бұрын
Lol muri kubata maoko murderer evictim yake
@SheyneMusvosveri-n5l
@SheyneMusvosveri-n5l 2 ай бұрын
Urimhondi wakamuurairei Dai wakatsvaga mumwe wakamusiya arimupenyu satan zimhondi
@Lorrainemudiwa48
@Lorrainemudiwa48 2 ай бұрын
Uyu ndiye ani
@nellisamukomberanwa5578
@nellisamukomberanwa5578 2 ай бұрын
Why 8yrs for murder? Unbelievable. Nyika yedu inombofamba sei chaizvo
@sibongiletafa1507
@sibongiletafa1507 2 ай бұрын
Dai rikagaramo mijeri rikasabudamo zimhondi iri
@leekambanga6450
@leekambanga6450 2 ай бұрын
Saka the law in Zimbabwe inokoshesa mombe kudarika hupenyu hwemunhu
@ConstanceTsuruseni
@ConstanceTsuruseni 2 ай бұрын
Zvozomboda here chirungu pamhondi
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 2 ай бұрын
Nhai nhai
@dianachinengundu7403
@dianachinengundu7403 2 ай бұрын
ko kuzoda chirungu kkkkk mudzidzisi
@mbure7
@mbure7 2 ай бұрын
8 March 2020 , Shame !!
@AnenyashaSarireni
@AnenyashaSarireni Ай бұрын
Uri mhondi zvechirungu chimbosiyai
@SophiaChabata
@SophiaChabata 2 ай бұрын
Hubaba vanhu vakawanda vanoda kuhuratidza thru kurova haaa why. Divorce and abuse ndechipi chiri nani veduwe
@TanyaZindoga
@TanyaZindoga 2 ай бұрын
8 years chete dai akanzi life
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 2 ай бұрын
Veduwe vanhu rambanai muri vapenyu marriage haidi n,anga , muporofita,hama , mufundisi shamwari ukangoona vanhu ava vopindira chasara i Jeri ,ngozi kana urema
@doreenhombarume4787
@doreenhombarume4787 2 ай бұрын
@@Dadirai-xg3no true,kana zvaramba, zvaramba
@Dadirai-xg3no
@Dadirai-xg3no 2 ай бұрын
@doreenhombarume4787 yeah zviri nani kusekwa kunzi single asi une peace of mind
@vongaigwavava5397
@vongaigwavava5397 2 ай бұрын
Baba vasimba ava
@abigailmpofu4210
@abigailmpofu4210 2 ай бұрын
Saka urikusekererei ipapa
@RosemaryDzamara
@RosemaryDzamara 2 ай бұрын
Ko nyaya yekwaNyakuchena kuMudzi yapapi yeSatanism pachikoro, toda follow up pliz, vanhu vakushungurudzwa nekushaya zivo,
@richardbvunzawabaya8915
@richardbvunzawabaya8915 2 ай бұрын
Sly media tipeiwo ma better interviewers, this is very dissapointing, i encourage you to watch behind bars, hatina kana kutzwa kuti mhosha yacho zvakafamba sei, the questions are just haphazard
@lydiamusarapasi8316
@lydiamusarapasi8316 2 ай бұрын
Zvekurova mkdzi izvi hatizvidi unorova mnhu ari kuda kutofa hake ukaita ngozi. Ticha asina brain vakadii kuiita walk away.
