Maita basa nedzidziso, endererai mberi irikuti batsira
@Shona4Allofficial27 күн бұрын
@@mariajuziel7415 Tinotenda zvikuru.
@yangpeeofficial96617 күн бұрын
Mandiro ? Shona yenyu ndeipi iyi mudzidzisi ?
@Shona4Allofficial16 күн бұрын
@@yangpeeofficial966 Mandiro - plates
@Ms_Bee_0128 күн бұрын
Ndato nedepence hanzi uno zviketa ..Ma"am what's that mean in English /translate
@Shona4Allofficial27 күн бұрын
@@Ms_Bee_01 Ndato- I now have... or I've already... Hanzi- He/She/Someone said Uno zviketa (slang)-You're full of yourself (arrogant)
@theelectrifyingkudzaimungw823Ай бұрын
Nhai mudzidzisi,ndine mubvunzo. Mumutsara "he didnt go to work because he was not feeling well". Imi mati "nekuti haasi kunzwa zvakanaka. Hazvina kururama here kutaura "nekuti anga asirikunzwa zvakanaka" nokuti zvataurwa munguva rapfuura?
@Shona4AllofficialАй бұрын
@@theelectrifyingkudzaimungw823 Mubvunzo: Sei asina kuenda kubasa nhasi? Mhinduro: Haana kuenda kubasa nekuti haasi kunzwa zvakanaka. # anga asiri kunzwa.....- he was not feeling well but now he's ok. #haasi kunzwa....means he's still not feeling well. Both are correct depending on the circumstances .