Apostle tinotenda zvikuru kwazvo. Your preaching and teachings are real and save mankind from perishing in midst of darkness befalling. Tinotenda Mwari akushandisei zvikuru uye mubairo wakanaka kunevanoita zvakanaka.
Amen munhu waMwari. Basa renyu reNharirire ngarizadzwe nenyasha dzinobva kunaMwari. Mwari dai vakuwedzerai makore ekukusha nekuita nharirire !! Your patience with us is unmatched🙏🙏🙏🙏
@EthelMthombeni9 күн бұрын
Amen zvokwadi muri nharirire of our time munotibatsira neminamato tinotenda nedzidziso hamutisiye tichirasika munotidzora tinotenda neshoko
@PreciousMutsambwa8 күн бұрын
Tinotenda nekuzadzisika kwamagwaro anoti cakutumiray yose....truly u are man of God Apostle ....Mwari vakucengetey vakuwedzere simba pabasa napashoko hukuru hwavo Jehova hukudzwe nekusingaperi
@user-xc38fl8jBishop10 күн бұрын
Amen Tinotenda Apostle ne Shoko rine Simba ne Basa rino batwa na Mwari .
@simonpeter-j1p10 күн бұрын
An Apostle sent not from men nor by man,but by Jesus Christ and God the Father.
@amosmutsambwa589310 күн бұрын
Tinotenda Apostle neshoko rakanaka dai mwari vatibatsira tarinzwa nekurichengeta
@zwelithinimthombeni71878 күн бұрын
Tinotenda Jehova kuti vakatipa nharirire paDivine asi une nhamo uyo asingateereri munhu akatumwa naMwari