@tadiwa.t8681
@tadiwa.t8681 2 ай бұрын
How can you talk about nyaya Yemafrezzits more than nyaya yekuurayiwa kwemunhu so that otheŕs can learn kuti zvakaipa. Nxa
@vongaigwavava5397
@vongaigwavava5397 2 ай бұрын
Imagine
@TinasheChari-hk1rm
@TinasheChari-hk1rm 2 ай бұрын
Ngaataure chirungu ariko ikko isu tichingwavha ngwavha
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 ай бұрын
Zimhondi iri 10yrs dzishoma
@ChenaiGaja
@ChenaiGaja 2 ай бұрын
Ndikudawo mafreezits ayo kuno Cape Town
@SlyMediaTv
@SlyMediaTv 2 ай бұрын
+263 202065705 Mutare Zpcs PR department can help you buy ma freezits
@juliehandityi5784
@juliehandityi5784 2 ай бұрын
huya utore ndirikugoodwood😆
@samanthakane9986
@samanthakane9986 2 ай бұрын
Rume iri rinonyepa aigara achishungurudza mukadzi now akuda kuita victim blame futi. Imhondi uyu
@TendaiMutambo
@TendaiMutambo 2 ай бұрын
Satani.haasi kumira zvachose😢
@HopewellGororo-ux6xe
@HopewellGororo-ux6xe 2 ай бұрын
Amola zvinowanikwa homeboy wabuda chitsvaka mwari
@MellisaMubayiwa
@MellisaMubayiwa 2 ай бұрын
Hatina kwatiru kuenda senyika a teacher??? And wotopiwa 8 yrs for murder nekuti it was not intertionally asika ichauya hayo ngozi ini ziii hangu semunhu apererwa😢😢
@abigailmpofu4210
@abigailmpofu4210 2 ай бұрын
Taura hako
@margaretdzingirayi-xd9le
@margaretdzingirayi-xd9le 2 ай бұрын
8 years chete this is a joke zvakangooma hazvo veduwee
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 2 ай бұрын
Uyu should never be helped. Unouraya mwana wemumwe munhu uri ani. Rombe chairo. Now ngozi with you. Temporary teacher uyu
@mosimosi630
@mosimosi630 Ай бұрын
He should have been given a life wtf is this nxaaa
@oniastinago5648
@oniastinago5648 Ай бұрын
Hurumende yamnangagwa it's a joke 😂8yrs murder, corruption hauna mhosva human rights imhosva unofira mujere second republic yematununu😂
@ShirleyShirley-s2b
@ShirleyShirley-s2b 2 ай бұрын
Dai wakamudzinga pane kuponda
@getrudegotosa1805
@getrudegotosa1805 2 ай бұрын
yah pakafamba satan ngozi mumusha
@taniapondo1602
@taniapondo1602 2 ай бұрын
Wakatopihwa mashoma 8yrs for murder
@St-G2
@St-G2 2 ай бұрын
Usafe wakaita zvibhakera nemukadzi, they are very weak but vanotaurisa. They will poke you to the extreme but iwewe if you respond nevhinzi unouraya munhu. Nyangwe akaita giant sei gen’a vakadzi havana simba you cant fight them. To fix her, jola nefriend yake, munin’ina wake, amainini vake , muzukuru wake, some close ndokumugona or kuroora umwe mukadzi wobvawazvivharisa.
@MellisaMubayiwa
@MellisaMubayiwa 2 ай бұрын
Yoweeeee finish ndakutadxai hangu mambo😂😂😂😂😂
@silindiwetshumasilindiwe7811
@silindiwetshumasilindiwe7811 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@TafadzwaTafadzwa-l6p
@TafadzwaTafadzwa-l6p 2 ай бұрын
Eeeeee pakaipa ma1 mudzidzisi musadaro
@MariaNyika-n1b
@MariaNyika-n1b 2 ай бұрын
Huteacher hwenhando kurova mukadzi kusvika afa waiti uri kurova mhuka yesango here
@BrightonChiyungu
@BrightonChiyungu 2 ай бұрын
Zvakaoma shuwa
@dianamureru7842
@dianamureru7842 2 ай бұрын
Ooooh shame ...this guy anga akanyarara
@LydiaMwapamba
@LydiaMwapamba 2 ай бұрын
Usabuda kunze iwe
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 ай бұрын
Satan aripabasa zvake
Мен атып көрмегенмін ! | Qalam | 5 серия
25:41
When you have a very capricious child 😂😘👍
00:16
Like Asiya
Рет қаралды 18 МЛН
coco在求救? #小丑 #天使 #shorts
00:29
好人小丑
Рет қаралды 120 МЛН
HOME AWAY FROM HOME: Ndakapisira Mukadzi NeChikomba Mumba
21:58
SlyMediaTv
Рет қаралды 49 М.
Akatema Mwana  wake ne demo .akafa  Karanganda TV must watch
53:22
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 26 М.
Мен атып көрмегенмін ! | Qalam | 5 серия
25:41