DACR Mambo Jesu hupenyu

  Рет қаралды 55

Apostle T Makandire

Apostle T Makandire

Күн бұрын

Пікірлер: 19
@trevormthombeni5955
@trevormthombeni5955 Күн бұрын
Amen Apostle. Kutirwira kana kusatirwira mambo Jeso vanoramba vachinamatwa.
@EnvymusarakufaEnvymusarakufa
@EnvymusarakufaEnvymusarakufa 9 күн бұрын
Amen tinotenda Apostle dai Mwari vapindira tikwanise kuzvininipisa totendera Jehovah kuti vaite kuda kwavo 🙏
@MichaelMoyo-nr8le
@MichaelMoyo-nr8le 35 минут бұрын
Siyabonga ivangeli elilamandla
@amosmutsambwa5893
@amosmutsambwa5893 9 күн бұрын
Amen tinotenda Apostle....Tenzi Jeso ndiye hupenyu itai kuda kwenyu muhupenyu hwangu ndive tembere yenyu itsvene
@graciousbishop-us6hr
@graciousbishop-us6hr 9 күн бұрын
Jesu Kristu tovarumbidza ndivo vanobata mweya yedu.Totenda shoko raMwari ramunotiparidzira
@EthelMthombeni
@EthelMthombeni 8 күн бұрын
Amen inenge isati yakwana nguva chero zvakaipa zvitumirwe hazvibudirire thank you Apostle powerful sermon
@MagdaleneCephas
@MagdaleneCephas 8 күн бұрын
Amen Kuda kaJehovah ngakuitwe pane zvose zvatinoita sevatendi
@amosmutsambwa5893
@amosmutsambwa5893 6 күн бұрын
Kuda kwavo Jehovha ngakuitwe, powerful sermon Thank you Apostle.
@davidmavodo6765
@davidmavodo6765 9 күн бұрын
Amen,Siyabonga umthandazo olamandla.Intando yakhe mayenziwe.
@PetrosMupeti
@PetrosMupeti 5 күн бұрын
Siyabonga APOSTLE intando ka JEHOVAH mayenziwe
@MuIsrael420
@MuIsrael420 8 күн бұрын
Chokutanga kukwazisa Mambo Jesu. Kutowana nguva iyoyi yekuungana tichidaira Amen inyasha chokwadi!!! Mwari akuchengetei Apostle Trust shoko rifambe mativi mana enyika, kuda kwaJehova kuitwe
@PreciousMutsambwa
@PreciousMutsambwa 8 күн бұрын
Powerful teachng .,.totenda nekutiparidzira shoko rinotiendesa kuhumambo hwekudenga
@MerryMtohombeni
@MerryMtohombeni 8 күн бұрын
Amen kuda kwenyu Mwari ngakuitwe
@simonpeter-j1p
@simonpeter-j1p 8 күн бұрын
Kristu musoro wekereke,kutanga kwezvisikwa zvose.mbiri nerukudzo kugwayana rechibayiro..Amen
@TapiwaTapiwa-p7c
@TapiwaTapiwa-p7c 9 күн бұрын
Totenda kuda kwa Jesu Kristu havaite kuda komunhu. Jehovha vanoita kuda kwavo. Ndibatsireiwo kusava kuda kwangu asi kuda kwenyu kuitwe Mwari waApostle.
@zwelithinimthombeni7187
@zwelithinimthombeni7187 8 күн бұрын
Amen Apostle.kuda kwaJehova ngakuitwe nguva dzose kusava kuda kwedu isu vanhu
@TabethTafirenyika-i3q
@TabethTafirenyika-i3q 8 күн бұрын
Tinotenda Apostle neshoko rinesimba dayi Mwari vatibatsira shoko ragara mumoyo yedu
@FortunateMukobo
@FortunateMukobo 2 күн бұрын
Hanzi titye uyo anokwanisa kubata nyama pamwechete nemweya ndiye oga anesimba pmsoro pehupenyu hwedu
@user-xc38fl8jBishop
@user-xc38fl8jBishop 9 күн бұрын
Gwayana ngaripihwe mbiri yaro , Mu Church Jeso Kritsu ndiye ano kwaziswa First , kuzvida kanakusazvida , learn from the Best .
DACR-Zvinoda kushinga saJobo
13:12
Apostle T Makandire
Рет қаралды 59
小丑教训坏蛋 #小丑 #天使 #shorts
00:49
好人小丑
Рет қаралды 41 МЛН
Try this prank with your friends 😂 @karina-kola
00:18
Andrey Grechka
Рет қаралды 4,6 МЛН
Divine Apostolic Church Revelation-Jesu ndiMwari
6:34
Apostle T Makandire
Рет қаралды 138
HOW GOOD WAS PELÉ?
18:28
Gustavo Marques
Рет қаралды 3 МЛН
PULEZIDENTI MUSEVENI E AMUDAT MU KARAMOJA
7:04
AGOOKYA MU NYAFFE UGANDA
Рет қаралды 41
DACR:David akatamba kusvikira Mai vapopota
3:36
Apostle T Makandire
Рет қаралды 103
Marabha
4:42
Learnmore Mugari
Рет қаралды 131 М.
Sudden assault near Kursk / Putin's statement
13:04
NEXTA Live
Рет қаралды 1,2 МЛН
Ivhangeri-vayeudziri
3:51
Apostle T Makandire
Рет қаралды 37
Ivhangeri-Zita ricanyorwa here?
13:44
Apostle T Makandire
Рет қаралды 82