Tinotenda nevhangeri munhu waMwari .. Dai Mwari vatibetsera timire nokusimba tisambotya ,uye miyedzo painouya tikwanise kuramba takabatirira padzidziso iyi
@UniteMuchirahondo4 күн бұрын
Dzidziso iri munziyo iyi iri deep .. Tirikunzi tinyengetere, totsungirira,togadzira .. Zvibvunze hama yangu kuti pauri kugadzirira uri kuita zvinofadza Jehovha here
Kuda kwavo Jehovha ngakuitwe, powerful sermon Thank you Apostle.
@zwelithinimthombeni71876 күн бұрын
Mufaro munaShe Jesu Christu
@graciousbishop-us6hr6 күн бұрын
Tinotenda rudo rwavo Jesu Kristu dai tawanirwa nyasha tavatvaka Jesu nemoyo inoda. Satan aripakupota pota acitsvaga wokuparadza ashaiswe simba zvachose
Tinotenda nekuzadzisika kwamagwaro anoti cakutumiray yose....truly u are man of God Apostle ....Mwari vakucengetey vakuwedzere simba pabasa napashoko hukuru hwavo Jehova hukudzwe nekusingaperi